The looks on the guys sitting in the trolleys shows that they are going through a lot, like they are trying hard to make ends meet asi zvikuramba. Haa ZANU has destroyed the country guys.
Why do artists wnat to be helped by well wishers or other Musicians?Why do you ask them such a question?Next time ask them kuti mari makaishandisei,Ko munoshaya dta here to post on social media and be content creators?Put them in a corner.Ask them what stops them from approachiang studios and do trade offs...give rights to the recordings and share profits.
I think nyaya iripo vanotsvagawo vanhu ve same industry naivo munhu anokwanisa kukubatsira kazhinji kacho munhu anonzwisisa situation yacho ma artist vanozivana pavanodonhera saka zviri easy kubatsirana asi mashoko ako akanaka kuti kana munhu waitawo mbiri nemari chironga ramangwana rako
Anoda kubatsirwa zvechokwadi murume uyu pakaipa ofcourse we human we make mistakes in life bt we always need second chance hoyo kumbinga uko ratidzai humbinga kune vanhu vakaita se avo vasisitorina pekutangira apererwa musharuka uyu
Maita zvakanaka mamurangarira❤❤❤❤❤❤❤
Most artists,vanokanganwa kt opportunity knocks once at a man's door
Help him please
Achirikungotambisa majenjere, life doesn't change guys 🤣🤣
😢😢hanzi herpes here or ndatadza kunzwa amai ava
Yeah herpes
Mukakabvunza ipapa katorine album ra Jah Prayza ra 2028😅
Mai Tangwena vari kunzwikwa loud and clear but mukoma muri kuitisa interview voice renyu harisi kunzwikwa zvakanaka rakadzikira tave kutoita kuisa phone panzeve
Will improve it
JC are you rellated to Uncle Saint? Kubva mafanana kudaro nemaVoice zvese.
Kk he is my young brother
The looks on the guys sitting in the trolleys shows that they are going through a lot, like they are trying hard to make ends meet asi zvikuramba. Haa ZANU has destroyed the country guys.
Vari pabasa
Achimwene...bwanji hre
Akuna anobvuma kuti apera 😂😂😂
Good interview but Sound is very low
Panga pane noise saka takedza kutoigadzirisa
32years mmmm
Hazviko umm
Hanzi mumarriage muchinzwisisa kana pachitaurwa
King of piracy manje muchinda uyo, the industry won't forgive him....chief piracist!!!
Oh really
Mbiri haidzoki kaviri mudhara
Ndomusana wauri kubata here iwe kamdhara? Ndosaka wakapera kkkk
Asi ari ku group re glue kani
Chipoko ma 1 ndopandakaziwira ma juice
Hoyooo
Why do artists wnat to be helped by well wishers or other Musicians?Why do you ask them such a question?Next time ask them kuti mari makaishandisei,Ko munoshaya dta here to post on social media and be content creators?Put them in a corner.Ask them what stops them from approachiang studios and do trade offs...give rights to the recordings and share profits.
Yeah ma1
I think nyaya iripo vanotsvagawo vanhu ve same industry naivo munhu anokwanisa kukubatsira kazhinji kacho munhu anonzwisisa situation yacho ma artist vanozivana pavanodonhera saka zviri easy kubatsirana asi mashoko ako akanaka kuti kana munhu waitawo mbiri nemari chironga ramangwana rako
@@stevenruzvidzo5570apera uyo dzangove nharo pfira dandy
Anoda kubatsirwa zvechokwadi murume uyu pakaipa ofcourse we human we make mistakes in life bt we always need second chance hoyo kumbinga uko ratidzai humbinga kune vanhu vakaita se avo vasisitorina pekutangira apererwa musharuka uyu
Peter was a victim of circumstances
Kkkk magona sure
Pa 32 apo ummm pakanganiswa apo.
Pakanganiswa chii hant Vatican 32 in marriage
Ah unoramba sei petr tangwena ndewe kare uye akatoita mbiri kare..