MUTOKO.........VOTSVAGA AITORA ZVIPFEKO ZVEVANHU ZVEMUKATI
HTML-код
- Опубликовано: 9 янв 2025
- WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica
Zvin'anga izvi munzvimbo yedu nop idramer mukoma Andrew tiitirei zvisvinu
Neshamba uchaenda nevanhu vakadai kumwe kwamuchanirohwa ndo chiyi chakadai hapana kana chavanoziva kana matsotsi aya
Haaaaaa izvi ndapokana nazvo 👐👐👐👐👐👐
Zama kutsva good N^anga sana Mukotsanjera
Shamhu kunaneshamba nezvigure zvake
Ndochiiko ichi nhai Andrew xaa vanhu vanoitiswa mahubwe chaio 😂😂😂😂
Handisi kunzwisisa zvirikuitiwa nen'anga
Neshamba idzi itsvina apana zviripo
Neshamba wazvimamira basa rako siyana nezvizvi mmmm
The song for me ❤❤❤
Neshamba toranhau chete zven'anga izvo uchamamiswa nevanhu iweka 😂😂😂
kkkkkkkk iwewekaaaa
Taura hako 😅😅😅
Neshamba anongotiratidza zvikuitika munyika. Haana kut ichokwadi kana kut manyepo saka pachakenyaya haana zvake
Neshamba anongotiratidza zvikuitika munyika. Haana kut ichokwadi kana kut manyepo saka pachakenyaya haana zvake
Uuuuummmm izvi zvandibuda izvi 😂😂😂😂😂
Good gogo 😂 varamba
Zvin'anga nhando izvi hapan chinozikanwa apa haaaaaaa kutipedzera data chete 😂😂😂😂
This must be stopped in the world.... This is nonsense..
True it's sad 😔
Lies zvin'anga izvi vabereki vedu variku abuswa
Ini kungoona anoenda netun'anga kumba kwedu chete haa ndinobhururuka ndakanangako topedzera cz pple vakutsvaka mari ne nhema
Parikutsvakwa vadhara vachena musoro chete
@@msaisave5376 nhai chii chakadaro kujairira vanhu
Hazviko izvi neShamba..
RIP my poor data😢🙄
Vabereki vedu vooneswa nhamo nanasekuru avo kungochembera chete wakunzi unoroya zvorwadza zvavarikuita izvo biz kutorera vanhu zvinhu zvavo
Hezvo voda kuita masaramusi pamwanakomana kuti aite zvavarikuda ndokumanikidza vanhu kubvunza zvavasingaite🙌
Nhema dzoga.
Neshamba apa washaya vanobatsira,zvigure izvi having zivo
Kuchembera yaamhosva vakomana mmm
Looking for the music yamunoridza background, were can I get it vaNeshamba
Drewmas media, this must stop
Mkoma neshamba kana murimi matsvaga n’anga idzi manyadzisa. Aya matsotsi chaiwo apana zvinoziikanwa
NGAVAITE ZVAVAFAMBIRA KWETE KUPEDZA NGUVA NEKUITA ZVIRI OUT OF TOPIC
Nxaaaaaaaaaaaa
Thanks vaneShamba you are a news reporter ❤❤❤
Dreams media you will end up with no followers or subscribers nekuda kwe n' anga
The fakest of them all! Good job Drewmas you are exposing them not advertising them! They don't know that!
N'anga dzacho vana vadiki vega vega endai kubasa moshanda . Saka zvoreva ere kuti munhu akakura yava mhosva nekuti wese akura anongonzi akabata . Ava vanhu vapiwa ava
Kushungurudza vabereki
Kkkk
Aya ndo matsotsi Neshamba unovanongepiko mabinya iwaya anototyisidzira vanhu and vanonyepa zvekuti dhu uuuu
Hhhmmmm n'anga dzawanda kudarika vanhu,mucharombeswa mese kuda n'anga kwenyu
😂😂😂😂😂
Police ahead
Iyi n'anga I doubt
Mmmm hazvisikunzwiisisika yooo nyaya yawafambira chaiyo yacho vasiya 😂
Batai murove
Andrew inotobhowa kuona vana ava ngavasatambe nevanhu vakuru zvinorwadza
Zvakaoma zveZim
N'anga idzi ndedzenhema ngadziite zvadzafambira zvema pant emugomo
Drewmas tiburitsirei n'anga dzechokwadi kwete ava ndevemasaramuso vaya vanoburitsa nyoka dzavo
Nyika inekurema nyika ngaicheneswe
Senyika tati tichazvirega zvekuda nanga kudarika mwari akatisika
Ava ndivo vokuti vakakupa mishonga inopanduka zvinhu zvavo hazvina kujeka kungomaramara munhu wese
Ihameni. Imposing on the elders.
Dai kuri kwangu kuSese kwaChivi tato kwapaidza zvitsika mutanda zvenhema izvo
Matsotsi akapfeka ngundu
Mkoma Neshamba n’anga idzo dzinoda shamhu inemunyu because varikudakutamba nepfungwa dzevanhu.
Drewmas media inenge inopererwa nyaya dzese dzainobudisa dzekubatsirwa hadzisi straight mukazvitarisisa
Tswagai vagarwi vari Nani. Ava ndivana deja deja. Kungo taura. Hapana chokwadi. Tswagai vana Sekuru vari Nani. Abuse yevabereki.
Feja feja
Slogan ndeyei. Hapana chiri kuonekwa APA. Vari kubbhowa
İyi ndiyo fake chaiyo
Apa vanotaura vachiita kunge varikuvhundutsira vanhu
Kuita kupakira munhu bute mukanwa kudaro
Mpostora bute mumhino Mwari ka
Vanhu wacharombeswa weduwee
Mkoma Andrew 1 day imi ne n'anga dzenyu mucharikitwa, rambai muchidai😂
Matsotsi aya mudhara aya ane vana here vachibatiswa svina yavasingazive Neshamba apa hapana zvawaita vanhu vako Matsotsi
😂😂😂😂😂
zviikoizvi nhai mukoma neshamba
Fake iyi
Varume ava Havana chavanoziva varikushandisa nyama . Nekuti hamuna munhu asinga vengwi kunyanya nehama zvirimo mu bible hama nehama vachavengana Saka hapana chitsva apa 😂.Ini ndoda n'anga inoti kana ikati une shavi ngaaribuditse
Varikuda nguva yekuisa nyoka dzavo ne zvinhu zvavo
Drewmas wadii wambozama kutsvaga rimwe ibasa iri siira vana Sly media,Karanganda na Robert iwe zvirikukurira
Mutoko ndatsi 😂😂😂
Ndati ndoanonzi mahubwe avarume vakuru
Upihwa hurombwa kana kutorerwa chipo.chinenge chiripauri
idzi hadzisi n'anga idzi ndidzo mbavha chaidzo pliz Neshamba ongorora vanhu ava
Tichazo konana manje tiitirei mushe manzwa
Not understanding what's going on
Bra endrow nganga dzako edzi mazero chamari
Iko kumeso kuzara bute futi huye don't
Ko kutaura nevanhu zvakanaka zvinodii
Fokofu mhani, this is insane
Ko bute rakapakirwa Amai avo mumhino nhai mwari ngarivande uuum huye mwari madii kutora mumotsanjera nhai vaneshamba
Nhai mukoma Andrew nyaya ya b yakazoperasei
Haisati yapera hanti vakapihwà 6months dzekuripa so hadzisati dzakwana
Mahumbwe aya drewmas tsvaga ana sekuru vechokwadi kwete ava usasavatora fut hatichadi kuona drama iri feja feja
Kwenyu kutadza kunzwisisa here Musoro wenyaya endayi paEpisode1 . Kuti zvakabvira pakudiiko. Vanhu vakanga vachishaya zvipfeko zvemukati Vakadzi vakawandisa. Plus kurara vachikwirwa neMurume wa vasingazive. Saka iwe you comment what ? Usina muteerera mavambo. Ndimi vanhu muno dzosera kuBudirira kumashure. African we know Witchcraft is there. Kuda kuhwanda zviri pachena izvo. From Sabhuku, Chief , vane Shamba iwe wotaura chiiko. Huroyi uriko full stop.
Azvisi kunzwisisika hapana chironzo apo
Hazvina kutorwa kubhero hr
Ndidhonze 😂😂
Ndo fake iyi hahaha kumanikidza vanhu
True iyoyo
M@swera sei
Unongozwa nezvimavoice kut idzi ndofake N'anga chaidzo.
Aya ndoma tsotsi aya
Neshamba usatiunzire fake N'anga idzi.tsvaga zvimwe zvirinani
This is an abuse...
Vari kubhowa. Too much generalisation. Zvema bhurukwa zvaendepi. Busy nezvese zvese
Bute
Fake
Neshamba be serious with us vanhu vako ava they are drama
Tun'anga utwu twako Andrew ndetwe ma drama kkkk😅😅😅 you wasted our time on this one
Voti hufake voti kutyisidzira vanhu..... Not good at all abuse kuvanhu vakuru nekuvenganisa vanhu Neshamba zvirege zven'anga izvi itai zvenhau chete
Mhai kani amai vangu matodhozwa apo matodhakiswa hatide munhu anobudisa shavi nekupa munhu something ngaangoraira ribude Rega pasina kudhonza munhu that's fake
That's bull shit chiiko kutikuvadzira vana amai vedu
Apo hapana nyaya fake n'anga idzo
These ones are fake, hapana chinozikanwa this is drama.
Neshamba stop doing this please 😊
This nonsense must stop
Uyo haasireye here wekubhodambura musoro we huku akanwa ropa. Zvigure izvi. Apa kuuya akaita kupoda kumeso nebute kuti zvityise. İyi ndiyo nonsense
Fake dzega dzega kunanga mnhu asina chainacho
N'anga dzaunotitsvagira Andrew why newe kushungurudza vanhu wakatarisa .fake
Mukoma neshamba ava vangapedza hre Hondo idzi panoda makotanj kna tasvu iiii ava hre fake