Thank you prophecy tadzidza shoko rekuti Wakanaka vatikuwadza and tichitambiswa nevarume izvo vakadzi dzidzai shoko rekuda varume venyu whether Ane Mari or haana anoshanda or haashande ndosaka shoko rakati ndakudatanidzai Kuti muite nyama imwe ko izvi zvobva kupi we a learning thank you very much Zigo ndatobva kumba ndichimhanya ndichiziva Kuti une latest Munhu waMwari musatamba naye zvinorwadza kuhurira murume Uri mukadzi
Teachsy Prophet nemo nemo haa ichokwadi ichocho vane nzeve dzemweya vanzwa take it or leave it penyu mapedza ...man of God i salute you dzidziso yenyu inondikomborera zvakanyanya i love it...Nyasha dziwedzerwe more wisdom Prophet Miracle Paul live long..❤
Thank you prophecy tadzidza shoko rekuti Wakanaka vatikuwadza and tichitambiswa nevarume izvo vakadzi dzidzai shoko rekuda varume venyu whether Ane Mari or haana anoshanda or haashande ndosaka shoko rakati ndakudatanidzai Kuti muite nyama imwe ko izvi zvobva kupi we a learning thank you very much Zigo ndatobva kumba ndichimhanya ndichiziva Kuti une latest Munhu waMwari musatamba naye zvinorwadza kuhurira murume Uri mukadzi
Thank you prophet nedzidziso yakanaka tadzidza mashoko makukutu
Thank you professor Paul you truly are a man of God may your wisdom forever be there
Teachsy Prophet nemo nemo haa ichokwadi ichocho vane nzeve dzemweya vanzwa take it or leave it penyu mapedza ...man of God i salute you dzidziso yenyu inondikomborera zvakanyanya i love it...Nyasha dziwedzerwe more wisdom Prophet Miracle Paul live long..❤
Propher munodzidzisa mwari wenyu akuwedzerei kumwe kudzidzisa
Haaaaa miracle Paul vanombobata panodzimba kkkkk havanyenyeredzi chokwadi haaaaa i love him
Amen profet maita basa tadzidza hedu mufungev
Chokwadi chinodzora kutsamwa .Thanks nekuregerera mukadzi. Prophet avo chifumuro chaicho. Type iyo ikakunhonga usanyepe ukada kungwara ngwara unovhurirwa hombe chaidzo ukanyongovera.
Thank you prophet powerful teaching
Ini ndinoswerera ma video avo Prophet anondikomborera
Thanks profaty you have a good massage
Be blessed man of god we are learning
Thank you God prophet powerful teaching amen
Prophet you are number 1
Thank you man of God
Apa madzidzisa munhu washe from SA
Tanky you pastor
Powerful and very mature msg
Kc unowanza kutaurisa zvinowa zvirikutidistuber when watching imbonyarara topedze kuona then wozocommenta
Amen Prophet dzidziso inesimba yamaparidza
I want to follow you but you are disturbing by stopping
Amen munhu wamwari
Ndatenda prophet Miracle Paul,chidzidzo chakanaka baba.vzirikuitika Paumba pangu,vzinonhadzisa.
Haukendenge here Amana prophete ha mandipedza
Siya video ipere kaa kukubhohwa
Chokwadi prophet thank you baba
Ko link yacho iripiko nhai vachitima
Unotaurisa Siya video ripere
Kwaa Kwaa tabaiwa nokuseka🎉🎉
Hnz ahh ko zvandatorohwa panapa
Pamhata wanzwaukutinyaudza iwe wanzwa musatanyoko siya vid ripere
Aaa ini aienda hake
You gave a video and you interrupt it again ,those stoppages
u are killing me,dzidziso inesimba
Lp0
Prophet miracle unodzokorora wadzokorora zve dzidziso yavo iri kumberi😅😅😅😅
Amen prophet
Sent e link Kundai iyo yeDiaspora funeral
You talk tomuch bro
Hure hure haaregedze ,kupinza musoro kuita sei,apa chikomba chawakutoziva poto iyi ummmm.
Maita prophet
Hapana chaanoziva uyu imi ma jonalist munobhaizwa hamuone , vanotenga vanhu ,havatombori mukadzi nemurume avo
But wadiii wambonotengwao asi..
nhai zvako,daiatiudzawo kuti kunotengwa Mari tanotengwawo
Ummmmm this is real
Lapho likhulime Proffitt obaba bathanda umuntu olomuntu wakhe
Usavhiringa vedio broo
Dj musadaro mkadzi wemunhu
Amen and amen tiudzei
😂😂😂😂😂 ma1
Kuita randy Orton here kundai
Amen 🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏
haaaaa prophet Miracle ndavakoniwa isimbi murume uyu
Makanyanya prophet
Prophet makanyanya zveshuwa
Munotobhowa maitiro enyu
ummmm you are doing great job, but siyai Prophet vaite basa ravo mozotaurawo later timbonzwa ivo
Diiiiiiii Nya Mina balandeli yokhozuna
Ayitoda kutsengwa uyu
Panunurwa munhu apa prophet vaonera pepa pamweya. Yakapijda yese apa. Kkkk
It clears prove kuti akataridzwa protection anopa munhu bota
Yoh pakaipa apa shiri inemaririre ayo haimuregi
Ini ndinotoda uripo
Aewa tinotenda Baba murikuivaka Nyika anenzeve arikunzwa huye mwana washe muranda kumwe nherera teerera parikurairwa vana vevamwe
😂😂😂😂Ayaas
Zvobva zvapererapo cz akawana ane makondomu anotorohwa nyoro
Pakaipa.chokwadi.kuzvisiyisa.imba.mapudzi anowira kusina hari chokwadi hahaha
Yatsika yamwa...
Amen
Kundai musekero waukuita muridzi wemukadz akazvioja anochinja pfungwa anomuka adzinga. Mukadzi.kk
Musoro chete 😂😂
❤❤❤❤😂😂😂😂😂
Saka kubasa vacharamba vachienda hre vachatarisanaseyi nemanaget
Makanyanya profet
Kkkkk haaa prophet manyama
Apa tawana China chemadzimai chakakwana kkkk
nhemha idzi kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKK
You are disturbing the program.
KC dont interupt the program
Zvinobhowa toooooo much because kutaurisa kwacho aaaaaaaaa
Unobohwa nyarara iwe tinoda kukutera unowandza kutaura
What are you trying to do 😂😂😂
Yaaa Neah Laba bake bafika kofredie
You interrupt too much on your content iiiii
Do people know what a prophet looks like
Iwe bhudhi upote uchimyara iwe aaaaaa suka mani
Mukunyanya kutaura D.J zvekusvika pakuvhiringidza video rako
Surely stop disturbing apostole by your interjections while we are being taught good lessons
Unobhowa iwewe uno cutter ma videos sei
😂😂😂😂😅😂 zvazvinhu
Vanhu avo ndevekutenga profet uyu anotenga vanhu kuti aite mbiri chete
Ndomafungiro ako
Zvimwe anotaura wan kuti rufu gwamwari handina zvandingaita
KO iwe urikudii kumbonotengwawo
@@MelaniaSimbanegavi kkkkkk nhyzvako
IRI ZIBABA IRI RAKAITWA CY KO
😅😅😅😅
Vakashinga vanhu ava kuisa musoro vorega kusvirana !
😂😂😂😂
This man is disturbing the video mhani
Idzi dzakadhakwa kuseka kunge hure
Dzikama zvishoma to much kutaura. Masekero acho kunge bere
Kkkkk.kkkk.varikutaura.chokwadikkkkk
Lol, these bloggers getting content from church services
They dont know that we saw them already.I would not subscribe to such.
Hey man Kundai yu disturb us stop comment
Iwewe dzidza kunyarara iwe
Is there any way we can talk that this man doesn't know prophet??????????, I suspect stage managed drama here
Unobhowa iwe to much kutaurisa uchi cutter profet