Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Mchinda uyo anoimba uyo he deserves increase more salary❤anoita kuti mbira dziite basa
chikukbiro changu ndechekuti mbira group vangopinda mu studio vatipuritsirewo single track iyo yavanga vachirova apo
Taura hako kamudhara ako kanonyatsoimba zvoenderana nembira
Haunyepi
Haaa masongs enyu anonakidza endai korecorder varume
Kana vadzimuvangu vachinzwawo ngavandizarurirewo ndiwane makwati Sekuru Tasvu ndimbouya ikoko ndakaremerwa ndodakuturwa mutoro yandinayo😭
UUuu munhu wese hamayangu ishuviro iyoyo pakaipa
Imarriiko nhai vehama kuwona sekuru Tasvuu
Sekuru is the best!Chokwadi chiripachena moyo munyoro,kubatsira vanhu.Tinokutendai nyika irikutonaka vamwe vachisvora nekutuka! Zimbabwe Moto!
Hupenyu hwangu hwaramba kusvika paye pandaida. Hungasvike sei shuwa varoyi vachidaiso. Ndachema hangu 😭😭😭. Tateguru Tasvu thanks very much nekudzikinura vari kutambudzwa nehama. Ndinovimba one day ndichasvikawo kwamuri mundisunungurewo
Mbira group tateguru they deserve a cup these guys... well done 🎉🎉🎉
Haaa vanogonesa
ndavatsikise coz ndipo patiri kuwana trademark yedu ipapa
M
True dat
Sekuru zvamoita zvoshamisa zvikuru ,muito obrigado ,voce merece continua ajudar povo
Makadiiko sekuru Tasva ndibatzireivo ndatambura ini kushaya murume sekuru vana kutambura wese ndriku joni 🙏🙏
Hupenyu hwangu hwaramba kusvika paye pandaida❤
I love this song ichinyatsoimbwa nagogo Tasvu hamheeno zvandinonzwa soo
I see blue movement.its everywhere like the holy spirit
💙💙💙💙💙
😂😂😂😂
😅😅😅😅😅Zvakaoma
Nyamasvisva tiise maoko 👏👏👏isu pwere dzenyu tahwarara Mhondoro yedu tasvu haiwa varoyi ngavafe zvavo
Ndachema nokuti ndafungawo mwana wangu akafa kuti pamwe akatourawawo seizvozvi varoyi Havana tsitsi
Ndaedza zvose zvaramba hupenyu hwanku hwaramba kusvika pandaida nyamba pane varikudhonzera kumAshure😢😢😢
Chokwadi
🙈🙈 zvakaoma kan
Sando dzenyu sekuru tasvu.
Sekuru Tasvu murikuita basa guru.Mwari vakuvedzerei mamwe makore mazhinji
Ndachema veduwe ndarwaidziwa veduwe vanhu tisaoma moyo kudai
Umm ndarwadziwa😢😢😢😢
😢😢zvinorwadza vasikana zvakaoma. Asi ndinotenda ne basa rikuitwa na tayeguru Tasvu.ndaisa hangu zvanza
Sekuru Tasvu manyama mabatsira ndatenda hangu sando dzenyu big up
Tateguru Tasvu ndapota muunze Titia Joyce na Charisi mudare... Hands up kuna Sekuru SHIRI vanga!!
Team rembira i love you guz munogona zvenyu ,chichemo changu kuti mutiitirewo kana 1 song zvayo yembira ..iyoyo yekuti mwanangu uchingete vana
Kun'anga DAI kwaipiwa mubairo sekuru Tasvu vanenge vachitoda riri Ballon do
Zvinorwadza Mwari nggatibatsireThank you Sekuru Tasvu
Well done singing 🎉🎉🎉🎉🎉
Mwari akuchengeteyi mazuva mazhinji Tateguru Tasvu
Team Chigodora haaaaaa zvakaoma sei madhimoni achibata vanhu kadzi isu kunyanya zvonzwisa tsitsi varoyisooo
Muimbi uyu ane voice rine kahudhiniwe nekachifinhu mukati😂😂😂
Akaipa
Kkkk kachifinhu hehunhubu futi
Ndomufarira zvekuty anonyatso shaura zvandoda
@@mtauser86 Taura zvako
Chokwadi sekuru ndinoyidanziya vanorova zvavo❤❤❤❤
Maiweeeee ndachema ini vedweeeee hupenyu hunorwadzaaaa
❤❤❤❤❤❤❤❤ you asekuru pasi nevaroyi sekuru.
Mitsa kana kuti mutirikiri aripi anoturikira zvineka that zvine nyambo mukati zinosekesa nezvinosuwisa❤❤❤
But haanyanzoziva language yakhule
Haana respect kuvanhu vakuru chero munhu Ari muroyi hake but 😮
Haa sekuru Tasvu mwari vakuwedzerey mazuva makaoma mbira idzo very good
Mwari ndibatsirewo ndiwanewo phuma ndigosvikawo kwaSekuru Tasvu nerimwegore😢
I like song ❤❤ mbira nehosho
😢😢😢 komborerwai sekuru tatsvu ndikuuyavo nedambudziko rangu sekuru
❤❤ thumbs up on sekuru tasvu
Muroyi ngafe sekuru
This really hurt me, the way that lady start crying so painful
Sekuru venyika tinokutendai zvakanyanya nekutibatira vavhiti umm Havana tsitsi varoyi avo
Please do something to record this song love the track ❤
Tateguru Tasvu isu sevana veZimbabwe today nemi❤
Mbira nehosho mushauri❤❤❤❤❤😢😢😢😢😢 Tasvu one tasvuuuuuu😢😢😢😢😢
I feel like to cry zvakaoma hazvooo
Zvinochemedza izvi varoyi vanotishungurudza
Shame zvinonzwisa tsitsi varoyi vatambudza veduwee.😭😭😭
Kamudhara kairoya aka mhuriyese yavakungo chema
Well done 👏
Ko Fantan wenyu aripi kule mazuvano haasikubudikira
Sekuru Tasvu haa muvambi wenziyo uyo anoimba zvinondisvitsa pakufungisisa
Ini hangu sekuru ndinechichemo kana kusina mkoma Robert ndorwara 😢😢😢
Inonziiko song iyo ndaishaya asi ndoida kkk
Zvakaoma zve mhuri
This Mbira Group should record their songs, and put some mastering a bit. Esp the first song Mwananguuhweee its a HIT that 1.
Batai varoyi sekuru, good job❤❤❤❤❤❤
Misodzi yangu yaerera😭
Ndabaiwa moyo 😭😭😭😭😭
Boys dzinorova mbira big time ndatenda hangu.But varoyi musadaro so kushingurudza vanhu
Tinemi sekuru tinokutendai chose nebasa guru iri
Murimuhombe kule
❤❤❤❤ SEKURU TASVU MUNOBATSIRA ASI RERUSAI PANEVANOTAMBURA PAMARI YEKUBHADHARA
imarii nhai
@@gaudenciajaravaza6208 iripasi iUSD 250
Vanhu havasi kuona here kuti mweya yevafi yabata muchaunga umo here?
Chokwadi upenyu mutoro Mwari chengetayi sekuru tasvu
Mwari mwari mwari mumborikupiko nhai mwari imi tichitambudzwa nevaroyi kudai😢😢😢😢😢
.makadiiko muno sekuru Tasva van vanoita nemazvo
As long asvoka kunatateguru Tasvu anotopora chete❤
Mushauri mushauri wakanyanya
Sekuru Tasvu munorova basa
Kanoda rohwakamudhara aka kanongoti gotsi kunge konayepfihwa shit ini muroi ngaafe boz ini ndakabvako uku muroi anehutsinye😢😢😢
Mbira to the World
Ndiyaniwo ari kucheka onion😢😢😢😭😭😭😭😭😭😭
Mbira ❤
Team Chigodaz ,sandiye hre wekunzi ane zvikwambo zvinonaka kudarika mrume 🤣🤣🤣🤣
Ko sekuru joyce nacharisi waripiko asi waramba hrrr back to sender sekuru
Tinotenda nekuchenesa kwamurikuita misha ikutambudzika chengetwai sekuru
Tavapo padare naSekuru
Kasong kenyu Kandichemedza chokwadi tibatsireiwo teteguru tasvu haaa
Muroyi ziii sekuru
Ini ndimumwe anga asingadi zvechin'anga bt nekuda kwenyu sekuru Tasvu haaa ndakuda bt kwamuri chete
Muroi must go because he's so heartless dai aida kuti vamwe varambe vari vapenyu better
Zviri nani ndiende kureeeee😢😢😢😢😢😢😢
Hakuna zvakanaka Sekudai musamire sekuru itaibasa sebasa
Rovai basa sekuru Tasvu
Ndooo mbira music yedu chaiyo. Kuimba ma voices anenge akasvikirwa. Kunge vakafa kudhakwa nemweya wemadzinza
gogo Tasvu munoimba❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉
Waiting
Ndasvika
Hasiye mudhara airamba kufamba kwa Chongodora achiti ndinonamata
Chimbomugendesai mozomumutsa mudhara uyo anoti anovapedzera achiuraya vanhu
Ngundu yasekuru nhasi inenge dendere no disrespect tateguru😂but just haven't seen you wearing that one b4😊.
Muroi akaoma moyo veduwe ndarwadziwa.😢😢😢
Bataibasa sekuru tasvu nyika ichene
Zvorwadza chokwadi kna muroyi achibvuma pamberi pako kuti ndini ndakauraya murume kna mukadzi wako kna mwana wako ,achitokukumbira ruregerero achiti ndiregererewo ndoda kurarama. Iye anoda kurarama ko hama dzangu dzaakauraya idzi dzichadzoka here ,
Aaroni, Aaroni usazodaroba iweeee. Nyaya yakabve kure uchiramba
Kkkkkkkkkk ummm muzimbabwe makaomà zvikungonzi vasiri vehukama imbosudurukai asi patonetsa
Ummm murugererei Sekuru motora zvinhu zvacho moita kt arege kuroya fty
Muroyi ngaafe
Haasi mudara airamba kwaChigodora here
Zakaoma shuwa hama 😢😢
Sekuru Tasvu naGogo Tasvu mwari vakuropafadzei murikubata basa hombe
Sekuru tokutendai murikuponesa vanhu
Sekuru tasvu vanogona ava wakarova Mai unotopenga huroyi batayi varoyi kusvika vapera kkkkkkkk
Sekuru pakadai tinoregerera asi vapei twake akabata futi anofa nekuti zvinorwadza izvi tatambura isu
Dai ndipovoo
Apa wakti ndoda kusiya zvamuchose ko waimbozvitambirirei

Zvinorwadza Mwari nggatibatsire
Thank you Sekuru Tasvu