Vanhu voromba nemakuva kwa Odzi Mutare

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 3 ноя 2024

Комментарии • 264

  • @Karanganda
    @Karanganda  Год назад +10

    Vanhu vakadai vakabatwa vanofanirwa kuitwa sei?

    • @charitydinkel9916
      @charitydinkel9916 Год назад +3

      Kuripiswa zvakaoma kana kuri muma Misha kudzingwa mudunhu

    • @tracygwashawanhu7142
      @tracygwashawanhu7142 Год назад +1

      Zvakaoma hazvo.Mwari Pindirayi honai nyika yedu kwayave kuenda

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Год назад +1

      Ngavasungwe

    • @lisapeters5114
      @lisapeters5114 Год назад

      Just before the firing squad & get shot dead full stop

    • @juliaherbet2063
      @juliaherbet2063 Год назад +2

      They should be jailed for a long time 20+ years. They have serve as an example to others

  • @courtesyshangwa3194
    @courtesyshangwa3194 Год назад +12

    Ndosaka vakuru vekare vairova makuva munhu akarohwa guva spirit yake haitoreke or kushandisika pple are now wicked

  • @rodrickmutindivari7744
    @rodrickmutindivari7744 Год назад +6

    Dhemeti nyika yedu yatakura zvikukutu.THANKS BABA TAPS.

  • @rue3575
    @rue3575 Год назад +2

    Amunaweee zvazvemavideo ekuNigeria zviya anhuweeee.Kundoita kunge movie ayas.Takazvionepi anaWasu izvi maiweeeee

  • @elizabethaaron1120
    @elizabethaaron1120 Год назад +3

    Ichiri Zimbabwe here bb taps or yatove imwe nyika nekuti zvakuitika munyika zvakutyisa 🙃

  • @tatendachibira9372
    @tatendachibira9372 Год назад +2

    In'anga dzeku Mozambique kushaya chikoro kungoda kukorokoza ummm ndatya🙄🙄🙄🙄

  • @addmorechitumba9993
    @addmorechitumba9993 Год назад +1

    Makambozama here kuita zungura paivhu irori pamwe panechicherwa gold diamond kana zvimwewo

    • @phinnyndhlovu8543
      @phinnyndhlovu8543 Год назад

      Chicherwa chinowanikwa pa guva?Vadii kuchera muoad iri mumakuva

  • @mapster2104
    @mapster2104 Год назад +1

    Daidzai Tasvu, team rese rakazviita rinouya richireurura rega.

  • @elizabethmatanha4449
    @elizabethmatanha4449 Год назад +7

    Vanhu awa ndevemunharaunda imomo vanotoziwa Kuti guwa iri nderanhingi.vatoripo pamurimutoronga zvese

  • @yeukaimuduzi6824
    @yeukaimuduzi6824 Год назад +2

    And munhu wacho Maitove nawo ipapo

  • @petronela7548
    @petronela7548 Год назад +3

    Thanks baba huchi ndatoonawo vanhu wandanga ndane makore ndisati ndaona

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 Год назад +7

    Nyika yatakura kurema, yava nemazino iye zvino Harare and Bulawayo ine ma Under 15 vakaromba vari kudada nemari ine mumvuri apa havanzwisise kuti mhiko chii. Varume nevakadzi vakuru vari kutadza kuteedza mhiko . Mwari vatiitire nyasha.🙆🙆🙆

  • @denvertadiwa7888
    @denvertadiwa7888 Год назад +1

    Baba Taps vanobata basa

  • @tonraffzw
    @tonraffzw Год назад +20

    Money is the route of all evil..

    • @JOETSINAZ
      @JOETSINAZ Год назад +7

      point of correction, not money BUT the LOVE of money is the root of all evil. 1 timothy 6:10

    • @Shortytash
      @Shortytash Год назад +1

      @@JOETSINAZ Thank you for the clarification

    • @tonraffzw
      @tonraffzw Год назад +2

      @@JOETSINAZ As long wazvinzwa zvimwe zvema verse awakutivhurira ayo ravaDrama..

    • @florencemasenhu7352
      @florencemasenhu7352 Год назад +1

      Indeed it is the root of all evil

    • @archiefordsikoti5848
      @archiefordsikoti5848 Год назад

      @@tonraffzw Tsiurika

  • @Blessing8004
    @Blessing8004 Год назад +2

    KARANGANDA WAIVEPO HERE CEY CEY BA TAPS NDANGANDAKUSUWAI

  • @hardysithole1909
    @hardysithole1909 Год назад +6

    Inga pakaipa vanhu vari kuda kufamba nema GD6 muma streets umo kkkk

  • @dakawangu4490
    @dakawangu4490 Год назад +5

    Torai tsoka dzscho muende kwa sekiru Tasvu

  • @elizabethmatanha4449
    @elizabethmatanha4449 Год назад +2

    Akomanaka zvakaoma Zimbabwe yatakura kurema hamaweeee iiiiiii anhumwiii tinoguma neiko kana zvichidayi

  • @brendaziyenge207
    @brendaziyenge207 Год назад +5

    Pane secret yandakambonzwa munhu achiti anoita basa rekuchera makuva achitora macoffin achinotengesa

    • @rosymufushwa2565
      @rosymufushwa2565 Год назад +1

      Kna ini yemurume aigara mamutare akazosungwa hnty awanika nemkdz wke ane boxs mumba vachiti totora magold hand acho

    • @masterpmaronderaking932
      @masterpmaronderaking932 Год назад

      But ko Ayo macoffin a1999 anenge achiri kutarisika hr

  • @vimbaivimbai8401
    @vimbaivimbai8401 Год назад +1

    Isai macamera manheru munovaona

  • @josephmatarangani2478
    @josephmatarangani2478 Год назад +1

    Nyaya iyi inoda sekuru Tasvu vanoisa muteyo yavo kumakuva ikoko vanhu ava vabatwe

  • @solomonuyai4846
    @solomonuyai4846 Год назад

    Nyika yoenda kumawere baba ndisimbiseiwo ndirege kudzokera shure. Ndanzwa kutya

  • @aleemlatifa952
    @aleemlatifa952 Год назад +4

    Takutotya kuenda kumba. That's my homeland Odzi ndafara kuona hama dzangu

    • @munyaradzidafi5176
      @munyaradzidafi5176 Год назад +1

      Can u plz engage masvikiro akaita saana Gogo Chihoro ndivo vanopedza Masports ese wangu

    • @tendaimichaelsakarombe6100
      @tendaimichaelsakarombe6100 Год назад

      Uchiregerera kuenda kt zvigodii ndofunga wagara usingadi kuenda ko SAKa isu tiri kugarako totamba here manje wanhu ngawatye mwari mhani

    • @aleemlatifa952
      @aleemlatifa952 Год назад

      @@tendaimichaelsakarombe6100 gara hako zve iwewe ikoko udza vanhu waruchera hama dzedu kumakuwa kuti watye mwari

    • @preciouskuvarega3522
      @preciouskuvarega3522 Год назад

      Kkkkkkkkk

  • @happinessmahachi9987
    @happinessmahachi9987 Год назад +1

    Ummm nhai Mwari chii chirikuitika zvakaoma chokwadi Mwari pindirai

  • @tmanmaposa6143
    @tmanmaposa6143 Год назад +3

    Haaa nyika yava kuenda kumagumo ... pressure inotiuraya tiri vana

  • @jimjohns2233
    @jimjohns2233 Год назад +1

    Chinese pegging for mines and taking soil samples for analysis

  • @josephined8931
    @josephined8931 Год назад +1

    Chakauya nemari icho , vanhu kutambudza vanhu vakazorora havo , aaa zvanyanya izvi vanhu ngavabatwe ava vasungwe

  • @annagarwe1621
    @annagarwe1621 Год назад +4

    Vanhu havafanirwe kutambura kusvika pa stage iyi #registertovote

  • @patikaimatenga3583
    @patikaimatenga3583 Год назад +1

    Wakatanga kuzviona ndiyani kumakuwa ikoko. Mnhu iyeye anoda kumbonyatsobvunziswa

    • @DoubleGee86
      @DoubleGee86 Год назад

      No vanhu vanonomutsa mudzimu kuMakuva ndipoa pamunoona ende sometimes mufi anokupai push kusvika mauya kumona

  • @fofoemaibvise2768
    @fofoemaibvise2768 Год назад +2

    Inga zvakaoma Zimbabwe chiiko nhy

  • @agathachirisa7901
    @agathachirisa7901 Год назад

    Pamakuhwa hr sure uuuiii kama iko kuromba kwacho Mwari musarambe makanyarara vanhu fambai batanai apa vanhu wabatwe apa

  • @rodrickmutindivari7744
    @rodrickmutindivari7744 Год назад +2

    Mwari vakuitirei nokufambira nyaya dzacho

  • @beautychirembwe709
    @beautychirembwe709 Год назад +4

    Mwari ngavaitire nyasha kunharaunda iyi

  • @mariazulu6805
    @mariazulu6805 Год назад +5

    vanhu ngavabatane kwakutsvaga vanhu vanochengeta makuva vachinhadara mari

  • @simbarashechipokore929
    @simbarashechipokore929 Год назад

    hevo kufukrwa kwemakuwa hahahah baba taps makaoma hahahahah is that even a greeting hahahah

  • @happymasoto5873
    @happymasoto5873 Год назад +1

    Vanhu awo vanopenga shuva as akaone video ramakabudisa riya remunhu akafukunurwa anhu mukaona ayine mari dzake dzekare dziya pamwe ndodziri kutsvagwa

  • @stanglishsithole2307
    @stanglishsithole2307 Год назад +4

    ZANU PF must be held accountable for all these problems and evil things that are taking place in our country.

  • @MVHVoices
    @MVHVoices Год назад

    Aiwa chete vanhu munotya makuva hapana kuromba apo asi kune vari kutora maCoffin kutengesa, tarisai anonyanya kucherwa hana chero 10yrs

  • @donmashungupa1609
    @donmashungupa1609 Год назад +3

    if possible put private cameras to see kana vari vanhu coz umm boe hre iyi

  • @everestsimau4950
    @everestsimau4950 Год назад +3

    Vatoripo vanhu vacho ipapo ,vanhu varikuita tumari tress them

  • @alicemoyo3563
    @alicemoyo3563 Год назад +13

    Zvakaoma vanhu vachapedzisira vakudyanana nezvakuitika izvi zvinototyisa

  • @zvanyadzamutsvangwa
    @zvanyadzamutsvangwa Год назад

    vanhu havachina respect nevafi

  • @dakawangu4490
    @dakawangu4490 Год назад +4

    Nyika yakuenda kumawere ummm

  • @cephasmangwende3011
    @cephasmangwende3011 Год назад

    Ahhh nyika yashata iyiiii

  • @rue3575
    @rue3575 Год назад +3

    Manenji ummmmm

    • @libertytinashe5289
      @libertytinashe5289 Год назад

      One munhu asingashoti pa RUclips iwewe so, ose ma uploaded ma video mazhinji uripo kkkk

    • @libertytinashe5289
      @libertytinashe5289 Год назад

      Nogara chikuona zvangu, coz ini RUclips is my favourite, from there Twitter ..

  • @munyaradzimurungweni3435
    @munyaradzimurungweni3435 Год назад

    Sabhuku baba Ellen Manjey,, ndaona Mai ngombe, Shella, Jessica, beauty zvakaoma Odzi

  • @chirambacreations
    @chirambacreations Год назад

    Uhu hurobwa chaihwo. Cementry ngayitemwe miti nekucheka huswa. Its must be cleared of all trees and grass. Community ndiyo inofanira kuita basa racho kwete kumukira kanzuru

  • @tausamhiri9709
    @tausamhiri9709 Год назад +4

    Vanhu ityai Mwari...siyanai neurombwa.

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 Год назад +2

    Kkkkkk 6m kuchera guva vanodziziya ere vanhu ava

  • @natashanyoni2498
    @natashanyoni2498 Год назад +4

    Money is the route of all evil, Asi inobviswa every Sunday kuchechi, manje soo

  • @luciamakaya5948
    @luciamakaya5948 Год назад +5

    Honestly where are we hearding to Mazimbabweans hurombwa hwanyanyisa mu zimbabwe.

  • @giftalutadosipani3637
    @giftalutadosipani3637 Год назад

    Isu tinoti kumakuva inzwimbo yakazorora vanhu hedu imwe mbwa inoendako yondofukunyura vanhu vakarara gyz nyika yakuda kuguma.Hurumende yedu ibasa rayo kuchengeta makuva kugara kwakachengetwa kuchichekwa bundo iro nemiti iyo koita ma security and fence kuita gate rekupinda naro ikoko kumwe kwese kuvharwa.Manje zvedu zve zim ummmm unotoshaya kuti chirudziii .

  • @mariazulu6805
    @mariazulu6805 Год назад +2

    ngapachekwe miti pauye swikiro uyezve pachekwe miti pachengetwe

  • @everestsimau4950
    @everestsimau4950 Год назад +1

    Zimbabwe must confront god, avoid idol worship,, it's like end time

  • @yeukaimuduzi6824
    @yeukaimuduzi6824 Год назад

    Varikushandisa mweya wavafi makurumidza Kuita dzungu community yaifanira kuhwandira first zvinhu zviri kuitwa physically maibata ma culprits

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 Год назад +1

    Kusungisa vanhu avo kushanja nenguva, vanoburitswa avo musatamba neZim judiciary vachizonzi there's no evidence. Vanotoda kugurwe zvikunwe, kana kudira peturu kwakufake matches kuti vasazombozviitazve

  • @masibandamhazishumba2241
    @masibandamhazishumba2241 Год назад +1

    Mayouth ngaarare kumuguhwa

  • @patriciamasengere581
    @patriciamasengere581 Год назад

    Ummm nyika yashata

  • @pricillamangwende
    @pricillamangwende Год назад

    Ngavaise maguard husiku vahwandire vanovabata

  • @BlessedTanyah85
    @BlessedTanyah85 Год назад

    Haisi nyaya yegold here?

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 Год назад +5

    They are taking some body parts so they can use in muti. Pictures it's like taking the real person to use their souls. Why can't they dig and see if the bodies are still in

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Год назад +2

      Wow now that will be something else digging up is not that simple

  • @abilitymatopi6654
    @abilitymatopi6654 Год назад +2

    Zvakaoma wedu woyeee

  • @dudzaihore7244
    @dudzaihore7244 Год назад +2

    Asi chii chakadaro nhai chinenge ngozi

  • @agathachirisa7901
    @agathachirisa7901 Год назад

    Mwari pindirai ngakuendwe kwaSekuru Tasvu vanhu natanai apa mubudise chimwechete

  • @peacerunnerleesher4065
    @peacerunnerleesher4065 Год назад +4

    Hiiiii Mwari 6 Mtrs ere anhu woyeee 6 feet roughly 2 meters

  • @constancemarifiye6658
    @constancemarifiye6658 Год назад +1

    Sabhuku hecho chihani mudunhu renyu mirai Sabhuku wechivanhu chihani ichi

  • @fatherssvosve6136
    @fatherssvosve6136 Год назад

    Itai kuti vaenda kwaSekuru Achapola. Pane tsoka idzo ndidzo dzino gadzirwa. Musapedze nguva nana tsikamutanda

  • @rachaelviki9020
    @rachaelviki9020 Год назад +1

    Witchcraft is a serious sin.

  • @chirambacreations
    @chirambacreations Год назад +1

    The love of money is the root of all evil. Hurombwa hwatekeshera muzimbabwe

  • @ruthmurungweni2317
    @ruthmurungweni2317 Год назад

    Zviri kuitwa be ny'anga izvi vana tsika mutamba vakambofukura guva Ku Domboshawa

  • @saunyamazvepasi5119
    @saunyamazvepasi5119 Год назад

    Asi chinyi dii vana vekumusha kwangu? Or havasi vagari vekwaOdzi, kwanyanya magweja. But hapana chisingaperi

  • @rufaromorosi8249
    @rufaromorosi8249 Год назад +1

    mwari tarisai nyika yedu

  • @eustinamandigo1282
    @eustinamandigo1282 Год назад

    Madiro emari akadai akaoma ndosaka muchizoona wanhu wachipengeswa
    Hawachatya makuwa uye hawacharemekedzi wafi

  • @nokuthulankomo6657
    @nokuthulankomo6657 Год назад

    Haàa vanhu ava dzamhuka ngavatongwe chaizvo

  • @nathantakaya2639
    @nathantakaya2639 Год назад +1

    Yooo sei vanhu vachidayi

  • @fortunatemuchekadzese1939
    @fortunatemuchekadzese1939 Год назад +2

    Ummm vanhu chiiko anhuwe

  • @hillarychareka9429
    @hillarychareka9429 Год назад +1

    Kushinga ndokuziva ummm ndatya nazvo vari normal here vanhu varikuita izvi hadzisi n’anga here dzirikuita izvi

    • @admirebhasera4434
      @admirebhasera4434 Год назад +1

      Ndanzwa senge zvainzi sabhuku nyamanhindi ko kakomana kekuromba Kaye hakazi kekwa nyamanhindi here 🤣🤣🤣

  • @joyceparwazenga7545
    @joyceparwazenga7545 Год назад +2

    Nyika yedu yatakura zvikukutu zvinorema chaizvo mari inechitema

  • @benitamungwadzi6014
    @benitamungwadzi6014 Год назад +1

    Izvi zvinoitwa chete newanhu wemutoriro izvi

  • @constancemarifiye6658
    @constancemarifiye6658 Год назад

    Pakudiwa vanogo kt vaite mizazata varipo yowee

  • @nomusamurima6326
    @nomusamurima6326 Год назад

    Vanhu vari kuromba vanenge vanzi huya nemabonzo emunhu especially vakuru nyika yaipa tava kuenda kumawere

  • @engineernijo95
    @engineernijo95 Год назад

    Vanhu hushingii uhwuu vanohwuwanepikooo

  • @munyachagu3627
    @munyachagu3627 Год назад

    Itai neighborhood watch,sarudzai vanhu vanoita volunteer kuchengetedza makuva ayo

  • @pardietaurai4683
    @pardietaurai4683 Год назад

    Nokorai tsoka idzoooo wanhu iwawo wanodzoka wega simple

  • @sheronchicodzi7366
    @sheronchicodzi7366 Год назад

    Ngavanokorwe tsoka idzo vanowana

  • @letwingora9415
    @letwingora9415 Год назад +1

    Vanhu vezimbabwe vamwe vacho hushingi vaakuzvinyanya

  • @phineasmasori3540
    @phineasmasori3540 Год назад +2

    Sabhuku vanoziva avo

  • @akadee8355
    @akadee8355 Год назад

    Nokoraiwo tsoka idzodzo monosotawo vanodzoka vachitsanangura nyaya dzacho Vega kan

  • @charitymagavu6213
    @charitymagavu6213 Год назад +1

    Yah zvakaoma hazvo

  • @fofoemaibvise2768
    @fofoemaibvise2768 Год назад +6

    Ko vanhu venharaunda varikudii kugarira husiku vaone vanhu vacho varikuita izvi

    • @JOETSINAZ
      @JOETSINAZ Год назад +3

      mustambe nekurara kumakuwa kkk pakaipa

    • @admirebhasera4434
      @admirebhasera4434 Год назад +4

      Zvonetsa coz pavacharonga zvokundogarira naye anenge atoripo saka zuva racho haaite 😅

    • @Angel-iw6zk
      @Angel-iw6zk Год назад +1

      Exactly, anenge atoripowo ipapo 👍. Ini ndirikufungidzira kuti zvirikuitwa nevanhu vemunharaunda iyoyo vanoziva kuti guva iri ndera nhingi.

  • @zvanyadzamutsvangwa
    @zvanyadzamutsvangwa Год назад

    council ngaichengetedze makuva

  • @clarakingston2255
    @clarakingston2255 Год назад +2

    Zvakaoma Mari yakaipa

  • @jesmanziyenge6363
    @jesmanziyenge6363 Год назад +4

    Zvivindi zvacho zvekuchera makuva varikuzvihodhepi mmmm zvakaoma hazvo

  • @princopedzai7558
    @princopedzai7558 Год назад

    Inzara iyi yazara munyika muchamuka zvenyu chasara kudyanana imimi

  • @shingiraikambarami1274
    @shingiraikambarami1274 Год назад

    Panoda sekuru Tasvu apo wabatwe

  • @priscillakuchuna9434
    @priscillakuchuna9434 Год назад

    Vanhu vanozviita zvavo but dzichapedza mhuri

  • @tinashesoko5165
    @tinashesoko5165 Год назад

    Haaa vanhu vakadai so vanofana kuurawa naa

  • @MarthaTholanah
    @MarthaTholanah Год назад +1

    Ende zvakaoma. Zvenyika ino zvinovhundutsa.

  • @tafadzwashonhai3867
    @tafadzwashonhai3867 Год назад +2

    Zvakaoma

  • @limbermist2904
    @limbermist2904 Год назад +2

    Zvakaoma nyika yaipa