Prophet Miracle Paul Message For Apostle Chiwenga neVese Vanovashora

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 14 янв 2025

Комментарии • 467

  • @trisssingaga8076
    @trisssingaga8076 8 месяцев назад +17

    Prophet Paul munotaura Chokwadi ini ndakatendeuka andichadaro God bless you

    • @TerenceMukoora
      @TerenceMukoora 8 месяцев назад +3

      Petro akati asvika kuAndioki, ndakamutsoropodza pachena, nokuti akanga akanganisa zviri pachena.
      VaGaratia 2:11

    • @TerenceMukoora
      @TerenceMukoora 8 месяцев назад +4

      Petro akati asvika kuAndioki, ndakamutsoropodza pachena, nokuti akanga akanganisa zviri pachena.
      Ndakati ndaona kuti vakanga vasingafambi muchokwadi chevhangeri, ndakati kuna Petro pamberi pavo vose, “Iwe uri muJudha, asi unoda kurarama somuHedheni, kwete somuJudha. Seiko, zvino, uchimanikidza veDzimwe Ndudzi kuti vatevere tsika dzechiJudha?”
      VaGaratia 2:11, 14

  • @NgonidzasheOliviaMupfudz-bw4oy
    @NgonidzasheOliviaMupfudz-bw4oy 2 месяца назад +2

    Ichokwadi idzidziso yakanaka chaizvo kubva kuna Prophet Miracle Paul, he is a good teacher, vanoraira zvakanaka nguva dzose

  • @steabara3468
    @steabara3468 Месяц назад +1

    Thank you Prophet for the word. Noted.

  • @onecage4217
    @onecage4217 7 месяцев назад +8

    I love your character and attitude bro....

  • @ShadreckElijah
    @ShadreckElijah 6 месяцев назад +8

    Mutungamiri hafaniri kutuka vamwe vatungamiri vema church amen

  • @edsonmapuranga716
    @edsonmapuranga716 4 месяца назад +6

    Matthew 23vs23 Jesu akati Chii nhai imi ,Vafarisei be vasajuse Vana vevaroyi,ko sei akati kuchamuka mapere unofunga ndeyemusango here kana Kuti vanhu varikutotungamira machurch in the name of Jesus ,Saka zvekuti church ichurch hunotori hurwere ihoho,iwewe iwewe

  • @walterdube1386
    @walterdube1386 5 месяцев назад +3

    Prophet Miracle Paul, you are in a mission

  • @MiguelMachava-p9d
    @MiguelMachava-p9d 4 месяца назад +1

    Thank you very much ndaishaya kt vanhu vanoonda ku church kwa chivengwa vanhu vanofunga here now I know the truth

  • @TinofaMoyoMoyo
    @TinofaMoyoMoyo 16 дней назад +1

    ❤liqiniso lelo abafundisi bangashumayeli abantu kabashumayele inkosi

  • @emeldahveronica3987
    @emeldahveronica3987 7 месяцев назад +7

    ini ndakakusvika , ndakutoda ku mover to harare kuti ndiyendeko ku church every sunday kunokomborera😇

  • @GeorginahMurenje
    @GeorginahMurenje 5 месяцев назад +2

    Amen prophet munodzodzisa zvenyu ndinotokunzwisisai 🙏

  • @TerenceMukoora
    @TerenceMukoora 8 месяцев назад +16

    Kutsiurwa pachena kuri nani
    pane rudo rwakavanzika.
    Zvirevo 27:5

  • @SoulMoyo-pk2eb
    @SoulMoyo-pk2eb 7 месяцев назад +7

    Ichokwadi ngatiparidzei Jesu kwete machechi nevanhu

  • @joelmupambireyi6189
    @joelmupambireyi6189 7 месяцев назад +5

    powerful message I love this man

  • @victormmbewe961
    @victormmbewe961 8 месяцев назад +5

    Tnanx for amplifying this truth!

  • @DenzelChang-j5l
    @DenzelChang-j5l 7 месяцев назад +3

    Prophet Miracle Paul is a God sent

  • @pathiaschinhoi6707
    @pathiaschinhoi6707 8 месяцев назад +9

    Kana mushumiri ati anoparidza Jesu shoko rinofanira kuve rimwe since Jesus is one were ever you go wakazoparidza nhema iwe uchiti unoparidza Jesu ndipo paunozonzi GAVA magwaro anodaro .

    • @Aptituderecords23
      @Aptituderecords23 5 месяцев назад

      Fact ,

    • @AaroChatoh-h4r
      @AaroChatoh-h4r 6 дней назад +1

      You can all preach and disagree on certain areas and that is normal. What differentiates ministers are a lot: cultural beliefs, how we interpret scripture and a whole bunch lot of things as our faces differ. Let me explain ; Some cultures may uphold certain ways of dressing which others don't. Kutosiyana ikoko. Interpretation of scripture may differ but not on major issues. Hazvina kuipa kusiyana maonero, God embraces that as he created us all different from each other and see different and that's OK with God. Paul akapesana naBanabus over John Mark. That made them part ways on their missionary journeys. That didn't make Barnabas fake but a minister who saw and solved the issue differently. Some may choose to eat certain foods which others don't. Matosiyana. Some choose suits, a culture of the west while some choose wearing uniforms. Matosiyana. Some embrace the use of herbs as God is the one who embraced the balm of Gilead for healing. Some teach that we solemnly should use prayer. Kusiyana kungani uko? Some quote verses that teach that people brought handkerchiefs to Paul and took them home were they healed infamities, others believe in even praying for water, oil, salt, stones as their faith leads and unlimits them following Jesus who used anything be it saliva, soil, commands, a touch etc. Others believe only in laying of hands on the sick. So not only one minister or ministry is of God. Check kuti chavasiyanisa chii. Kana vachiwirirana kuti Jesu mwanakomana waMwari uye akafira zvivi zvedu don't haste to judge.

  • @BEMARENOVATION
    @BEMARENOVATION 5 месяцев назад +2

    anotaura chokwadi uyu . this man is an true Apostle

  • @NgonidzasheOliviaMupfudz-bw4oy
    @NgonidzasheOliviaMupfudz-bw4oy 3 месяца назад

    You are very right there's no Church which is perfect. Paul said I did not die for anyone, why are you going around saying I belong to Paul, Prophet Miracle Paul is a great teacher of the word, full of wisdom, I love him.

  • @fidelismakoho
    @fidelismakoho 7 месяцев назад

    Thank you Mr speaker.We as people we choose who to lead us hatinamate Na leader awo tomamata Mwari anovashandisa so don't confuse Israel because God Himself will rise and fight youuuu .I believe even with 10 the is God to answer and what KIND of spirit fight what God started . Raising confusion within the body of Christ.

  • @BLACKALAKKA
    @BLACKALAKKA 3 месяца назад

    Ukutaurisa sterek! We want to listen to Miracle Paul! Chimbozorora

  • @RobertMaposa-ex1rx
    @RobertMaposa-ex1rx 4 месяца назад +1

    Amen cheichechi

  • @andsonmaphosa854
    @andsonmaphosa854 5 месяцев назад +17

    You talk too much presenter. Please do the introduction and let the preacher do the preaching. You can do your analysis after that you are disturbing.

    • @2007-l1d
      @2007-l1d 3 месяца назад +1

      He wants to prolong the video so that he gets money from RUclips. It's annoying, I'm unsubscribing

    • @Glory-k1x
      @Glory-k1x 3 месяца назад

      True

    • @joshkamwaya3342
      @joshkamwaya3342 Месяц назад

      Becomes boring he talks too much

    • @joshkamwaya3342
      @joshkamwaya3342 Месяц назад

      Poor

  • @DorcasMukamba-c7y
    @DorcasMukamba-c7y 7 месяцев назад +2

    Miracle Paul to the nation

  • @amonmhlanga9193
    @amonmhlanga9193 7 месяцев назад

    Thank you well said

  • @TambudzaiMarewo
    @TambudzaiMarewo 8 месяцев назад +1

    Amen and amen powerful message🎉

    • @TerenceMukoora
      @TerenceMukoora 8 месяцев назад +1

      Petro akati asvika kuAndioki, ndakamutsoropodza pachena, nokuti akanga akanganisa zviri pachena.
      Ndakati ndaona kuti vakanga vasingafambi muchokwadi chevhangeri, ndakati kuna Petro pamberi pavo vose, “Iwe uri muJudha, asi unoda kurarama somuHedheni, kwete somuJudha. Seiko, zvino, uchimanikidza veDzimwe Ndudzi kuti vatevere tsika dzechiJudha?”
      VaGaratia 2:11, 14

    • @TerenceMukoora
      @TerenceMukoora 8 месяцев назад +1

      Petro akati asvika kuAndioki, ndakamutsoropodza pachena, nokuti akanga akanganisa zviri pachena.
      Ndakati ndaona kuti vakanga vasingafambi muchokwadi chevhangeri, ndakati kuna Petro pamberi pavo vose, “Iwe uri muJudha, asi unoda kurarama somuHedheni, kwete somuJudha. Seiko, zvino, uchimanikidza veDzimwe Ndudzi kuti vatevere tsika dzechiJudha?”
      VaGaratia 2:11, 14

  • @Emanuel-bc4ch
    @Emanuel-bc4ch 7 месяцев назад

    Amen iyoyo vanhu havagutsikani chte ndozvinonetsa

  • @hadassahndihana8785
    @hadassahndihana8785 7 месяцев назад

    Hapana kana verse kungotaura ngano pakuti Jehovah kuzungaira ikoko

  • @IshmaelThemba-qv9op
    @IshmaelThemba-qv9op 7 месяцев назад +11

    Saka iwe siyanai na apostle chiwenga ka sezvaunoita vauno follower

    • @RoylanceMapfumo
      @RoylanceMapfumo 7 месяцев назад +6

      Chiwenga anotaura chokwadi ndosaka vachimuvenga

  • @tnigels106
    @tnigels106 7 месяцев назад +8

    Like him or hate him .....apostle TF Chiwenga vanotaura chokwadi havanyenyeredzi vanhu ...the man speaks with no fear

    • @marymasiya
      @marymasiya 7 месяцев назад +1

      Taura hako iwe vane chokwadi vaye

    • @normadchabikwa6001
      @normadchabikwa6001 7 месяцев назад +3

      Chokwadi chekushora vamwe,,,who told him zvaanoita ndozvechokwadi? Chokwadi munochiziva here?

    • @TsitsiGurira
      @TsitsiGurira 7 месяцев назад

      Hmm apostle venyu vane messiah s complex 😂it’s so bad he even called Ellen g white shameless

    • @thembandlovu3344
      @thembandlovu3344 5 месяцев назад

      ​@TsitsiGurira According to the only one doctrine of Christ Ellen G white is a false prophet,its shameless to defend her

    • @thembandlovu3344
      @thembandlovu3344 5 месяцев назад +1

      ​@@normadchabikwa6001saka kana uchiti who told him kuti zvaanoita ndezvechokadi urikurevei? Hausi wakumushora here zvamurikuramba😂😂😂😂, chokwadi chirikuto manifester choga mauri kuti munhu waurikuti hasi wechokwadi anoshorwa,hezvo urikushora apostle Chiwenga asi muchiramba kuti vanhu vaunoti ndevenhema vanoshorwa,majaira kubhabhadzirwa munhema muchibira vanhu nokutuka Mwari....murivanyengeri mahypocrites vana venyoka

  • @annabiliyati2104
    @annabiliyati2104 7 месяцев назад +3

    Amen shoko rinoti paridzai shoko sezvariri musatuke mamwe masangano..hawasati vagamuchira jesu

  • @cliffordmudzibayi
    @cliffordmudzibayi Месяц назад

    Iiiiiii nhy veduweee toda kunzwa prophet vachitaura..presenter ukunyanya kutaurisa mhani.
    Im here for my prophet

  • @drlayahmusic6092
    @drlayahmusic6092 7 месяцев назад +1

    Newewo wobva wasiya kuteera Apostle Chiwenga siyana nekuda kurwisanisa vanhu vaMwari iwe akakuudza kuti Prophet Miracle vaireva Apostle Chiwenga ndiani iwewe siyana nemu apostora iwe hauna chaunoziva

  • @tauraijngoya2765
    @tauraijngoya2765 6 месяцев назад +1

    Prophet miracle paul to the fullest

  • @janetgwama779
    @janetgwama779 7 месяцев назад +12

    Iwewe utori gava,Hautombozive true gospel,ingotsvakawo malikes zvakanaka nezita raApostle Tf Chiwenga,

    • @fungaimasona7449
      @fungaimasona7449 5 месяцев назад +2

      Iwewe utoriwo dofo zvako Janet. Mfes anonzi Chiwenga ndewekushaya uye. You cant be tukaring munhu wese. Kana uchiFollower Chiwenga utoriwo chindete zvako chisina plan nehupenyu. Tsvaga Mwari kwete kuswerera kuudzwa zviziviso zvekunzi nhingi akashata, hazvikuendese kudenga izvozvo. Kundai is right, tanga wanzwisisa usati wangowochomoka

    • @janetgwama779
      @janetgwama779 5 месяцев назад

      @@fungaimasona7449 hamuna zvamunoziva majaira kunzi receive your money 😂

    • @mikakaziboni2316
      @mikakaziboni2316 Месяц назад

      😂😂😂😂 very true Janet.. GAVA harimbofa rakabuditsa verse.. iyo church yakambotungamirwa ne Prophet iripa verse inonzi chii ?

    • @mwanawapauro2944
      @mwanawapauro2944 10 дней назад

      Shame...Chiwenga haapaidze shokoanitika mamwe masangano...haa munhi waMwai hangaite ruvengo rwakadarooo..haa Chwenga haana kana love..Gospel yacho chaiyo hapana Holy Spirit

  • @Melvolenceruvarashe
    @Melvolenceruvarashe 7 месяцев назад +3

    Takunyanya kunzwa iwewe kudarika prophet

  • @winniematema5913
    @winniematema5913 3 месяца назад

    Very true and powerful message

  • @fidelismakoho
    @fidelismakoho 7 месяцев назад +1

    Ngaaite mbiri ka kunedzimwe nyika sa prophet wangu Ini ndongonzwa handimuzive ndanzwa Kuti Zimbabwe iri kubvongonyedzwa chinamato ASI Mwari vanopindira maporofita enhema

  • @providenceruvengo8026
    @providenceruvengo8026 7 месяцев назад +2

    Good teaching yabva kuna prophet . Vanhu ngavaparidze Jesu

  • @AmonMutukumira-we9hz
    @AmonMutukumira-we9hz 3 месяца назад +1

    Manje kana wakutaura iwewe tisisanzwe Pastor miracle Paul saka Chawa quotera Pastor awo chii , kana Kuti ukuda kushandisa Pastor Miracle Paul's word kuita shamhu yekurwa Hondo dzako napastor chiwenga . Iwewe irwa naPastor chiwenga wega cause awo hawana kutaura Pastor chiwenga..

  • @CliveChirongoma-o4v
    @CliveChirongoma-o4v 6 месяцев назад +1

    Unonyanya kutaurisa iwe rega tione video zvee

  • @blessingzivengwa6436
    @blessingzivengwa6436 7 месяцев назад

    Give us the verses

  • @tnigels106
    @tnigels106 7 месяцев назад +2

    Apostle TF vanovhura magwaro

  • @djtakuvanmusicsounds2409
    @djtakuvanmusicsounds2409 8 месяцев назад +7

    Thank you mama chiwengwa for the sound doctrine

    • @dennisnyoni9105
      @dennisnyoni9105 8 месяцев назад +1

      What is chiwenga's doctrine raungatoti sound. Hana doctrine language yemahwindi ndiyo doctrine?

  • @walterdube1386
    @walterdube1386 5 месяцев назад +1

    Apostle Paul, makanyanya baba,

  • @timothychadyiwa2458
    @timothychadyiwa2458 6 месяцев назад +1

    Prophet Paul vanodzidzisa zveshuwa

  • @wizzymajinjiwa164
    @wizzymajinjiwa164 7 месяцев назад +5

    Kutsiurwa hakusi kutukwa wangu,vanhu varikurasika vanofana kusiiwa here vachirasika

  • @GladmoreChidziva
    @GladmoreChidziva 7 месяцев назад +1

    True vaudzei prophet

  • @TsitsiGeorge
    @TsitsiGeorge 19 дней назад

    Miracle Yeah yeah munotaura chikwadiii kupedza tyme uchitaura zvevanhuuuu

  • @TerenceMukoora
    @TerenceMukoora 8 месяцев назад +2

    Uchapupu uhu ndohwechokwadi. Naizvozvo vatsiure zvikuru, kuti varurame pakutenda
    Tito 1:13

  • @pathiaschinhoi6707
    @pathiaschinhoi6707 8 месяцев назад +1

    God send Ezekiel to prophesy against the false prophets of Israel who were claiming to be from God

  • @kudakwashemadzivadondo3004
    @kudakwashemadzivadondo3004 10 дней назад

    Allow the video to finish playing then you can comment after please. We want to hear the whole story once

  • @CosmusYekeye
    @CosmusYekeye 7 месяцев назад +1

    Prophet Paul dzidziso yenyu ihombe

  • @JosephinePenyai
    @JosephinePenyai 7 месяцев назад

    Pastor chiwenga adiii musiyeapinda papi bvisa maglass

  • @ExhibitDzama
    @ExhibitDzama 5 месяцев назад +1

    Especially Chiwenga anosvota haasi pastor uya anonyadzisa

  • @ashelvherukayi
    @ashelvherukayi 7 месяцев назад +1

    Prophet Miracle Paul is right cox Prophets are now preaching hatred over other churches instead of love

  • @eaziefix
    @eaziefix 7 месяцев назад

    Hapana kana verse ravhurwa

  • @PaulineSirivoi
    @PaulineSirivoi Месяц назад

    Vanhu vakaparidzirwa chokwadi vanotsamwa, Apostle chiwenga vane bible speach

  • @abrahamagrippah9008
    @abrahamagrippah9008 7 месяцев назад +1

    Ndepapi pataurwa chiwenga

  • @MunyaradziMuteerwa-tv1kn
    @MunyaradziMuteerwa-tv1kn 8 месяцев назад +5

    Chiwenga ngadzidziswe ndiye umwe anoda kurasisa vanhu...

    • @stanfordmurigwa9800
      @stanfordmurigwa9800 8 месяцев назад +1

      Grade 5 haingadzidzise a university graduate,usade kutinyebere hatinakupusa

    • @stanfordmurigwa9800
      @stanfordmurigwa9800 8 месяцев назад +1

      Grade 5 haingadzidzise a university graduate,usade kutinyebere hatinakupusa

    • @MunyaradziMuteerwa-tv1kn
      @MunyaradziMuteerwa-tv1kn 8 месяцев назад

      @@stanfordmurigwa9800 shamwari nyangwe udzidze cy hakuna munhu anoziva zvese. Professor chaivo vane rumwe ruzivo rwavanogona kutowana kumunhu asiri Professor... And pamusoro pazvo graduation dzako hadzis dzeshoko ra Mwari.... Chiwenga anoda kutomborairwa chaizvo anodomoka chaizvo...

    • @thembandlovu3344
      @thembandlovu3344 5 месяцев назад

      ​@@MunyaradziMuteerwa-tv1knhaugone kuraira Mwari arimaari iwe uina satan mauri azviiti,ichokwadi hakuna munhu anoziva zvese,in fact hakuna munhu unoziva zvinhu zvaMwari(Matthew 11:27)munhu anongoziva zvenyika chete,asi arimuna apostle Chiwenga anoziva zvese ufunge,vaparidzi venhema havapo pa list rokuziva nokuti havana Jesu anoziva mavari,word rokuti kuziva doesnot apply to false prophets saka mu statement rako bvisa ma false prophets ayo aunofunga kuti ma true prophets through your ignorance

  • @NigelKudakwashe-f2n
    @NigelKudakwashe-f2n 4 месяца назад +1

    Iwe ndiwe unotopenga iwe raukuti good lesson ndepapi api. Bambo munofanira kutodzidziswawo imi ndimi rimwe gava rinofanira kutobatwa fut.

  • @lavumodavid3925
    @lavumodavid3925 7 месяцев назад

    Iwewe uribenzi urikutotevera apostle Chiwenga siyana nawo urigava

  • @TerenceMukoora
    @TerenceMukoora 8 месяцев назад +4

    Usatsiura murume mukuru nehasha, asi utaure naye sounotaura nababa vako. Vaduku uvabate savanunʼuna vako.
    Avo vanotadza vanofanira kutsiurwa pamberi pavanhu, kuitira kuti vamwe vagoyambirwa.
    1 Timoti 5:1, 20

  • @peterchibayamombe6140
    @peterchibayamombe6140 6 месяцев назад +5

    Kundai avoid absolutes in your analysis. What you think might not be factual in all circumstances. While you have good points, you distort your analysis by using extremes. Use words like "I think", "I feel", "I assume". You are a good journalist. I hope you take this in good light. Otherwise basa ngaribatwe

  • @CliffordDube-n9j
    @CliffordDube-n9j 3 месяца назад

    Iwe unoenda kupi?

  • @tendaimichaelsakarombe6100
    @tendaimichaelsakarombe6100 7 месяцев назад

    M7ngataure kana mafungiro api Chiwenga ano laina vhangeri blaz uya haatauri nyambo kana kuwaraidza vanhu

  • @JosephinePenyai
    @JosephinePenyai 7 месяцев назад

    Mwari ngatibatsire

  • @pathiaschinhoi6707
    @pathiaschinhoi6707 8 месяцев назад

    How many churches were there before Jesus came with the true message

    • @thembandlovu3344
      @thembandlovu3344 5 месяцев назад

      Murikutii ko mukuru,murikuti panga paine chokwadi Kristu asati auya here? Kana zvakadaro wakafira mahara zve nokuti according to scriptures ndiye chokwadi vose vakamutangira imbabva nemakororo,saka murikuti chii pamwe ndini ndirikutadza kunzwisisa

  • @tawandamudzingwa7584
    @tawandamudzingwa7584 16 дней назад

    mataura here mukuru

  • @marvellousgondongwe7289
    @marvellousgondongwe7289 8 месяцев назад

    Taurai zvenyu Amen 🙏

  • @nqobizithasibanda2754
    @nqobizithasibanda2754 7 месяцев назад

    Amen 🙏 🙏 🙏

  • @SerbiaMariga
    @SerbiaMariga 7 месяцев назад

    Amen prophet mataura idi apo

  • @MarvisMukwiri
    @MarvisMukwiri 6 месяцев назад +1

    Kune vanhu vanotuka ma church zvinorwadza chaiko God bless you prophet

  • @HappinessKupfavira
    @HappinessKupfavira 7 месяцев назад

    Prophet Miracle Paul dzidzisai vanhu vazive chokwadi ndokufarirai pafair.

  • @WisemansimangoKarima
    @WisemansimangoKarima 7 месяцев назад

    Yesaya miracle mukuru

  • @DjKLCMasara
    @DjKLCMasara 7 месяцев назад +8

    Gava igava ngavatendeuke avo hakuna muprofita muchechi yaJesu xamwari Apostle TF Chiwenga is always on point

    • @couragemunyarari-vm2fi
      @couragemunyarari-vm2fi 7 месяцев назад

      Do you read scriptures bro

    • @promisemunyaradzi5911
      @promisemunyaradzi5911 6 месяцев назад

      kana kusina prophet then hakuna apostle. So hawugone kuti kuna apostle thhen woti hakuna prophet

    • @thembandlovu3344
      @thembandlovu3344 5 месяцев назад

      ​@@couragemunyarari-vm2fiVaporofita mu church yaKristu varipo asi verudzi rwa miracle Paul hapana,uyo akatanga hwake huporofita wakabva kunasatan,kana uine nharo ndipe verse pakambotangwa ministry or church na prophet.......usanyepedzere kuziva iwe wakarasika usina kana idea ne order yechurch yaMwari.......prophet mwana wesangano shamwari,anenge akagara pasi achiterera ma ministers of the gospel vachidzidzisa,chake kusimuka wotaura zvaanenge audzwa naMwari wodzokera pakugara pasi,hakuna munhu anozviti prophet mu church yaKristu asina kutendeuka kubva mukuparidza kwa apostle, hapana kana one verse inoti Jesu akazotuma prophet nhingi,order yaMwari according to scriptures anotuma ma apostles then mukuparidza kwema apostles ndipo panozotendeuka ma prophets,ma pastors,ma evangelists etc.........ndamirira verse ine prophet werudzi rwa miracle Paul tipei tidzidze asi so far andisati ndasangana nayo

    • @thembandlovu3344
      @thembandlovu3344 5 месяцев назад

      ​@@promisemunyaradzi5911haisi nhau yokuti apostle kana prophet variko here mu church yaKristu kana kuti havapo,ehee varipo vose,asi nyaya ndeye order ye church yaKristu.....hakuna kana prophet one muchurch yaKristu akauya asiri kubva pasi pa apostle,kana muinaye akasangana naMwari sezvinoita ma apostles,akatumwa naMwari kutungamira church sema apostles tipei verse yacho tinzwe,Mwari kana achituma anotuma apostle first then prophet nevamwe vose vanozotendeuka through mharidzo dza apostle,according to scriptures prophets operates under apostles,apostle ndiye master builder of the church of Christ, ndiye ano layer foundation of the gospel vamwe vose vanozovaka pamsoro pe foundation which is already laid by an apostle(1 Cor 3:10-12),prophet mwana wa apostle......ndizvo here zvakaita miracle Paul? Kana zvisirizvo wakuziva kuti akatumwa nani,be honest with yourself,don't defend man but defend scriptures which are Christ personified

    • @fungaimasona7449
      @fungaimasona7449 5 месяцев назад

      muridofo baba

  • @WonderKubikwa
    @WonderKubikwa 7 месяцев назад

    Dj ap iwewe ndiwe urikutaura zvachiwenga , dai Mwari vakuitira nyasha wanzwisisa shoko , ziva kunzvera shoko razvokwadi nemutowo warinoparidzwa nawo, Miracle Paul arikutaura nemukadzi uyo iwewe ndiwe wava bhizi naChiwenga , rako basa wakoniwa waifanira kubvunza vateereri kuti tinoti kudini nezvirikutaurwa pa video, kura pabasa rako munin'nina wazvidzikisira wega

  • @pathiaschinhoi6707
    @pathiaschinhoi6707 8 месяцев назад +2

    Hakungonzi tenda anyone 1 John 4;1 Edzayi Mweya muone kanauchibva Kuna Mwari havasi vose vashumiri vanoparidza Jesu

    • @AndrewMukwawaya
      @AndrewMukwawaya 7 месяцев назад

      All prophets are not coming from GOD.
      Keep the LAW

  • @PortiaDzveta
    @PortiaDzveta 8 месяцев назад

    Well said....

  • @MVHVoices
    @MVHVoices 5 месяцев назад +1

    T F Chiwenga is not running a church but a private political group or party, hakuna church inotuka vanhu zvakadaro. I support you Kundai uri kureva chokwadi. Ndakamboisa comment pana TF Chiwenga maFollowers ake ose akati neni kutukirira manje tingatinga pana mwari here ipapo. Chiwenga is the leader of evil people in this world anonyepa futi hasi muporofita

  • @DonaldDiza
    @DonaldDiza 7 месяцев назад

    Gavarumbidzwe Jehovha

  • @lonelymuchono-wb9hl
    @lonelymuchono-wb9hl 7 месяцев назад

    Saka ukureva here kuti Japan kunongodyiwa nyoka here

    • @josephkembo5106
      @josephkembo5106 7 месяцев назад

      The chances of eating a snake in japana are too high

  • @pathiaschinhoi6707
    @pathiaschinhoi6707 8 месяцев назад

    Vakatumwa vanotsiura chakaipa kutsiura chivi hunge uchiziva chokwadi chacho

  • @mikakaziboni2316
    @mikakaziboni2316 Месяц назад

    I now understand why Apostle Chiwenga preaches like the way he does 😂😂😂😂

  • @WilbertNyakudya-xm4gl
    @WilbertNyakudya-xm4gl 7 месяцев назад +1

    Tendai Chipara anozviti miracle Paul munyengeri mukuru church ya Jesu payaisangana na vapharisee pange pasina kuwirirana unenhamo iwe miracle Paul unoshainisa kunze kwerinda mukati macho muzere mapfupa

  • @rosariotiagomeque7573
    @rosariotiagomeque7573 8 месяцев назад

    Amém profet

  • @MatildaJORDAN-sf1hm
    @MatildaJORDAN-sf1hm 8 месяцев назад

    Amen ndatenda

  • @BlessingMwedzi
    @BlessingMwedzi 7 месяцев назад +4

    Iwe bhaibheri ahurizive, who gave you the power to analyze zveshoko ramwari

  • @NormanMhiripiri-z5m
    @NormanMhiripiri-z5m 7 месяцев назад

    Miracle Paul to our rescue

  • @francisborgiavengai1155
    @francisborgiavengai1155 7 месяцев назад

    Ndinotenda Prophet Miracle Paul dzidziso

  • @TawandaFoshoro
    @TawandaFoshoro 6 месяцев назад

    Where are the scriptures?

  • @simoneisaque
    @simoneisaque 8 месяцев назад +1

    Vanhu ngavatsiurwe musavadzivise tinganyeperwa zvikanyanya

  • @eltonkandeya2804
    @eltonkandeya2804 7 месяцев назад

    Kunonzi kuparidza Jesu kudini?

  • @AndrewMukwawaya
    @AndrewMukwawaya 7 месяцев назад

    ❤❤

  • @fungaimaiden261
    @fungaimaiden261 6 месяцев назад

    Amen and amen

  • @francisborgiavengai1155
    @francisborgiavengai1155 7 месяцев назад

    Ini ndiri Chiadzwa

  • @pathiaschinhoi6707
    @pathiaschinhoi6707 8 месяцев назад +4

    Hakuna gava rinotsiura rimwe gava nokuti mabasa avo mamwechete

  • @MichaelMutasa
    @MichaelMutasa 8 месяцев назад

    that's very true 🤞

  • @tarisailangton1116
    @tarisailangton1116 8 месяцев назад

    Sure usashora zvitendero

  • @MarvisMukwiri
    @MarvisMukwiri 6 месяцев назад

    Very true