Prophetess yave N'anga Dangamvura

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 4 ноя 2024

Комментарии • 452

  • @Karanganda
    @Karanganda  Год назад +38

    Problem yeVolume yati yagadzirika ere? Let us know ,thank you

  • @Seamusmtepa
    @Seamusmtepa Год назад +6

    Just love her so much. Proud of chivanhu chedu. And zvechokwadi mudzimu ukauramba life yako inoomesesa very true. Keep it up girl.

  • @cephaskanyuchi4674
    @cephaskanyuchi4674 Год назад +18

    👏👏👏👏👏👏 tinotenda muchembere, matidzidzisa chivanhu chedu, rambai makadaro, kune vakawanda chaizvo vakarasika munyika medu vari kurasa midzimu yavo vachiteera chinamato vokanganwa kwavakabva, ndatenda hangu

  • @trishdmurehwa5124
    @trishdmurehwa5124 Год назад +3

    Thank you Karaganda rambayi muchitipawo zvirongwa zvakadayi zvinobatsira ruzhinji rwe Zimbabwe vanhu vakawanda varikutambura nekuparara nekushayiwa zivo thank you so much muchembere mune vamatobatsira vakawanda nekuti dzimwe dzenguva vanhu vakupenga vamwe kuzvisungirira nekusaziva kuti chipo chakatobva kuna mwari uwo mudzimu ..

  • @mukundamakaya3297
    @mukundamakaya3297 Год назад +4

    You cant afford not to listen to her, she speaks with confidence. Truth we dont want to hear as Christians but shoko hativhikwe.

  • @aceadventures5527
    @aceadventures5527 Год назад +25

    This is better than the failed prophets we have in Zimbabwe.

  • @pellamakwenjere32
    @pellamakwenjere32 Год назад +17

    I like your honesty... God bless you so very much sis Berna

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 Год назад +1

    Thank you so much. Ndafarira izvi. Ndave kuchivanhu ini.

  • @Amarie077
    @Amarie077 Год назад +3

    Thank you for this program. Very educational. Kumwe kutambura pamwe midzimu inenge ichida kupembedzwa nekuti zvanyanya. I like that vane shoko ramwari. Thank you karanga TV. I'm sure vakabata mic muchurch hapana chakanaka.

  • @wadzanaikusema8990
    @wadzanaikusema8990 Год назад +19

    Am so glad to come across this muchembere i love how she is proud of her ancestors

  • @luckysedhuna618
    @luckysedhuna618 Год назад +2

    She is explain true History Life thanks for technical us❤

  • @spirituallinkofficial8931
    @spirituallinkofficial8931 Год назад +5

    She is such a good story teller.
    I love her.

  • @wanzi6461
    @wanzi6461 Год назад +10

    Umh Sisi vangu ava vari genuine in what she does. I think genuiness iyoyo will bring her to her end destination. Kana vachafira mumidzimu God forbid! bva ndizvo, asi ndovona Mwari we Bhaibheri can work with such a genuine heart. My prayer is Sis at the end of it you will be a big witness for the God of the Bible and expose all the works of darkness. In Jesus mighty name, Amen

    • @Superconscious-living
      @Superconscious-living Год назад +3

      God of the bibel🤣🤣.. Expand your consciousness and know the universal God

    • @wanzi6461
      @wanzi6461 Год назад

      @@Superconscious-living thank you for sure I will continue to do so

    • @tafadzwamangwiro1006
      @tafadzwamangwiro1006 Год назад

      Your brain was colonized by white colonies

    • @wanzi6461
      @wanzi6461 Год назад +1

      @@tafadzwamangwiro1006 Inga! sorry that you think like this. I pray Gpd have mercy on both you and me for good

    • @shingimanyame4157
      @shingimanyame4157 Год назад +3

      Akatorasika uyu mhepo dzakazo mudaidza ndidzo dzakato munyudza,anoona Mwari sekuti ndiblaz vake,haasina kana kutokwana

  • @prospermupanga9762
    @prospermupanga9762 Год назад +1

    chopisa zvekare. chine dexterity ne integrity. chine hunyanzwi... may God continue to bless you. You are so beautiful.!

    • @atanasiohenriquelucas5369
      @atanasiohenriquelucas5369 Год назад

      🤣🤣gogo hanzi ndaiti ndikatsamwa mabva mataura zvandoita ende ichokwadi vanotodzorera inini zvangu handisati ndagadzirwa asi l know kuti pane zviri pandiri so munhu akanditsamwisa ndonochema ndobva ndati vadzimu vangu kana muripo dealai nemunhu zveshuwa munhu anopinda ma1 mufunge hazvipedzi 2days totenda tadzidza gogo ndkugadzirisawo zvangu hama dzaimboramba asi now vakutochema kuti dzoka tigadzirise zvinhu chivanhu hachirambwe hamawe my first marriage l was married to a pastor but zvakadhakwa

  • @King-Matshobane
    @King-Matshobane Год назад

    Manyoni munotendwa nekujekesa pari kurasika nyika. Dai vanhu vaMwari vanzwisisa kwazviri kubva nekwazviri kuenda. “Muri kundinzwisisa here baba Taps?”👏🏾👏🏾👏🏾

  • @luckysedhuna618
    @luckysedhuna618 Год назад +1

    Thanks for technical us True Life diploma degree ❤

  • @ELLENMukwada
    @ELLENMukwada 8 месяцев назад

    Ndafarira matauriro asisy homwe iyo very powerful

  • @carolinechako9901
    @carolinechako9901 Год назад +2

    Muchembere vanogona kutsanangura ava baTaps vadzosei zvakare👏👏

  • @bertaraunde4832
    @bertaraunde4832 Год назад +2

    Happy to see you mwana wemusena, paDondo apo haaa ndafara homegirl ini ndiri muutee, ndinobva pamessica apo

  • @Karanganda
    @Karanganda  Год назад +11

    Hapana ati akwanisa kudaidza zita rangu sa Gogo ava kkkkkk number ya Gogo ichataurwa kwekupedzisira kwechirongwa

  • @tawandawmanonga2253
    @tawandawmanonga2253 Год назад +4

    Great deep wisdom.Thank you for sharing.Tinotenda muchembere 👏👏👏👏

  • @salimmazhindu7150
    @salimmazhindu7150 Год назад +2

    The way she explains everything 🙌wow

  • @dorcasmaziwisa3968
    @dorcasmaziwisa3968 Год назад

    I love you ,you are honest and wataura chokwadi chose bhind spirituality

  • @belindamangwiro7961
    @belindamangwiro7961 Год назад +1

    True takavharwa cz vakuru vedu vakarasiswa nevarungu varungu ndokunokumbira kuvadzimu vedu isu kwakurasikwa

  • @nothandoamuli9317
    @nothandoamuli9317 Год назад +24

    I can imagine her using the same power in the kingdom of God "you annointed my sister and wen the devil see that you dangerous to his kingdom he will use every way to put crush your real calling "Dai Mwari vakunzwira ngoni wadzoka kuhumambo hwake u annointed for his kingdom of Light

    • @sarudzaimaposa1929
      @sarudzaimaposa1929 Год назад

      Very young kuita zvechivanhu

    • @archiefordsikoti5848
      @archiefordsikoti5848 Год назад +2

      @@karenngwerume Kutori kwasatani

    • @gina8435
      @gina8435 Год назад +2

      No no no.. She uses powers of darkness in the kingdom of light.. When meets the real Jesus she will become a Christian not a prophetess

    • @regissanyamandwe5590
      @regissanyamandwe5590 Год назад +3

      Mwari wako wemubhaibheri iyeye akaparadza vanhu vese kwaakusiya Noah nasatatan nenjuzu.

    • @KudaEdutainmentTv
      @KudaEdutainmentTv Год назад +14

      Gift of prophecy comes through your ancestors hence hapana musiyano pazvinhu zvemweya, Actually its being ignorant kutuka midzimu yako uchida kushandisa mudzimu wekwaJohn. Its like kubvisa midzi yako uchitemba kuti kana ndodonha ndinozogamhiwa nemapazi eimwe mit

  • @joyleenchibanda8346
    @joyleenchibanda8346 Год назад +4

    You are brave my agemate and you are being real🤞🤞🙏

  • @reeghanmakuwerere3707
    @reeghanmakuwerere3707 Год назад +1

    Kazhinji mavoice akadai aya ane kuhubase nekakuzhezhera kudai most of these voices are anointed

  • @stanleymadanha5708
    @stanleymadanha5708 Год назад +2

    Honest and openness is yr name i believe you

  • @NKlivelovelife29
    @NKlivelovelife29 Год назад +2

    Ini hangu I would really like to understand more about chinyakare chedu and our ways of worshipping before colonisation. Tinongoudzwa kuti Christianity this and that, but madzitateguru edu vaiziva kuti kuna Mwari and vaitonamata futi. Nyika yedu yaive yakachengetedzwa izere nehupfumi hwakaita kuti nyika dziri mhiri dziite ruchiva.

    • @mo_ink1452
      @mo_ink1452 Год назад

      We should discuss

    • @salunikmak7588
      @salunikmak7588 Год назад

      Before Abrahamic religions, vekare vai namata musika vanhu. Kwaive, nevarapi, the medical side, kwaive ne the prophetic mhondoro, kwaive ne varoyi etc. Pakauya chiKristu, everything was bundled has witchcraft. Everything African was was demonised including your dead parents. Can you imagine kuti pauri ipapa, kana wafa wotanzi wave demon. We really have a lot to rediscover about African Spirituality.

  • @starwellchimuka3415
    @starwellchimuka3415 Год назад +12

    I can feel the connection

  • @patienceshamisochikwe5506
    @patienceshamisochikwe5506 Год назад +3

    I just fell in love with her asi ba Taps tibvunzireiwo kt unoziva sei kt panechivanhu chiripo pauri next time zviratidzo zvacho

    • @PaloSant
      @PaloSant Год назад +1

      Regai ndifane kukupindurei makamirira baba Taps.
      Zvinoti siyanei nemunhu. Vamwe vanorota hope dzavanoona kuti hadzisi dzega idzi zvekuti unozodudzirirwa zvozivikanwa kuti une chivanhu or hope dzevanhu vekare kare. Vamwe vanotorota ana sekuru naana mbuya vavo or vashavi vavo vachivaudza kuti takasarudza kuzogara pauri.
      Ini ndakaziva ndaita ma problems nezvinhu zvisingaite make sense nekurwara. Ndakazoti regai ndimbovhunzirawo kuchivanhu since ku Church zviri kunetsa. Ndipo pandakaudzwa kuti ndine chivanhu. Ndaisambofungira. But looking back zvese zvakazo maker sense kuti ndaitorota hope dzaizvidudza asi ndaisaziva. Ndakaita rombo rakanaka kuti midzimu yangu yakandisundira kudare rakandibatsira zvomene. I've been happy ever since. That was back in 2020

  • @charitymagavu6213
    @charitymagavu6213 Год назад +2

    Thanks bataps that was a good program

  • @dianah_masvikeni
    @dianah_masvikeni Год назад +1

    huh thats why vana vemazuvano varasika,we lack this info😮😮she should have a podcast and show ana manjuzu ekuma suhwehwe kuti vari kurasika
    kundoenda kwanambuya ko tuta zvese zvese ,he ndine manjuzu heee this hee that mahure ango zara

  • @pelagiamasike6831
    @pelagiamasike6831 Год назад

    I love u .u r wise n truthful

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 Год назад +3

    Well done baba taps eye opener

  • @esrommagomo2091
    @esrommagomo2091 Год назад +1

    ndipeiwo contact yavo - ndafarira her sincerity

  • @tanyaradzwa1814
    @tanyaradzwa1814 Год назад +1

    Ndazonzwa zvandanzwa shuwa... Vanawo havo machira mudzimba umu isu tonzi mudzimu wakashata.. Haa zvakaoma

  • @stellamukoki6663
    @stellamukoki6663 Год назад +4

    Yaaaa shuwa hamunyepe ipapo vamwe vanonyara hanzi ndinzi mbuya pazera rangu here rambai makabata ipapo

  • @kellybebardo
    @kellybebardo Год назад +10

    Iyi igenuine n'anga ndipeiwo number please

  • @OphirZw
    @OphirZw Год назад +3

    Iyi ndoinonzi mweya yetsvina iyi.Vanhu nemeso munoona asi hamuonesesi.Namata wega akasika denga nenyika anokunzwa.Mweya yemumvura iyi mweya yehungochani nechihure.Tsvagai Mwari nguva iripo.

  • @honeybeesanchez1795
    @honeybeesanchez1795 Год назад

    She's talking facts... some wot! Asi it's good to have some knowledge of Zimbabwean culture and spiritually with this generation

  • @alvinshingirai2241
    @alvinshingirai2241 Год назад +18

    Vanhu ngavanzwisiswe kuti kumasowe, kuchivanhu nekun'anga chinhu chimwe chete.

    • @frankservant5754
      @frankservant5754 Год назад

      Mapedza ipapo

    • @obeymagadzire8909
      @obeymagadzire8909 Год назад

      Hakusi chimwe unless ari masowe asingaverengi bible verengai magwaro

    • @aishamasibanda8061
      @aishamasibanda8061 Год назад

      I support yu my sister,, ukasa tedzera zvinodiwa unotambura kuita rombe,, Ukaita zvavanoda unotoona hupenyu huchiendeka,, pane zvimwe zvinongokuzarukira wakavarairwa,, Hauomerwe nekuti vanokutungamirira

    • @obeymagadzire8909
      @obeymagadzire8909 Год назад

      Hachisi chinhu chimwe chivanhu vanoita zvemidzimu vachinamata Mwari kuchinamato kunoitwa ZvaJesu christ naJehovha Mwari.Topinda mumagwaro tinzwe chokwadi,leviticus 19 vs 31 iravei Luke 16 vs 19 -31 zvichakuudzai kuti zvemudzimu zvinokusvibisai uye vakafa havadzoki kuzoita midzimu

    • @obeymagadzire8909
      @obeymagadzire8909 Год назад

      @@aishamasibanda8061 haisi nhau yeupenyu kuendeka satana anotoita uve mufumi zvese zvekuromba nemasangoma masvikiro nekutenda kumidzimu inzira yasatan yekubata nayo vanhu kana uchida tirave magwaro unzwisise kuti kuchivanhu hakuna chekuita naJehovga Mwari

  • @tc-dh8ww
    @tc-dh8ww Год назад +1

    She reminds me of my favorite lecturer Mai mutepfa " muri kundinzwa" she is very confident

  • @Grainger0123456789
    @Grainger0123456789 Год назад +4

    She's so beautiful and intelligent

  • @abbey63603
    @abbey63603 Год назад +18

    Berna speaks the truth, n'anga, vana papa nemaprofita same fanana

    • @obeymagadzire8909
      @obeymagadzire8909 Год назад

      Iwe usanyepere vanhu verenga bible uzive chokwadi

    • @aloebae403
      @aloebae403 Год назад

      Rutendo Madzihwa you're so right, papa, prophet, n'anga same WhatsApp group

    • @kwarummond77
      @kwarummond77 Год назад

      so true and vese vanoshandisa midzimu kuporofita but dont want to admit ukada kuvaudza vemapapa ava nemaporofita kurwadziwa kwavanoita

    • @kwarummond77
      @kwarummond77 Год назад

      @@obeymagadzire8909 achiverengerei chii bible munonyatsovaziva here inside out mapapa nemaprophets enyu ava pavanorara munoziva kuti vanobatei.

  • @MeekAngell
    @MeekAngell Год назад +1

    The power to see in the spiritual realm, haiuyi through midzimu chete.
    Depends nekut iwe irikuside kupi.

    • @MeekAngell
      @MeekAngell Год назад

      @@kwarummond77 if you were someone who have an understanding on these things, you would not argue this way

  • @shiyeliainkorea
    @shiyeliainkorea Год назад +2

    Volume iri right zvayo. AAAH vanonatsotsanangura tamirira 3 December, mukunzwisisa here ba Taps? lol, iwe woshora! Sandinyole.

  • @lisapeters5114
    @lisapeters5114 Год назад

    Hmmm tsotsi. Vakangwarisa awa. Ndezve manjuzu ekutenga nehurombea

  • @kurrieoriginale3613
    @kurrieoriginale3613 Год назад +1

    you are very genuine

  • @luciadudu6871
    @luciadudu6871 Год назад +1

    Well said...pane zvatinombonyeperwa

  • @vongairosemarymutebuka9423
    @vongairosemarymutebuka9423 Год назад +26

    I just fell in love with her. She is a whole vibe

    • @liliosatariroguta8250
      @liliosatariroguta8250 Год назад

      I like her too .

    • @cathrinebare2213
      @cathrinebare2213 Год назад

      Me too .i like her .i feel connected

    • @PaloSant
      @PaloSant Год назад

      She's 1 of the very very few ana mbuya naana sekuru vanoitwa ma interviews vanonyatsoziva nhoroondo dzematare nemidzimu. Crew hobho kungohumana chaiko. Ndinoita zvechivanhu and know zvaari kutaura ndizvozvo

  • @johnchigwereve1105
    @johnchigwereve1105 Год назад +6

    The devil is cunning be aware!!! God gave us the holly spirit to lead us bt the devil is diverting us to believe in mermaids Spirits, 1 Peter 5vs8
    Be well balanced (temperate, sober of mind), be vigilant and cautious at all times; for that enemy of yours, the devil, roams around like a lion roaring [in fierce hunger], seeking someone to seize upon and devour.

    • @thandiwedube2379
      @thandiwedube2379 Год назад +2

      Kana une holy spirit urikusvagei kumanjuzu teerera gospel worega kuteerera zvisizvako

    • @johnchigwereve1105
      @johnchigwereve1105 Год назад +3

      Hapana chandiri kutsvaga l am speaking the truth, and the truth shall set people free

    • @hilarygodfrey2348
      @hilarygodfrey2348 Год назад

      ​@@thandiwedube2379
      We are sent as sheep amongst wolves. Your reasoning is very weak & stupid.
      Our fieldwork is amongst sinners.

    • @hilarygodfrey2348
      @hilarygodfrey2348 Год назад

      ​@@johnchigwereve1105
      Keep it up.

    • @hilarygodfrey2348
      @hilarygodfrey2348 Год назад

      The woman in this video is demonic possessed.

  • @agieshoko3618
    @agieshoko3618 Год назад +4

    Ini ndinoti yakagara iri n'anga in Evangelist Chiweshe's voice🤣

  • @loinamabande9666
    @loinamabande9666 Год назад +7

    How many times did she say 'Baba Taps '

  • @nyashanenzou6100
    @nyashanenzou6100 Год назад

    I like your honest Berna

  • @eneginouskanengoni6204
    @eneginouskanengoni6204 Год назад +5

    I love her💜💜💜💜

  • @yaasinwalukagga9963
    @yaasinwalukagga9963 Год назад +4

    Amen madzibaba Erickson ndowaziwa musoja wanonamatira wakandibatsira panhumbu yemwana wangu 2014 naw she's 8 years naw

  • @heldkanyurira8048
    @heldkanyurira8048 Год назад +8

    Leviticus 20:6-7 And the soul that turns after mediums,and after wizards (after the deads)to play the harlot after them,I will even set my face against that soul ,and will cut him off from among his people .,I love you my sister and God loves you , Repent before it's too late

    • @jessicanyaman8295
      @jessicanyaman8295 Год назад +2

      Chokwadi chakangonaka wareva apa stand by the word

    • @shingimanyame4157
      @shingimanyame4157 Год назад +3

      Taura zvako ngaatendeuke nguva ichipo asiyane nezvisina basa izvi

    • @tinaishemachida9798
      @tinaishemachida9798 Год назад +1

      Amen

    • @nyashanenzou6100
      @nyashanenzou6100 Год назад

      Ndobva ndaita confused...saka kuita chivanhu kutadza here.....dai varungu vasina kuuya ne bible tirikuita zvipi...so chivanhu hakuna here ....mweya wetsvina here ...teach me

    • @heldkanyurira8048
      @heldkanyurira8048 Год назад +4

      Yes it's a sin because God forbid it ,for example let's my grandfather died maybe he used kill people doing every evil thing in this world ,so how is he going to me kusvitsa minamato yangu kunanaMwari ivo vaitotadzira Mwari wacho ,, Jesus Christ of Nazareth is the only way to heavenly father,He is the only indeed

  • @sanyatwelawrence
    @sanyatwelawrence Год назад

    Saka waiporofita nemweya upi?

  • @monitortogarepi7833
    @monitortogarepi7833 Год назад +1

    Thanks ndadzidza

  • @cherechedzomudanyanga3099
    @cherechedzomudanyanga3099 Год назад

    Gogo Berna vakanaka let's be friends gogo weeeee

  • @tawandawmanonga2253
    @tawandawmanonga2253 Год назад +2

    Please brings us part 2 Ba Taps

  • @chrispentsuruseni3214
    @chrispentsuruseni3214 Год назад +4

    Ndironzerei baba taps kt muripo ere or mwaiyapo kt chuuuu

  • @magrettapera4123
    @magrettapera4123 Год назад +4

    Iwee Benna ndaikutsvaga uripi ko iwee

  • @barbragawaneni3363
    @barbragawaneni3363 Год назад +1

    Shiri iri Hungwe 💃💃💃Chatibwege..Chasura..Manyoni..Marunga shiri isina shura nemunhu ...vene vamari halala

    • @theophilus6147
      @theophilus6147 Год назад

      Tiripo pano hungwe dzacho matapatira🤣🕊️

  • @clarahtafamba7639
    @clarahtafamba7639 Год назад +2

    Ndichafira mumakomo ekwamutare ndichinoona sisi bennah.

  • @sachihera1743
    @sachihera1743 Год назад

    Baba Taps ndiri kukutsvagai ndipeiwo number dza gogo avo

  • @memoshofy268
    @memoshofy268 Год назад +5

    She's elegant love her vibe 🔥

  • @t-majorbeats5549
    @t-majorbeats5549 Год назад +4

    Ummmmmm. This is real. I wish I had a family like Godo Berna's

  • @eustinadinhiri5248
    @eustinadinhiri5248 Год назад

    Tipeiwo # dzaBerna pliz

  • @tova4700
    @tova4700 Год назад

    Murikunzwiswa baba taps

  • @sandramutasa3590
    @sandramutasa3590 Год назад

    baba Taps hamuna kutipa coverage nei.makaenda here musi wa3 December

  • @TerrysBenjan
    @TerrysBenjan 11 месяцев назад

    Number dzinowanikwa sei dzehomwe iyi.

  • @yollandermugari3701
    @yollandermugari3701 Год назад +6

    Muchembere awa vanogona kutsanangura ndazvifarira

    • @mzee5533
      @mzee5533 Год назад

      Muchembere upi? She’s a young lady who’s far from old lady

    • @cc35506
      @cc35506 Год назад

      @@mzee5533 N'anga inonzi muchemebere or sekuru zvisiri zve age because vanoshanda nemidzimu

    • @alfamj7412
      @alfamj7412 Год назад

      Ehee vanogona zvekuti unonyatso nzwisisa🤗🤗🤗

  • @stewart3233
    @stewart3233 Год назад +2

    Hehehe I'm the first one on the scene..

  • @alicybakeki9803
    @alicybakeki9803 Год назад +1

    Uumm mama vane chipo and she's very open you can see it n vatsanangura zvinonwisisika

  • @sandie11
    @sandie11 Год назад +2

    🤣🤣🤣hapamire beautiful kkkk.tadzidza zvakawanda.Thank you ne dzidziso

  • @privychimoyo8790
    @privychimoyo8790 Год назад +3

    January ndirikuuya

  • @cc35506
    @cc35506 Год назад +2

    Baba Taps vanatso nzwisisa interview

  • @ceciliananny6907
    @ceciliananny6907 Год назад +9

    Muri kundinzwisisa baba Taps 🤣🤣🤣

  • @charitymagavu6213
    @charitymagavu6213 Год назад +1

    Karanganda uvone hehe

  • @dakawangu4490
    @dakawangu4490 Год назад +5

    Can't wait tione gogo musi wa 3

    • @preciousmurambasvina3476
      @preciousmurambasvina3476 Год назад

      You can say that again

    • @johnchigwereve1105
      @johnchigwereve1105 Год назад +2

      The gift of prophecy haritangiri pamudzimu, mudzimu haina chipo chainopa munhu munhu anozvarwa anechipo chake thus why mudzimu ichisvika paku rwarisa munhu becoz they need the vessel to use with the gift they want, God also want to use the same vessel becoz of the gift you have

    • @saddingtonmangena1241
      @saddingtonmangena1241 Год назад

      @@johnchigwereve1105 what an insight, thanx

    • @f0rtunendlovu631
      @f0rtunendlovu631 Год назад

      @@johnchigwereve1105 mataura chokwadi ,gift inobva kunaMwari.shoko raMwari pana Jeremiah rinoti ,Jeremiah I knew u before I formed u in your mother' womb and I ordained u to be a prophet before u we're born.so every gift comes from God

    • @wanzi6461
      @wanzi6461 Год назад

      @@johnchigwereve1105 volume you speak truth

  • @mimmssamuriwo5958
    @mimmssamuriwo5958 Год назад

    Homwe ye mhondoro sa Tatelicious here😂

  • @archiefordsikoti5848
    @archiefordsikoti5848 Год назад

    Hauna mwari wawakaona.Wagara urimusatanist waishandisa madhimoni.

  • @primrosemudyanadzo8812
    @primrosemudyanadzo8812 Год назад +2

    Voice rake achitaura so unonzwa kut pane zviri paari, ndichatombosvika kwamutare kwacho

  • @Prttyd_xo
    @Prttyd_xo Год назад

    Hmmm interesting. I’ve had simelor experience but not every person god uses mudzimu please

  • @marciamhuriengwe4110
    @marciamhuriengwe4110 Год назад +2

    Apo maita basa mataura chokwadi kune vanhu varikuita zvekutsvaga chivanhu chavasina Mazvinzwaka hanzi manjuzu haadi tsvina ,imi moti tinodada 🤗🤗

    • @PaloSant
      @PaloSant Год назад

      Kkkk vachinyengwa every night ne different men wonzwa kunzi njuzu yangu inondishavira mhene kkkk

    • @lintiemuridzo723
      @lintiemuridzo723 Год назад

      even bible toks about smartness dear mwarii akatoti hadewo tsvina ukaenda kuma verse anotaura about baptism unozviona

  • @saddingtonmangena1241
    @saddingtonmangena1241 Год назад +1

    Spiritual life yakaoma. Uuuhm, it's frightening honestly

  • @netsaikaja5557
    @netsaikaja5557 Год назад +3

    Akomana unenge uri muchurch vozoona prophet vako varikuti ndiri homwe yeVadzimu😂😂😂😂

    • @tblo9107
      @tblo9107 Год назад

      Zviro zvacho🤣🤣🤣😂😂😂😂

    • @ruruecloemarunda93
      @ruruecloemarunda93 Год назад

      🤣🤣🤣🤣🤣

    • @ngorimajoyce3637
      @ngorimajoyce3637 Год назад

      kkkkk vamwe vanhu denga vachaita rekugoogla.hanzi ukapisa machira chero ku ministry kwacho unoporofita nei iwe usna machira acho

  • @alicedeborah150
    @alicedeborah150 Год назад +1

    Hameno Kuti muchandibatawo here ipapa. satan anotoshandisa arikutodawo kushandiswa naMwari asi anouya demon racho richinzi mudzimu. Ukaenda kumapostori vanototi mudzimu unochenurwa woita muporofita. Unenge uchitofunga Kuti urimuporofita asi mweya usiri mweya mutsvene but usingazivi potoita a slight difference between a prophet of God nen'anga yekumasowe zvekuti hatooni difference. N'anga ichitonzi prophet kana prophetess . Saka Mai uyu shavi reun'anga ndoraaiporofita naro achitonzi prophetess. Ispirit of divination yakatozonzi naPaul akanga ari muporofita waMwari Buda maari coz raitova a deceiving demon

  • @cathrinebare2213
    @cathrinebare2213 Год назад

    Tiigireiwo part 2 maenda kunoona machira nezvavanoshandisa

  • @scionofafrica
    @scionofafrica Год назад

    marine spirit

  • @petronelanyamuzereza589
    @petronelanyamuzereza589 Год назад +2

    Marasta murikonzwa hre uye muriko hre

  • @LaytonChizema
    @LaytonChizema 8 месяцев назад

    Ichokwadi ini wangu unouya ndikamwa doro haaaa unouya zvinesimba

  • @blessing.5508
    @blessing.5508 Год назад +7

    mubvunzo woti mapastors nemaprophets vane mbiri vese vaye ana makandiwa vanoporofita nemudzimu here

    • @faraimasuka1275
      @faraimasuka1275 Год назад +1

      Vaya ndeve Ghana kk

    • @yollandermugari3701
      @yollandermugari3701 Год назад

      Ndoona sekudaro nekuti vazhinji mazuvaano vakuchinjunura chivanhu kuchiisa kuchurch that's vanhu maministries awandisa

    • @hipposave2573
      @hipposave2573 Год назад +5

      Unogona kuporofita nekuromba futi musakanganwe ipapo

    • @cleopaschariga3306
      @cleopaschariga3306 Год назад +3

      Vamwe vanorombera kuporofita. Vamwe vanoshandisa mashavi ekumvura kuporofita

    • @soniamujaji7782
      @soniamujaji7782 Год назад

      Hongu kungoti isu hatizive mukadzi uyu ari kutaura chokwadi chaicho

  • @christopherchiruma4763
    @christopherchiruma4763 Год назад

    so teaching

  • @faithfaith1748
    @faithfaith1748 Год назад +2

    Muchembere svikiro,mhondoro azvakasiyana nen’anga muchembere wangu

    • @alfamj7412
      @alfamj7412 Год назад +1

      Matsanaguriro emazwi edu akasiyana kuburikidza nekwatinobvaa

    • @faithfaith1748
      @faithfaith1748 Год назад

      @@alfamj7412 panjeka sahwira asi ndinemubvunzo munganditenderawo hre ndikubvunzeiwo

    • @PaloSant
      @PaloSant Год назад

      N'anga is just a general word which encompasses basa rechivanhu. But kana tave kupatsanura ehe zvakasiyana nekuti n'anga inongodzidzira mishonga chero asina mudzimu, asi dziriko n'anga dzine mashavi ekuziva mishonga vanomuratidza asingasvikirwe. Asi pakuti svikiro vamwe vanenge vachi includer wese anosvikirwa whether na sekuru or nemhondoro. Asi vamwe vanoti svikiro isvikiro, sekuru ndisekuru, muchembere ndimuchembere

    • @faithfaith1748
      @faithfaith1748 Год назад

      @@PaloSant matendwa muchembere👏🏻👏🏻

  • @virginiahaji5473
    @virginiahaji5473 Год назад +3

    My classmate... ❤️

  • @manasemaposa
    @manasemaposa Год назад

    Tatenda nezvamataura Murikuda chinhu 1 Kugamuchira JESU. Kunemweya wetsvina namweya Mutsvene

  • @gideonbesa511
    @gideonbesa511 Год назад +5

    Makaona Baba taps matibuditsirawo wemuganga 🤣🤣🤣🤣