Mukadzi WekuGweru Wekusungirira Mwana PaDurawall Otsanangura Zvakaitika

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 25 окт 2024

Комментарии • 479

  • @TineiDodo
    @TineiDodo 2 месяца назад +51

    we need more citizens vanenge this one who reported. makaita basa babamunini. fight child abuse.

  • @rangariraishanterozvinonet9767
    @rangariraishanterozvinonet9767 2 месяца назад +15

    I salute the man who saved the child, we need more citizens like him🙏🏿

  • @ladyk.b.2257
    @ladyk.b.2257 2 месяца назад +44

    4 years achiri mudiki mwana treatment was too much for the child..

    • @MaiAnotida
      @MaiAnotida 2 месяца назад +4

      Ini ndaifunga kuti achataura zve10yrs or more

    • @MaiAnotida
      @MaiAnotida 2 месяца назад +2

      4years mudiki zveshuwa

    • @madamdelicious3183
      @madamdelicious3183 2 месяца назад

      Ini ndatofunga kut atori kuma 12..to 14yrs...imi kaa zvakaoma😢😢

    • @MelusiTimoti
      @MelusiTimoti 2 месяца назад +1

      4yrs munhu wakura imipakudero

  • @Palaz_Adventure
    @Palaz_Adventure 2 месяца назад +63

    I think this child has autism. Kusaziva kufa. KuAfrica people needs to be taught about mental health. Ini autism ndakatozoizivira muUK. 😢

    • @ELLAHMHERE
      @ELLAHMHERE 2 месяца назад

      Kasi hauna kunzwa panzi akaendeswa kwa Dr ne court 😜???

    • @nyashagrace11
      @nyashagrace11 2 месяца назад +8

      Ku hospital kwacho vanoziva wo here about Autism yacho

    • @carolineshoko2857
      @carolineshoko2857 2 месяца назад +1

      Very true

    • @paulinevurayai4617
      @paulinevurayai4617 2 месяца назад

      How can the doctors not know hanti they tested the child ​@@nyashagrace11

    • @espinamugabe379
      @espinamugabe379 2 месяца назад +1

      autism ikawana mishonga yacho anodzikama

  • @Dzaruu8877
    @Dzaruu8877 2 месяца назад +11

    Slymedia pliz we need the side of the story, husband and neighbours should be interviewed too. It doesn't make sense if the child is her's, maybe mwana ndemurume.

  • @wellingtonmutsambi3627
    @wellingtonmutsambi3627 2 месяца назад +48

    Regression of a child to an earlier stage like bedwetting and messing self can be a sign of abuse of the child. Don't think this was the first time for the child to undergo such a abuse.

    • @sophiapamire5932
      @sophiapamire5932 2 месяца назад

      Exactly mai ava vakuda kunyebera kuti it was first time. Vanhu vanenge vachiona weeeh

    • @carolinechihota8507
      @carolinechihota8507 2 месяца назад +1

      Very true kane tsinye kamai aka. That girl was always being abused nekakadzi aka.

    • @lydiandhlovu7641
      @lydiandhlovu7641 Месяц назад

      Kurembedza mwana unoti hazvisungise manje
      Gara ikoko kana mwana waisamuda wakadii kupa amai vemwana

  • @exabiotakundwa4965
    @exabiotakundwa4965 2 месяца назад +35

    I honestly think kuti there is more to this story than zvatanzwa Pano .

    • @vongaigudo
      @vongaigudo 2 месяца назад

      True apa oti handizivi number dzamainini munin'ina wamai vako vakakuchengeta hazvigoni

    • @faithmukodzani876
      @faithmukodzani876 2 месяца назад +1

      You are right.

    • @EvelyneMundondo
      @EvelyneMundondo 2 месяца назад +1

      Unoda nyaya sterek

    • @colletahmudzika7338
      @colletahmudzika7338 2 месяца назад +1

      Haaa 4yrs mwana veduwe 😢😢😢.. moyo wangu waenda kure

  • @TracyJohn-eb6hw
    @TracyJohn-eb6hw 2 месяца назад +36

    Wakakanganisa hako deares at list u waona kutadza kwako MWARI ngaakuregere imhope dzinenge dzasimuka

  • @tkn140
    @tkn140 2 месяца назад +7

    People need to be educated about certain diseases and also how to be mothers.
    We just have children but we are not taught how to be mothers.
    Even vamwe muri kuita judge mune maabuses amakaitawo kuvana venyu

    • @oliviamazaika2783
      @oliviamazaika2783 Месяц назад +1

      Thank you so much. Some parents are broken and frustrated. I'm not justifying her actions but being a parent is not easy

  • @takuwafawanaka9800
    @takuwafawanaka9800 2 месяца назад +29

    I'm from Gweru guys, mukadzi uyu akunyepa mwana uyu anga ari mwana wemurume and aigara achirova mwana everyday

    • @NorahMagaro
      @NorahMagaro 2 месяца назад

      I believe u

    • @KudzasheChidhuza-pm5sb
      @KudzasheChidhuza-pm5sb Месяц назад

      Haa ndozvandakambonzwawo

    • @gamuchiraichiradza3096
      @gamuchiraichiradza3096 Месяц назад +2

      Ya ndanga ndashama kuti @ 25 atove nevana 4.. .nw it makes sense thts y murume wake asiri kuuya kuzomuona kujeri

    • @KundieMarufu
      @KundieMarufu Месяц назад

      Zvakumaker sense manje

    • @LeonMatura
      @LeonMatura Месяц назад

      Taura hako ipapo coz mmm 25yrs watozvara vana 4 aaaa

  • @btchipazi
    @btchipazi 2 месяца назад +15

    The abused child should be checked for sexual abuse.

  • @Christine-f9r
    @Christine-f9r 2 месяца назад +36

    Akatadza zvange but nw zvatokanganisa nevana bamunini vangadai vakangodaidzana vakamuonesa kuti zvamuri kuita zvakashata mukazviita futi tokusungisai nokt nw vana vave nemhamo hombe uye hwumwe hwudiki nokt ngatitarisei masides ose

    • @VictoriousVee.
      @VictoriousVee. 2 месяца назад +4

      I was thinking the same thing, why is it the first resort to report her because now all the other kids lost a mother

    • @ThabisoGandari
      @ThabisoGandari 2 месяца назад +11

      I’m sure that wasn’t the first time

    • @rumbidzaikawome483
      @rumbidzaikawome483 2 месяца назад +6

      True chaiyo haisi first time anga agara achi abuser mwana

    • @FanuelHlabanu
      @FanuelHlabanu 2 месяца назад +8

      I am sure by now mwana uyu dai akaitwa zviri extreme and possibly dead. So aka reporter did a good thing. Plus kuzviitira tsvina it might be a sign of sexual abuse, like she is saying anga ane 1 month achizviita which is odd.

    • @LeciaSongore
      @LeciaSongore 2 месяца назад +3

      ​@@VictoriousVee. Nyaya iyi kubuda kwayakaita zvainzi haisi first time pekutanga anenge akambobviswa nema neighbours amusungirira kudaro ai abuser mwana uyu and zvainzi ndi step mother

  • @nyashagrace11
    @nyashagrace11 2 месяца назад +7

    Its difficult to diagnose Autism at that age but i believe mwana uyu is on a spectrum or was abused and now going thru regression

  • @andrewww9210
    @andrewww9210 2 месяца назад +13

    Ini I think mukadzi uyu akanetsana nemurume ndokupedzera shungu kuvana, men can frustrate you kusvika pakurova vana ,I'm not siding nemukadzi hangu but she was driven to do this na bhangu mu bedroom coz amai chaivo havadai Aida ku fixa murume uyu

    • @cynthiahwindingwi9805
      @cynthiahwindingwi9805 2 месяца назад

      Chokwadi akapedzera shungu pasiripo zvinoitika kuvanhu vakawanda and at most pazvinoitika unenge usiri iwewe anger yaunayo ndoinenge ichikucontroller

    • @KudzasheChidhuza-pm5sb
      @KudzasheChidhuza-pm5sb Месяц назад

      Hanzi akunyepa anga ari mwana wemurume

  • @AgnesIsaki-u5z
    @AgnesIsaki-u5z 2 месяца назад +4

    Mwana ane maspecial needs… there should be awareness in schools and hospitals

  • @amandafish3022
    @amandafish3022 2 месяца назад +18

    Muneutsinye mai imi

  • @tichaiteimuchero9970
    @tichaiteimuchero9970 2 месяца назад +10

    Saka wakagonei ,imbogara ikoko and ukabuda dai vana ivavo ukasavapiwa ,kuita kunge munhu asina kuzvara ,asi haaasi mwana wako here,gara ikako 2yrs dzitori shoma.

    • @profqda3464
      @profqda3464 2 месяца назад

      Hanzi vamwe vana vemurume havasi vake

    • @OswellNyere
      @OswellNyere Месяц назад

      Musataura kunge musingatadze please

  • @ForgiveChipp
    @ForgiveChipp 2 месяца назад +11

    Ummmm 4yrs mwana ange achitori mudiki

  • @chiherachashe8208
    @chiherachashe8208 2 месяца назад +3

    Akawandirwa nestress mkadzi uyu. Tuvana twacho twanyanya kubatana. Plus iyewo achiri muduku. She's probably has been abused as well while growing up. Its a very sad situation

    • @MissP-by2su
      @MissP-by2su 2 месяца назад

      Hanzi ari kunyepa mwana waakasungirira haasi wake ndewe murume that's wy murume asiri kuuya kuzomuona akatsamwa

    • @chiherachashe8208
      @chiherachashe8208 2 месяца назад

      @@MissP-by2su oh no!! What a wicked wicked woman. Ndanga ndatonzwa tsitsi zve ini

  • @SamanthaMakaza
    @SamanthaMakaza 2 месяца назад +7

    I think mai ava vanga vakatsamwa vanetsana na Baba vakapedzera hasha pa mwana

  • @MalvinMandizha
    @MalvinMandizha Месяц назад +1

    25 years 4 kids 😳😳 she got married ane 17 years. Musade kutipusisa asi aiita vekussvipa hr vana vacho nxaaa😮

  • @maryrushavashava6776
    @maryrushavashava6776 2 месяца назад +20

    Mwana anorohwa dear asi wakazvinyanya

    • @MemoryMuchakazikwa
      @MemoryMuchakazikwa 2 месяца назад +1

      Zvakaoma mwana uyu akange ayita hasha dzakanyanya zvese zvaimunetsa akazvipedzera pamwana zvinorwadza zvoti nekushaya mubereki wekuturirawo nhamo dzako

  • @Nokutenda774
    @Nokutenda774 2 месяца назад +5

    Frustration. She needed parenting sessions focusing on managing behaviour. The child needs to be seen by a paediatrician.

  • @officialfaychi7941
    @officialfaychi7941 2 месяца назад +6

    Do you know that mwana iyeye Tino won't forget that scene😢that age is very tender ende ndopanotangira machildhood memories achakuvenga mwana iyeye

  • @joycehandreck8356
    @joycehandreck8356 2 месяца назад +23

    Vakomana tisadaro mkadzi uyu imhondi nekuti mwana ane4yrs chindumurwa chaicho harisi zera rekuti ungarove vasikana

    • @AishaManzini
      @AishaManzini 2 месяца назад +1

      @@joycehandreck8356 chogonzi chaizora vamwe madhoti musoro chogozonoitira mumandiro amborohwa anopenga mukadzi zimuroyi chete

  • @cathrinemarwendo7654
    @cathrinemarwendo7654 2 месяца назад +48

    25 yrs and she have 4 kids uuuum pakaipa. Vana vozvara vana or pane matwins . Dambudziko amai vacho muchiri mwana mobva maitawo vana 4 it's too much for yr age to deal with all kids responsibility one by one🤦‍♀️🤦‍♀️🤦‍♀️

    • @neliarubacha
      @neliarubacha 2 месяца назад +1

      ini ndine 25yrs handsat ndaroorwa

    • @permanenttshuma7676
      @permanenttshuma7676 2 месяца назад +1

      Ini ndine 30 yrs ndakaroorwa last year ndine 4 months baby

    • @cathrinemarwendo7654
      @cathrinemarwendo7654 2 месяца назад +3

      @@permanenttshuma7676 ini ndiri madhumbe 35yrs of age. Vana 2 and living happy life abroad nechihousegirl ichocho. Vana vangu vakasiyana ne9 yrs makore avo. I did this for a purpose bcoz vana vanoda hanya . Ukavatsikanisa neLife yanhasi shuwa vanokunetsa😊😊🙌🙌

    • @neliarubacha
      @neliarubacha 2 месяца назад +1

      @@cathrinemarwendo7654 chokwadi better kushandira vana vako

    • @MargaretKalaba
      @MargaretKalaba 2 месяца назад

      ​@@neliarubachamucharoorwa kana zvaitasei

  • @MouthwateringBudgetMeals
    @MouthwateringBudgetMeals 7 дней назад

    Mwana ane autism uyu anoda a series of assessments
    Autism assessment is done by
    Developmental Pediatrician or Child Psychiatrist: Medical professionals who assess developmental, behavioral, and mental health concerns.
    2. Clinical Psychologist: Conducts cognitive and behavioral assessments to evaluate traits associated with autism.
    3. Speech-Language Pathologist (SLP): Evaluates communication skills, including both verbal and non-verbal abilities.
    4. Occupational Therapist (OT): Assesses sensory and motor skills, which may be impacted in individuals with autism.
    5. Social Worker or Case Manager: Helps assess the individual's social, emotional, and environmental factors.

  • @varaidzomurerwa2971
    @varaidzomurerwa2971 2 месяца назад +10

    Pakuzvara sembudzi apa, apa musina zvekupa vana vacho😮

  • @MarthaRita-nh6oj
    @MarthaRita-nh6oj 2 месяца назад +1

    Vamwe vana madhimoni anemakumbo kunevanotenda they got that decerning spirit vana vakadai endesai kujeri revana uyezve muchinamata chaizvo

  • @Charlegreem
    @Charlegreem Месяц назад +2

    She only cried when she was talking about herself.Pro Narcissist.

  • @robsonrobizq8280
    @robsonrobizq8280 2 месяца назад +7

    Zimuroi remunhu dai ukafira kujeri

  • @EthelBokah
    @EthelBokah 2 месяца назад +6

    Mwana haana ku abusiwa here.poopoo ingangobuda sei

  • @miriamtachionavee
    @miriamtachionavee 2 месяца назад +12

    Hasha dzakadayi hadzina kunaka, unouraya mwana sekutamba sekuseka

  • @fortunatekaitano3803
    @fortunatekaitano3803 2 месяца назад +5

    In future,mwana uyu achazenga akunzi unoziya ndakakuendera ku jeri here,anogona kutozoshaya rufo nemwana uyu zvachose

    • @lydiandhlovu7641
      @lydiandhlovu7641 Месяц назад

      Pakabuda nyaya pekutanga mwana wainzi ndewemurume
      Anenge aitotya Mai ava ini
      Abuse chaiyo

  • @nashemashie7301
    @nashemashie7301 2 месяца назад +5

    Aaaah munhu uyu vana wake i2 vamwe 2 vana vemurume wakasungirira mwana wemurume she abused mwana uyu vanhu vemumaraini vaisangoita zvivindi zvekunotaura kumapurisa untila bamnini vazonomhangara,airohwa mwana uyu aitove nemavanga muviri wese

    • @ChasuraChatimbwege
      @ChasuraChatimbwege 2 месяца назад

      😢yoooo saka pakaipa better agare ikoko

    • @TatendaFeremba
      @TatendaFeremba 2 месяца назад

      Mukadzi uyu ndistepmother wataura iwe nekuti vako chaiye haudaro dai atogarako

  • @TamaryManyika
    @TamaryManyika 2 месяца назад +4

    Hoooo ndomai vaxho ava takaona maphotos emwana sure zvainzwisa tsitsi shame 😢

  • @vachihera3823
    @vachihera3823 2 месяца назад +2

    not condoning the mother's actions but was the 2 year jail punishment necessary though, whilst rapists and robbers are roaming freely on the streets. community service yaisava nani here since it was her first count, kungobvunzawo.

    • @sibongilemunyoro2315
      @sibongilemunyoro2315 2 месяца назад

      Yes dai vakatomupa dziri 5yrs

    • @nexxynene3672
      @nexxynene3672 Месяц назад

      Where are rapists and robbers roaming free? Everyday these people are being convicted giving 15+ years in prison. Our justice system is doing the best they can.
      And the 2 year sentence was very necessary. Children are being murdered daily, and child abuse cases awandisa. I’ve worked on many of those cases myself and it’s heartbreaking. It’s a deterrent to others and it protects the children.

  • @ShirleyShirley-s2b
    @ShirleyShirley-s2b 2 месяца назад +4

    Saka wange wave ku hanger mwana kunge hembe .....kut awome Ari ipapa plus yrs achir mudik samai haiwaisafanira kuita hasha kusvika pakadaro......

  • @tsitsihugya
    @tsitsihugya 2 месяца назад +37

    Ko kujeri vanhu vanonyepa kudai nhai mukadzi uyu mwana waakasungirira gumbo haasi wake mwana wemurume kufunga kwenyu munhu ane 25 yrs anga avazvara nguvai vana vese avo saka sei vana vakayendeswa kusoshari wurufeya havana munhu ayiva chengeta vana avo ndiye anga ava kuvachengeta wake ndiye ane 3yrs neikako kaanako kujeri anonyepa mukadzi uyu saka murume asiri kumutevera akarwadziwa mhani taigara naye munhu uyu kuno kucharlton gweru

  • @StephenVhenya
    @StephenVhenya 2 месяца назад

    Sei usina number dzamainini vakakuchengeta kusvika form 3?

  • @ropafadzomanyowa8349
    @ropafadzomanyowa8349 Месяц назад

    Zimbabwean schools need to teach the nurture vs nature debate … psychology should be taught even in primary school

  • @NomuhleNyambi-r5d
    @NomuhleNyambi-r5d 2 месяца назад +3

    But mwana ane 4 yrs can still pupu mu brugwa zvisina kana kuti ungaendera kuma porofita ...4 yrs it's very normal

    • @Shamiso-bw5zo
      @Shamiso-bw5zo 2 месяца назад

      Even 5 chaidzo mwana anogona kungozviitira

    • @MichelleRunyowa
      @MichelleRunyowa 2 месяца назад

      Ini wangu akatosvika grade 2 achiuya akazviitira weti kubva kuchikoro but unongotsunya pane paunhazoponda here

    • @BlessingMukandi-tb8zw
      @BlessingMukandi-tb8zw 2 месяца назад

      Ini ndine wandaiziva grade 7 aizviitira puu luckly aigara namai vake vaitorova zvinerudo mkati...Now akuma 20s handsome boy zvakatongozopera l think

    • @TatendaFeremba
      @TatendaFeremba 2 месяца назад

      But pakuzozora vamwe apo haana zvinomuti adaro ere zvamadzinza

    • @TatendaFeremba
      @TatendaFeremba 2 месяца назад

      ​@@BlessingMukandi-tb8zwmmmmm kkkkkk its too much

  • @abigailchiwariro5583
    @abigailchiwariro5583 2 месяца назад +1

    Post natal depression. She didn’t need imprisonment

    • @TheAzory
      @TheAzory Месяц назад

      But with that treatment, so postnatal depression yacho zvikushandei

  • @LucyDudu
    @LucyDudu 2 месяца назад +4

    Muri wrong maisungirira padurawall mwana ane 4yrs kuti afe

  • @RitaZulu-v6z
    @RitaZulu-v6z 2 месяца назад +3

    Ummh hunehutsinye kna poison unoisira mnhu mwan wako kumuisa p durawall nxaaa but u get a lesson zvako

  • @lovethgwaze
    @lovethgwaze 2 месяца назад +2

    25yrs vana 4 😮jhooo

    • @mumof2690
      @mumof2690 2 месяца назад

      hanzi she is a step mom to the child waaka abuser

    • @TatendaFeremba
      @TatendaFeremba 2 месяца назад

      Hazvichataurike becoz anoedzerwa makore

  • @TarieChidenga
    @TarieChidenga 2 месяца назад +5

    Murume wako ane hutsinye ko mwana mudiki uyo wauri naye anodawo chikafu so akabva atovenga nemwana asina chakatadza here

    • @Shamiso-bw5zo
      @Shamiso-bw5zo 2 месяца назад

      Iye mukadzi iyeyu Ane hutsinye hushoma?

  • @tsungi7
    @tsungi7 2 месяца назад +2

    Munhu akamhangara haana kumbotadza. Vana vadiki varikuurayiwa nekushaya vanhu vakuru vanomiririra. Child abuse is prevalent. Vana ngavachengetedzwe. Kurembedza mwana pa durawall zvakadaro here.

  • @DuduzileNcube-c7i
    @DuduzileNcube-c7i 2 месяца назад +1

    Is she the biological mother or step mum

  • @natheben6977
    @natheben6977 2 месяца назад +13

    Looking at this issue, pange pasina reason to go kumapurisa. All this that, was happening mhepo yaivepo. Seems paitoda kuti vangoutw react. Something chaizovawana. Uyezve hama idzi dzaiita kunge dzaida kuvabatira pa nyaya imwe chete so voenda kujeri.
    Ndo nyaya inogarwa pasi yotaurwa sehama. This young mother was frustrated nemwana achiita tsvina, now she had changed. Kuzora vamwe vake tsvina, orambidzwa otogezwa. Then she does defecate padhuze nemidziyo. Ndosaka mai vakazotora vakarova. Kuzoisa pa durawall is vaida kumuwanisa punishment. Vashaya vodii pese akungoita all this. Vachitoudzawo murume. Though less support.
    As usual nyaya yakashaya legal representation chaiyo from kutobva kujeri vanga dai vasina kuenda ku court yakaiswa kuvayw vanotonganisa mhuri that unit yekupolice iye.

    • @cc35506
      @cc35506 2 месяца назад +3

      Exactly my sentiments. Zvaita mwana uyo is extreme. Dai aingozvitira mubhrugwa make chete zvainzwisisika. Munhu unosvika pakupererwa. If it was first time shuwa kusungirira mwana vaifanira kugara pasi vorangana. But the fact that her husband is not even visiting her shows kuti she didn't have that support from her husband. Even pamwana uyo. Apo ane mucheche mujeri. The husband anga dai achitouya zvakanyanya kuitira mwana. Shows the type of father the husband is. Some women are single married mothers out there.

    • @FanuelHlabanu
      @FanuelHlabanu 2 месяца назад +8

      I am sure by now mwana uyu dai akaitwa zviri extreme and possibly dead. So aka reporter did a good thing. Plus kuzviitira tsvina it might be a sign of sexual abuse, like she is saying anga ane 1 month achizviita which is odd.

    • @peterphiri9590
      @peterphiri9590 2 месяца назад +1

      Inzwaiwo imbwa iyi.

    • @tetelestai4004
      @tetelestai4004 2 месяца назад +3

      There was a good reason to go kumapurisa, hanging that child upside-down like that zvinokonzera ropa kuenda kupfungwa, nekupedzisira kwazvo tsinga dzinogona kuputika zvichikonzera kurasika kwenjere kwemwana. Pamwe vaitopota vachizviita mai ava zvinogona zvakakonzera kuti mwana uyu Ave nedambudziko rerupazho iri.

    • @TatendaFeremba
      @TatendaFeremba 2 месяца назад

      Ko dai mwana akafa zvaisvikepi akagona kuenda kumapurisa

  • @Nokutenda774
    @Nokutenda774 2 месяца назад +7

    Mutemo yekuZimbabwe yakadhakwa. She was left with a child in her care after being convicted of abuse of a child.

    • @ELLAHMHERE
      @ELLAHMHERE 2 месяца назад +1

      Because paari pane vanhu vemutemo always. Akango abusa futi kaainako anotorerwa futi.

  • @NyaraiKaiyo
    @NyaraiKaiyo 2 месяца назад +1

    Munofara here team sly media

  • @KudakwasheMukuni
    @KudakwasheMukuni 2 месяца назад +4

    Yes akatadza zvake munhu uyu, ASI 😢😢😢😢😢 ndonzwira tsitsi mwana waayinaye mujeri uyooo

  • @nancyrimai1224
    @nancyrimai1224 2 месяца назад +8

    Ane voice sera mai Jordina

  • @mandlashumba6107
    @mandlashumba6107 2 месяца назад +1

    Waiting from Capetown

  • @mrsb497
    @mrsb497 2 месяца назад +2

    This woman is a victim of abuse herself, she does not fully understand the magnitude of her actions . She needs therapy before those kids are handed back over to her otherwise she'll repeat it.

  • @nyashagachange-ii4zi
    @nyashagachange-ii4zi Месяц назад

    Ndewako here mwana, Kubva wadaro🥺

  • @faithmusiyiwa1060
    @faithmusiyiwa1060 Месяц назад

    Mwari ndipeiwo moyo wakanaka 😭😭😭💔

  • @rolandmoyo-yy3ok
    @rolandmoyo-yy3ok 2 месяца назад

    Type yemhosva iyi, kana pakayitwa maInvestigations kunyanya kuvana vakafirwa nevabereki, who are being raised by relatives, vakawanda vanoyenda kujere.

  • @Labouroflove167
    @Labouroflove167 2 месяца назад

    Abt mwana can she not file for maintance why is he not providing for mwana or take over responsibility.

  • @cc35506
    @cc35506 2 месяца назад

    Problem having 4 kids at 24 apo it seems the husband isn't supportive. Honestly mwana kuzviitira achizora vamwe nekuiitira pama plates. Youll lose it one day. Asi akazoita zviri extreme. Its worrying kuti murume hauye kunoona mumwe wake kujeri and she also has a child. The husband should be coming frequently nechikafu. Its not surprising kuti paanobuda achasvika murume atone mumwe mukadzi and she ll find herself a being a single mum of four already. Its a sad story but the support structure she needed from husband is not there.

  • @netsayikanengoni1677
    @netsayikanengoni1677 2 месяца назад +5

    Regression chaiyo, something sinister may have happened to this child. Zvakaoma, does she have remorse. Hameno, muonero wangu mai ava vane anger issues. Pada she has been abusing this child hence paazosvika apa. I also think kuti kurerwawo kwake mai uyu was not good. Zvinenharo.

  • @PascalMakwarimba
    @PascalMakwarimba 2 месяца назад

    Asi chii nhy🎉❤

  • @NancyTivatyeMandy
    @NancyTivatyeMandy 2 месяца назад +12

    Kuzvara unechipo dear haa

  • @mumof2690
    @mumof2690 2 месяца назад

    theresa has not repented. ane hutsinye. ngaataure chokwadi kuti mwana waaka abuser uyo haasi wake, mwana wemurume. she is a stepmom to the child

  • @DevanMasimo
    @DevanMasimo 2 месяца назад

    25 yrs 4 kids?

  • @YVChimombe
    @YVChimombe 2 месяца назад +1

    Ndozvinoita vanhu vanoita vana vakabatana so 4yrs atove nevana 2 kumashure,mai vanotadza kupa vana care and attention apa zvozoti nenhamo

  • @everydaywinning
    @everydaywinning 2 месяца назад

    Hanzi it's a step child, poor baby. Mukadzi anoroya uyu

  • @remingtonsuvo7930
    @remingtonsuvo7930 2 месяца назад

    Kurudza vana sehuku @25 vana 4 ❤

  • @terrykaseke4327
    @terrykaseke4327 Месяц назад

    Akutishatisira mazita 😔

  • @beautychitoro2207
    @beautychitoro2207 2 месяца назад

    Vakomana 😳😳😳Vana 4 here 25years🙌

  • @SlayqeenRose
    @SlayqeenRose 2 месяца назад

    Its so painful

  • @ignatiusmachingura
    @ignatiusmachingura 2 месяца назад

    Yakabuda PA Facebook I remember mwana ainzi ndewe murume

  • @LovenessMugariri
    @LovenessMugariri 2 месяца назад +2

    Uuuuuu zvakaoma matauriro ake anoratidza kuipa kwrmoyo ende arokunyepera mwana aivazora sei iye everyday achiitira tsvina mumachira sei uuuu waidii kumupfekedza mapumber cz kutori kurwara hazvisi normal

  • @TendaiBangamuseve
    @TendaiBangamuseve 2 месяца назад

    Mwana anenge asangana nemusi wekuti pamwe mai vaine stress .varume vano stresser ava wopedzera shungu pavana .zviri pakawanda izvi

  • @rumbidzaimandizera4991
    @rumbidzaimandizera4991 Месяц назад

    Ini ndirikuona semwana wake hangu because everything she said is tallying, mukadzi uyu akapedzera hasha kusiriko she was frustrated and probably bitter about something and she did the unthinkable, vana vake vese vadiki apa woita 1 anoita poo achizora vamwe, kuwacha mablankets epoo everyday haa u will lose it zveshuwa, she went to the extreme hake but handina kuona seanyepa. Isu kumaraini kwedu takazoreporter wo yaamai vaiAbuser vana vavo chaivo, if you hear the stories munogona kufunga kuti havasi vana vavo or vanoroya but variko vanhu yakadaro, they don't know how to deal with their anger and vanoita kunge vagarwa nemademon kana vakuranga vana

  • @julietchivhanga3054
    @julietchivhanga3054 2 месяца назад +1

    So you are the biological mother of that child

  • @LatelyMrsC
    @LatelyMrsC Месяц назад

    Nxa dai ukasabuditswa mujeri imomo une hutsinye

  • @sharonrutendomafukidze9159
    @sharonrutendomafukidze9159 Месяц назад

    This lady doesn’t seem remorseful, as she narrates her story, anotosekerera pekuti ‘ndakamusungirira makumbo ari mudenga musoro uri pasi’, amai vakabara vanoita zvakadai to a four year old. It’s sad.
    Kudoa to those who reported this abuse, I’m sure it wasn’t the first time kuita izvi

  • @SukaiMasvingise
    @SukaiMasvingise 2 месяца назад +1

    Akakaita first child aine 17

  • @nicerechab2396
    @nicerechab2396 2 месяца назад +1

    Asi hazvisi normal zvaiita mwana wake pane zviri kuitika chete PA mwana uyu

  • @tafarapaul
    @tafarapaul 2 месяца назад +3

    Ka AI ad kenyu kema pavers bho here😅😅😅😅

    • @topshatta4777
      @topshatta4777 2 месяца назад +1

      Ndekekushaya

    • @CarolineDzarira
      @CarolineDzarira 2 месяца назад +2

      Ini ndokajamba ungati murungu arikuyita kunge akufenda nenzara

    • @tafarapaul
      @tafarapaul 2 месяца назад +2

      @@CarolineDzarira honestly people wont be motivated to buy whatever they are selling

    • @nyashagrace11
      @nyashagrace11 2 месяца назад +1

      Kanosvota

  • @EvaMakambwa
    @EvaMakambwa 2 месяца назад

    Ndiyo nyaya yakambofambirwa naTilder here iyi

  • @TawuyaKadyamatimba
    @TawuyaKadyamatimba Месяц назад

    Sak mwana uyo arikupikawo hr waainaye muusungwa?

  • @BerthaChirume
    @BerthaChirume Месяц назад

    Aiwa Shurugwi Ndokumba muri kumusha kwedu

  • @NyaradzoNdaba
    @NyaradzoNdaba Месяц назад

    Bt pakuzomusungirira apo wakakanganisa vana ava vakanyanya kuwanda at yor age hasha idzo kuwandirwa nebasa revana hr or stress vakawanda ava

  • @kutendamalibi2320
    @kutendamalibi2320 2 месяца назад +2

    Problem kupinda mumarriage at a young age. At 25 munhu atova nevana 4...the pressures of life and raising a family becomes overwhelming munhu opedzera shungu pavana coz haagoni kumisidzana nemurume

    • @ClarahNyakabau
      @ClarahNyakabau 2 месяца назад

      Zvakaoma aaaaaaa 4 at 25 kkkkkkkk dai wakaramba nemwana

  • @ChivaraidzoDzadza
    @ChivaraidzoDzadza 2 месяца назад

    Ndewake chaiye here kana kuti ndewemurume ,baba vemwana ngavauye vataure

  • @SithabisiweSeremaneZhou
    @SithabisiweSeremaneZhou 2 месяца назад +1

    Muroyi wemunhu Mnje jere richakusvinudza

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 2 месяца назад

    2yrs hadzina kuwandisa here veduwee.....akatadza hake pane zvaakaita asi 2yrs here

  • @jabulilesikhakhane4242
    @jabulilesikhakhane4242 2 месяца назад

    Mwari ngapundire pasi rino 😮

  • @Ezekelndlovu
    @Ezekelndlovu 2 месяца назад +1

    Sorry mwanangu nezvakaitika uye kumurume wa Teresa ndinoti dzora moyo hama yangu hakuna asingatadzi chengeta nherera iyo mudikani

  • @Lulu-fj4zl
    @Lulu-fj4zl Месяц назад

    Moyo wenyu wakaoma dai makapiwa life in jail

  • @melodydhliwayo7039
    @melodydhliwayo7039 2 месяца назад +1

    25years vana 4

  • @sandrawhata1867
    @sandrawhata1867 Месяц назад

    Urimbwa... iwe unofanwa kumboitwa zvawakaita mwana we4years

  • @Gloria-s4v
    @Gloria-s4v 2 месяца назад +8

    Chakapa kuti mwana aiteufende muma chira kugwara achirohwa sakapaya paanovata muwiri wakeunenge waka netazvokuti svinainongo Buda asingawi

  • @sheronchari1522
    @sheronchari1522 Месяц назад

    Shurugwi ndokumba hoyooooo .

  • @BaetriceTaura
    @BaetriceTaura 2 месяца назад

    Zvakaoma veduwe kunge wagara nengozi ndokuranga mwana hre ikoko 😢

  • @AmandaMandy-td3bh
    @AmandaMandy-td3bh 2 месяца назад +16

    This lady and anger issues nekukura ari nherera munoziva here chinhu chinonzi nherera chinorwadza makurisirwo anenge akaita ndiwo mamwe anokonzeresa ..hanzi ndakaroorwa ne 17 yrs ndikuona senge aitoti ndikaroorwa ndonogara mushe...Mwana haarohwe seizvozvo dear and dzimwe dzenge dzichitoriwo mhepo nekuti kana uri nherera uri bin remu family

    • @SibongileNdlovhu
      @SibongileNdlovhu 2 месяца назад

      😢😢😢Big True

    • @Anotidaishe-m9d
      @Anotidaishe-m9d 2 месяца назад +1

      Asika vana vako ngadzichivawo shamwari dzako..wotovaisa padhuze chaiko

  • @chidzombapearl6641
    @chidzombapearl6641 2 месяца назад

    Ko waidii kupota uchimumutsa omugarisa papotty 💔💔