I died when the wife said, vaviri ava havamhoresane. The accused woman's story is incomprehensible and she refuses to say munhu aiva mumba yaiva mbavha or chikomba. Her evidence is pakabuda munhu she was outside nevamwe, and she still could not identify munhu aimuchemedza mutoilet. And everyone there was calling out Baba Panashe! Hazvisati zvapera. Baba chisiyai mukadzi - zvaramba. Ukaona amai vasisina respect yemwana wekubereka, hapachisina dhiri
Kutsikirirwa? Papi ipapa? Saka mosa kuhura zvenyu muchiregerwa muri mumusha mevanhu? Madii kuhurira kuvabereki venyu? Mind u..vanhu ava vari kunzi vakamboripswa coz of the same issue. And witness mwana wake. Biological. Kune mwana angaite zvakadaro from nowhere? Kuna mai vake? Saka kuregwa muchihura ndorusununguko rwamoda?
Uuuuummmmm mai avo ka, ini mhosva yavo handisi kuiona ini apo, coz zvaiva zvakapfekwa on that particullar day zvasiyana nezvakataurwa nemwana. I think those 2 people are innocent irregardless of previous acts. Ziso rinoona ,munhu warangara richifungira chete, pamwe mai avo vatova nechimwe chikomba chitsva coz kunenge kuti ndomaitiro avo. Not haapy with the verdict.
@@JOETSINAZ avo ndimai havasi mukadzi wake ende yekuti wakaputsa musha wangu haiperi kana mai vari muroyi ungavasungisa here kuti mai vàngu muroyi ngavabve pano.ndosaka kwakazonzi ngatitsvake nzira dzakareruka dźekutsira nadźo agona asi haiperi achairipa ega
Mwana uyu zvaakaita hazviite kugadza mai dare sure kana pane ari kumupa pressure achapfidza ndirini totogura ukama mudare ko kana kurarwa nemurume uyoyu kuriko kunomuendesa kuskul aita beyond mwana uyu kana kumuuraya ndomuuraya chete
Iyi yanga ichida Chief Nyamaropa. Yaida kubva yagadziriswa pamhosva dzaparwa nemwana. Mhosva iripo zvayo but pashaya vaburitsa nhau pachena zvakanaka. Too many unmatching statements from vakadzi ava vose. Plus murume wacho arikuparirwa mhosva anoda kubatsirwa, otherwise i can see murume atorerwa mukadzi pfungwa dzake dzakafanana nedzemukadzi wechikomba, between these 2 people pane zvisiri right.
Nhai Mambo ko iye murume uyu apindirwa mumba make aivepi. Chihure might be there but I think vakauita kunge kufixer murume uyu sezvakamboitika. Pane deal apa rekuda kupfumisana nekuhwanda nekuti chikure
This is a bad judgement, kana nyaya isiri clear, inozotongwa rimwe zuva, they should have found clear proof that vari kudanana, printouts from Conversations and records of calls would have helped.
This was a cooked deal the couple ine mukadzi hure vaida pfuma.kqna vakambodanana it's cool but mukadzi aitoziva deal kuti audza mufesi auye vomubatisa via mwana .mambo should look dipper especially kana ari ma second counters ekubatwa chihure kwemukadzi
Chokwadi but kuMwana naMai manje hazviite mhani..kufumuka chaiko...A guilty conscience needs no accuser...Bhadharisayi murume uyu (chikomba) mombe zhinji chaidzo
Mbuya yakadaro kutadza kubwandira nguwo.Punish the woman.Paanoripa that other woman should not suffer material loss because of husband's loose morals.Let the man and woman be made to work and pay the penalty.Siyai zvakashandirwa neumwe mukadzi!
Dare iri harina hunhu , mawords arikushandiswa umu handina kufara nawo, plus varikuparira mwanakomana mhosva uyo zvakunzi mwana ati mai varikurarwa but mwana apa humbowo hwekuti ndakaona munhu cte
Hakuna mwana anopa umbowo wekuti mai vake vaita chihure pamberi pedare....zvinogona zviri pachena kuti mai ava nemhuri yavo vakutowana kwekuwanira mombe...people should learn to work not kuda upenyu wakapfava kudaro....The court is incompetent, no proper procedure of examination. Questions are coming from all corners of the house and chief's ruling is coming from the house. How do you know the relations of the pple contributing and the accused...Poor choice of words by the chief...What a shame!!
Kana wakatoroora it doesn't matter how much did you pay. Even if you paid a dollar, you made a covenant to take her as your wife. Saka muripo uri kubvisirwa kuti wakarara nemukadzi wemunhu. Tikada kutarisa kuti akabhadhara marii tingandopedza kurara nevakadzi vose vose tichiti tobhadhara madhora avakarooresa.
Mukadzi kana apindwa nechihure haadzoreki
Haunyepi kusiya ndomushonga
True
Are pa back to sender kikkkkk
Anodiwa nemurume wake akangodero
Ndosaka zvichinzi ne bhaibheri mukadzi Anorambirwa chihure
'Amai pfungwa dzenyu ndosaka murume achizonotsvaga mombe na 9'🤣🤣🤣🥱😭😭😭😭🥱🥱🥱 emotional damage!
Ndapanzwa!😂
Kkkkkkk
Amai ava vachapedzisira vauraya mwana wavo
No vayityira kuti pfuma inoyenda😂
Eeeu mai vanga vakudzivirira pfuma chte😂😂
Vanhu havataurisi pamwe hatinachatonzwa
King is perfect ndosaka kuine machinda, the chief's aides....the council who support the chief wth ideal points (facts)....
Mambo mukupedzerwa time henyu namai avo vakunyeper kuzungaira
Hands up Chief asi hamna kunyatsorwadzisa munhu,mjolo uyanyisa shuwa, mrume arikuhurirwa uyo ngarambe mkadzi,unoridii hure re vhireji yose,nganohurira kumusha kwavo
Business iro riripachena,chaanoramba achigara nehure racho chii
I died when the wife said, vaviri ava havamhoresane.
The accused woman's story is incomprehensible and she refuses to say munhu aiva mumba yaiva mbavha or chikomba. Her evidence is pakabuda munhu she was outside nevamwe, and she still could not identify munhu aimuchemedza mutoilet. And everyone there was calling out Baba Panashe! Hazvisati zvapera. Baba chisiyai mukadzi - zvaramba. Ukaona amai vasisina respect yemwana wekubereka, hapachisina dhiri
😂😂😂😂😂😂😂😂hadzimoka ndoska hub wcho achitozviita😅😅
😅😅😅😅
Good work chief
Asi honaika mwana uyo atopara mhosva kuna amai vake avanongedza uchihure baba vatotengesa mwana anga achivarwira so sad
Akachinja hembe
Ukaona mwana otaura anenge asina kuzviona ippo chete. Zvootoreva kuti zvatova nenguva achizviona.
Saka Mai vaka hura unonyarara
Kutaura chokwadi is now a sin. Chivanhu chacho ngachigare.
@@kudasams7200ehee hanzi unotoripa kunongedza amai chipfambi ..Chero ukavabata red handed
"...nekuti wakapusa ka!" Haaa this Mambo is blunt!
Mambo havagone kutonga nyaya iyo Haina humbowo nekuti mbavha mukaibata ikanopika mhosva ikadzoka futi mukasaibata apa hapana mhosva iye mwana uyo ingozi yaapara iyo chero zviri zvechokwadi asi no evidence ndiri seni ndoti ndiendesei kujere ndonopika kana ndabatwa nemhosva zvakare
Good chief makoni .magina kupingudza majongeasi asingadi kupinda muforo.vanokusvibisirsi district yenyu.
Haiwawo mukutaura zvakudhara. Madzimai anhasi anotokuudza kuti baba imi imbondidzimurai nyota. Bhaibheri ramoda kutaura siyanai naro pliz.
That's why vakadzi vachiti takatsikirirwa because from the onset judgment had been passed against the lady judging from the accusers case
Kutsikirirwa? Papi ipapa? Saka mosa kuhura zvenyu muchiregerwa muri mumusha mevanhu? Madii kuhurira kuvabereki venyu?
Mind u..vanhu ava vari kunzi vakamboripswa coz of the same issue.
And witness mwana wake. Biological. Kune mwana angaite zvakadaro from nowhere? Kuna mai vake?
Saka kuregwa muchihura ndorusununguko rwamoda?
@@shingiraitrevormboto2105 mvana dziri pavarume dzakuzvinyanya kani kikkkkk better mvana isina murume
Havasi kutsikirirwa varikuhura vakadzi
@@sympathysivechere1984 vari pa back to sender bcoz guys takambopinda pinda
Not from the onset but with how she responded
Wakadz wanoda kupedzera wanhu nguwa .Ndaona kunge pana Elder wango Magondo well done dzimbahwe
Nemukadzi wacho mupei mutongo wakeo ndiye akatoti kumurume i.nda nokuti pfuma yedu yakamboinda 2019
Kkkkkkkkkkk
Kurambira mhuka inonzi murume surrender nemi amai imi 🙌
Havasi kurambira murume but varikutochemerawo zvipfuwo zvavo
Kkkkkkk iye murume wamai ava akapedza kuroora here
Amai mwana if you want to be small house please just go away and leave your husband and your children
Why should she leave her hubby iye achidiwa akadaro
Mukutorasika mai ava vaneshave reuvhimi saka kutoshava ikoko kwaarikuita vachiigira murume mombe mudanga. Pavanozviita ivo havambozive kuti zvafamba sei nekuti vanenge vakasvikirwa. Vanotozopengenuka mombe 8 dzaakutotinhirwa mudanga memurume wavo. Vabereki vemukadzi uyu ngavabike doro vapembedze shavi ridzikame.
@@johannesjohannesj.m9061muvhimi for me😂😂😂
Mwana waitangozi uyu😢😢😢
Pafeya
Asika amana zvakaomavo nesu anamai tinyarevo
Vana vamauzuvano havan hope😢😢
Pfutsek
The question is how many cows did the husband give for his wife. You can't ask for 10 iwe wakabvisa 1. 😅😅
Uda kuedza kuti chii saka, vasati vapedza kuroorwa vanofanirwa kuhura here kuti vagopedza kubvisirwa?
Musoro wakazara duzvi asina kupedza kubvisirwa mombe ohura here
I am coming back from USA to settle in Zim for good just to attend these courts😢
Collen usadaro mwachewe, unokwirirwa dare nezvinhu zvako zvawadzoka nazvo kubva kuRSA
Murume uyu paakaripa peku
tanga mombe 8 arikutoti haacharegi akabisa roora arikutoda mwana
😂 😂 Kekekee
Uuuuummmmm mai avo ka, ini mhosva yavo handisi kuiona ini apo, coz zvaiva zvakapfekwa on that particullar day zvasiyana nezvakataurwa nemwana. I think those 2 people are innocent irregardless of previous acts. Ziso rinoona ,munhu warangara richifungira chete, pamwe mai avo vatova nechimwe chikomba chitsva coz kunenge kuti ndomaitiro avo. Not haapy with the verdict.
The last part is hilarious hnzi dare ratotonga kuti ndodanana na amai ava..
Avo amai vakadzungaira kkkkk vangarambire murume wavo tsotsi iro aah,
She is a victim too. Pfuma iri kubuda ndeye mumba mavo saka vari right chaizvo
Varikurambira nemombe murume wavo vanotoziva kuti ibhuru rinopaza danga richiteera dzimwe mhou husiku
The woman is trying to protect mombe dzavo
Hanzi namai avo murume wangu andibvumi KT vanodanana namai avo nkt vakasangana avamhoresani 🤠🤠
Kuratidza kuzungaira
Anenge akutopenga zvinhu zviripachena vakamhoresana pamberi Pako chihure chawo unobva vanyumwa
Mkadzi uyo ngaarambwe uyo
Kurambwa wachembera mwana 19years but mwana bho here kufumura mubereki wechikadzi
Mwana uyo aita zvakanaka asi zvaaita izvi akonzeresa ndirini handingaiti witness yepakadai achatanda botso hake nekufamba kwenguva
saka mai vohura mwana akatarisa ere weduwe
Hapan botso apo koz aida vabereki vake
@@JOETSINAZ avo ndimai havasi mukadzi wake ende yekuti wakaputsa musha wangu haiperi kana mai vari muroyi ungavasungisa here kuti mai vàngu muroyi ngavabve pano.ndosaka kwakazonzi ngatitsvake nzira dzakareruka dźekutsira nadźo agona asi haiperi achairipa ega
Very true mai havanangwi chihure kana huroyi
@@stephendenis6077 ndikasvikira mai in the act neumwe murume mubedroom rababa vangu namai vangu, wat should i do
Murume uyu anokwira mhani kuwana support kubva kumukadzi ne girlfriend zvese kkkkk
🤣🤣🤣🤣🤣
The best chief ever.
Humbowo hushoma apa
Chihure chino pusisa sure. Amai awa vakapusa kurambira murume sure kupusa
Havasi kurambira murume saizvozvo bt kutyira kt pfuma neziya zvongoenda ere pachena nekuda kwechipfamba chomurume wake. Aaah kamurume akawo kanozviitisa chirombe kachiziva. Kanofunga kakachatiswa nepfuma yakakaripa be4 ma1 chaiwo
Hanzi havadanane nekuti havamhoresane dununu remukadzi .wakamboona vanodanana vachimhiresana pane vanhu.
The bearded 🧔♀️ father is the one who should be the King 🤴 with the points😂😂
Vanhu vakamborara vese havaregi kusvika vafa. Murume akahura haaregi...mukadzi akahura haaregi
Chikomba ngachidzingwe mudunhu
Anodzingirweyi mudunhu
Mwana uyu zvaakaita hazviite kugadza mai dare sure kana pane ari kumupa pressure achapfidza ndirini totogura ukama mudare ko kana kurarwa nemurume uyoyu kuriko kunomuendesa kuskul aita beyond mwana uyu kana kumuuraya ndomuuraya chete
Aaaaaa zvamuri kutaura izvi zvinorovesa nehana dai mazvinyarira musati manyora, moda mwana uyu aSapote chipfambi chamai hre😭😭😭
Aaaaa imi mwana anogona chaizvo amai ngavasiye chihure mwana ari right
Ndookuti vanhu murege kuhura
Ovius with your response ndozvamunoitawo imi
Mwana akagona anenge Aneta nechihure chamai awa
Chikomba zvachakafanana nemwana uyo wani pamwe ndobaba vake chaivo
Rodrick watanga
My thoughts too. Tinashe Mugabe basa ramuka DNA
Kkkkkkkkkkkkk mai havanangwe chifambi nekuti pamwe awurikuti chikomba ndiye baba vako.
Kkkkkkkkk pakuda Tinashe Mugabe apa
@@rhinemupara1239 kikikiki🤣😅🤣
Baba ava ngavarambe munhu Cy varikugara naye rave bessines chte varikuda Pfuma yemunhu chte
True ratove business iri baba avo chikuvapa kuramba vakanamirana nepfambi yechembere chii
Aaaa Mambo Bushu ndimi munogona nyaya idzi mambo Ava havagoni kutonga
😂😂 Mai ava vanopenga ava vanoziva madhiri avo bt zvonyadzisa kuita chipfambi vana vachiona
Baba awo wanendebvu ndiwo wanofanirwa kuita mambo dzine mapoints
Ko varipo appreciate ivavo
Mambo vanofanirwa kuita bato rinomborova nhinhi idzi Kuti dzikurumidze kutaura chokwadi
Benzi romwana makonewa apoo Mai chero vakaroya ndimai vangu unganomira paDare kufumura Mai vako munyama wacho hauperi udzai mwana chokwadi kuti chivanhu hachitenderi zvamoita plus hapana kana fact asi kudzvanyirira chete botso richakunetsa uchafa uri rombe mwana iwe
Ahhh iwewe wakafana namai awa
Kana Mai vacho riribenzi ngavafumurwe panekuti afambe achinyadziswa nevamwe
Nemiwo munosupporter chihure mune problem handisiye mai vachiita zvisina basa its not first tym mai ava ngavaitire chihure chawo kuri not pamba
Tjoooh, the Chief's language!!! I'm flabbergasted
hanzi siyana nemvana idzi, chimukadzi chako chakanaka icho
Yooooo chief mutauro wavakashandisa munevana soo mmmmmm
Kana mucourt yechingezi zvotaurwa
Ndomutauro unoshandiswa Kuma courts especially e rape kana e bonde panotaurwa nhengo sezvairi ne zita raya
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Chihure chemuruzevha sooooo
May the microphone be in front of the person talking
Chief is not a wise man 😢😢😢
Like chief zimunya wanotengerwa nyaya nemukadzi 🤣🤣🤣🤣🤣
He is wise apotsa papi
Asi mwana komana uyo sei akafanana nechikomba nhai mambozvionawo here
@@memorygochera7368 iweeeka
@@memorygochera7368 ndambozvifungawo ndikati pamwe ndiri kutadza kuona 😅
Mambo u are the best but munotiwo kuita bonde eish😂😂😂😂
mmmm mudiro vamakuita kupfuma vanhu vakunyepera chihure vachidakupfuma mmmm ndarwadziwa nekutongwa kurikuitiva vanhu cherokuno kujoni vakunyepera chihure 😭😭😭😭
Iyi yanga ichida Chief Nyamaropa. Yaida kubva yagadziriswa pamhosva dzaparwa nemwana. Mhosva iripo zvayo but pashaya vaburitsa nhau pachena zvakanaka. Too many unmatching statements from vakadzi ava vose. Plus murume wacho arikuparirwa mhosva anoda kubatsirwa, otherwise i can see murume atorerwa mukadzi pfungwa dzake dzakafanana nedzemukadzi wechikomba, between these 2 people pane zvisiri right.
Zvambonzi ndandamutuma mafuta ,,zvakunzi ndaidya 😂
Iri idare remadofo zvema chief akapusa so kuita debate rekutaura zvinyadzi pamberi pevanyarikani hamusvodi makaita sei
mudare hamunyarwe motaura zvinhu sezvazviri
Kana vachiti 'handimuzive' vanoreva kumuziva kwekusangana pabonde!but in this case vaimuziva zvavo.
For the first time mutongo wanhasi waunza the desired effect. Mukadzi atojamukira murume wachirimudare kokuzoti wave kumba? Haahure futi murume uyo.
Ngaasaripe mukadzi ngaaende, bcoz ihure chairo. Baba vacho hapana zvavanoziva asi panouya hure rawo pamusha vachafunga. Iye murume vacho arikunyengererei
Mambo matonga justice chikomba chamai avo mkadzi wechikomba akudzivirira pfuma chte and anotoziva kuti mrume akahura ndosaka achisiya mrume achinotsvaga mombe na9
Dont allow this guy to get away with it.Stubborn!!!
😂😂mudare munevanhu vanoda kutaura zvinyadzi zvavo umu
Sex inonziiko ne shona.Mudare munotaurwa sezvazviri. Hapana zvinyadzi apa. Wanga uchida kuti vati chii.
@@comdaltrading2135 ukati "bonde" kana kuti "nhengo yesikarudzi" unenge watotaura sezvazviri... language yemudare umu yakanyanyisa
Mudare mototaurwa sezvazviri nemo nemo
Ana wasu havagaye havo, vanotaura nemo
@@tellymas4572 haiwawo ndimi type dzinosvika kuchembera muchiita bonde murima
Amai avo vano reverera murume wavo kunge vano swera naye muhembe.
Kurwadziwa kuti pfuma yavekuenda futi
It's a trap iyi. This couple vakutoita business rekuti mukadzi abatwe nechikomba kuti vapihwe pfuma. This time mukadzi ngaaripe
No trap..... Iye ayideiko pamukadzi wemunhuu
momz vechidiki vakadhakwa vari kusuppoter ddy kuhura vachi defender pfuma without thinkin kti vakutotorerwa hubby vachangwara varambwa hure rauya paden kuzoenjoyer pfuma iyoyo
Pfuma yaakaripa inenge yakamurwadza so afunga kuita chipari or kuparadza imba yacho zvachose, kane pfini kamunhu ako zvino mambo aneshamhu yakaipa atotenda vanhu vamuhwira tsitsi otherwise anga achibvisa dzimwe 10 🙈🙈🙈
Imi Mai kwanai Mwana Atokura 19 yrs imi muchirikuita zvechikomba
Mai vane zemo
Nhai Mambo ko iye murume uyu apindirwa mumba make aivepi. Chihure might be there but I think vakauita kunge kufixer murume uyu sezvakamboitika. Pane deal apa rekuda kupfumisana nekuhwanda nekuti chikure
This is a bad judgement, kana nyaya isiri clear, inozotongwa rimwe zuva, they should have found clear proof that vari kudanana, printouts from Conversations and records of calls would have helped.
Kumamisha vanototaurirana about next day
Ane mushonga murume uyo, the way mukadzi vake arikumumiririra kaaa mmmm mai avo vakadyiswa
Aiwa pamwe anonaka avo vaimbobatwa mutpilet vakabatwa asi havana kumira
But mwana uyo pachivanhu achatoripa mai vake futi avati hure uye murume akutoita mari nemukadzi
mwana uyu ibenzi chairo.. mombe dzicharipwa naye
Chikomba chakafanana nemwana this affair could be older than what we could imagine
This was a cooked deal the couple ine mukadzi hure vaida pfuma.kqna vakambodanana it's cool but mukadzi aitoziva deal kuti audza mufesi auye vomubatisa via mwana .mambo should look dipper especially kana ari ma second counters ekubatwa chihure kwemukadzi
Pamwe vari kunzi chikomba ndivo baba vemwana iyeye ari kupa humbowo.
Nyarai imharapatsetsetse nhunzvatunzva mjolo team
Use acceptable language.Not language fit for purpose.Zvimadhara zvakapusa.Imi dzoranai!Will campaign for an end to this nonsense.Despotic regimes!
Organized and modern court room
Uuuuum mambo zvinyadzi zvokubisai hunhu
Ngozi kumwa straight 🔥 chihure chamai hachitaurwe
Ìchokwadi àgonera baba asi yaatanga haaipedzi
Hapana kana ngozi. Haasiye akavatuma kuhura. Baba vake vaizogona kutourawa nechikomba.
@@shebs2207 hapana ngozi apo musade kunyepera zvisina basa
Hapana kana ngozi apa ....mai vane chihure chosemesa avo
Hapana ngozi apa
Mai avo avna umboo pls mrume arevererwe msi wavachaigrwa chirwere vanoita strong
These chiefs should learn from chief Mutasa
Chinjanai vakadzi vacho
Ehee uyu ngatore uyu ava vanobiranawo vagare vese coz apa hapasi fair unobata mukadzi nechikomba woramba uchigara naye ummm
@@tmachingura741 asi kudii ING vakadzi vagere nezvipfee zvevarume wani kikkkkk ngaashingirire imba yake blaz uyo
@@chiyenyumba7135 umm ma1 ratove business
@@tmachingura741 yah chunhu chacho chine business apa chaita profit
@@chiyenyumba7135 zvakaoma dai ichienda kuvabereki vako nana mai vanopenga avoo
The accused n his wife should share property..so that murume anotorerwa zvake m
Ko waienda kuna chairman kunodii hona munhu akasara akatiza
Kuti vaite witness
This chief seems to be one sided, ari kungotemerera mukadzi uyu and can't hear her side of the story
Haa iwee kakechingani mukadzi achihura chief vari right
@@cowengurura4950 kkkkkkk chete kudaro
Mukutyisidzira mukadzi tongai bhoo, murume anoenda kubasa 9yrs asina kusangana nemukadzi moda adii
Sly imboendako kwa chief mukota ku mudzi mtoko
Chokwadi but kuMwana naMai manje hazviite mhani..kufumuka chaiko...A guilty conscience needs no accuser...Bhadharisayi murume uyu (chikomba) mombe zhinji chaidzo
Hai andingambo support murume to that extent
Mbuya yakadaro kutadza kubwandira nguwo.Punish the woman.Paanoripa that other woman should not suffer material loss because of husband's loose morals.Let the man and woman be made to work and pay the penalty.Siyai zvakashandirwa neumwe mukadzi!
Mukadzi haana kuzvishanda ega so murume anoripa neshare yake yepfuma
Punish the woman for what
Ava chief nemaassessor esp vane golf t.shirt avo vanondiitira bho.
00
Thanks
Window richingopazwa uchingodya sadza zvako. Sadza chairo rinonaka semboro yechikomba
Aaaa shame moms avo havazivi ma statement
Vanoziva zvebonde chete chete
Mwana uyo is at risk
Yaaaa huku inogona kungodya mazai ayo
Yh Dai atopedza gore asingadye chikafu chamai wke anouraiwa uyo
Kuripisa kuvachatisa mukadzi ngarambwe uyo
Asi iNgozi kumwana uyo amai havanangwe chipfambi kna huroi handidi kupikiswa guys
True
Dare iri harina hunhu , mawords arikushandiswa umu handina kufara nawo, plus varikuparira mwanakomana mhosva uyo zvakunzi mwana ati mai varikurarwa but mwana apa humbowo hwekuti ndakaona munhu cte
Hunhu vakanda mubhini ivo mambo nevarikutonga vese.
Ukawana nguva ukwane,aitsvagei bedroom meumwe murume iye arimurume wemunhu usiku??
@@richardmashingaidze1012mahure anotsigirana 😂😂😂
akadonhera mugomba remarara 😂😂😂😂😂
This is an obvious case kana vakambodanana before there was no need yekuti dare ritenderedzwe kudaro nenyaya yakamboitika
Ini ndinongõtiwo mukadzi wemunhu akabatwa nechikomba ngaapiwewo mutongo chaiwo unorema nekiti ambobvumirei
Ndazobvuma kuti mjolo unopdza pfuma, Mota, mombe zvaenda ibenzi mafana uyooo kusiya mkdzi wechidiki kuti tekii tekii na magogo, handikunzwire tsitsi, you repend your soul
Shamwari wakamboona here kuti mjolo unotenderedza Brain 🧠 endesoo
Kkkkkkkķk
Unoita seunofaya usati vabatwa bt paunobatwa ndopaunoona kuti ma1
Gogo kwauri usati wachovha navo kikkkkk plus its beyond physicality panenge pane kamwe ka chemistry
Magogo avo vane panonaka kupfuura the young wife. Chiefs must be very rich, looting their subjects. The guy should appeal that judgment.
Murume akutozadza danga nemombe dzechihure chamadam
Kkkkkkkk true
Hakuna mwana anopa umbowo wekuti mai vake vaita chihure pamberi pedare....zvinogona zviri pachena kuti mai ava nemhuri yavo vakutowana kwekuwanira mombe...people should learn to work not kuda upenyu wakapfava kudaro....The court is incompetent, no proper procedure of examination. Questions are coming from all corners of the house and chief's ruling is coming from the house. How do you know the relations of the pple contributing and the accused...Poor choice of words by the chief...What a shame!!
Amai avo ndosaka murume wavo achihura vanomureverera ngavasataure zvekuhura kwemurume nokuti havaswere naye,muchamubata ari pamusoro pamwe moda kutenda maona saThomas kkkkk
Varume vakuru vasinganyare kutaura zvinyadzi nxaaaaa munonyadzisa. Apa kuronga kwacho hamugoni futi.
Uyo mwana uyo azviparira kuvengana namai vake chero chingava chokwadi amai havagumwe unokura uchitambura.
@@misheckchatenera8674 umm mwana mukomana ma1 kuputsa imba yamai shuwa
@@misheckchatenera8674 hezvooo Amai vagumwepi mwana akawona chikomba
Dei mombe dzairamba dzakadero,avo baba avo varikuti yavebusiness zvekuti murume orongana nemkadzi kuti aite chihure,hakuna zvakadero havasati vakambonyengerwa wavo mkadzi,zvinorwadza izvo
Lomama uvikela indoda yakhe usaba ukuthi bazosala sebengaba yanga
Basazoba amayanga vele indoda maithanda abafazi babantu
Kana wakatoroora it doesn't matter how much did you pay. Even if you paid a dollar, you made a covenant to take her as your wife. Saka muripo uri kubvisirwa kuti wakarara nemukadzi wemunhu. Tikada kutarisa kuti akabhadhara marii tingandopedza kurara nevakadzi vose vose tichiti tobhadhara madhora avakarooresa.
Zvakaoma hazvooo zvimwe hazvide kwamambo mukadzi kana adaro anoda kurambwa chetr
Ndinozoramba danga razara
Ko iye anenge aita kuti tirambane ozodii anotofaraka kuti atirambanisa