Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Amen murume wese
Amen that's true
Zvakapfekwa bho here
Paul akaita heartbreak manje kkkkkkkkk
Paridzai zvehushe hwekumusoro kudenga kwete nyaya dzevanhu apa hadzina bhutsu kutsoka kasi ndiyo mhiko yacho here ko scalf yered mumusoro imeaning yei mbanje dzoga dzoga idzo
Mutipewo nguva yekuterera bc murikungotaura imi haticha nzwisisi
Chivi chaicho chakafanana nechokwadi achigashirike Ende gospel rinoremera nyika saka iro soko richitotiwo "vanhu vanguvaparara nekushaiwa zivo""Avasi vese vanoti Mwari vachapinda kuhumambo hwekudenga " kunamata idunga munhu nekuti vamwe tinoperekedza vamwe kuchurch asi kudenga it by 1😢
Mudha dj musawanza kutaura tikuda kunzwa nyaya zvairi
Hakuna zvakadaro, vanhu vari straight variko vakawanda musashayise simba remuchinjiko nehutera hwenyu, maMan Of God vanomira nemukadzi mumwe chete for life.Imi kana makatadza hazvireve kuti tose takundikana.
Yaaa takadzungaira shuwaa Mwari utibatsire shuwa nguva ichakwana yekuropafadzwa naMwari tipe yaTinashe Mugabe yacho tiinzwe
Copayi kwa zigo
matotaura kuti kwa zigo, kuno ndekwa Kundai, toita zvekuno
@@SirKundTv kkkkk asi mazvinzwa kutamba hangu
Kundai une makore mangani?
He has fallen so.many times so.he wants to recruit many man of God. He must return where he has fallen. God is merciful. Do not deceive people. The word of God says present your body as a living sacrifice acceptble to God. musapembedze chivi.
One prophet without ma scandal ema babe EMMANUEL MAKANDIWA
repent
Amen murume wese
Amen that's true
Zvakapfekwa bho here
Paul akaita heartbreak manje kkkkkkkkk
Paridzai zvehushe hwekumusoro kudenga kwete nyaya dzevanhu apa hadzina bhutsu kutsoka kasi ndiyo mhiko yacho here ko scalf yered mumusoro imeaning yei mbanje dzoga dzoga idzo
Mutipewo nguva yekuterera bc murikungotaura imi haticha nzwisisi
Chivi chaicho chakafanana nechokwadi achigashirike
Ende gospel rinoremera nyika saka iro soko richitotiwo "vanhu vanguvaparara nekushaiwa zivo"
"Avasi vese vanoti Mwari vachapinda kuhumambo hwekudenga " kunamata idunga munhu nekuti vamwe tinoperekedza vamwe kuchurch asi kudenga it by 1😢
Mudha dj musawanza kutaura tikuda kunzwa nyaya zvairi
Hakuna zvakadaro, vanhu vari straight variko vakawanda musashayise simba remuchinjiko nehutera hwenyu, maMan Of God vanomira nemukadzi mumwe chete for life.Imi kana makatadza hazvireve kuti tose takundikana.
Yaaa takadzungaira shuwaa Mwari utibatsire shuwa nguva ichakwana yekuropafadzwa naMwari tipe yaTinashe Mugabe yacho tiinzwe
Copayi kwa zigo
matotaura kuti kwa zigo, kuno ndekwa Kundai, toita zvekuno
@@SirKundTv kkkkk asi mazvinzwa kutamba hangu
Kundai une makore mangani?
He has fallen so.many times so.he wants to recruit many man of God. He must return where he has fallen. God is merciful. Do not deceive people. The word of God says present your body as a living sacrifice acceptble to God.
musapembedze chivi.
One prophet without ma scandal ema babe EMMANUEL MAKANDIWA
repent