WEDZA: Mukadzi NeMurume Vakaita Mbiri Yekurima KuWedza Waive Mushonga WeDivisi

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 7 сен 2024

Комментарии • 80

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Месяц назад +29

    Isawo LIKE yako kuratidza uri kufarira zvatinopqkurirwa naMkoma Robert 🎉🎉🎉

  • @PaloSant
    @PaloSant Месяц назад +12

    Mbuya nemurume wavo vane zvivindi. Kungonzwa kuti nyoka hana inofanira kurova. Manje kuchengeterwa musha nenyoka iiiii. Vanhu ityai Mwari.

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 Месяц назад

      Imagine..veduwee zvakaoma. Isu sekuru vedu vakaitawo divisi aoa hapana mwanasikana akaroirwa kunze kwangu...vese vanasikana 20 vane vana 2 2 vane baba different..zvakaoma veduwee...

    • @user-di1zt1pj3t
      @user-di1zt1pj3t Месяц назад

      Wedza ine zvivindi kana mozogara henyu

    • @user-gj2dv4nd4u
      @user-gj2dv4nd4u Месяц назад

      Vaifanira kuvhunduka kani

  • @HappyFarmhouse-qn3gb
    @HappyFarmhouse-qn3gb Месяц назад +6

    I like the fact that u gogo uyavuma yedwa so bazakhululwa bantwana.

  • @elphuselvisnyangombe383
    @elphuselvisnyangombe383 Месяц назад +9

    Maswerasei ku Wedza kumaraini kwedu kwandakakurira

  • @andrewww9210
    @andrewww9210 Месяц назад +9

    Ndopaunonzwa rimwe richiti dai mai vako vari muroyi vaidei vakakuuraya uri mucheche, hezvo ka

  • @user-fg9hg2kb4w
    @user-fg9hg2kb4w Месяц назад +7

    Robert yu are big

  • @kelvinmarwizi8769
    @kelvinmarwizi8769 Месяц назад +2

    Thanks Ambuya nekubvuma mega kuda kubatsira mhuri yenyu.

  • @JudithKarima
    @JudithKarima Месяц назад +6

    Masikatii pano hama

  • @sinikiwemadara1246
    @sinikiwemadara1246 Месяц назад +1

    Thanks Robert tapfumaneyi for good job famba murehwa vanhu vakatakura

  • @user-di1oi3kd3x
    @user-di1oi3kd3x Месяц назад +2

    Hwedza ndokumusha haa kune varoyi kumusha kwedu sange pedu apoo PaChemhanza vanoita wekudada nawo huroyi 😢😢mwari dai vandinunurawo ndisvikewo kudare ndisunungurwewo

    • @LucasUamusse
      @LucasUamusse Месяц назад +1

      Pachemhanza kwana chipiro uko kwana nhokarume vanokuuraya sure nepa zana Apo usadherera

    • @user-di1oi3kd3x
      @user-di1oi3kd3x Месяц назад +1

      @@LucasUamusse chipiro ipapo chaipo ukuziva wani😂😂😂

    • @natashahweru9479
      @natashahweru9479 Месяц назад

      D​@@user-di1oi3kd3xHwedza is my home

  • @sinikiwemadara1246
    @sinikiwemadara1246 Месяц назад +1

    Imi tsvagai anokubatsirai hapana chawakaita shamwari tarisa murume akaenda mum we mukadzi iwe avekuona muroi

  • @andrewww9210
    @andrewww9210 Месяц назад +3

    Mwari pindirai varoyi vaye vazonyanya

  • @user-gj2dv4nd4u
    @user-gj2dv4nd4u Месяц назад

    Mushauri uyoooo sando dzake..vaseeekuuuru vaseeekuuuru😅😅😅

  • @petermukwindza39
    @petermukwindza39 Месяц назад +5

    Vanga vakarorwa nasekuru vangu

    • @rendanigumbo9879
      @rendanigumbo9879 Месяц назад +1

      Shame

    • @PaloSant
      @PaloSant Месяц назад +2

      Saka family yavo iri kutambura sterek? Ko vana vemukadzi wechi 2 vagerewo zvakanaka here?

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 Месяц назад +1

      Haa sekuru vako utsinye kwaakusiya mukadzi akana uyu? Veduwee kaa

    • @petermukwindza39
      @petermukwindza39 Месяц назад

      @@PaloSant not zvekutodaro but vakawanda havazivane vese vazhinji vane mari

    • @petermukwindza39
      @petermukwindza39 Месяц назад

      @@maiyeukai9346 kkkk

  • @SophiaMasuma-dp9ym
    @SophiaMasuma-dp9ym Месяц назад +1

    Vakuru vebasa mkanya

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 Месяц назад

    Gogo nemiwo mune zvivindi shuwa munganzi nemurume kadende aka kane hupfu huchazonanzviwa nenyoka ichange ichichengeta pamusha mugotadza kuvhunduka

  • @obeytapera2205
    @obeytapera2205 Месяц назад +1

    Please Robert mavideos emainterviews ngaangove emainterviews not kuzoisa mbira kumberi. Mbira dziisei dzakamira dzega

  • @tereziangwenya5791
    @tereziangwenya5791 Месяц назад

    Mai vanechokwadi vanoda kusunungura muri yavo kwete tumwe tuchembere tunenharo tuchiziva zvatwakaita

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 Месяц назад +1

    Yaaaa Neah surrender abadala so kudala imithi yooo ngapha inyanga zilipha ukuloya abantwana duuuu manje akusekuhle

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve Месяц назад +1

    Mmmmm makashinga gogo kutoudzwa kut nyoka ichadai yozodai motadza kutya. Nyoka yakambochengeta musha seyko, mega hamuna ku gaya the consequences

  • @PaloSant
    @PaloSant Месяц назад +2

    Unfair practices. Kupinza vanhu pressure muchirima nemushonga.

    • @petermukwindza39
      @petermukwindza39 Месяц назад

      @@PaloSant kkkk

    • @PaloSant
      @PaloSant Месяц назад

      @@petermukwindza39 muri ana mukwindidza vatakambonzwa vachirehwa kwaChigodora?

  • @maiyeukai9346
    @maiyeukai9346 Месяц назад

    Varume vanokanganwa sterek...apa vana vako ndo vega vanonetsekana iye oroora mumwe mukadzi

  • @rejoycezinyama7963
    @rejoycezinyama7963 Месяц назад +1

    Ko vanhu kungorima zvisina mishonga ye hurombwa. Chiiko nhai vabereki?😢😢😢😮😮😮

  • @EginahKajokoto
    @EginahKajokoto Месяц назад

    Divisi huroyi fullstop

  • @elphuselvisnyangombe383
    @elphuselvisnyangombe383 Месяц назад

    Mazezuru kuroya kunge kwedu kumanyika

  • @user-gx4jy1pc6p
    @user-gx4jy1pc6p Месяц назад

    Mwari pindirai

  • @EuphrasiaMudzingwa-rk1sx
    @EuphrasiaMudzingwa-rk1sx Месяц назад

    Vanobvuma vakanaka asi nguva yapera vana vatotambura henyu

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 Месяц назад

    Chawarura part 2

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 Месяц назад

    Usekuru tasvu ngimthandela ukuhlala a happy

  • @user-bf1hd6uk1d
    @user-bf1hd6uk1d Месяц назад +1

    Shame ukaona munhu akutaura oga kudai varegererei sure n,anga dzinechitema sure.

  • @user-jp9rn5nh5w
    @user-jp9rn5nh5w Месяц назад

    Wedza kumusha kwangu

    • @LucasUamusse
      @LucasUamusse Месяц назад

      @@user-jp9rn5nh5w uripa wedza center here , pa maruta here , pachigwedere here , matsine here, pa mukondwa here

  • @user-lp4si4wb4c
    @user-lp4si4wb4c Месяц назад

    Aaaah ndaitofunga kuti ipart2 ini yagogo munhenzva iyi

  • @EuphrasiaMudzingwa-rk1sx
    @EuphrasiaMudzingwa-rk1sx Месяц назад

    Batai basa sekuru tikuuyako hama dzakabata mushonga

  • @sekaimutara8816
    @sekaimutara8816 Месяц назад

    Hwedza kumusha kwedu

  • @truthhurts4100
    @truthhurts4100 Месяц назад +2

    Hongu vakaromba asi gogo vane chokwadi chavari kusiya. Gogo vanga vagara vachiroya ndokuzoromba. Hurombwa handiwo wakaunza huroyi. Huroyi hwavakagara vanahwo ndohwakavakapa zvivindi zvekunoromba. Kumwe kufa kwevana nevazukuru hakusi kwekuromba asi huroyi, jana ravo rinenge rasvika.

    • @maviskaseni
      @maviskaseni Месяц назад

      Chokwadi chinozikanwa nemuridzi.

    • @truthhurts4100
      @truthhurts4100 Месяц назад

      @maviskaseni Apa chiri pachena, why do you think vari kuhwanda nyaya yemuGuava. Divisi rakaiswa kumunda koakaisa zviri pamuGuava ndiani uye zvaive zvei.

    • @maviskaseni
      @maviskaseni Месяц назад +1

      @@truthhurts4100 ndatoshamiswa nauyo akuti vakuhwanda gogo anoda chokwadi chakadii iye ndiye akuvazivira.ndosaka ndamupindura kuti chokwadi chikuzivikanwa nemurudzi anova gogo kwete zvauyu akutiudza kuti vakagara vachiroya sezvinonzi ayiroya navo

  • @user-jp9rn5nh5w
    @user-jp9rn5nh5w Месяц назад

    Wedza 😔😔😔

  • @clotildatekere7572
    @clotildatekere7572 Месяц назад

    Isu tinouya kuzoisa like neku share.

  • @melverchawasema4905
    @melverchawasema4905 Месяц назад

    Timbonzwa zvekumusha kwedu

  • @NancyM-mj9pk
    @NancyM-mj9pk Месяц назад

    Nyoka ykambochengeta musha kutanga rini gogo nemivo maiva nezvivindi

    • @sueeland5675
      @sueeland5675 Месяц назад

      ,😂😂😂😂ayyyy these oldies

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Месяц назад +1

    MASIKATI PANO

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 Месяц назад

    Shame hanzi nagogo ndorumwa nechekuchera, vanhu imi vakare sei mose maifunga kuti kutsvaga mushonga ndiko kwaita kuti misha imire?

  • @user-tm7rp9lm9o
    @user-tm7rp9lm9o Месяц назад

    Veduwe sometimes

  • @MemoriesMadoda-tl7uq
    @MemoriesMadoda-tl7uq Месяц назад

    Haaa but gogo ne husband yenyu maiva ne zvivindi shuwa

  • @InnocentMalatji-qn8eh
    @InnocentMalatji-qn8eh Месяц назад

    One tasvu kkk kkk shumba yevaroi

    • @LucasUamusse
      @LucasUamusse Месяц назад

      @@InnocentMalatji-qn8eh don't forget kule mkosanjera shumba ye ngozi

  • @user-di1oi3kd3x
    @user-di1oi3kd3x Месяц назад

    😂😂😂team Munhenzva mune moto kune mdhara aive nechigayo paHwedza centre aimbo campaigner kuita President 😂😂😂😂😂😂

  • @user-fg9hg2kb4w
    @user-fg9hg2kb4w Месяц назад

    family problems how can i get help

  • @EginahKajokoto
    @EginahKajokoto Месяц назад

    Ummmm asi kusagutsikana hakuna kunaka kana nguva yakwana kwkukomborerwa xvinongoendeka iko kuzochengeterwa musha nenyoka zvaifanira kutyisa

  • @AnitaMavotsa-dw6ec
    @AnitaMavotsa-dw6ec Месяц назад

    Tokutendai mbya nekutaura chokwad chenyu

  • @PaloSant
    @PaloSant Месяц назад

    Very scary. Saka mbuya ava vaibatirei vana? Ivo vachitaura nyaya yavo vanga vachiita kunge vasiri kuziva and is a victim of her husband's doing. Ivo vachiziva nyaya dzavo. I think vaitoroya havo already ndosaka zvakavaitira nyore kunzwa kuti musha uchachengetwa nenyoka.

    • @cresenciakaseke
      @cresenciakaseke Месяц назад

      and vari kunzi vakanobata tsoka dzemurwere kuhospital ndiko kufa kwaakaita

    • @PaloSant
      @PaloSant Месяц назад

      @cresenciakaseke imagine. Type dzacho ndedziye dzinotenga huroi kuti dzityiwe muraini. She knows what she did and is doing because dai vaisaziva vanokwenyerei ruoko rwavo kuti vanhu vakanganisike? Why mu guava uchinzi hautemwe? Ngavareurure nyaya izere.

  • @user-fg9hg2kb4w
    @user-fg9hg2kb4w Месяц назад

    which number can i kol