Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Veduwe mwana ngaanake mwari batsirai tovimba nemi sekuru Shumba itai basa
Taurayi henyu sekuru mapostori arasisa vanhu vakawanda unoudzwa zvakasiyana siyanai votambura zvisingaite
Sekuru batsirai jaya iri.nerunako rwake uyu musunungureiwo ndi Father to be now now.Chikoro chakakona hacho asi hachisi icho chete chinopa raramo.Njere chete nekushanda nesimba ndomushonga.
Beautiful Nganga 👌
Longtime. Gogo shumba
Chokwadi ngaabatsirwe mkomana uyu baba vasunungurwe
Vabatsirei sekuru vane rudo vemwana wavo
Ko mumbonyangarika muri paiko sekuru Shumba.I miss you sekuru vevanhu.Apa runako harwo tsvarakadenga yaani ine nyemwerero
Mkomana ngaapor2
Munoreva idi sekuru👏👏
Itai basa sekuru mwana uyu abatsirwe kuitirawo kurerutsira baba ava sezvo vasisina mkadzi
Long time Sekuru ndokudai zvisingaite
Nyaya yemudhara uyu ndoiziva sure ashushikama murume uyo
Sekuru shumba 👏👏
Waiting ✋
Ndawepo
❤
Number dza sekuru shumba
Mudhara inzwa matare ari kutaurwa pane kufungira mudzimai
Shumba ava munhu kadzi here anopoterwa nemudzimu wechirume
Hongu kana sekuru vaenda vatori nekasweet voice ipapa 😂😂😂
😂😂😂😂 yeah maita basa henyu zvainfinetsa pese pandinovateerera
Mkdzi ukawanzwa vasina kupoterwa vane swt voice kani
😂😂😂😂 sweetvoice@@evelynekamutasa-mq6em
Batai imbwa idzo noise 😂😂😂