Iwe newe unedzungu urikushingirirei ibva uende kumba kwenyu hausikuona here kuti urikuitirwa hutsinye sei arikuramba kushandisa ma protector uchaurayiwa
@@PatriciaManyika kana achitomwa ndizvo zvakanaka. Hiv iri kurapwa haitapuriranwi, ndizvo zvinoreva u=u. Kana ari kunwa mushe mushe protection haichina basa, vanogona kutomitisana safely.
@PatriciaManyika No handimuzivi. Hiv is a global pandemic, munhu wese should be fully informed. Ndoziva chete kuti macomments ako anobva mukushaya ruzivo. It's unhelpful to propagate stigma against chirwere when everyone else is working hard to solve the problem.
Thank you so much to Zimquick tv for giving us part 2 of this story. Some of the stories will be waiting for part 2 but you dont post. When you post a story please continue give us other parts until its finished
Mambo ava is a danger to women. Last time pa part 1 Makamanikidza mukadzi to go back mu Domestic violence in a space of less than 2 weeks akadzipwa and you still want witness of the violence. This is disempowering to women experiencing abuse. She now accepts to be abused thanks to the first ruling sending her back when she wanted to leave her abuser. Madzimambo enyu aya power in ignorant person is extremely dangerous.
chat.whatsapp.com/JZj5UR4I8UMASObYBYEF88
Siya iwe pane kuuraiwa neAids uchiziva
Imi amainini make suwa Nyaradzo yako is up to date; chii chaurikuda pamhondi yakadai - wazvicherera woga guva rako mainini.
Iwe newe unedzungu urikushingirirei ibva uende kumba kwenyu hausikuona here kuti urikuitirwa hutsinye sei arikuramba kushandisa ma protector uchaurayiwa
@@PatriciaManyika ko iye mupenyu wani murume wacho. U=U
@TheChekas aaaah ko kana arikumwa achiviga?
@@PatriciaManyika kana achitomwa ndizvo zvakanaka. Hiv iri kurapwa haitapuriranwi, ndizvo zvinoreva u=u. Kana ari kunwa mushe mushe protection haichina basa, vanogona kutomitisana safely.
@@TheChekas and mamu miririra shame kkk asi munomuziva kani
@PatriciaManyika No handimuzivi. Hiv is a global pandemic, munhu wese should be fully informed. Ndoziva chete kuti macomments ako anobva mukushaya ruzivo. It's unhelpful to propagate stigma against chirwere when everyone else is working hard to solve the problem.
Yeke yekedero😂😂
Murume uyu igindagoriya mai imi zvinurayi kut hupenyu hautengwe kaviri .life is too short my sister .murume haana hunhu
Ndeche zanu chibaba icho
Siyai murume uyo muchitsungirira zvisina basa izvo
Hasha dzakaendepiko my favourate chief vanhu vaakujairirai manje
Hadzingouye dzachangamire. Kkkk
Thank you so much to Zimquick tv for giving us part 2 of this story. Some of the stories will be waiting for part 2 but you dont post. When you post a story please continue give us other parts until its finished
Why didn't mambo address the bribe issue?
Amai vako vane dhuku rechurch muri kungoitwawo yese yese. Chiiko chauri kuramba uchishingirira. Wadii kuenda kumba kwenyu. Anemunhu anechirwere . Ari kuswera axhikurova hauchanzwa asi uri kungoramba uchishingirira . Zvakaoma.
Desperation chaiyo...ko hant vakasiya varume munovaseka muchiti mvana,,Regai vagarire aids idzodzi
@darkskinneddutchess4007 Imagine. Taura zvako. I am speechless . Kurohwa nezvidhina izvozvo she doesnt get it.
Gaslighting murume uyu anoda samhu
Imbo mira zvekuroorwa utange wambo zviseenzera uchikura nharo ndiiii makuzvionaka
Mambo makabaiwa jadel kani kkk
Uri kushingirireiko?
Vamwe vakadzi unotoshaya kuti vanenge vachinyanyonyengerera chii mudzimba umu nxaa
Imhondi iyi nxaaaa
Mambo ava is a danger to women. Last time pa part 1 Makamanikidza mukadzi to go back mu Domestic violence in a space of less than 2 weeks akadzipwa and you still want witness of the violence. This is disempowering to women experiencing abuse. She now accepts to be abused thanks to the first ruling sending her back when she wanted to leave her abuser. Madzimambo enyu aya power in ignorant person is extremely dangerous.
Hapana munhu anomanikidzwa kugara nemunhu waasingade.
Kana asisade murume ngaangoenda aone kut mambo anotuma mapurisa her e kut wakabvurei kumurume.
Havagonezve kut munhu ibva pamurume nemuromo wavo. Anochema navo mangwana.
Ndozvinoitwa wanano izvozvo.
Baba avo ngavasadaro chavarikuda kupa mukadxi uyo chirwere chete plus nyaya yedomestic violence irikuurayisa ngaabve hake mukadzi uyu
Imba iyi haichaita zvayo mumwe anofa ipapa
He is more like Nigerian a movie star
Mumm Dai warega kachiva Mashop ayo chirwere chekuhodherwa chinorwadza pane chekuzvitsvagira,uchiri mudiki tsvaga zvekuita unofira mafufu segonzo,zvakwauri ndiwe uri musitution munhu anotuka ,nekudyunga maivako chingwa ndechako kudya or kunamisa poto
Taura zvako. I dont get it . Adii kuzvisiya uchibatirwa madhinha urikungo garira shop iyoyo.
Pari kukonzwa ku Mash Central
Baba avo anotorwarawo
Mambo makapiwa chiwoko muhomwe
Dai uri hanzvadzi yangu I will disown you
Zimurume iri rinopenga kuda kupa mukadzi chirwere satan
Kapezi kemukadzi kanofukura hapwa
Kudare kunotaurwa chokwadi hapana kufumura hapwa apa kamurume aka kambwa
kufukura hapwa kuremerwa anoshusha murume uyu
@JohnDax-xe3oy hauna kunzwisisa. Inyaya yemhiko inenge ichirehwa, kwete kunzi taura zvese zvese nezvisinei nedare. Imhosva kutaura health information yemumwe
He is more like Nigerian a movie star
He is more like Nigerian a movie star