Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Madzimai wakaita zvavakaita wakati muchaona zvichaitika, ndookutofumuka kwezvakuita izvii.Madzimai vakatoita basa chaizvo. Wanotenderana neni siya like apa ndidzokezve pano
Vamwene vakatsipika mwana kuti asavamukire pamwe nekuvhara muroora mbereko
Kavamwene kacho kanoratidza kutsveruka chaiko kamuroyi komene
@@groom-k6d kana chiso chacho chinototaura kuti apa pakangwarangwatukwa
Ehe nhai kunzi cheuka apa haufanire kucheuka guva remwana ko jiŕa ravakamuti zvuva nderei huroyi chaihwo akavharwa mbereko muroora
Eked Maodzwa area ❤❤❤❤❤❤ zvatosvorana na Sekuru kanengo mambo aripo ❤❤❤ Eked itindirimumiriri waSatan
Mumiriri wa satan kkkkk
Gogo mambonyepera kupera voice kaa mazoona kt hazvishandi
Fire extinguisher 🔥 🔥 🔥 chirikupisa
Dare iri rakarongeka. Vanonatsopana mukana wekubvunza nekutaura. Excellent.
Chief am sureis a former teacher. The way he writes down minutes anodarika secretary wake
Ava vanoda Chigodora dhemeti
kwedu tinotonga kusvika wati twasa
Nyenyedzi nomwe never fail ichurch yangu iyi madzimai vakatumwa avo
Amwene nagogo matsotsi vakadhonzesa mai vemwana jira kudhonza mweya wemwana kut udzoke kunamai vemwana kut zvinzi ndiye akauraya
I like drewmas they do followup panews dzavo
Ndokugona basa uku Drewmas media❤unofambira nyaya kusvika yapera
Madzimai memory voice rapedzwa nemwana atotanga kupfuka
Ďrumas media you are taking us to another level.Ko Rowayi....uripi. Drumas media Sando dzenyu
VeShirt yeblue vanogona dare kunyaso bvunza mibvunzo chaizvo 🤝
True
Mai avo nagogo vakanotsipika mwana sei vakazoenda Vega kumakuva
Muroora haana mhosva,amwene nagogo ndivo vane mhosva yekuenda kunofukunura guva remwana
Ehe haana mhosva but haatadze kuziva road yaakafamba nayo achinoviga mwana
@@nomsanyika151muroora uyo mwana mudiki haana zvaakafungira uye haana kuzvidavo, mai vemurume wake ndivo vanga vonetsewa nemwana wavakauraya
Mu face we shirt ye blue anogona kubvunza uyo
Fire extinguisher 🔥 🔥 🔥
Saka vakadzi vane vana havanzwe noise yevana vavo hereVanototeerera dare mwana achiita noise kudaro mxm
Taura hako , ko ivo vane vana vanobateiko ikoko zvinobhowa izvozvo
Noise how far Ndikusvotwa sei apa camera iri kungomhanyamhanya it affects my concentration, focus hapachina😢
Gogo ava itsotsi voice ratanga risingabude apa vakutaura mushe
Pakapakapakapaka Charemera dare joni rapindira rapidirapapi Zimbabwe ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Thank you Andrew you open our eyes tirikudzidza
Kuremedza mwana
Baba vane shirt yeblue vane mbvunzo and varikutaura chokwadi
Blue shirt 🎽 👕 💙
Vamwene kutonotsipika mwana kt vasamukirwe,and varoyi vane zvivindi ndatya ,kusandurudza chitunha ummmm.mhuri iyi isazvitora sezvakachipa .muroora akatoshandiswa naa mwene awa.
Tasvikawo pano 👏
Zvinogona kutoti mwana wacho hachimo muguva
Gogo maisepi voice
Vabereki vemukadzi aivepi veduweee
Mai vakafirwa havana mhosva mai vemurume nagogo mhosva chaiyo
Drewmas media Tai kumbira kuti kana takunzwa nhau dzinenge dziri muma tare anamambo kudai vana vadiki vambobuda nekuti noise zvimwe hazvizonyatso nzwike
Ndovanhu varikukonzera kt mvura isanaya ivava
Vanhu venguwotsvuku vanonyadzisa hunhu wavo
Ndi Chief ani ava, itaiwo muchinyora so we familiarize ourselves with our traditional leaders
Mambuya ayo anoda kuvharirwa
Vamwene vane nyaya
Haaaa imi ko ipo panoradzikwa munhu handiti hama dzinodaidzwa here kuti chiuya muone maradzikire ataita munhu ,ivo havana kuona here kuti mwana haana kuradzikwa mushe
Sei vakae nda vasina hama dzekuvarume nokuti Havana rudzi nemurume
Amwene avo vanoda kupfapfaidzwa kurikitwa chaiko kukwapaidzwa
Ngavadzokere vanomurarisa zvakanaka mwana
Mazviita chikara, mhondoro pazvese. Was really looking forward to this episode. Good work baba. Just a bit of sound glitch here and there to correct.
Zvakaoma one week and half monofukunura mwana ,ndiwo hunonzi huroyi ihwoyo.Vamwene makangwarisa.Moziva zvamakaita muzukuru
Amwene ndivo vakauraya
Amwene ndovakauraya mzukuru
Nhaimi mashaya chitorobho here muchinhike muroi uyu
Mambo well done, yo Panel of Assessors is good, havatongi nema Emotions
Idzi nyaya dzakaoma,kumakuva here anhuwe
Chief maanemakurukota manje baba vaneshirt yeblue vanoziva zvavanoita
True well observed. Zvoratidza kuti Chief vanoverenga ma Comments evanhu. It’s a good and strong panel
@@Fayrwa06 kuverenga nekugadzirisa pane mistake mai vaya vekuvhengedzera handina kuvaona vanhu varikunyatsobvunzwa zvinehungwaru vachibata panenyaya zvino mai iya umm inovhirinha zvinhu
@@CharityMarira basa racho haridi kuTonga nema emotions. The lady was given many chances akaramba kuchinja ega
It's Andrew neshamba for mie aiwa anodzifambira
Vakaita mwana chidhoma ava that's why muroora ave kurota achiyamwisa mwana and mazamu akabuda mukaka
Gogo n'anga vakabholonjwa voice nemwana wavakapindura
Sekur shumba Andrew ndokumbirawo kuti kana moenda kunana gogo vanobudirwa mozotibvunzirawo mavigirwo anoitwa vana nemachembere kumakan'a ikoko...rimwe zuva zvikazopfuurawone kwedu toziva sezvo mambuya arikuenda kwanyakurova
Ambuya vekufukunura vakatouya vadya mushonga wekuti nzwi retswetere vachifunga kuti vachanzi vakataura zvino vakanyangira yaona muroi wemunhu ngavasungwe
Amai muroyi ava vari kutsikatsika .. Ngavarohwe..😂😂😂😂
Mwana iyeye kanga avingwa akatarisa mudenga zvitori right pane kumuradza ne-side coz vakamuradzika neside risiro Haafe akaita mwana futi
Ummm utsinye ngaende odzadzira futi imbwa dzewanhu
True. Akavharwa mbereko
Ivo Gogo vacho vadini kuuya kudare
Zvakaoma iyi nyaya iyi kaaaa
Blue shirt asks good questions. He is very good at interrogation
Siyai mwana uyo maida adii
Mambo vasika😂
Anamade nyaya tagara pachair dzepamberii😅
Musaone kunonoka ndanga ndichiuya
Drewmas Media never never disappoint
Ngavawongororwe pamwe vanovatavata
Varoyi venguvotstsvuku vanoda kurobwa
Vakadzi vanezvivindi ava yoooo
Drewmas media to the world 🌎
Gogo vakano tsipika mwana
Yaaa ndabvuma hangu ukanzwa anotaura achiti vakadzi vane zvivindi ane zvaakaona chokwadi...izvi ndozvinonzi zvivindi zvemhando yepamsoro
Please vana ngavasapinda mudare ngavasare panze
Isayi muturikiri hatisi kuhwa voice
kudhonza Jira paguva Mai Ve mwana havafanire kucheuka zvekare kusvika vasvika Mumba izvi zvinoitwa Musi wavigwa mwana
Uum uyo murume uyo ane Shirt ye blue ndiye anonzi mutongi manje. Sando dzako mdara. Dai atangidza kutonga nyaya ya mufundisi vaye ve kuLogie nemumukadzi wemunhu
Kuuraisa mwana nedehydration as if there are no hospitals sei. Where in the world where the dead body is laid on the side
Haa hapana paya mwana akaiswa pachijana
Noise hazvinatsonzwika
gogo namai vemurume vanoda kuripiswa or kusungwan
Matare emumaindoors haasi sweetie than epanze huchiChief MutasaHeadman Chigodora
Vanoziva chakauraya mwana vanhu ava.
Mbuya vemzkru vanoziva zvavakaita mwana wavo apa vakashandisa gogo kti vasamukihwa nemwana
Madzimai vaikaita zvakanaka asi avo avo vakanoisa mushonga wekutsipika mwana asavamukire
😢😢ummm vanhu vanoshinha ava, pane mushonga uri kushandiswa apa mwana uyu akatotsipikwa
Vabereki vemukadzi Uyo ngavauye kwamambo why vaitora varoora Pasina vabereki vavo 😢😢😢😢35 yrs achirikubara ka haabvumirwe kuenda kumakuva evachechr
Memory haasi kunzwika zvaari kutaura ...
Tasvika Pano 😊😊
Suresure maudzwa kekutanga paitwamhiko monzi muchaona after madays muchaona zvichaitika makuenda kumakuva haya
Kuzvibatisa zviri pachena😂😂😂
Mbuya ngavadzose mwana wavakatora .
Drewmas Media aĺl the way
Vanemhosva dzakawanda vanhu ava
Musabvunze mwana ari kutaura kuti akadaidzwa haana zvaari kuziva bvunzaii vanhu vakuru
Mambo ngavabatsire mhuri iyi me n'anga Mai avo muroyi chaiye group rakaenda kumarinda iro it's night syndicate yekuroya
Muroora haana kna mhosva hpna pairambira vna vamwene vati handei
Chengetai vana amai venyu honai zvavawakuita. Inzara iyi. Amai vakawana chikafu havambowana nguva yekuita zvisina basa izvi
This guy infront bench in a blue shirt is fit for the task at hand
Mambo chembere ngadzinoradzike mwana zvakanaka vamwene vavhara muroora mbereko vanoshandisa mwanakomanawao saka ngaaradzikwe zvakanaka vavhara mbereko yemuroora awo vamwene ndovakauraya muzukuru vao ngaavadzokere makandiurayirei aitodao kukurao mwana iyeye
Amai ava varikuita majokes. Mambo tongerai chitororo kupfidzisa vachada kuenda
Yaaa vanhu vanoroya masikati machena sure Vamwene dangerous 😢
Memory Siya ma drama
Vakatsemurwa nembama 1 voice rinobuda iro
Madzimai wakaita zvavakaita wakati muchaona zvichaitika, ndookutofumuka kwezvakuita izvii.
Madzimai vakatoita basa chaizvo.
Wanotenderana neni siya like apa ndidzokezve pano
Vamwene vakatsipika mwana kuti asavamukire pamwe nekuvhara muroora mbereko
Kavamwene kacho kanoratidza kutsveruka chaiko kamuroyi komene
@@groom-k6d kana chiso chacho chinototaura kuti apa pakangwarangwatukwa
Ehe nhai kunzi cheuka apa haufanire kucheuka guva remwana ko jiŕa ravakamuti zvuva nderei huroyi chaihwo akavharwa mbereko muroora
Eked Maodzwa area ❤❤❤❤❤❤ zvatosvorana na Sekuru kanengo mambo aripo ❤❤❤ Eked itindirimumiriri waSatan
Mumiriri wa satan kkkkk
Gogo mambonyepera kupera voice kaa mazoona kt hazvishandi
Fire extinguisher 🔥 🔥 🔥 chirikupisa
Dare iri rakarongeka. Vanonatsopana mukana wekubvunza nekutaura. Excellent.
Chief am sureis a former teacher. The way he writes down minutes anodarika secretary wake
Ava vanoda Chigodora dhemeti
kwedu tinotonga kusvika wati twasa
Nyenyedzi nomwe never fail ichurch yangu iyi madzimai vakatumwa avo
Amwene nagogo matsotsi vakadhonzesa mai vemwana jira kudhonza mweya wemwana kut udzoke kunamai vemwana kut zvinzi ndiye akauraya
I like drewmas they do followup panews dzavo
Ndokugona basa uku Drewmas media❤unofambira nyaya kusvika yapera
Madzimai memory voice rapedzwa nemwana atotanga kupfuka
Ďrumas media you are taking us to another level.Ko Rowayi....uripi. Drumas media Sando dzenyu
VeShirt yeblue vanogona dare kunyaso bvunza mibvunzo chaizvo 🤝
True
Mai avo nagogo vakanotsipika mwana sei vakazoenda Vega kumakuva
Muroora haana mhosva,amwene nagogo ndivo vane mhosva yekuenda kunofukunura guva remwana
Ehe haana mhosva but haatadze kuziva road yaakafamba nayo achinoviga mwana
@@nomsanyika151muroora uyo mwana mudiki haana zvaakafungira uye haana kuzvidavo, mai vemurume wake ndivo vanga vonetsewa nemwana wavakauraya
Mu face we shirt ye blue anogona kubvunza uyo
Fire extinguisher 🔥 🔥 🔥
Saka vakadzi vane vana havanzwe noise yevana vavo here
Vanototeerera dare mwana achiita noise kudaro mxm
Taura hako , ko ivo vane vana vanobateiko ikoko zvinobhowa izvozvo
Noise how far Ndikusvotwa sei apa camera iri kungomhanyamhanya it affects my concentration, focus hapachina😢
Gogo ava itsotsi voice ratanga risingabude apa vakutaura mushe
Pakapakapakapaka Charemera dare joni rapindira rapidirapapi Zimbabwe ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Thank you Andrew you open our eyes tirikudzidza
Kuremedza mwana
Baba vane shirt yeblue vane mbvunzo and varikutaura chokwadi
Blue shirt 🎽 👕 💙
Vamwene kutonotsipika mwana kt vasamukirwe,and varoyi vane zvivindi ndatya ,kusandurudza chitunha ummmm.mhuri iyi isazvitora sezvakachipa .muroora akatoshandiswa naa mwene awa.
Tasvikawo pano 👏
Zvinogona kutoti mwana wacho hachimo muguva
Gogo maisepi voice
Vabereki vemukadzi aivepi veduweee
Mai vakafirwa havana mhosva mai vemurume nagogo mhosva chaiyo
Drewmas media Tai kumbira kuti kana takunzwa nhau dzinenge dziri muma tare anamambo kudai vana vadiki vambobuda nekuti noise zvimwe hazvizonyatso nzwike
Ndovanhu varikukonzera kt mvura isanaya ivava
Vanhu venguwotsvuku vanonyadzisa hunhu wavo
Ndi Chief ani ava, itaiwo muchinyora so we familiarize ourselves with our traditional leaders
Mambuya ayo anoda kuvharirwa
Vamwene vane nyaya
Haaaa imi ko ipo panoradzikwa munhu handiti hama dzinodaidzwa here kuti chiuya muone maradzikire ataita munhu ,ivo havana kuona here kuti mwana haana kuradzikwa mushe
Sei vakae nda vasina hama dzekuvarume nokuti Havana rudzi nemurume
Amwene avo vanoda kupfapfaidzwa kurikitwa chaiko kukwapaidzwa
Ngavadzokere vanomurarisa zvakanaka mwana
Mazviita chikara, mhondoro pazvese. Was really looking forward to this episode. Good work baba. Just a bit of sound glitch here and there to correct.
Zvakaoma one week and half monofukunura mwana ,ndiwo hunonzi huroyi ihwoyo.Vamwene makangwarisa.Moziva zvamakaita muzukuru
Amwene ndivo vakauraya
Amwene ndovakauraya mzukuru
Nhaimi mashaya chitorobho here muchinhike muroi uyu
Mambo well done, yo Panel of Assessors is good, havatongi nema Emotions
Idzi nyaya dzakaoma,kumakuva here anhuwe
Chief maanemakurukota manje baba vaneshirt yeblue vanoziva zvavanoita
True well observed. Zvoratidza kuti Chief vanoverenga ma Comments evanhu. It’s a good and strong panel
@@Fayrwa06 kuverenga nekugadzirisa pane mistake mai vaya vekuvhengedzera handina kuvaona vanhu varikunyatsobvunzwa zvinehungwaru vachibata panenyaya zvino mai iya umm inovhirinha zvinhu
@@CharityMarira basa racho haridi kuTonga nema emotions. The lady was given many chances akaramba kuchinja ega
It's Andrew neshamba for mie aiwa anodzifambira
Vakaita mwana chidhoma ava that's why muroora ave kurota achiyamwisa mwana and mazamu akabuda mukaka
Gogo n'anga vakabholonjwa voice nemwana wavakapindura
Sekur shumba Andrew ndokumbirawo kuti kana moenda kunana gogo vanobudirwa mozotibvunzirawo mavigirwo anoitwa vana nemachembere kumakan'a ikoko...rimwe zuva zvikazopfuurawone kwedu toziva sezvo mambuya arikuenda kwanyakurova
Ambuya vekufukunura vakatouya vadya mushonga wekuti nzwi retswetere vachifunga kuti vachanzi vakataura zvino vakanyangira yaona muroi wemunhu ngavasungwe
Amai muroyi ava vari kutsikatsika .. Ngavarohwe..😂😂😂😂
Mwana iyeye kanga avingwa akatarisa mudenga zvitori right pane kumuradza ne-side coz vakamuradzika neside risiro Haafe akaita mwana futi
Ummm utsinye ngaende odzadzira futi imbwa dzewanhu
True. Akavharwa mbereko
Ivo Gogo vacho vadini kuuya kudare
Zvakaoma iyi nyaya iyi kaaaa
Blue shirt asks good questions. He is very good at interrogation
Siyai mwana uyo maida adii
Mambo vasika😂
Anamade nyaya tagara pachair dzepamberii😅
Musaone kunonoka ndanga ndichiuya
Drewmas Media never never disappoint
Ngavawongororwe pamwe vanovatavata
Varoyi venguvotstsvuku vanoda kurobwa
Vakadzi vanezvivindi ava yoooo
Drewmas media to the world 🌎
Gogo vakano tsipika mwana
Yaaa ndabvuma hangu ukanzwa anotaura achiti vakadzi vane zvivindi ane zvaakaona chokwadi...izvi ndozvinonzi zvivindi zvemhando yepamsoro
Please vana ngavasapinda mudare ngavasare panze
Isayi muturikiri hatisi kuhwa voice
kudhonza Jira paguva Mai Ve mwana havafanire kucheuka zvekare kusvika vasvika Mumba izvi zvinoitwa Musi wavigwa mwana
Uum uyo murume uyo ane Shirt ye blue ndiye anonzi mutongi manje. Sando dzako mdara. Dai atangidza kutonga nyaya ya mufundisi vaye ve kuLogie nemumukadzi wemunhu
Kuuraisa mwana nedehydration as if there are no hospitals sei. Where in the world where the dead body is laid on the side
Haa hapana paya mwana akaiswa pachijana
Noise hazvinatsonzwika
gogo namai vemurume vanoda kuripiswa or kusungwan
Matare emumaindoors haasi sweetie than epanze huchi
Chief Mutasa
Headman Chigodora
Vanoziva chakauraya mwana vanhu ava.
Mbuya vemzkru vanoziva zvavakaita mwana wavo apa vakashandisa gogo kti vasamukihwa nemwana
Madzimai vaikaita zvakanaka asi avo avo vakanoisa mushonga wekutsipika mwana asavamukire
😢😢ummm vanhu vanoshinha ava, pane mushonga uri kushandiswa apa mwana uyu akatotsipikwa
Vabereki vemukadzi Uyo ngavauye kwamambo why vaitora varoora Pasina vabereki vavo 😢😢😢😢35 yrs achirikubara ka haabvumirwe kuenda kumakuva evachechr
Memory haasi kunzwika zvaari kutaura ...
Tasvika Pano 😊😊
Suresure maudzwa kekutanga paitwamhiko monzi muchaona after madays muchaona zvichaitika makuenda kumakuva haya
Kuzvibatisa zviri pachena😂😂😂
Mbuya ngavadzose mwana wavakatora .
Drewmas Media aĺl the way
Vanemhosva dzakawanda vanhu ava
Musabvunze mwana ari kutaura kuti akadaidzwa haana zvaari kuziva bvunzaii vanhu vakuru
Mambo ngavabatsire mhuri iyi me n'anga Mai avo muroyi chaiye group rakaenda kumarinda iro it's night syndicate yekuroya
Muroora haana kna mhosva hpna pairambira vna vamwene vati handei
Chengetai vana amai venyu honai zvavawakuita. Inzara iyi. Amai vakawana chikafu havambowana nguva yekuita zvisina basa izvi
This guy infront bench in a blue shirt is fit for the task at hand
Mambo chembere ngadzinoradzike mwana zvakanaka vamwene vavhara muroora mbereko vanoshandisa mwanakomanawao saka ngaaradzikwe zvakanaka vavhara mbereko yemuroora awo vamwene ndovakauraya muzukuru vao ngaavadzokere makandiurayirei aitodao kukurao mwana iyeye
Amai ava varikuita majokes. Mambo tongerai chitororo kupfidzisa vachada kuenda
Yaaa vanhu vanoroya masikati machena sure
Vamwene dangerous 😢