Odyirwa Mukadzi Musango Vachibva Kuno Testwa Waachangobva Kuroora | ROYAL CHIKUNI'S STORY (EP 1)
HTML-код
- Опубликовано: 16 май 2022
- Odyirwa Mukadzi Musango Vachibva Kuno Testwa Waachangobva Kuroora | ROYAL CHIKUNI'S STORY (EP 1)
#RoyalChikuni #Mvuri #TrueStory Развлечения
Anenge aiva mukadzi wechikwambo Dzimwe nguva mapudzi anowira vasina hari varume vakadai varipachokwadi havachawanikwe zvekumhanya.Achamufunga murume uyu
Kulez, you now in the game kwete kuita maskits😂😂😂 fambirai mberi nenyaya dzakadai..... Much love
I will soon be a subscriber, I have taken to this channel.
Chizukuru chakadai 😆😆
Tikuda kunzwa nyaya hedu, Uncle makuita kunge muturikiri bho here😟
Good job sekuru rambai muchifambira part2 kusvika kumapenareti kana zvashupa bhudhi ngavapiwe cash yavo .vakadzi vakawanda kudarika mari
Torai pfuma ndiripo hangu unondiroora😜
I'm happy royal achanyatsowana canceling kubva kwamuri uncle
ASI hadzimo mkadzi wacho ....anemhepo isingaite munofira mahara bro Royal
nice staff. At least nyaya dzacho makudzifambira kwete kungotiudza zvekunzwa mumuraina. This compelled me to subscribe now. You just got yourself 1 more
Ìi
Mwari anokuda mufana wangu
Sekuru Sinai munhu Ataure nyaya yake muri kunyanya kutenderera panzvimbo imwe chete
Hachawani futi munhu Ari srs seuyo
Interesting uncle, keep it up😊😊😍
Don't worry, brother. Vamwe vanenge vari vakadzi vezvikwambo avo.
Being professional pakubvunza mibvunzo give him time to explain Saint
Ko iye aiti handei tinotestwa maroora sei hure remukadzi achazodemba hake
Sekuru improve in your interviewing skills siyai munhu atsanangure nyaya yake zvino imi ndimi matova kumberi kwemutsananguri plus tumivhunzo nhando
Kule kule job well-done continue and you have more room to improve
Ko unonotenga donza rausina kana kumbo bopawo kuti uone kuti rinorima here kkkk... Ko iyo love yacho ungasiye umwe wako kumashoru waimhanyireiko ... uchisiya chimwe chako...? Saka mukomana akafanofamba kunomirira kubedroom kkk aya .......! Terere kambo ka PAUL MATAVIRE| ZIMBE REMOTO.....Mukadzi usasiye.... ukasiya kumasure vanotora....
...
Asi Royal shuwa,ko dai wakarega munhu uyu pawakanzwa kule vachikuudza life yemusikana uyu ka nhai
Your interruption it's too much , give time for a person to explain
Much love sekuru
Sad story sorry bro Mwari vane chekuita nazvo uncle endai mberi nebasa rakanaka ramunoita
Sekuru havana kumbowanza nhoroondo varikutaura bhoo wani
Unçle vamwe vanhu vane shayi rebesa kubuda munodziva... Varume vanorora havasikuonekwa mazuwaño
Saint TV you are the best
Much love
Mibvunzo yenyu sekuru ummm munekakutenderera panzvimbo one
Ko kuma results emablood tests zvakafamba sei ? Vose vanga varimanake here? We want to know that first.
Uncle kana makudai so makugona nyaya dzinoda kufambirwa🔥🔥🔥
Wakuziva kurova ma smart uncle
Dzagara dzo chena idzi kungoti ta jaira kudziona dzaka gara mu den lol
Royal siyana nemukadzi uyo utsvage mumwe vakadzi vakazara kunze uko iro ritori hure or mukadzi wechikwambo y varume vese 5vakatadza kumuroora
Mudzifambire uncle Saint
Kuma test wakanzi chii guys ndopane yese apa,
Good 👍 job but give people time to narrate without interrupting
Mkadz wacho akt chii
Vamwe vakadzi hamupinde denga
Uuuuuummmmm zviriko here izviiiii
Mukadzi uyo ihule
handei tinotora pfuma yedu sekuru
Ummm am sorry my brother wakaroora mkadzi wechikwambo,don't worry Mwari vachakupa umwe
Andifungi kuti ndewechikwambo inin ringori hure,,, kana ari wechikwambo kouyu waakarara naye muroad chaiwe chaenda kupi chikwambo
aaah ndiye Royal wekugara naMuchaneta adhara ese aya kuroora kamwana kadiki haah mkono usina nyadzi chokwadi
Muchawana mumwe ari serious. Uncle takuda part2
Please my brother give the person narrating the story time to explain, you interrupt too much.
Saint mira munhu atsanangure, dont cut munhu
Waibvisa mari usina kudya dohwe here bhururu
Ummm zvakaoma. Sekuru wangu vakazviitwa izvi.
Mapenzi ndomaziva , asi mukadzi uyu kumberi. Ritori demon chairo rinofamba neshoka. I sarendi . Muchero wemusango Siya mkoma.
Chandangofarira chinhu1 chekut mukuru havana kuita hasha
Piwa yr money back budhi
Mukadzi haarorwee musati magarisana unochema
Aah maihweee siyanai naye mukadza uyo ihure
Ndanatsoterera after whilst reading comments. I think Anko is not interrupting much wani? Or ndini ndajaira sekuru ? Inga merechi yacho yatofa yakaloader.
True ini handina kuona pavanyanya kuintruptr
True
Sekuru interview yenyu iri right hamusikumbomhanyira munhu zvese zviri right keep up the good work
I also think so
Ahh iro raitova hure ... newewo waifana kunyumwawo pawakaudzwa kut varume 5 ummm wangu wangu Bho here dxoka kuma recovery......or just let it go cz vana kule isn't their problem .
Awa mavanhu Ari pakutora Mari through musikana uyu. Vanodaro vakabhadharisa ka 9.... 9 munhu umwechete uyu , nyika yaipa ka iyi
Ummmmmmmm pakaipa
Ndyp sekuru
Zvinorwadza
Mkoma needs counselling he looking depressed
Kule musamhanyisa mota sterek kkk
💞☝️ very interesting story!
We say no to child marriage, why kudavana vadiki where is Zim police. hazvina kn kumbanaka, mukomana namaiko, sekuru and Gogo vanodakuvharirwa💔💔
Ukushaya
You can say that again,ngavadzione kunamambo Bushu mutemo hauchatendere ari below 18 kunzi aroora vabereki vese nevemusikana vakasiyana musikna ari kumukumbo vari kuripiswa
Iye anosiya MUKADZI muroad sei arikufanira kusungwa for under age, Mwanasikana akatodzungaira zvachose apa kana a kuskul I don't think akamboenda. Kupusa kwakaita mwana uyu anenge anekakushungurudzwa muhupenyu hwake karipo
Ambuya vacho varimugame avo nemzukuru wavo...
Sorry hako uncle murisei
Ko iye angasiye mukadzi muroad zvekutosvika kumba nekudya sadza plus chiiko chinotanga kubvisirana roora nekutestwa
Gogo vaiziva zvese
Murikugona basa sekuru
Rambai muchidzifambira sekuru saint
Hanzi chiii apa
sekuru
Sorry hanzvadzi tendaMwari zvinechirevo.wako uchamuwana iyi yaiva nzenza zvichida anorwara futi
So sad
Inga ma1
Wakanga waroora ngozi
haiwa ipai mnhu nguva yekutsanangura blaz
Voice ravo blaz ava riri low, I can hardly hear what he is saying
Aa ngaadzoserwe Mari yake uyo+Mukati Raster Havana Munyama iwawa ngavamboendawo kuno shambidzwa....
Mukadzi aka tiza kunyara kuti aive nechikomba asi aizo pagara sei pamba pacho. And kana iyewo murume weku tizwa anga famba achi siya mukadzi kumashure ivo vasati vambo gara vese murume uyu anenge ane ma shavi kana ndichizvi tarisa haunga fambi kumberi mukadzi kumashure bodo ndaramba vane mamhepo vese vanhu ivava
Makkuda kuita zvisizvo pliz sirsi basa Dremas Media and Slymedia tv
Iiiiii zvinorwadza hazvo
...makaita wrong choice bros, vamwe vasikana ndevebusiness kwete zvedzimba...
😂😂
Zvakaoma Mukoma pihwai mari yenyu back
Apa Rasta awa zidhara zvawo
0:24 madzifambiraka kulez 😆😆 isu vazaya vanoda zvinhu takuona zvedu
Ini ndiri kuona sekuti Baba Ava vanofanirwa kuongororwa mwana haasi kukwanisa kutaura ASI chimbo ongororai baba
Country raster 😀😀😀😀😀
malume bho
Sorry zvenyu vahanzvadzi, makaroora tsotsi. But mainyatsowirirana here nemunhu wenyu? Ma newly weds angafambe kuti mumwe ukoo mumwe achiteera here.
Wakangoitawo munyama wanku but Mwari vane hanya newe
Mapudzi anowira kusina wanobika
Yava part 2 yacho here yatakamirira iyi?
Aaaa ingapakaipa
Saint tv 100%
Maiweee
Iwe haugoni kuita interview ita uchionawo zvinoita vamwe vako
Anko mukudzifambira
Sory brother hw old ar u
Saka uneshavi rekuda kudyiwa marii
Ane spiritual husband uyo
ahaana here kumborova makumbo vachidanana?
Newe hanzvdzi wakanonoka kudya bota waitoita chinyakare kudaro
Ko vakadii kusanoshandisa condom musi waakauya vozonotestwa havo.
Pfuma ngaidzoke hayo