Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Paya hapana anoita zve kutamba - inhema
Ummm imi musataure kwamusina kuswera
Hapana nyaya apa mabasa ema security services varikuda kuona Kuti security ya president yakasimba sei.Otherwise muchangoona kuCourt kwacho ichangopera semoto wemapepa
Haa dzimwe nyaya hadzina Kana basa chokwadi
Dzikamai imi kana ma shaya nyaya nyararai
Hapana security izvozvi paState House. Togarasei akatoita chitsimba akapinda
Zvariini
Good news Zimbabwe
Dai akapfurwa mnangarwa,ngaafe watishungurudza
Chingo damburanai kwete zvekutamba izvi
Zviriko here izvi..
Hakusi kupenga here kwevanhu
Manyepo awa.
Ko zvayakatosimba
uuuu haudaro😊
Zvivindi zvachoooo ndazvishayaeo ini kana chiri chokwadi
Zvoitika izvozvo😊Izvezvi
Inhema idzo
Morning
Umm kungoti vatori ve nhau ndozvamunoita kuti muwane Mari
Munotaura zvekunyepa
Ndoo ma drugs atinorambidza zvee awaya
How did he enter when the place is fully guarded??
Haaaaa kumwe kutsvaka mari manyanya weduwe
Uuuu not Kuti zvingaita here 😅😅
Vanhu vake Mnangagwa vomupandukira
Ichi ndeche pasi pemuti😂
Inyaya yekugadzira iyi KT kustat house kusangosvikwesvikwe,eg Victoria falls bomb
Usatambise data redu
Halo
Nonsense!!!
Wamboti munhu ange akabata zvouraya now wakuti aiti baba unopenga iwe
Tseki unotamba nesu
ngaurawe mhani uyu ahana basa uyu
Bvaapa iwe why uchiisa statement renhema
Why did they stop him if his visiting to see his father.to run you can or protected but one day it will come to end
Kunyepa
Paurimbo state house moiziva here
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 regai atsvake marii ndiye adinivo kkkkk
Kure kuState house
😂😂😂😂😂😂
Tunyaya tusina basa musatanyoko wako mhata yako usaudze vanhu zvisisna basa
Hazviyitike baba izvozvo kunoita inonzi shoot to kill
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 heya
Hapana chinoshamisa pamba apa chero Mugabe airema akapindirwa wani aripi nhasi
Uchashaya following ukanyepa
Taura nyaya yechokwadi
Ndopatinoshandira mukuru haungosvka uchiti ukuda kuona munhu even mwana wako chaiye haangosvike zvekudaro
Manyepo hapapindike zvekudaro
Big lies
Kunyeba uku hapana zvakadaro
Mnangagwa must quite
Akapindirwa makadini kunyepauko
Nearly get in mnangagwa his shareking by now kkkkkk but one he will jump on fireworks kkkkk
Lies mnxm
Ko mukadya henyu sadza renyu moguta morara vanobvisana pachavo
Kunyepa uko it's not true zvese né bomb re Victoria falls kunyepa
😂😂😂 plus zvaishanda dai Zim yaive yemaArabs anovushingi not makaranga namazeruzuru anotya kudai
Zvikanzwika newe wega Zimbabwe yese
Liqiniso yini lokhu?
Indaba zakhona sezizinengi asisakwazi okuyikho
Fake news and poor journalism
Its diet game of zanu propaganda.how can u wznt to see ur father in state house .
Kkkkkkkkk😂😂😂😂😂yoo
Thats a staged allegations.
Mozviwana kpii zvamunotaura kustat house kure kna musingazvizive
Real zvakaitika
Hayas wototi wataura news ipapa