SEKURU TASVU SAKA MUCHIWONA MAMBO MUTASA VACHIRAMBA KUTI VANHU VAVO VAUYE KWENYU PLUS KUNE VATOSVIKA KWAMUKOTSANJERE VAKATI VAKABVA KWAMURI MAKAZVITADZA MAKANGOVARATIDZA GLAS CHETE MAVEKUNYANYA KUNYEPA
Uyo ane yellow ambosimuka kkkk injuzu yekupi ine makumbo toziva mashave enjuzu achiti kana asvika anotamba zvakadzikama akapfugama plus mutambo wemanjuzu unoitwa early mrng just after midnight kuchiridzwa ma songs ezvekumvura playing hosho nembira songs like chigwaya , dziva renjuzu just to mention a few. Ko ngoma iyo kuita kunge yezvigure sei
it's better to ask than jumping into conclusion NJUZA DZAKASIYANA SIYANA EG. kune njuzu dzisinga gare mumvura dzinogara mumapako dzimwe dzemumvura dzimwe dzinogara muma garden dzimwe dzematope dzimwe njuzu dzoda RASTA dzimwe long hair ndosaka kune machira akasina ma colors 🔴🟠🟡🟢🔵🟣🟤⚫⚪ that means dzakasiyana
Ndiri we wechivanhu but for this its a no chingochani nechihure chiripachena mbereka idzo puuuuu,chiripachena we don't embrace such things in our cultural traditions
No ones knows language yemamemaird but only spirit yacho nd nevakatorwa nenjuzu nd zvese zvemumvura kana vabuda they are not allowed to mention zvepasi pemvura not izvi zvatirikuona kkkk
Iyo njuzu mudzimu hre ummmm haaa zvakaoma kuda mari uku 😢😢 njuzu inouya sasahwira kwete kusvikirwa nayo chivanhu chivanhu chipi ichi kana mafunga kuita chivanhu chiitei nemazvo muchada zvichanetsa mhuri mangwana 🙌
Chokwadi
Weave inenjuzu ye yellow inenge ya kiki😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂,😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂hokoyo na Tytie ucharohwa copyright
Kti kudro hre
aaa kkkkkkkkkkkkkk yuuuwi
😮
Sekuru Tasvu you are the only one ,Tasvu 1Tasvu1 one Tasvu one Tasvu i am very proud of Tateguru Tasvu, rambai makadaro Tateguru Tateguru Tasvu,,
No coment god have mercy nyika yaguma shuwa
Avo vari kutaura chirungu avo sekuru Tasvu maakutirasa hazvifambirani nechivanhu chedu makambo tanga zvakanaka izvo hazvisangani njuzu kana manjuzu whatever it is .kana zvichinzi mvura musatamba nemvura , kune masimba ema African spirituality kwete izvo hàzvifambirani munopa vana dambudziko . Dzokerayi kwama kwamaimbova. Chikaranga mukachibata sezvizvi marasikà
Sekuru Tasvu bvisai mhepo yehunzenza nechihure pamusikana uyo . Aaaaaah chii ichocho .
Haaa zvakaoma dai Mwari atibatsira
Kkkk Njuzu ye Triple C
Kwete tpriple 777 here kkkkk
Finish 😅😅
Kkkkkkk😅😅😅 AAA ndabvuma hangu Jehovah chiuyai muone zvoita nyika.manjuzu ekumasewage haaa unozorora mweya nyika inorema iyi inoda kunamata
Muzonyanyo pedzera nguva pakungoimba chete ndokurapa kwacho here Toda kuona muchiita Basa sekuru
Drama rasvika hazviitike izvi , its entertainment
Haaaa chigame ndazochibata kutsvaka rimwe basa uko vezvikwambo vapera mumasango umu pakuzozara vema njuzu haaa advert yenyu maigona sekuru
SEKURU TASVU SAKA MUCHIWONA MAMBO MUTASA VACHIRAMBA KUTI VANHU VAVO VAUYE KWENYU PLUS KUNE VATOSVIKA KWAMUKOTSANJERE VAKATI VAKABVA KWAMURI MAKAZVITADZA MAKANGOVARATIDZA GLAS CHETE MAVEKUNYANYA KUNYEPA
Iyeye mukotsanjera wacho wauri kutaura ndiye mbavha kwete Tasvu matare a Sekuru Tasvu akachena mukotsanjera anotoda ngozi yabuda
Unopenga mbavha ndiyani @@beatricemaidei109
This is the actual definition of stupidity. Why are they cheering these crazy spirits... Tasvu take us serious
Kuda kwenyu njuzu uku umwe achamuka aine besu 😅😅😅
😂😂😂😂
😂😂😂
😅😅😅😅😅taura hako dear...
Uyo ane yellow ambosimuka kkkk injuzu yekupi ine makumbo toziva mashave enjuzu achiti kana asvika anotamba zvakadzikama akapfugama plus mutambo wemanjuzu unoitwa early mrng just after midnight kuchiridzwa ma songs ezvekumvura playing hosho nembira songs like chigwaya , dziva renjuzu just to mention a few. Ko ngoma iyo kuita kunge yezvigure sei
Tsavu ndekuMalawi that's why drumming yezvigure .
Hoo@@hazel4463
Muchireva Tasvu mhepo here kana kuti homwe?
👘👘👘handisikuda kana kuitarisa.
it's better to ask than jumping into conclusion
NJUZA DZAKASIYANA SIYANA
EG. kune njuzu dzisinga gare mumvura dzinogara mumapako
dzimwe dzemumvura
dzimwe dzinogara muma garden
dzimwe dzematope
dzimwe njuzu dzoda RASTA
dzimwe long hair
ndosaka kune machira akasina ma colors 🔴🟠🟡🟢🔵🟣🟤⚫⚪ that means dzakasiyana
Chembere dzepasi chigare dzaiwana kupi wig & crown yekupfeka . Imi kaaa . Ndosaka ngochani dzawanda .
nhai nhai
😂😂😂😂mubhero
@@MDkamalAkash-d3k😂😂😂😂 huye bodo ndaseka ini zvangu
Saka muri kuti ndo njuzu masuweji here ?
😂😂😂🤣drama racho rave kusvika pa level yakaipa
But mubvunzo wangu ini kuna sekuru tasvu kut kna muripadare seizvozvi amhushonge hre kushonga kwevakuru tracksuit iyo padare hre
Kana mnangagwa akaona video iri pakunzi njuzu yenyu inotora Gold pasi pemvura Sekuru Tasvu vachatasvurwa😂😂😂
Wig na wig wig. Njuzu nanjuzu Njuzu. Singing hangu
😂😂😂na Wig yooo😊
Madzibaba eshanduko 😂😂😂
tasvu ngaabvise mhepo iyo iripa yellow iyo chii chakadaro chinenge ngozi
Ini zvemanjuzu handizvi understand kuti zvakamira sei uuuuummmmm
Aiwa mbuya ngavadzokorore zvakare
Haa zvemadrama tombozvida here isu
😂😂😂😂😂😂😂haizi njuzu mudzimu wekupenga
100 % madness
Zuva raJehovha ngaricgingopedza masports nekuti nikisi
Form today ndikuenda ku church 😂 not this uuummm kwete
Vanhu varikutadza kutamba ngoma iyo uyai kuchiweshe tikurakidzei kanotambwa sei makwiringwendo pain chowa chowa munhu
Njuzu yacho iripi I'm struggling to see it please help 😢😢
Matuzvi akagochwa mukomana uyu anehugochani
Manjuzu acho ndoona kunge ma demon echihure ini ko mashura avarikutionesa ndeeyi
Waiting ✋
Hapana njuzu zvinhu zvavakabata Vega vane yellow avo ...ko crown vakaitengerei njuzu dzatinofunga Kuti injuzu hadzisi it's the marine spirit connected to the dark kingdom...mwari paaakaparadza Pasi nemvura panguva yaNoah those spirits survived coz aikwanisa kugara mumvura...plus chikafu chaivee hobhooo ..ndokusaka muchinzwa vazhinji vanoita zvechisatanist vachiti vanoenda Pasi pemvura ...ndokwavanowana mariches avo in exchange of kutambudza mhuri ...Vana vedu ngativadzidzisei kunamata satan asavanyangire vakavarairwa
Matambiro hwaiko ari kuitwa nemupwere uyoo ane top yePink negumbo rakachenuruka kunge mugoti unobika Doro nhaimiiii.
Njuzuu yacho haigarisiki yakadzikama iyii 😅😅😅😅😅😅😅 kuzhurukuzha kwacho ungati kacheche kapiwa zvinonaka.
Mukomana uyu ane shave remarine spirit .hungochani .ndodzakaipa dzinotaurwa njuzu
Kana kuti njuzu yazvika pamurume iyo irikadzi .
Demon ririkutoda deliverance
Yellow yellow yellow
voice kuita kunge ra Ridhikurasi😂😂😂😂😂
Ko wig yakapfeka Seiko nhai asahwira vane Yellow gown🎉🎉🎉sandodzavo😅
Mwana atamba uyo haaa ari kuenjoyer😂
😂😂😂Gay
Saka dzinosasa chingezi njuzu?
emusewage
😂😂😂😂😂haaa wig necrown zviri kundiita great
Ane yellow uyo bhoo here , what can I say interesting
Wait ati chii😂😂😂😂😂😂.
Ma comments anobva akupedza rudo rwekuona video 😂😂
Ane yellow exactly a mad man hakuna njuzu yakadaro
Hakuna zvakadai 😅
Kkkkkkkkkkkkkkk Marie All is well kkkkk voice manje ... ingati ndi Ridiculous
Njuzu ine wig wena 😂
Eish kuzopfeka wig kani
Ndoosaka ndabvunza kuti murume here or mukadzi nekuda kwewig
🤣🤣🤣🤣🤣ko ka crown
@@patiencechimwanda1204ndaona semurume.ini 😅😅😅 asi mwari ka
Do not go there if you have Njuzu please 🙏 you normally know the signs
Drama chairo musanyepere vanhu bvisa mweya yezvikwambo ine vanhu ava
Vanoda kurohwa SekuruTasvu makusvibisirwa matare nembavha idzo
Dare iro harina kujeka sekuru Tasvu vhenekai munhu uyu hakuna vekumadziva akadai a BIG NO AAAH
One tsavu! Tsavu one 😂😂😂😂😂😂😂😂🎉
aaa yellow can koira 😂😂😂yooo
😅😅😅😅😅
Replacing baHarare
yellow yellow
Ridhikurasi voice😂
Njuzu dzinoda kugara pasi nekuzara tsvina nhai ummmmm dai mwari achiuya
Uyo akasisira kubvutwa nevekumadziva kutourayiwa chaiwo batai mashoko angu uyo akaenda madziva vanoera uyo ...
Uyu ane yellow murwere wepfungwa hakuna manjuzu akadai
madanci bhoo here aya
😂😂hayaas tuchembebere utwo tunofizura
Zvakaoma hazvo
Iyo ineyellow ingochani. Musikana uyo mweya wechihure kukoira pasi seachasvuuka. Chakanakira mashavi chii kana zvichidayi? People need repentance! Muri vanhu vaMwari kwete zvidhori. Siyanayi nekunamata zvidhori. Tingasvikepi tichirumbidza mashavi ekurovana kumufudze?
Ndakazvitaura pano nanhasi ndchri kungotukwa ,imbovaudzawo
@@PriscillaMudavu ini ndinototukwa asi handizviteereri
Apa you always watch ..
@@margeritaanddavid4967 Zvinorambidzwa here kuona?
ko vengozi vane manjuzu fti kkkkkkk
😂😂😂😂😂😂
Ndiri we wechivanhu but for this its a no chingochani nechihure chiripachena mbereka idzo puuuuu,chiripachena we don't embrace such things in our cultural traditions
Tasvu go back to your foreign Malawian or Mozambique culture, madzimbabwe haadai,we don't act like this ,its pathetic endai kuzvigure kwenyu
@@ottilia-c9y saka chivanhu chinoitwa nezvaunoda iwewe here
Uuuuuum ndiri mudiki hanku but ndofarira chikare and ndotamba muchongoyo mumabira ndoenda izvi handisati ndazona vanhu wacho havasi kutombotamba
😂😂😂taura hako
Ndezvekun,anga kwete kubira kwaunienda chivanhu nen,anga zvakasiyana wangu Kun,anga uko kwete varidzi vemadzinza hazviite
Vanobhadharwa here avo vengoma nevatambi it looks like a band 😢
#1 Tasvu tichaona kubata kwenyu basa tateguru # 1 pa yellow iyo
Yellow yellow
Yellow yellow guys 😂🤣 Mai nyathi voice
Someone's soul mate yellow 😂😂
PLUS CHINE PINK ICHO NDAKACHIWONA CHINEMHEPO YACHINETSA CHICHITI WAKANDIWURAYA
Tateguru vanopfeka dze yellow ndevekupi avo. Hakuna mudzimu wakadai. Ndohurombwa uhu. Majokosi chaiwo. Sekuru vakadzidza chirungu kupi.
Magaro kuvarume
Manjuzu anotaura chirungu nhai
Yellow gown ma1 kkkk
Yellow ma1😂😂😂😂
Ummm Sekuru matangiro amakaita ndiwo tinoda do not mordenize chivanhu dzokerai kumavambo chivanhu sezvachiri
Ndokupenga uku unobva wavenga zvemanjuzu 😂😂😂😂
Iii kuimba munonyanya today kuona njuzu dzachoka nhaimi
No ones knows language yemamemaird but only spirit yacho nd nevakatorwa nenjuzu nd zvese zvemumvura kana vabuda they are not allowed to mention zvepasi pemvura not izvi zvatirikuona kkkk
Nhaimi kkkkkkk moti dai iri fake vaipihwa wine here kkkkkkk madii mamirira sekuru vapatsanure
Sekuru tambirai vapoterwi
Ahhhhh! Imi mhani 😅🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkkkkkkkk ayaah 😂😂😂😂 manjuzu enyu aya
I feel sorry for poor cameras hayii chii chakadaro 😢
Kkkkkk all its welll imika musatàdzise mmvura kunaya😅😅😅😅😅
😳😳😳😳
Ndanakidzwa necrown kkk
Ko wig kkkkkk ndaseka hngu 😅😅😅😂😂😂
@@matibisachatyoka 🤣🤣Pakaipa kani
Ini ndakamboda kuzviteedzera kusvuta tubute imi nhamo yacho yanga yanyanya mhepe dzese dzakange dzatove kwandiri ini zvemudzimu izvi vanhu muchazvirega zvekuti ndiri njuzu
Kkmmkk wange waita sei musangohachikira morasika chiwanhu chine nharo
Butee roshanda kana midzimu vekwako yazarura
Zvemanjuzu harisi radrama hre😂
Mashave acho anoda kutamba ari kuvarume ava tamba zvemubedroom 😂😂😂😂😂
Stavo Mombe Muchemwa
Iyo njuzi ye yellow murume or mukadzi aaaa zvinhu zvacho 😂
Zimbabwe ka hatina zera nayo kubhaguja uko kubvisa tsvina😂😂😂😂
Dhirama chairo pa yellow apo ko sekuru tasvu vari kuitei nhac
Kuchora quakashata itaiwo zwenhu