Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Tinotenda Sekuru. Vaudzei kuti vana Tsika Muranda nesu takasiyana nekure kure. Ndovano svibisa chivanhu. Matendwa Atenzi👏👏👏👏👏👏👏
Sekuru vari honest zvandafarira
I came here seeing the name 😁😁
Me too kkkkkkk ndinokunzwa vamatuzvi kkkkkk
Kkkkkkkkkkkk
Me three 😆 🤣
Meeee4
😀
Kkk zvakaoma Kwai sekuru matuzvi anhuwoye
Sekuru Ava vari ril kwete zvekuromba izvo ..midzi yavo bhoo
Sekuru ava vari Genuine vanorapa chete havaroye munhu
Good stuff..pandinouya ku Zim ndinoda kumbovaona sekuru Matuzvi
Vana vezimbabwe chii nhai zita harina bsa sekuru ava vanorapa ndambokuudzai mokona kuyambuka nekuda kwezita
Ndavhunduka pavati shondo yakadonha,sekuru ava vanogona
Ekaka nhai Lindy Shondo 🙈
😂😂😂😂😂😂😂😂
Lol Zita racho funny chaiyo pakaipa aslong mudara uye achibatsira
Tipeiwo number dzasekuru avo vaMatuzvi. Vazhinji tingabatsirike tikaita one on one nasekuru Matuzvi.
Apa ndakuwara nekuseka hangu kkkkk. Sekuru Matuzvi...😂😂😂🤚
It's th name fo me kkkkkkkk.....Sekuru Madhodho.
Ndadanwa pano nezita ra sekuru ava🤣🤣🤣🤣🤣🤣 Kule Matuzvi
Sekuru seem to be true for sure ,Pakuzoti Godzva apaaa bho here .
Sekuru Matuzvi and Pastor Mboro should make a music video vakabata tutsvimbo 😂😂
Ayas kkkkkkkkkkkkkkk
😂 😂 😂 😂
Kikikik ,pidigu dhii Miss M behave
Aaaah pasi rino rakawoma, kwahi anosvika pavari ndiye anonzi Matuzvi......"..dambudziko raNamadya range ranetsa, akatozoshandirwa kwasekuru Matuzvi"....haa maone
Dankie sekuru❤❤❤❤❤❤
Did he just say Shondo😂🤣🤣😂😂sekuru vanotaura chokwadi
Kkkkk ndozvataurwa na kulez
Shondo yakadonha😂😂
Chii ichocho
Kule is Intelligent....you can tell kuti he understands law, economics, biology etcHanzi nemasimba enyu unokwanisa kuenda....whether you smuggle or not it's your baby😂😂😂😂😂😂
Sekuru matuzvii kkkkk vanotaura chokwadi kkk chavanogona
Mukoma Andrew todawo nhorondo ya system tazvida
Mr Matuzvi vari honest vanotaura zvavanogona
Kkkkkkkkk yaaa vanotaura chokwadi
Haa Chiremba Matuzvi genuine as wool
Kule vanenge vari straight❤
Hmmm kaSmile ne kaVoice ka Miss MODERATOR zvinodadisa,zviripamberi.
Aaaah kule zita ravo iro havadedzwe wakuda kudya😂😂
Kkkkk pakaipa
Sekuru sounds genuine
Sekuru avo ndevechokwadi kwete zvepa4n zvekurovana marii
Kkkkkkkk kule madhodhi
Ndavinga matuzvi chete thats what we are the zimbabweans
🤣😂🤣😂🤣😂
The name is too much 😂😬😂😬😅 sekuru madhoti
U are doing wonderful job Andrew
Inic name matuzvi hamenewo pane zvavakapiwirwa vanorapa ava kupedza damnudziko rako hama yangu musatoseka henyu
Aya ndo Matuzvi chaiwo.
😂😂😂😂😂💪
😂😂😂😂😂😂😂
Wat a name haaaaaa veduwe zvakawoma veduwe
Sekuru manhingirikini vanenge vakajeka ava
Sekuru ngavatsvake mushonga we corona veduwe
Ok aa Andrew wakatenga ..Hanzi i nickname here kuti matuzvi ..Sando dzako
Ngatisataure mazita😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Sekuru matuzvi bhoo muface manje
Inini ndini sekuru mtundo
Ha ha ha ha iwe
Kkkkk
😂mazita enyu Aya bhol here
Ahhhhhh vanowanikwepi Matuzvi
Sekuru ini ndakabirwa nasisi vangu mari ndoda kuti vandipe mari yangu
Uchawana vakupenga vachidzoka shure nayo
Sekuru Matuzvi ihama ya Prophet Mboro 😆 🤣 😂
Aah iweweka 🤣
Zvaari matuzvi emheni chaiwo
Kikiki matuzvi emheni anonzi mabherebhedhe Julie
Kkkk the name tho
Sekuru Matuzvi😂😂😂😂😂
Kkkkk ndimatuzvi chaivo
Thank uAndrew
Sekuru Fambai Naro Basa
Ko ivo sekuru havana rimwe zita ririnani here iro rinonetsa kudeedza
😂 😂 😂 😂 Pakaipaa
Asi vataura kuti izita resvikiro ravo chairo vataura hamuna kunzwa chete
Kule matuzvi madii apo 🤣🤣🤣🤣🤣
Apples don’t fall far from the tree. Ka zita kacho nemunhu wacho same same hehehe
Sekuru Matuzvi? 🤣🤣🤣🤣🤣
Andrew Phiri aya ndo matuzvi chaiwo😀
kkkk 🤣🤣
Vanosvikirwa nematuzvi 😆😆😆😆😆😆😆😆
Kkkkk!
Kkkkkkkkkkkkkkkk
Mashura
Haaa yah isvikiro rudzii rinozvipa Zita rakadaro uuuuummmmm 🤔 🤔
Ariko masvikiro anotaura zvinyadzi. Pamwe rinotoreva zvakasiyana nezvatinoziva.
thanks andrrw neshamba nema programme enyu
It's like zviri in order zvasekuru Matuzvi avo
Havana bvepfe revanokara mari variko ava
Ndouyako kule
Svikiro ririmapamuri rakachena mhondoro hombarume machembere
Sekuru ava ndaona kuti ndovechokwadi not zvekurombesa
Hmmm saka timhu rakawanda rinonhunga mumabin rakagadzirwa nemdhara uyu
Kkkk zita rasekuru heyi🙈🙈
Came here fr the name ra sekuru
it's matunzvi mhani
😂😂😂 sekuru matuzvi
the name tho kkkk
Bhuuu nekuseka
Munoda zita here kana kubatsirwa
Mmmm Zita iro
Ndaseka pandaona zita
Matuzvi here kkkk
Matuzvi sekuru
Sekuru Matuzvi🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Sekuru godzvaz🤣🤣
😂😂😂😂😂😂
Imbo tipei woo vechipinge pliz
Matuzviii 🙆🙆🙆
Sekuru matuzvi z bae
Big name
Ini ndrimhengera mumba chaiyo 🤣🤣🤣😂
Shondo yakadonha yaaaa
the name got me here
Same here
NdiQle vangu ,Zita rototaura roga kuti chikwapuro. Vanogonaaa!!
Have you been there before?
Isa number
Tipoo number mudhara 0814573410
Kkkkk zita iroo 😂
Fambai naro Basa va Matuzvi
kkkl
Neniwo ndichauya kkkkk
Matuzvi chaiwo
Kkkkkkkk hanzi shondo kkkkkkkk
Shondo ndazvinzwa
Kkk
Ko imi sekuru madini pazita apo
Kule matuzvi bhooo hre apo kkkkkkk kkkkkkkkk
Sekuru zita racho kkkk
Kule matuzvi
Matuzvi boys
Zita chete sekuru
Number dza sekuru please
🤣🤣🤣🤣🤣😂😂😂Matuzvii 🙌
Kkkkkkkkk kule ava ma1 kwanzi tinogadzira varume kuti shondo imire kkkk ko vanasikana vavo vachinzwa zvakadai vanoti chii
Vari pabasa resvikiro
Ndatetanga hangu pakusimudza shondo apo kt madzimai anzwe sugar yavo bolato,kandai malikes acho ........
Sekuru machii?
Give us his direction and the details
Kule matuzvi hr guyz kkkkk
🤣🤣zvikuenderana madhodhi na matuzvi
Tinotenda Sekuru. Vaudzei kuti vana Tsika Muranda nesu takasiyana nekure kure. Ndovano svibisa chivanhu. Matendwa Atenzi👏👏👏👏👏👏👏
Sekuru vari honest zvandafarira
I came here seeing the name 😁😁
Me too kkkkkkk ndinokunzwa vamatuzvi kkkkkk
Kkkkkkkkkkkk
Me three 😆 🤣
Meeee4
😀
Kkk zvakaoma Kwai sekuru matuzvi anhuwoye
Sekuru Ava vari ril kwete zvekuromba izvo ..midzi yavo bhoo
Sekuru ava vari Genuine vanorapa chete havaroye munhu
Good stuff..pandinouya ku Zim ndinoda kumbovaona sekuru Matuzvi
Vana vezimbabwe chii nhai zita harina bsa sekuru ava vanorapa ndambokuudzai mokona kuyambuka nekuda kwezita
Ndavhunduka pavati shondo yakadonha,sekuru ava vanogona
Ekaka nhai Lindy Shondo 🙈
😂😂😂😂😂😂😂😂
Lol Zita racho funny chaiyo pakaipa aslong mudara uye achibatsira
Tipeiwo number dzasekuru avo vaMatuzvi. Vazhinji tingabatsirike tikaita one on one nasekuru Matuzvi.
Apa ndakuwara nekuseka hangu kkkkk. Sekuru Matuzvi...😂😂😂🤚
It's th name fo me kkkkkkkk.....Sekuru Madhodho.
Ndadanwa pano nezita ra sekuru ava🤣🤣🤣🤣🤣🤣 Kule Matuzvi
Sekuru seem to be true for sure ,Pakuzoti Godzva apaaa bho here .
Sekuru Matuzvi and Pastor Mboro should make a music video vakabata tutsvimbo 😂😂
Ayas kkkkkkkkkkkkkkk
😂 😂 😂 😂
Kikikik ,pidigu dhii Miss M behave
Aaaah pasi rino rakawoma, kwahi anosvika pavari ndiye anonzi Matuzvi......"..dambudziko raNamadya range ranetsa, akatozoshandirwa kwasekuru Matuzvi"....haa maone
Dankie sekuru❤❤❤❤❤❤
Did he just say Shondo😂🤣🤣😂😂sekuru vanotaura chokwadi
Kkkkk ndozvataurwa na kulez
Shondo yakadonha😂😂
Chii ichocho
Kule is Intelligent....you can tell kuti he understands law, economics, biology etc
Hanzi nemasimba enyu unokwanisa kuenda....whether you smuggle or not it's your baby😂😂😂😂😂😂