Judgement should have been deferred until DNA results. Murume ane mhosva yekurara nemwana wevanhu ndiyo arikufanira kubisira fine for now. Kana vasiri kuzogara vose no need to pay Rusambo ne mombe idzo. Mambo vataridza bias uye vane kuzivana kwavanoita na Tezvara
Haa mukadzi will never bvuma kuti ndakasvirwa, its a worst of time to ask mukadzi that. Its sad kuti the guy akasvira anenge achiziva hake kuti haiwawo ndakasvira
Pamberi na mambo we ma 3 mombe kkkk pakaioa asi apo magna mambo pa 400k yekubatsita mwana sikana uyo kuti atenge preparation murume uyo mukorokoza ngaabvise mari iyo ndatenda zvangu chief ma 3 Nyamaropa
Chief! Chief mitemo yenyu munoiwanepi 😂 moti imhosva kurara nemwana wemunhu makazviwanepi ,, kana munhu ave at the age of consent mhosva inobvepi kana mukawirirana kurarana , varume tinonzwa nekudzvinyirirwa nekuti muskana aita mimba
Nyamaropa thinks he's wise but of all the chiefs I've seen pasosho media, he's the most primitive mambo. Makoni and Bushu used to be biased towards women but coz of 0% dna results now they're trading carefully when it comes to disputed pregnancies and children. Yes the guy has to be responsible until the dna says something different...but kuti $400 mari isina zita...!!!
Apa patongwa nyaya Excellent
Words of wisdom Mambo, that guy he's just looking for excuses. Polygamy in this age and time, sies.
Apa makatonga zvenyu changamire l love u
My favourite chief
Chief Nyamaropa ❤❤❤
What a wonderful chief
Ini ndingazomboda kuenda kukanzvimbo aka ndozvibatirawo 1 kedhuku chena
😂😂😂😂
Dhuku hausi hunhu
mambo murume apara mhosva yeyi uyo wamurikuomesera kudaro.inga ataurawo chokwadi chemoyo wake wani .madii mabvunzawo kumunhu akataura kuti ndiye muridzi wemimba monzwa kuti ndizvo here zvakaitika ,motangira ipapo.
Judgement should have been deferred until DNA results.
Murume ane mhosva yekurara nemwana wevanhu ndiyo arikufanira kubisira fine for now.
Kana vasiri kuzogara vose no need to pay Rusambo ne mombe idzo.
Mambo vataridza bias uye vane kuzivana kwavanoita na Tezvara
Ngaaende Kuma DNA anongona kuchengeteswa Mwana Asiri wake
Haa mukadzi will never bvuma kuti ndakasvirwa, its a worst of time to ask mukadzi that. Its sad kuti the guy akasvira anenge achiziva hake kuti haiwawo ndakasvira
Mmmmmm 400 isina chaireva?
Ko kana mwana asiri wake?
Yoh mambo vapererwa pavanzwa zvemukadzi
Chief apa makatonga zvandakafarira
Pamberi na mambo we ma 3 mombe kkkk pakaioa asi apo magna mambo pa 400k yekubatsita mwana sikana uyo kuti atenge preparation murume uyo mukorokoza ngaabvise mari iyo ndatenda zvangu chief ma 3 Nyamaropa
Ko akaburitsa $400 owona mwana asiri wake munoti kudii changamire
Chief manyama
Chief! Chief mitemo yenyu munoiwanepi 😂 moti imhosva kurara nemwana wemunhu makazviwanepi ,, kana munhu ave at the age of consent mhosva inobvepi kana mukawirirana kurarana , varume tinonzwa nekudzvinyirirwa nekuti muskana aita mimba
imhosva kurara nemunhu wausina kuroora kana zvadai unoripa pachivanhu
@ushermanpro2024 Musa nyepere chivanhu imi imhosva yemuskana kurara nemunhu asati arorwa anenge achinzi atyora amai musana nekubvuma kurarwa asati arorwa . Murume anenge asina mhosva ,, zvinozivikanwa kuti mukadzi anofanira kurarwa arorwa . Mhosva yemurume ndeyekuti chii pachivanhu pacho
kwamambo idare rechivannhu. kutongorara nemwana wemunhu akabata pamuviri nyangwe akasapabata imhosva ikaendeswa. kudare.
@@TNyagwizo🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@@israelzungundewapihwa naani kuti umuite mukadzi
Dna ndomunzwa
As from 2025 God willing varume let's be very cautious dating vedhuku machena 😅
Pakaipa
Dhuku colour hairevi chinhu
Nyamaropa thinks he's wise but of all the chiefs I've seen pasosho media, he's the most primitive mambo. Makoni and Bushu used to be biased towards women but coz of 0% dna results now they're trading carefully when it comes to disputed pregnancies and children.
Yes the guy has to be responsible until the dna says something different...but kuti $400 mari isina zita...!!!
@ maigros valentine mashiri