Evangelist Muparinga Interview |JOKES MiraclesApostle Chiwenga PROPHET Uebert Angel | Makandiwa etc
HTML-код
- Опубликовано: 7 июл 2024
- Evangelist Muparinga Interview |JOKES MiraclesApostle Chiwenga PROPHET Uebert Angel | Makandiwa etc
#MiraclePaul #ProphetMakandiwa #ApostleChiwenga #ProphetTFreddy Развлечения
First time to see Evangelist Mparinga . I can tell he is a true man of God. Kwete ma So called Prophets vanoshandisa hurombwa kuita minana.
Nice one
Evangelist Muparinga may God continue to bless you
This man is very careful with his words when answering questions. He is so diplomatic.
Ndimi mega Evangelist...Chokwadi chizere..ane nzeve dzekunzwa ngaanzwe.
You're the Best❤
Such a humble man this man have a true calling for sure this are profound words indeed
I listen quite often to most of his sermons though am a member of UFIC under Prophet Makandiwa. Evangelist Muparinga you have the WORD.
Munhu anogera muvhangeri uyo atina zera naye.
Muparidzi Mparinga ndiwo waparidzi chaiwo nekuti wanodzidzisa zvaunotozaruka wega kusvika kumunhu wemukati Amen ❤❤❤
Hallelujah
Those who are called to the kingdom are not confused by deception. Apostle T preach the world
You are lost
@forexkingmaster5680 Same what's app group with fake prophets how would he mingle with charlatans problem is Muparinga can't stand on truth .
@@forexkingmaster5680 it's you who are lost
Mwari akazotanga ķudana vanhu zvakare 2014 ka ?
Evangelist Muparinga makanyanya mharidzo dzenyu munondigonera❤
Amen
Evangelist gives me hope
Thanx uncle saint nekuunga muparidzi vandinodisisa
Zvimwe zvipo hazvidi godo ev.avo vanondiparidzira shoko rinondiswedza pedyo nekuda kuziva shoko ramwari🙏🙏👏👏
God bless you Evangelist Muparinga
a man l followed from my teen age l have learned a lot and may the Lord bless yu my mentor 🙏🙏🙏
Powerful word pane wisdom apa pana Evangelist tinokomborerwa nguva dzese May God continue to bless your ministry
Amen vatauvra chokwadi Chavo kubandiko ravo
Muparidzi chete vashoma vanhu vanopirwa zvipo chekuparidzi nemuporofita
This man has the apostle Paul type of wisdom. Glory to God.
Apostle Paul never taught people to divorce their wives. There's no Bible for that
😂😂😂😂, are you for sure? This man is comedian not a preacher. You can't compare him with Apostle Paul, aah never. That was the greatest Apostle who ever lived with great grace. Hamungazvinzwisise coz you don't know what the gospel is.
@@congiwemudokwenyu9912yes Paul was not a hypocrite and he was not a pleaser of of people..
Kkkk do you know Apostle Paul, mupositori asina kubva kuvanhu asingaparidzire sadza.
Don't compare Paul with comedians
@@kudakwasheeinstein703 Thanks words failed me. I also wanted to answer him. How can he reduce Apostle Paul like that? Anoda shamhu chaiyo
This guy has a lot of wisdom and very humble .
Murume akatumwa nashe zvechokwadii haana nguva yekutaura munhu kuipa kwake anodzidzisa kunaka kwamwari chete mwari vakuchengetei
Mparinga is a man of god l acknowledge him true man of god bec havana ma drama ekunyepera kuprofita vanhu but kuparidza shoko ramwari
well interview well touching
Please atidi kunzwa nezvana Hebert engero apa atidi kudzoswa Kuma shure
Thank you Evangelist
Ndimi the best mu Zim
🎉munondi gonera vamuparinga, mwari vakuwedzerei makore,Chaplin piri,na Muparinga mondiitira
Chaplin aripa verse ani bamnini
Evangelist Muparinga all the way
Thank you my Evangelist, munondigonera
Evangelist of our time
❤ mharidzo yavo inobata
powerful words amen and amen
Talented man of God. I like his answers he is always on point
The Evangelist of our time
I always like Ev Muparinga❤
Is the wisdom for me from the Evangelist
Amen mashoko anoudzamu
Baba mvhangeri ❤
I lyk his motivations
Ev Muparinga is a good preacher
Tinokutendai VaMuparinga shoko ramunodzidzisa rinotidzoka shuwa
Great preacher❤
This is a true man of God 🙏 uncle saint dai mabvunza kut is it nessary kumutsa munhu anenge afa zvatinoona
🎉I salute you man of god ❤
True avangelist.i enjoy mharidzo yenyu
Matigonera chokwadi ❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉
Makachena Evangelist
He is a humble man of God
evangelist munondiitira zvekudaro🙏
yoooooh ❤ i understand you man of good
Big shout out to Evangelist
Tinotenda munhu washe❤❤❤
He has wisdom this man
Ameeen no 1
Evangelist Muparinga vane too much wisdom
He has wisdom
I just quoted "Munhu ari wrong ari right till aakuziva kuti ari wrong"
🎉🎉🎉🎉
True man of God not to preach other churches. Some of our prophets there are only to win souls
Totenda
Saint next time gadzirira mibvunzo kwete kungobvunza zvevamwe vanhu
Very true
Preaching ya Chiwenga ndeye ma verses chete, haparidze zvemusoro wake, inyashawo dzakapihwawo naMwari...Muparinga anemaparidziro yake yakatumirwawo naMwari anovaka nekutendeutsa vanhu, inyasha dzakapihwawo naMwari..🙏🙏
Even Muparinga anotovhura ma scripture but the difference is Muparinga is an Evangelist Chiwenga is more of a teacher kuparidzirwa kunoitwa munhu ari already in the kingdom ne asati Amu kingdom zvakatosiyana
Wisdom overload
Muparinga ma1 murume uyu hanty chiziviso😅😅😅😅😅😅
Zigo ndiudzirevo khule kt ngavambodana mirako po
Iyi ipfuti iyi
Mashoko akanaka
🤣🤣🤣🤣🤣 mandikuvadza nekuseka baba Muparinga, zviziviso ichokwadi mamwe maChurch, zviziviso.
Mparinga uyo ndiye munhu 1 zvamhanje mhanje achirikutaura shoko ramwari sezvariri shuwa akabvira kare achitambura uyu tichimuona but chokwadi chamwari anacho
Amen
powerful
❤❤❤
Learn or write qstion bfo interview saint
Saint unenge uchinanga muvhangeri
Ari wrong ari correct until akuziva kuti ari wrong……
Correct pahu wrong hwako😂😂😂😂😂
Haa vamuparinga vakazodzwa
Saka is it possible kuti kana vanhu vaka paridzirwa vhangeri rechokwadi voriramba vachiti tichiri vadiki?
Evangelist a son of prophet
Maita basa Evangelist ini ndadzidza ini
evangelist mparinga vanoparidza zvukurevesa and ndofarira kuparidza chokwadi havatuki munhu
T Muparira vakatumwa kuparidza shoko kumarudzi ose muma Matthew makanyora kuti Enda ,ita ,dzoka ,timika ndozvina vaMuparira munhu anodanika kutoparidza kunyangwe zvakaoma vanotoenda hakuna wakafanana navo
madungwe is alittle kid
Evangelist is very intelligent check how he answers your questions
KJV Mark 9:38-41
38 And John answered him, saying, Master, we saw one casting out devils in thy name, and he followeth not us: and we forbad him, because he followeth not us.
39 But Jesus said, Forbid him not: for there is no man which shall do a miracle in my name, that can lightly speak evil of me.
40 For he that is not against us is on our part.
41 For whosoever shall give you a cup of water to drink in my name, because ye belong to Christ, verily I say unto you, he shall not lose his reward.
None who showed themselves in any way friendly to Christ were to be repulsed. The disciples must not indulge a narrow, exclusive spirit, but must manifest the same far-reaching sympathy which they had seen in their Master. {AA 543. 3}
Kkkkkk bible raramba hko
Evangelist hatina zera navo😅
Mwari vaita havo
Naked truth
Ukaterera muparinga haumbofi wakarasika pa shoko ramwari
Nhema dzoka VA Mwari vanooendkwa neshoko nekutevera shoko kwete pkisa shoko
Hemhen
Zviziviso😂😂😂😂
Munhu uyu ahasi kanguva kadiki uncle
Muparinga ngaarambe akadaro simbai mufundisi
Iwe uchatuka mparinga ndinonetsana newe enda Kuna chiwenga wako anorwara njere kkkkkkkkk
Are you brothers?
Saint Saint Saint! Work on how to interview people.
Nhai muparinga makaita evangelist sei tipewo verse inokuitai muvhangeri pasi mupositori
Ndi teacher ari pasi pa caretaker (grounds man) confusion yacho soo ka
Payable school wanyepa hako panevakatitangira mobile ndevapi vakaitwa izvozvo Muparinga
Munhu haarasike pese
Hanzvadzi yamai vangu iriku glower