THE CLOSURE DNA SHOW: SEASON 8 EPISODE 6

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 25 окт 2024

Комментарии • 2,7 тыс.

  • @elkaross9713
    @elkaross9713 Год назад +115

    Tinashe is the strongest man i knw...i cant Imagine myself sitting down and judging two confused teens🤣🤣🤣🤣🤣...U gt muscle bro🙌🙌

    • @sarahdube3306
      @sarahdube3306 Год назад +1

      Taura hako ndingatuzvakatse tukati baba ndiwe,sekamusikana ako kanoda shamhu inetsarapu uyo mukomana chiwepu chaicho,kurova zvakasimba

    • @beatricekayiya9270
      @beatricekayiya9270 Год назад +2

      Haa apa musikana paari kunyarara achitarisa mudenga wotofunga kuti pane zvaari kufunga izvo hapana.

    • @munyaanesu
      @munyaanesu Год назад +3

      please excuse the guy...i'm pretty sure he was judged necommunity like u doing as well bcz akamhanyira mwana mudiki...but apparently that girl ne attitude yake hapana "hudiki"

    • @mdaradziva1551
      @mdaradziva1551 Год назад +1

      😂😂😂😂😂

    • @munyaradzinherera3383
      @munyaradzinherera3383 Год назад

      Hapana kuva strong because he is creating the fights kana ikaita soyopera okwenyedzera

  • @yvonnemunando3562
    @yvonnemunando3562 Год назад +134

    Kutonhodzwa kwaChauruka😂😂😂 ati tonho zvino mamhepo atiza

  • @infinityscore8689
    @infinityscore8689 Год назад +100

    The mother 🥺🥺🥺🥺she has a golden heart

  • @shuvaimamvura5210
    @shuvaimamvura5210 Год назад +52

    Thank you amwene for being a supportive mother .

  • @happysonmbenguzana1091
    @happysonmbenguzana1091 Год назад +16

    Mskana na sisi vake inyoka, they were caught discussing lies and to pin this young man to the baby he’s not related to . Mfana vhara zip utsvage mari. @Tinashe Mugabe , more and more respect to you. You keep calm even in front of this drama and even address them as mhamha and baba. You teaching the nation respect. We love you . Waiting for next episode ❤

  • @azvineichakwana3274
    @azvineichakwana3274 Год назад +331

    And for Tinashe Mugabe to address these babies with so much respect ☺️

  • @normanmuteiwa1778
    @normanmuteiwa1778 Год назад +278

    Maturity for this girl is a dream that can never come true

    • @mberikwazvomachisa2656
      @mberikwazvomachisa2656 Год назад +6

      Kkkkk. Madzikirira asingamukiwe?🤔🤩

    • @brianjames9312
      @brianjames9312 Год назад +1

      🤣🤣🤣🤣

    • @nomah132
      @nomah132 Год назад +2

      Kkkkkk amuke abike doro here ?

    • @TheLittleLondonGarden
      @TheLittleLondonGarden Год назад +8

      God forbid. There’s no one God can’t change, this girl included. Whether she wants God to help her change is another story altogether

    • @vickymatonodze2243
      @vickymatonodze2243 Год назад +5

      Vana tete ngavabate basa apa

  • @primrosemellisa2618
    @primrosemellisa2618 Год назад +42

    I like this guy so calm and collected haaa thank God he dodged Mhepo idzo

    • @slimmolai8096
      @slimmolai8096 Год назад

      This guy knew what he up against, from how long she took to respond to every question you could tell something was off. Then boom 💥, no apology

  • @lovely777nitzachon2
    @lovely777nitzachon2 Год назад +21

    I love this young man's mother...true love indeed...The L-rd Bless her

  • @mgciniwethuncube4380
    @mgciniwethuncube4380 Год назад +52

    I hear people say it’s about how she was raised . However at times there’s so much that a parent can do because people have a choice and will either follow parents guidance or not !!!

    • @XtrAma2000
      @XtrAma2000 Год назад +1

      Parents needs to be consistent on this girls shows wikeness in her father and mother's house.

    • @charitymapurisa1896
      @charitymapurisa1896 Год назад +2

      Haaa izvi zvakatangira kumba uku kukundikana kwevabereki chete muchenamiro wake kana marriage haafi akainhuwa uyo hai angagare nemurume papi neubenzi ihwohwo

    • @lynnetchimpondo3608
      @lynnetchimpondo3608 Год назад

      ​@@charitymapurisa1896 taura hako

    • @judym4830
      @judym4830 Год назад +1

      True sometimes totukisa vabereki chokwadi apa kwani it's their choices either be good or bad in life

    • @sarahdube3306
      @sarahdube3306 Год назад +1

      ​@@charitymapurisa1896 anotooneka kuti kumba vakamutadzawo kapenzi chaiko

  • @Tabokatino
    @Tabokatino Год назад +257

    Raise your girls well … they will know what and how to speak with other people
    Respect builds a person

    • @amandaannamperuka6205
      @amandaannamperuka6205 Год назад +7

      Kunzi munhu hunhu sure

    • @elliotronald1884
      @elliotronald1884 Год назад +11

      Ipapa mukuti tiri kuona iye here tiri kutowona zvedu vabereki vake ipapa

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Год назад +11

      Mugoni wepwere ndeasiyano.... Hura mapako mhanduwe unozvara unozvara mbavha nevaroyi... I have a feeling life has been cruel to her zvekuti atova nhinhi musikana uyo

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Год назад +4

      @@elliotronald1884 not necessarily.... 😂 Life experiences also shape people. Anoita kunge munhu akaita abuse even sexually or some form of trauma. Ratova bhanditi iro nhinhi chaiyo

    • @tsitsipasipanodya4239
      @tsitsipasipanodya4239 Год назад +1

      ​@@elliotronald1884 very true kuratidza kwaanobva

  • @chanachaHumbaMakombe
    @chanachaHumbaMakombe Год назад +435

    The guy dodged a bullet, the lack of respect that girl has its out of this world.

    • @PaloSant
      @PaloSant Год назад +19

      Kunge ane mweya wetsvina. Look deep into her eyes muone, even facial expressions tell kuti ane mweya wetsvina

    • @richmanzvinokona7284
      @richmanzvinokona7284 Год назад +1

      Hahaha ha aizopinda busy eish

    • @chiedzajoylinemedzani7832
      @chiedzajoylinemedzani7832 Год назад +6

      Haaaa Mai Nana munorarama Musina kusha nezimweya namatai imi hapana murume anoda tsvina idzodzo

    • @chiedzajoylinemedzani7832
      @chiedzajoylinemedzani7832 Год назад +6

      Immmm mukomana ngaayende mwari Hakuna mukadzi akadaro shame

    • @mberikwazvomachisa2656
      @mberikwazvomachisa2656 Год назад +2

      @@PaloSant sewa prophet ani? Vanoba, smuggles, dupes the clients, pushes drugs, kneels at the Shrines in Ghana and associated with murderers and oppressors?🤔🙄

  • @shumi1199
    @shumi1199 Год назад +176

    Haaa these kids need teaching on DNA 😂😂. Azvisi zvekuti ane nharo anohwinha

  • @memoryd5233
    @memoryd5233 Год назад +10

    The things that our parents go through 😢, mapudzi anowira kusina hari. That amwene seems to be so kind. Stepping up when her son couldn’t!

  • @marg86
    @marg86 Год назад +14

    TM, "Saka mwana ndewani"
    Girl, "ndewangu" 🙌🏾😂😂

    • @tapiwamakoni3936
      @tapiwamakoni3936 Год назад +1

      Kkkkkk

    • @sonenidube5390
      @sonenidube5390 8 месяцев назад +1

      Kokukumbirwa kuti akumbire ruregerero kototarisa kuside vane pride vatete

  • @tsungyd
    @tsungyd Год назад +24

    Mwana akachenama zvake uyu🤗🤗 Shuwa mai vanga vanakirwa nemzukuru butt muroora uyo vaimugona🤣🤣🤣Thank God the young man stood he's ground.

    • @marvellouschimusaru4813
      @marvellouschimusaru4813 Год назад +1

      Anga atoroorwa mumhuri ine vanhu vakanaka chaizvo but hunhu hungu uhmmm

    • @shaezsitole7636
      @shaezsitole7636 Год назад

      Kkkkk mai vangu vanobva vatii kuchenama hauna masare here😂

    • @gracie2world
      @gracie2world Год назад

      🤣🤣🤣🤣🤣 kunakirwa nemuroora

    • @tsungyd
      @tsungyd Год назад

      @@shaezsitole7636 haaaaa ewuyu anobviswa negejo. Kana kumbonyara camera nezera rake 🤗

  • @maipeaches5586
    @maipeaches5586 Год назад +27

    God bless gogo and mother in law …. Haaaa makoti is very dramatic 🤦🏾‍♀️ apa rough and pride🥲

  • @pattymwale1409
    @pattymwale1409 Год назад +19

    Hah ma1 Aya ndagara ndazviona kuti mwanai 0% hah pa fair chaipo musikana uyu hagarikike naye imba ichamunetsa kumisa apa rough 🤔🙌🙌

  • @carolinemafusiresachikonye388
    @carolinemafusiresachikonye388 Год назад +9

    Vana tete nanamai lets pray for our boys,, this is the worst thing that can ever happen to them. Zvakaoma zvemuskana uyu

  • @dennisonmaisiri2123
    @dennisonmaisiri2123 Год назад +13

    I think Tinashe you are now supposed to show us pictures of the children in question timbozvionerawo tega kkkk

    • @matareellen
      @matareellen Год назад +2

      Heheh. We need to protect the innocent kids brother

  • @mercymukonza9814
    @mercymukonza9814 Год назад +16

    Mainini hunhu hwenyu hwakasurama in doctor Choga's voice. Ndanyara mainini

  • @eunicezimunya3991
    @eunicezimunya3991 Год назад +100

    Big thanks to mum ,she has true love towards the girl &the child

    • @washingtonsandi4404
      @washingtonsandi4404 Год назад +1

      Aiwa amwene munhu chaiye. Apa vakatobata bonga mumaoko. Unenge uchakapanhira pasi kkkk. Kwakuita muroora njapisi yakadaro.

    • @tendaichidziva
      @tendaichidziva Год назад +2

      But mmm anaga achidiwa wacho ndipoo pasina munhu

    • @simbarashemoyo2002
      @simbarashemoyo2002 Год назад

      Ndigogo

    • @chaosstwins6821
      @chaosstwins6821 9 месяцев назад

      Kungodonhedza pasi seusiri kuziva kuti pane chawakabata

  • @thandybhebhe795
    @thandybhebhe795 Год назад +52

    Bota family...just a reminder to like and share ...the level of disrespect from the gal child is embarrassing..parents lets teach our kids respect nhai.

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Год назад

      She comes across a victim of something traumatic kana rape chaiyo I don't think life has been particularly kind to her. Ane ma_issues bhanditi nhinhi iyo

    • @chipomudzinganyamamagoto971
      @chipomudzinganyamamagoto971 Год назад

      It's so heartbreaking 😭 true Ari bully zvisimgaite kana Kumba kwaari kugara vanoto mizeza I think

  • @hazelmusingawani5472
    @hazelmusingawani5472 Год назад +8

    The way the guy refused to read the results, it tells a lot. He must have been fed up nemusikana uyo.😢 hmm haa the girl must learn to tell the truth and she should revise her manners, especially to her elders. It’s not like she’s gonna be young forever 💔

  • @unityrunganga7103
    @unityrunganga7103 Год назад +11

    She is beautiful asi muromo kunge munhu wemu comboni.. Iam happy the boy stood her ground pa akaona kuti avharwa he completely stopped intimacy ne mskana uyo and kept his distance.. Iam relieved kuti haasiye muridzi wemwana cz cc avo doesn't respect him at all anomutarisa nemaziso ekumupima kuti village boy.. No respect at all hope the boy learns and never repeat mistake yakadai.. Svuura muromo mskana uyu she must go back kumba kwavo period mupei mwana wake aende

    • @simbainashemashatise5250
      @simbainashemashatise5250 Год назад +1

      Ah kamburu kamunhu and that guy looks so decent, anoratidza kuti he would have owned up dai mwana ari wake. Even his mother vanoratidza kuda muzukuru but yhooo musikana akazhangandira uyu no remorse no nothing. Vabereki vemusikana vanenge vanomusupporter futi pazvinonsense zvake

    • @shekinah8475
      @shekinah8475 Год назад

      True and that beauty inodzimaidza vakawanda

    • @ethelmoyo837
      @ethelmoyo837 Год назад +1

      Kanochenama kamwana ikaka kakawanda murume anorova kanourawa nekurohwa

  • @edwinvoiceshambamuto3166
    @edwinvoiceshambamuto3166 Год назад +70

    My respect goes to the granny, she has love she took the side of the vulnerable baby

  • @lorrietmuguti
    @lorrietmuguti Год назад +66

    Kuzunza murume papublic. Kumuyanika semufushwa. Ah! Inga Mwari vanoziva. Imagine dai anga anzi ndiye muridzi wemwana hmmmmm "zvivindi" zvekumudzosera kumba kwavo aizozviwanepi nhai veduwe.
    Iyi haisi MARRIAGE material! Hell!, she aint even "SINGLE MUM" material. Mwana iyeye anokura aine hunhu hwakaita sei? IMAGINE TYPE IYI IKAITA SMALL HOUSE YEMURUME WAKO? 🙆🏽‍♀️🙆🏽‍♀️🙆🏽‍♀️ Zvokwadi unoita handover murume willingly watambwa rough waaakutoita senge ndiwe SMALL HOUSE 🤣🤣🤣 Ndinoti namashoko iwawo rarai muchifunga 🤣🤣🤣

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 Год назад

      Yuwii inga nyika yacho ma1. Saka motoshuvira varume venyu maSmall house

    • @tashmags6377
      @tashmags6377 Год назад +4

      Haa iyi type iyi chero ikaita muroora wekumba kwenyu mese momusiira imba

    • @ralphchimbaira1755
      @ralphchimbaira1755 Год назад +14

      ​@@maiyeukai9346 misinterpretation of the comprehension. Dzokororai kuverenga muwane a deep contextual meaning

    • @lordchrisgwatidzo1131
      @lordchrisgwatidzo1131 Год назад

      Kwaaaaaa, kuseka nhamo serugare. You have nailed it my dear.

    • @lordchrisgwatidzo1131
      @lordchrisgwatidzo1131 Год назад +6

      @@maiyeukai9346. Haana kushuvira afananidza kana kuenzanisa, nechingezi unonzwa zvoonzi imagine this little loose mouth little girl was dating your husband.
      Zvekuita kwevarume is a reality that you should wake up and accept that it is happening every day everywhere despite the way you feel about it. Ritori dambudziko kufunga kuti wako haana or haaite small house. Ndopakuzozviuraya musi waunozoziva kuti kwamainini kune mwana we13 years. Shanje ngadziite shoma dzekutonzwa izwi rekuti small house wotovhunduka , kusvika waakuda kuisa mutemo wekuti izwi iroro risataurwe, apa murume wacho anenge achipiwa mutemo nemukadzi pamba ipapo.
      Isu tisingateerwe nevakadzi totosema tsvina idzodzo, imi venyu vamunoburitsira ziso ndokwavanoswera kwamainini vachidyisana ice cream vachimhanyisana vodzoka kwamai guru shanje muromo pukute

  • @felistaschitonga
    @felistaschitonga Год назад +229

    This girl's attitude is outrageous. Whatever the outcome, these have irrefutable differences. I am happy with the 0%, otherwise co-parenting was going to be a war.

  • @silviamashavira3125
    @silviamashavira3125 11 месяцев назад +1

    Tank you brother Mr Tinashe inga munosangana nezvakaoma.

  • @libertytambo7990
    @libertytambo7990 Год назад +28

    "'handirohwe ndakamira sechibhorani" thats when i knew he is not the father!

    • @davidncube2780
      @davidncube2780 Год назад

      😂

    • @siletamus2016
      @siletamus2016 6 месяцев назад +2

      That made me laugh out literally as I watched. I knew she was of the streets and to the streets she shall return

  • @thelmatchikuruwo295
    @thelmatchikuruwo295 Год назад +53

    😂😂😂 hanzi handirohwe ndakamira sechibhorani.This girl is stubborn yoooh

  • @florencechabanga4010
    @florencechabanga4010 Год назад +36

    Respect to the guy and the mom

  • @francisnherera477
    @francisnherera477 Год назад +89

    Amai vemukomana is super good and so is the son, musikana needs better parents to teach her the correct thing to do

    • @charliemiketmdluli8536
      @charliemiketmdluli8536 Год назад +4

      Yatoo nhinhi haachatodzidzisike

    • @sampremi2014
      @sampremi2014 Год назад

      @@charliemiketmdluli8536 very true

    • @nyashamuzarewetu
      @nyashamuzarewetu Год назад +1

      Akatora advantage yekuti mkomana akanyarara haana noise manje azviruza

    • @shekinah8475
      @shekinah8475 Год назад +5

      Some of these kids the parents are good but ivo decide to go their own wild ways.

    • @reginamoyo5162
      @reginamoyo5162 Год назад +1

      It's too late now chakabaya chikatyokera icho. Ane attitude inonhuwa mwanasikana uyo.

  • @godfreyncube8848
    @godfreyncube8848 Год назад +1

    She is young. She will be Mature. We handle embarrassment in different ways. Varume ngatibatsirane kugadzirisa nyika. Umwe urikutoziva ndiwe potential father....budikirawo musasiya vana vachishaiwa dzinza

  • @trustmadee185
    @trustmadee185 Год назад +2

    Muridzi we bhachi re green iro Ndiye muridzi weMwana. Hakuna Kuti muskana uyu aizotenga kna kutengerwa Juzi rechirume

    • @ShamenTete
      @ShamenTete 30 минут назад

      😂😂😂 finish

  • @kudziester
    @kudziester Год назад +7

    I suspect the child myt be frm her sister's husband hence the sisters tried to cover up and looked for this soft guy to pin on him thinkin akapusa😄. They thought they might intimidate him nekumuripisa kwamambo kuti maybe asaite maDNA.

  • @hiltonmugadza147
    @hiltonmugadza147 Год назад +104

    This little girl is so cold. She has a heart of a stone and she is not repentant. Look at the way she responds to a potential husband. Even if they wanted to forgive her ,she has closed all the doors of reconciliation herself.

    • @linamachaka7044
      @linamachaka7044 Год назад

      Ende kabenzi kemusikana Kana kunyara zvake

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Год назад +1

      It's like she went thru trauma herself in a heartless way and akabva aita mhuka nhinhi

    • @fadzaitawonangwere2290
      @fadzaitawonangwere2290 Год назад +5

      I really feel the girl was going through a lot because of this guy, we see the coldness of the girl ko that guy

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Год назад +3

      @@fadzaitawonangwere2290 and beyond that l think life has been cruel to her somehow.... Even childhood s*xual abuse chaiyo..... Munhu anoita bhanditi.

    • @bat3153
      @bat3153 Год назад

      ​@@chiyenyumba7135 iwe trauma yaukutaura wakaiwonepi ko asi ndiwe wakamurapper usataura kwausina kuswera iwe

  • @carolmaposa7113
    @carolmaposa7113 Год назад +11

    Am happy with the results that gal is a serious case kumba kwenyu gal

  • @nada2prada183
    @nada2prada183 Год назад +5

    I feel like giving this girl the biggest clap remukati nerekunze gwati chairo

  • @gracevambe8077
    @gracevambe8077 Год назад +47

    I feel sorry for the mother ,she has a good heart ❤️

  • @delmakwereka9313
    @delmakwereka9313 Год назад +37

    Mwana uyu kwaanobva kwakaoma. Her pride is on another level.

    • @rumbidzaimurambiwa4798
      @rumbidzaimurambiwa4798 Год назад

      Imagine 🙌

    • @munyaradzimurambiwa5594
      @munyaradzimurambiwa5594 Год назад

      Pride yepa TV chete iyo but azosvava panzi 0% 🤣🤣🤣

    • @tsitsimutombo2216
      @tsitsimutombo2216 Год назад +2

      Haagarike naye uyo unoita Bp ukafa nguva isati yakwana

    • @tsungaichivhere7335
      @tsungaichivhere7335 Год назад

      Hamuoni vabereki vakamhanyira kwaChief uku maDNA results asati abuda. Inhubu idzi

    • @TM-iz2ku
      @TM-iz2ku Год назад

      Ndopaunoti Mwari maita henyu pakadai hapana angada kuita mukadzi wakachenama kudai ...pakadai raini Rose rinenge richitomuzeza

  • @ruthchinaka2725
    @ruthchinaka2725 Год назад +44

    Thank you for the program Mr Mugabe mainini humble yourself and swallow your pride

    • @shumbashava247
      @shumbashava247 Год назад +2

      I had liked her before the guy came back. kane rough yedatya chaiyoo.kanogona kumedza danga rese remombe nehasha

    • @ruthchinaka2725
      @ruthchinaka2725 Год назад

      @@shumbashava247 😂😂😂😂😂

    • @shelterchigavakava8272
      @shelterchigavakava8272 Год назад

      ​@@ruthchinaka2725 the ñ

  • @sheillamutambakwera-hf6up
    @sheillamutambakwera-hf6up Год назад +26

    Tinashe: saka mwana ndewa?
    Her: ndewangu
    😂😂😂😂😂😂 ama 2k makasika sei chaizvo

  • @marvelloustawomhera7110
    @marvelloustawomhera7110 Год назад +10

    The girl is still young. Kana tichiti imbokurai musati maita zve bota tinonzi tinopenga. Honestly with her age even if I was her mum/aunt I wouldn’t ve started talking her through marriage set ups and all, I wld be concentrating on raising and educating her.
    After everything has been said and done she’s soo pretty and I believe in 2nd chances 😊. I wish her well

    • @hapinessmachiridza2331
      @hapinessmachiridza2331 Год назад

      Ndiwe wega dear...l pray she does too

    • @faraiheart9561
      @faraiheart9561 Год назад

      Anoonaka kuti negrooming she will be a jewel chaiyo

    • @Pworshipers
      @Pworshipers Год назад

      Beauty without brains is nothing dear munhu uyu hadzimo zvachose

  • @Joerter_FX
    @Joerter_FX Год назад +1

    ....pangori nekakusanzwisisana kadiki-diki bt Mbuya iyo ikuda muroora n the baby too

  • @lilianmagaya8815
    @lilianmagaya8815 Год назад +22

    Felt sorry for guys mum as she had bonded with the baby. It’s very tricky what to do before the results. Ayasi pane basa pane musikana uyu, so young. The best is no bota before marriage but ama 2000 havadi. 😊😊😅😅😅

  • @bibtiweti7832
    @bibtiweti7832 Год назад +66

    Parents let's step up and raise our children well. Parenting is a serious and great responsibility. We may say it's ama2K when the fault is ours.

    • @lordchrisgwatidzo1131
      @lordchrisgwatidzo1131 Год назад +3

      You can say that again. These kids our children have a deficiency of appropriate upbringing and proper naturing. They have already surpassed wild animals in demeanor
      Shame has been bestowed upon ourselves by these abominable and abnoxious, sickening practices.
      Well whatever these rogue youths are doing, will come and bite them not so far away, in the future as much they would not like listen to anybody let alone be admonished.

    • @thandanindambakuwa2400
      @thandanindambakuwa2400 Год назад +4

      Very true, we made these so called ama2k. Its nothing to do with the 2ks but our parenting skills or lack of thereof. Vana ngavadzidziswe

    • @varihumambi
      @varihumambi Год назад +2

      said it aloud please..say it aloud..dont just write..and keep silent..you are very correct

    • @bekmud7936
      @bekmud7936 Год назад +2

      Vanodzidzisika seyi vabereki muchiswera kudiaspora or kuroworwa nevamwe varume mokanganwa kuti mune vana vamakasiya kikiki

    • @makanakazanga3330
      @makanakazanga3330 Год назад +1

      Chokwadi vabereki vema 2k hatina hanya ne ramangwana revana vedu .

  • @AngryNegativeHistoryProject
    @AngryNegativeHistoryProject Год назад +84

    I just wonder how many women got away for blaming the wrong father. I bet a big majority of us don't know our real father

    • @bernatrixmakenah5770
      @bernatrixmakenah5770 Год назад

      Sad truth🤔

    • @mugambiwatonderai5424
      @mugambiwatonderai5424 Год назад

      It's shows 80%

    • @AngryNegativeHistoryProject
      @AngryNegativeHistoryProject Год назад

      @@mugambiwatonderai5424 no way. That's crazy. I had an evil woman a few years ago that claimed I was the father, but I told her I wasn't a DNA, I hadn't heard from her since. She named the kid after me. All she has to do is do the DNA, but she said she's going to ruin my life and steal my money through court since I didn't move in with her when she got pregnant. I told her that I won't move in with her because she is evil and the kid might not be mine.

    • @AngryNegativeHistoryProject
      @AngryNegativeHistoryProject Год назад

      It's a really sad thing that my broke ass that can't afford a lawyer can't control

    • @mberikwazvomachisa2656
      @mberikwazvomachisa2656 Год назад

      @@AngryNegativeHistoryProject She is making "a dangerous prayer"! 🤔🙄🤗

  • @IsaacChimesa
    @IsaacChimesa 10 месяцев назад +1

    Thank your amwene tatokoza kwambili

  • @natashachikuni1216
    @natashachikuni1216 Год назад +2

    Vana vedu vasikana ava. This has taught me to raise my girl children to respect elders anywhere or i become an embarrassment on the Internet. Kungoti kune vana vasinga dzidzisiki zvachose🙌🏿

  • @vincentmarowa7632
    @vincentmarowa7632 Год назад +217

    I've never seen such attitude before, the girl is something I can't explain, she apologized to the mother looking the other way clearly saying I DON'T CARE, I feel sorry for her coz her future when it comes to marriage it doesn't look bright.
    She made that guy look stupid and Dump

    • @symptomkorogwe5368
      @symptomkorogwe5368 Год назад +4

      She will never get maried. If she doesn't change

    • @danaililianchingwende1020
      @danaililianchingwende1020 Год назад +5

      Me too she is the definition of rude

    • @nonsikelelomzaca2888
      @nonsikelelomzaca2888 Год назад +6

      You can say that again..She did not think of thanking the guy’s mum and grandmother till the guy mentioned it..Her behaviour isn’t for an 18 year old😊

    • @logykays2673
      @logykays2673 Год назад +21

      Her future in general that's her character zvisinei nemarriage chero pabasa haapagari

    • @markgodknows86
      @markgodknows86 Год назад +3

      She’s one arrogant,rudest person!😮. She needs serious help, otherwise anoita nzenza yemuma raini, shame

  • @mgta.2219
    @mgta.2219 Год назад +217

    The girl's arrogance is deadly. No one can ever tolerate such behaviour.

    • @fortuneuta1694
      @fortuneuta1694 Год назад +3

      Haana kukwana. Mhepo yaNyamavhuvhu chaiyo kuigirwa botso mumusha

    • @pearlmambinge451
      @pearlmambinge451 Год назад

      Hey you can say that again she is vile kuita kunge nduru chaiyo maiweee

    • @josephlupiya6626
      @josephlupiya6626 Год назад +2

      ​@@fortuneuta1694 botso chairoo endekandibhowa kanosvikudza mmmm ndamboti daimunhu achirovekapa foni haaaaa ndaimukanda mbama kamunhu hwaikanoita kunge kakamamiwa nekumashure kadobuditsa zvinonhuhwa mukanwaaa

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Год назад

      I nhinhi iyo l think life has been cruel to her zvekuti she doesn't care. Trauma and she is just giving it back now. Type iyo kana munhu anocheka

    • @josephlupiya6626
      @josephlupiya6626 Год назад

      @@chiyenyumba7135 anocheka sure mmmm ariwangu mwana haaaa ndimukiya

  • @sunshine-nv8sk
    @sunshine-nv8sk Год назад +13

    Vamwene vakadai tovawanepiko❤️❤️❤️

  • @Amarie077
    @Amarie077 Год назад

    May God bless you amai. Manga muri mujeri chokwadi masunungurwa. Ummm kutaura kudaro kuti ndinoziva kuti handizi ngomwa mwana ndewangu . Na gogo vasunungurwa chokwadi. May God meet you at the point of your needs mama.

  • @medicalkick6940
    @medicalkick6940 Год назад +4

    I blame Mnangagwa. Because of poverty our girls grow up in abusive households and they become heartless like this

  • @marvellouschimusaru4813
    @marvellouschimusaru4813 Год назад +6

    The sister who advised this girl kuenda kuna baba vasirivo needs to be taken to Tinashe Mugabe kana akaroorwa uye anevana. Kufurira mwana zvakadaro most likely ndozvaariwo

  • @glowmitectrading8708
    @glowmitectrading8708 Год назад +36

    This is getting out of hand, we now need Ministry of Public Service, Labour and Social Welfare to educate young people the consequences of immorality and or what they call Relationship Anarchy. Churches/social organizations should also play an important role in educating teenagers on the same issue and stop asking for money day-in day-out. @Tinashe Mugabe ,I would say lets have an internal department at your institution that would only educate juveniles in our society.

    • @memorytapiwa2550
      @memorytapiwa2550 Год назад +2

      True that Tinashe organize something like a department to help teach these young girls and boys about what is meant by relationships not mafunnies avarikuita aya

    • @shingimanyame4157
      @shingimanyame4157 Год назад +1

      Churches futi,church vanotoda hard cash

    • @sarahdube3306
      @sarahdube3306 Год назад

      True ndava vana vedu uuuummmm varikuparara, zvinorwadza hazvo

    • @sarahdube3306
      @sarahdube3306 Год назад

      True ndava vana vedu uuuummmm varikuparara, zvinorwadza hazvo

    • @adeladelaide1341
      @adeladelaide1341 Год назад +1

      I honestly feel like there should be sex education in schools now, this thing of parents/adults not having these conversations in families/schools will just result in these kids spiralling out of control, the future of this country is going nowhere with such kids we’re raising.

  • @brianmuteme9017
    @brianmuteme9017 Год назад +5

    Am speechless mwana ane hunhu usingaite zvake

  • @faro99ru
    @faro99ru Год назад +8

    I think there is more to this girl’s story. The child could be a child from sexual abuse, why is she so cold and hardened. Gogo is so kind May God bless Gogo naMbuya ve”the father in question”

    • @Victor-kw4ez
      @Victor-kw4ez Год назад +3

      No abuse, kangori kanzenza ako

    • @mongiwamabaleka4820
      @mongiwamabaleka4820 Год назад +1

      No abuse. She is fully experienced sexually and I bet even at home they are tired of her.

    • @robertaajusa
      @robertaajusa Год назад +1

      @@mongiwamabaleka4820 Shuwa they are tired of her kumba kwavo.Eish ane muromo wakaipa

  • @ethelkaraga9929
    @ethelkaraga9929 Год назад

    Vabereki vemusikana vakajaidza mwana wavo zvisirizvo. Haana respect mwana uyu.. musikana uyu akatotora advantage yekuti mukomana uyu akanyarara munyoro zvekuti. Anodheerera

  • @tinashetinzimudyanadzo8045
    @tinashetinzimudyanadzo8045 Год назад +11

    this girl is courageous, haana kuma vhunduka ma results

    • @takudzwakamugwira5781
      @takudzwakamugwira5781 Год назад

      No she's not, she already knew that the poor guy isn't the father of the child

    • @dove5584
      @dove5584 Год назад

      There was a girl aive nehunhu wakadai they finally discovered kuti numbu yaive yemurume wasisi

  • @lorietruramaigatawa5870
    @lorietruramaigatawa5870 Год назад +16

    An 18year old anotaura zvakadai 😢hanzi *ndinenge ndichiziva kuti handisi ngonwa, ndiri mvana ine mwana wangu kumusana* l feel sorry for her shame gumbo mupata pata

    • @tinashetembo1628
      @tinashetembo1628 Год назад +1

      Pana sisi vaye vambotaurwa kti akasvika vachifonera ndivo vanokapa mashoko kamwana aka

  • @simbarashekunedzimwe1372
    @simbarashekunedzimwe1372 Год назад +26

    It seems we like singing, "ama2000, ama2000" yet look at the pain of Granny, she clearly had a bond with alleged grandchild. This isn't nice. We should be praying like mad to recover these generations.

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Год назад

      Well praying is clearly not helping we need to face up to societal real issues

    • @simbarashekunedzimwe1372
      @simbarashekunedzimwe1372 Год назад +2

      @@chiyenyumba7135 So our prayers are not being heard because of our own dirty deeds???

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Год назад +3

      @@simbarashekunedzimwe1372 tiri nyika yakatukwa.... Soo much bad things munyika izere zvivi. Hatisati tadii zvedu hunhu hwevana ivava reflects us parents and adults.

    • @ralphchimbaira1755
      @ralphchimbaira1755 Год назад

      ​@@chiyenyumba7135 Hapana kutukwa kwenyika apa. Ma drama iwaya ariko kunyika dzese. It's the generation of technology iyi

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Год назад

      @@ralphchimbaira1755 kikkkkk am not surprised at your attitude. Straight from someone who doesn't want to take responsibility. If we look at Arab nations for example their societies have a certain code. Us 🇿🇼s what code do we have. Vakuru nevadiki kupupurutswa chete nemhepo no roots. We are not rooted at all zerere zvaro. Takazvituka.

  • @sallyrutendo1947
    @sallyrutendo1947 Год назад +22

    This mum is Golden❤️

  • @gracevambe8077
    @gracevambe8077 Год назад +14

    Ama2000 never disappoint 🙌

  • @mthoeleigh8121
    @mthoeleigh8121 Год назад +8

    Respect to Tinashe Mugabe, how is humbled when he speaks to these kids

    • @shingi1217
      @shingi1217 Год назад +1

      No-one else can present this show any better. He has all the patience and never loses his cool. Big up Tinashe !

  • @shamaramzizi4430
    @shamaramzizi4430 Год назад +7

    Lets encourage our children to protect themselves when indulging bota. Nhumbu is the least of worries kune zvirwere kunze uku veduwe.

  • @jabulanimgomesi7950
    @jabulanimgomesi7950 Год назад +54

    TM: "Mwana uyu ndewani?" 2K: "Ndewangu!"

  • @marcosgomoquembo6422
    @marcosgomoquembo6422 Год назад +1

    Ngatidzidzisei vana hunhu aaaa angagare imba uyo

  • @unityrunganga7103
    @unityrunganga7103 Год назад +9

    She can't even apologize kutomisa kasoro like zvinoshamisira at 18 mxiim

  • @patriciagaza1523
    @patriciagaza1523 Год назад +22

    Judge Lauren lake will then ask why kids are having kids🙌

  • @asiyatutambuli
    @asiyatutambuli Год назад +22

    Baba pindurai hatisi kuda vanhu vari kungonyepa nyepa panapa😃🤗

  • @yolandamhene2574
    @yolandamhene2574 Год назад +3

    Very beautiful girl but mukanwa😭, all the beauty just fades after that

  • @itai5990
    @itai5990 Год назад

    I knew it, nhumbu yakaitwa munaOctober to be born July 26th. I have a child who was born July 20th definitely conceived in Oct last year. She needs to think back kuti ndiani waakarara naye muna October 2nd or 3rd week.😢

  • @tapiwagaffer759
    @tapiwagaffer759 Год назад +1

    Thanx boss mugabe nebasa hombe cz vasikana hobho vane simba rakawandira pamuromo kunge pinjisi vachichengetesa vanhu vana vasiri vavo

  • @livistermakura2271
    @livistermakura2271 Год назад +11

    Parents must teach their children as they grow, they must not just drop and leave on their own without guidance.

  • @stanleykuziwachikotosa5239
    @stanleykuziwachikotosa5239 Год назад +43

    It's Tinashe counting "20,21,22
    &23 4days," that got me in stitches

  • @ebn9880
    @ebn9880 Год назад +38

    Thank u for the great show DNA team. We always enjoy the different couples you always bring on the show. Each case has its own uniqueness. Youth should learn and avoid premarital sexual activities.

  • @preciousshonhayimutaviri5024
    @preciousshonhayimutaviri5024 Год назад +2

    Bamunini avo ndavafarira hunhu wavo he is a real hubby to be bless him OOOH God

    • @lisasemu2516
      @lisasemu2516 Год назад

      Hamuna maziso henyu 😂😂😂😂😂😂

  • @tarisaijakopo6206
    @tarisaijakopo6206 Год назад

    Thank God this guy ajambwawo ne mhepo iyo haigarike nayo mhepo yanyama vhuvhu and she knew kuti mwana hasi wemufes uyu endeka 🙌

  • @Selmar701
    @Selmar701 Год назад +22

    Am speechless ama 2000 never disappoint sisi ngavanake ndanyara

  • @princemoyo293
    @princemoyo293 Год назад +15

    😂😂 this episode qualifies as a comedy show,i even think the lady was physically beating the guy bcz the way he changed when asked "wakambondirova kupi?"

  • @thelmarukovo2284
    @thelmarukovo2284 Год назад +8

    I think vana vedu ava needs guidance vakurasika akuna mudzimai wamangwana akadai😢

  • @deemas2653
    @deemas2653 Год назад +1

    Tinashe: mwana uyu ndewani
    Ama2k: ndewangu
    Alleged father: ndakambokurova...
    Ama2k: kupi? Haunyari hauna kumbondirova.handirohwi ndakamira sechibhorani
    Iiih ibasa chairo apa.hakuna murume anoda mukadzi akachenama kudaro. Aisarenda

  • @CrispenKadeyadeya-dl3jt
    @CrispenKadeyadeya-dl3jt Год назад

    Thanks amwene nerudo rwenyu. Madzimai mese mukaita samai avo marriage inovava (muroora)

  • @calvingutsa
    @calvingutsa Год назад +19

    Bambo!!
    Mune bhrugwa reblack imimi!!🙌
    “Mwari havambokupe mukadzi anokuti Bambo usina chawakatadza😭”

  • @ernestnyarungu446
    @ernestnyarungu446 Год назад +12

    Hanzi atleast handizi ngomwa ndirimvana ndine mwana wangu kumusana 😂😂😂😂🙌🙌🙌🙌

    • @amytaruz6359
      @amytaruz6359 Год назад +2

      Kkkk zera racho rikutaura..kunge kakadzi kakuru

    • @Mbegabulawe
      @Mbegabulawe Год назад +1

      too mature for an 18 year old!

    • @georginatakavadini2095
      @georginatakavadini2095 Год назад +1

      😂😂ndapera strong nazvo

    • @olgarmuhloro8363
      @olgarmuhloro8363 Год назад +1

      ,kkkkkkkkk ndenge ndakuzia kut ndri mvana ine mwana wayo kumusana ichooooo

  • @michellemupingo
    @michellemupingo Год назад +4

    Aiwa video quality chete 👌🏾rambai makadzvanya

  • @joylinekwatiwani
    @joylinekwatiwani Год назад +1

    Aaah mwanasikana uyu anonyepa aah kanyepesi kemwana aka

  • @peacezenda5546
    @peacezenda5546 Год назад +1

    The girl is so pretty.

  • @tsitsimuvunzi3070
    @tsitsimuvunzi3070 Год назад +7

    I've come to understand that some of these ladies don't even know the actual father of their child. It's sad

  • @rue3575
    @rue3575 Год назад +38

    Gogo is cute.😘

  • @jeftamutodza940
    @jeftamutodza940 Год назад +8

    Neniwo handirihwi ndakamira sechibhorani brother Tinashe

  • @forgofire5583
    @forgofire5583 Год назад

    Mupfanha abuda munyatwa uyo, thank you TM

  • @natashamabwe7789
    @natashamabwe7789 Год назад +1

    Handirohwe ndakamira sechibhorani😳😳😳

  • @kearabiloengwenya5764
    @kearabiloengwenya5764 Год назад +9

    When you were dating,were you really dating?!😂😂😂😅😅😅haaa shuwa bvunza hako tinashe cause Gwabvu ina sistren avo ma1

  • @ngoniepekoyo1059
    @ngoniepekoyo1059 Год назад +5

    I'm happy with the results cz she don't deserve him..kanochenama yooo

  • @auroramat222
    @auroramat222 Год назад +9

    This girl though🤦‍♀ because of her character, she can lose any man that comes along the way.

  • @jessicasibanda9889
    @jessicasibanda9889 Год назад +1

    Tinashe dai uchimbogarawo neshamhu kana uchi addresser ama 2000 aya

  • @phionamusademba2856
    @phionamusademba2856 Год назад

    Nyangwe dai abuda ari wemukomana uuu mainini respect ishoma zvachose