Behind Bars(NEW EPISODE): George anotsanangura kubatwa kwaakaitwa achitengesa mutoriro nebroncho

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 24 янв 2025

Комментарии • 210

  • @memorytauya
    @memorytauya Год назад +8

    George ane respect zvake kungodai handidi kureva nhema tete Tilda..it is well hope kuty wadzidza

  • @dephinemanamike4990
    @dephinemanamike4990 Год назад +33

    Sorry my brother waisvaga Mari nyika yakauraiwa nezanu iyi kwaive kusvaga Mari unopedza jere ropera wangu

  • @williamelia7889
    @williamelia7889 Год назад +9

    Thank you tete tilder you're back

  • @teramaimakumbe4793
    @teramaimakumbe4793 Год назад +15

    So sad the well known supplier will remain untouchable!

  • @tiemygvo5666
    @tiemygvo5666 Год назад +13

    We can put the blame on the mother all we want but Zim ma1 chaiwo zviripa ground zvinotyisa tirikutambura kunze uku muchembere akatoona kuti mwana awane chekuita😢😢

    • @josphinematemera5913
      @josphinematemera5913 Год назад +1

      Ichokwadi unenge woti haasi kuba achidzipa vanhu muma street muzimbabwe ngavawanise vana vadiki mabasa 💔

    • @tiemygvo5666
      @tiemygvo5666 Год назад

      @@josphinematemera5913 maona manje it's easy to judge kana usipo pa ground or if you lucky enough to have found something to do.

  • @gugulethumoyo3912
    @gugulethumoyo3912 Год назад +6

    🎉🎉Thank for the come back Tete.

  • @takudzwafrankmashvilla8143
    @takudzwafrankmashvilla8143 Год назад +17

    Chirongwa ichi chacharova nw it's back🎉🎉

  • @sikholiweconniempansi3154
    @sikholiweconniempansi3154 Год назад +1

    Welcome back Tete, hopefully achasanduka oita zviri nani paachabuda

  • @marvelouszinyemba9736
    @marvelouszinyemba9736 Год назад +2

    Hie tete, lets hope wadzidza mkomana amai vari kunwa tea kumba iwe uri wega pajeri

  • @ishmaelmasanjole
    @ishmaelmasanjole Год назад +7

    Mfana wangu wepa mfombi😥

  • @Tanieyteey98
    @Tanieyteey98 Год назад +2

    So sad nzara ikutuma vana kuita zvisina basa😢😢😢😢😢anywhere ndafara madzoka nenew episode tete tilda🎉🎉

  • @aaronmasukuma9632
    @aaronmasukuma9632 Год назад +7

    ndiyewo adii hurumende chaiyo vanhu varikufa muzvipatara hamuna mushonga vachidya mari vakuru vanyika muzimbabwe each man for himself ndiyo yacho ,zimbabwe munhu anoita zvinomuraramisa without considering ma negative effects because ndiyo lesson yatinodzidza kubva kuvakuru venyika vedu

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 Год назад

      Saka zvolinker sei nevakuru venyika? Ndovari kupa vanhu malicence ekuita zvemadrugs?

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Год назад

      @@shingiraitrevormboto2105 ngapaiswe mirawu inopedza honye iyi... Ndivo vane masimba acho ose kupedza dambudziko iri... Toringa kuvakuru netariro.

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 Год назад

      @@chiyenyumba7135 imi muchiitei?

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Год назад

      @@shingiraitrevormboto2105 tichitevedza gwara nekuita pedu.... Vakuru vachiita pavo. Chero musha chaiwo unotungamirwa nevakuru wani.. Imi musha wenyu ukapinda chakaipa mhuri inotoringa kwamuri.

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 Год назад

      @@chiyenyumba7135 saka padyiwa mari nevakuru venyika ndepapi?

  • @admiregmatake3440
    @admiregmatake3440 Год назад +5

    1 of my favourate show is back including 'Bota dna show" 😂 I think these guys should get longer sentences. Dealing drugs is not good. Destroying families.. sad . Lets get Jah Rule as well. Kkk Anywer we blame Gold Mafia. 😅😢

  • @rosemwandere3139
    @rosemwandere3139 Год назад +14

    It's so sad , his father passed away last year and haana kukwanisa kuvaviga coz ari mukati

  • @ebinanzure9205
    @ebinanzure9205 Год назад +2

    Thanks tete tanga toti matikanganwa

  • @munashechimanga4622
    @munashechimanga4622 Год назад +7

    😂my man is out here dropping names

  • @sophisticatedimmigrant3912
    @sophisticatedimmigrant3912 Год назад +6

    George name dropping like it’s nobody’s business, man threw his mom under the bus pajekerere😅

    • @billtev9846
      @billtev9846 Год назад

      He speaks Shona with a Tswana accent kkkkk

  • @briansanyika5535
    @briansanyika5535 2 месяца назад

    What a brave boy

  • @faithmapfumo4437
    @faithmapfumo4437 Год назад +2

    No to drugs kuvadza vana vedu plizzzz

  • @luciakuzondidini1436
    @luciakuzondidini1436 Год назад +10

    Chinondishamisa ndchekuti kwaannge anohodhra havnobate anohodhesa wachoo sak hazvipre zvemadrugs izv

  • @kaloFusi
    @kaloFusi Год назад

    We will wait my suppley

  • @tafadzwatogarasei1886
    @tafadzwatogarasei1886 Год назад +24

    in my opinion the best way to deal with this situation is not to be harsh with these low level dealers...( they can be panished no doubt).....but use these low level dealers to set bait so that the kingpins can then be brought to book.....

  • @Mukubvu
    @Mukubvu Год назад +4

    I am worried him mentioning names will he be safe from thosr drug lords. Tete this issue is sensitive mungwarire nfana uyo

    • @Rasta-mq3xi
      @Rasta-mq3xi Год назад

      Mukuwanza ma movie tsano

    • @pridemabota658
      @pridemabota658 Год назад

      Kkkkkkkkkkk this is not America

    • @chloemasenda4413
      @chloemasenda4413 Год назад

      Kkkkk drug lord vatova vana Pablo Emilio Escobar 😂😂😂😂😂

  • @laurantinepaswavaviri1797
    @laurantinepaswavaviri1797 Год назад +3

    Apa dharma wacho akatovhoterwa

  • @DzagoChatsama
    @DzagoChatsama Год назад

    The mother was benefiting from drug profits. George didnt want to say much on that issue.

  • @nomsaenias8383
    @nomsaenias8383 Год назад +2

    Thanks tete nechirongwa chitsva not marepeats

  • @justforlaughs9252
    @justforlaughs9252 Год назад +1

    Aaaah George 😢

  • @TheMadzivas
    @TheMadzivas Год назад +1

    But pamazita apo hamusi munozopinza mfana ma1 here I think u need censor the names

  • @Rumbidzaitv
    @Rumbidzaitv Год назад

    Hi

  • @charletdube3957
    @charletdube3957 Год назад +1

    his is dressed smart neat juzi

  • @daddyteddy85
    @daddyteddy85 Год назад +1

    Long time Tete T

  • @Rumbidzaitv
    @Rumbidzaitv Год назад

    Ha

  • @josekamowa
    @josekamowa Год назад

    And i know this info was disclosed to investigating officers , but because they are linked to the system. Nothing will happen to them....

  • @leahgurira2516
    @leahgurira2516 Год назад +2

    George how can you do your mom like that 😂

  • @TendaiChinyama
    @TendaiChinyama Год назад +2

    Situation yenyika inokutuma kuita zvese zvese ndosaka ma drugs awanda vanoita sei vana vasingaendi kubasa zvakaoma zvenyika iyi

  • @richardrwafa2052
    @richardrwafa2052 Год назад +1

    Saka Dhama akasungwa here?

  • @Paradzaimurwisi.
    @Paradzaimurwisi. Год назад +1

    Ndo pauno ona kuti jeri ndere varombo ne opposition chete. Boyz dze gold zvato pera

  • @tinayechuma7593
    @tinayechuma7593 Год назад +3

    Saka dhama tongomusiya here ndotype dzinoda mob justice

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 Год назад +1

    Tetez hello

  • @tinashekamhapa4803
    @tinashekamhapa4803 Год назад +2

    Hazvishande zvamotaura kuti sy no to drugs iyo achiviswa nema bg nemes kudaro

  • @brendagonese4526
    @brendagonese4526 Год назад +7

    Dama anotengese madrug zvinozikanwa mbare yose asi hapana anomusunga

  • @tafarachinoda1550
    @tafarachinoda1550 Год назад +2

    Dama haasungwe ndewe pfeee zvakaoma

  • @jumanji7629
    @jumanji7629 Год назад +4

    Saka Linda Masarira was right to say vana Fantan are drug peddlers pama Pasapasa a Darma

  • @calvinemugombi8941
    @calvinemugombi8941 Год назад

    The boy is snitching 😅😂😊

  • @TatendaMazongonda
    @TatendaMazongonda Год назад

    Hi Tete makadii

  • @silindiwetshumasilindiwe7811
    @silindiwetshumasilindiwe7811 Год назад

    Aaaa unenge uchiwatengereyi ....kutenga kuda zvee.Zvakafanana nekuda varume urimudiki.Or kunwa doro it's your choice zvee

  • @phillipngonidzashenyika4864
    @phillipngonidzashenyika4864 Год назад

    George mfanami 😊

  • @chrisjnroskdojemera6232
    @chrisjnroskdojemera6232 Год назад +2

    I blame Zanu pf for ths dai kune mabasa haazosvika pakudayi

  • @faraibarnsymaestro1830
    @faraibarnsymaestro1830 Год назад

    Amana kupikira jeri ka$70 🤷🏽‍♂️🤷🏽‍♂️🤷🏽‍♂️🤷🏽‍♂️ Zanu ngaisadaro

  • @lenso3757
    @lenso3757 Год назад +2

    Dama supplier muhombe vacho havana kumusunga

  • @nicksongift4963
    @nicksongift4963 Год назад +3

    Chinondirwadza Dama aripanze hasungiwe

  • @vanzskies89
    @vanzskies89 Год назад +9

    And this dhama guy won zanu pf primary elections in the same area..

  • @patriciakhupe3950
    @patriciakhupe3950 Год назад +1

    Ummmm hakuna mubereki akadai sure ungatendera zvakadai😢😢

  • @daddyteddy85
    @daddyteddy85 Год назад +2

    Chinorwadza is Dhama is well known by ZRP and they dont arrest him

    • @ratidzomuza515
      @ratidzomuza515 Год назад +1

      Nhai zvako kana mupositori wekuna4th kumbare

  • @tanyaradzwamusarurwa5536
    @tanyaradzwamusarurwa5536 Год назад

    Ndanga ndasuwa chirongwa chino

  • @lyriqalflame2965
    @lyriqalflame2965 Год назад

    Dombo ndiyo problem yaparadza nyika not even necessary to mention ma bronco haana basa Aya netu mbanje .....meth / dombo irori ndorakanganisa nyika ma youths apera n sudden deaths kune vedombo is now at a peak level

  • @gozos1552
    @gozos1552 Год назад +1

    Zanu yauraya nyika mukomana uyu aitsvagawo raramo + mai vake havana mhosva iye dhama ndewezanu that's why asibgasungwe

  • @douglasnatasha2280
    @douglasnatasha2280 Год назад +2

    Dhama watotengeswa

  • @prudencezheclahs37
    @prudencezheclahs37 Год назад +1

    Client ya fantan kwamashwede🤣🤣

  • @lionelmboza5832
    @lionelmboza5832 Год назад

    Tilder urifuza y can't you go and report to the police xaaaa zvinotobhowa kana kutsananura muri vekumama iwe ne mapurisa mese

  • @ethenkeke-ok5ed
    @ethenkeke-ok5ed Год назад +1

    Aaa vanotumwa nani kubhema regai vanhu vatsvage mari nyika yakaoma iyi

  • @charlesmudzingwa
    @charlesmudzingwa Месяц назад

    Munyika hamuna mabasa zvinopisa tsitsi

  • @yolandachihowa5869
    @yolandachihowa5869 Год назад +2

    George my next door paasungwa ndatofunga kuti akasungirwa kuba mwana anechipo chekuba hake taisasiya madoor akavhurika zvakazoiwana ngwarati😅😅

    • @mellinemunjeri5177
      @mellinemunjeri5177 Год назад

      Inga zvakaoma nhai

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Год назад

      Veduwe marwadzo kikkkkk

    • @maisorobhi4963
      @maisorobhi4963 Год назад

      😂😂😂😂😂😂 wandisekesa

    • @jechafire7812
      @jechafire7812 Год назад

      Urikutaura chokwadi this mfana was arrested for unlawful entry into premises& theft charges....aipinda mudzimba achiba zvinhu...all what he is saying it's a lie

    • @yolandachihowa5869
      @yolandachihowa5869 Год назад

      @@jechafire7812 ndomuziva zvekudaro ndiye aitomboba magas akatombodzingwa namai vake paden

  • @yvonnebesa7854
    @yvonnebesa7854 Год назад

    Tete....bhoo here

  • @angelakwaramba9752
    @angelakwaramba9752 Год назад +3

    That’s why drugs are a death sentence in other countries

    • @lydiat7636
      @lydiat7636 Год назад

      It's true I knew someone who was sentenced to death panalt ku china aiva mu zimba that lady aitogara ku dz 1.some countries hawatambise

    • @angelakwaramba9752
      @angelakwaramba9752 Год назад

      @@lydiat7636 yes, all Asian countries have a death sentence for trafficking drugs

  • @deliachaleka486
    @deliachaleka486 Год назад +2

    Haha Dhama ndatenda hangu akapenga apa haasungwe zvekutodaro umm

  • @RollenChigawazira
    @RollenChigawazira 6 месяцев назад

    Yeah waitsvaga wngu sry.....

  • @MaMdluli
    @MaMdluli Год назад +1

    Right, George you should be kept behind bars dor a minimum of 50 years

  • @memoryashleyhwata7614
    @memoryashleyhwata7614 Год назад +1

    At last

  • @Sandilembongeni2622
    @Sandilembongeni2622 Год назад +6

    Problem poor governance ye Zanu pf Hapana mabasa

  • @josephlupiya6626
    @josephlupiya6626 Год назад +1

    Tete tokumbirawo enderai amai vake mmmm ndimai verudzii chaivooo vanokurudzira zvakadai

  • @artwelltototai5353
    @artwelltototai5353 Год назад

    Nyika haina mabasa ,munosunga vana but hamusi kuvavhurira mabasa ,kungwarira kusungira vanhu zvisina basa but vana vari kuurayiwa everything n then but action dololo ,vana venyoka

  • @claytontawandamakura7175
    @claytontawandamakura7175 Год назад

    his love for money ma1😢

  • @queenvee7204
    @queenvee7204 Год назад

    Vanouraya vanhu dai vachipihwa mutongo seuyu

  • @kundaimationi9508
    @kundaimationi9508 Год назад

    kkkkk mukomana ataura mazita akawandisa apo vasungwa varikunze kwejeri vakawandisa

  • @eppahsinzamala6541
    @eppahsinzamala6541 Год назад +1

    Saka mapurisa akutadza neyi kumusunga dhama wacho,garamo uri benzi remunhu kutengesera vana vechikoro.mai vako kutokupa.mari yekutenga madrugs iwe namai vako mofanirwa kugara mujeri mese

  • @mollengwama6844
    @mollengwama6844 Год назад +1

    Dai mabatire amoita vafana avo ariwo amoita mbavha dzezanhu haa nyika ingadai yakanaka

  • @DioneMachekera
    @DioneMachekera 3 месяца назад

    Sorry hako waitsvaka Mari hako unobuda dear

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 Год назад

    I dought very much kuti boys uyu acharega, ndine ka feeling kekuti anodzokera mu game.

  • @mishiechirasha7294
    @mishiechirasha7294 Год назад

    behind bars

  • @josephlupiya6626
    @josephlupiya6626 Год назад +1

    Vabereki vemwe havana kukwana shuwaa

    • @MkuruAneh
      @MkuruAneh Год назад

      Haaa wangu dai waiziva vabereki wazonzwisisa .... His dad yanga irimbavha .... Momz vacho bhawa bhawa

    • @josephlupiya6626
      @josephlupiya6626 Год назад

      @@MkuruAneh yaaaa saka zvakaoma chokwadi mmmmm

  • @joycemsiska-chihana9010
    @joycemsiska-chihana9010 Год назад

    The sentence is small. Akabuda achazviita futi

  • @jr2011f
    @jr2011f Год назад +4

    Ko kumboshanyira dhama wacho

  • @nyambaenock1180
    @nyambaenock1180 Год назад +1

    Makore ayo mashoma 4 yrs chete

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 Год назад

    No to drugs , Mwari pindirai munyika yedu ye zim

  • @tawandajonetembene862
    @tawandajonetembene862 Год назад +1

    Kutsvaga kurarama,zanu is to blame

  • @jamessibanda2761
    @jamessibanda2761 Год назад +1

    haaa George Msekiwa ahhh .ko wakazorasika papi mafana,Inga tainamata tese pa matoranjera SDA Apo tiri ma pathfinder,waida church mafana waisarovha haaa no mhanhi.ndabatikana

    • @AdelaideDudzaiMashawashe
      @AdelaideDudzaiMashawashe Год назад

      Sure I'm still in shock its unbelievable anobuda akadzokera Ku church pamwe mwari vane chinangwa nazvo sure

  • @trisssingaga8076
    @trisssingaga8076 Год назад

    Shame unobuda shamwari but Unofanira kubuda watendeuka our God is God of forgiveness kana wabuda tsvaga basa kana ku crosser border kunoshanda kunze I know nyika yedu ahina mabasa

  • @clarakingston2255
    @clarakingston2255 Год назад +1

    Usataure mazita hiiihweeeeee

  • @itaidzatsima-mc5gk
    @itaidzatsima-mc5gk Год назад

    Years tete Chad okay chirongwa

  • @clintonfunglani8807
    @clintonfunglani8807 Год назад +1

    Ndinomuziva mpfanha uyu

  • @priscillakuchuna9434
    @priscillakuchuna9434 Год назад

    Umm zvakaoma

  • @mieshachirenda7667
    @mieshachirenda7667 Год назад

    Kana mukafunga kuti ma drugs anouraya zimbo kamba yauraya vanhu but company yacho yakavhura

  • @dzunguehendini4264
    @dzunguehendini4264 Год назад +8

    I honestly feel 4 years for 74grams and 10 bottles of bronclar is not enough thats why we have a lot of drugs in Zimbabwe now the sentence is too mild this sentence should be bigger

  • @yolandamucharunga7098
    @yolandamucharunga7098 17 дней назад

    For drugs 2 yrs dzishoma izvezvi akutofaisa chibasa chake

  • @oscardzingira6987
    @oscardzingira6987 Год назад

    Kwa Dhamaa ku Mbare

  • @sinikiwemukanganise4635
    @sinikiwemukanganise4635 Год назад +1

    Aaaaaa mutoriro waparadza hupenyu hwevana

  • @Bulltweetsssss
    @Bulltweetsssss Год назад

    Wangawamunhu mkuru so don't blame the mother though

  • @tatendachibwanda1473
    @tatendachibwanda1473 Год назад +2

    Police ngaisunge dhama arikutaurwa

  • @evidencechisvuvure2614
    @evidencechisvuvure2614 Год назад

    Makadii tete musarega kutipa chirongwa cheBehind bars longtime taitoshaya kuti maendepi