Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Ahh Simba aripo. Tinotenda Sekuru na Gogo for taking very good care naye. Arikutaridza kusimba plus you can see atove part of the Tasvu family ❤
I'm happy ndaona simba, sekuru komborerwai tichasanga nerimwe zuva mwari vakati chengeta ndirikukuonai ndiri Botswana❤🎉
I'm here phakalene
Atleast l saw Simba l am happy now😊❤. Now ndakuno liker
Ndirkufara ndichiona basa Mukoma Ribooos tinotenda Bhora mberiiiiiiiii ❤❤❤❤na Tateguru Tasvu ❤❤❤❤❤❤
Joni rapindira rapidirapapi kwasekuru Tasvu ❤❤❤❤❤❤ Tasvu 1 Tasvu 1❤❤❤❤Tasvu 1 ❤❤❤ waaaaaaaa basa rabatwa aapaaaa
Baba ava vane problem yekuyita wet ichimira mira its Cancer ..He must go to Hospital after seeing Sekuru like mkoma Robert said ..
Mamuka seiko sekuru& mukoma Robert 4 handikure here kkkkkk,sekuru basa sebasa❤
Sekuru Tasvu nhasi vaisa smile pameso pangu😂😂😃 Munhu abatwa nema facts dzamboedza kuramba but dzazoona kuti apa handibudiBATAI VANHU SEKURU ❤❤
Tinokutendai sekuru na mukoma Robert
Watching from Botswana
Mkoma Robbie. Ini ndokumbirawo Simba pama dhanzi apo l miss him woooo
Ko Simba uyo asi akutogara kwa Tasvu wacho here
Vese varikugara nekuona Simba like my comment nekuti ndopandakaona kubata kwasekuru
Hey ndikunzwa kuvanyarira va Mugwagwa eish🤦
Mukoma Robert komborerwai mese na Sekuru Tasvu rovai basa tapota nyika yatitambudza iyi ,ndiri kuuyawo mukoma
Sekuru Tasvu varikubata Basa dai ndrikudhuze ndambosvikawo zvino ndrikuresa yoooo
Mkoma Rob pese pamashooter mavideo enyu kwaSekuru Tasvu pliz make sure Simba abudewo cos kwakabva kure naTateguru wedu🙏
I'm happy to see Simba
Hoo
Ko ini hausikundionawo hre
Family. Yonke hay boooooo
Wow Simba u glowing🙏
Ndakamirira kuona.Ndiri Botswana
Ndiye waigweshaaka simba mamukanganwa hre ndoshamisa vamwe vachishoora sekuru tasvu asi panasimba panga pane basa guru vakashanda
Pamba pedu nhym😮
Watching bostwana
Haa Sekuru munovapedzera. Pamandinakidza ndepekuti maimboroya asi makaona kuti hazvibhadhare, kkkkkkk.Ndineshuwiro yokuti rimwe remazuva ndipinde mudare renyu Tateguru
KOO uyo sekuru arikutamba haasiiye simba uyawaigwesha nengozi sekuru murivahombe
Come on Simba achitamba zvake.
Sekuru makaipa mugona basa renyu
Mudzepete puuu haa kana
Haiwa futseki iwe zigiant
Umsebenzi yiwo
Ndimambo Ani uyu veduwe ndibetsereiwo avo vabatwa ndisekuru mukugarisana mu neighbor.
I'm in kkkkk😅😅😅😅ndanga ndakamirira
😂😂😂5k nyora muviri wese👐
Tasvu by one
KuZhombe kupi nhai veduwee
Zhombe yakakurisa zvibatsira kuudza vanhu Kuti is it Gwesela or Ntabeni
Pa Joel pa chief gwesela
@@takundamuyambo5597 hoooo ok thank you
Hoooooyoooooo
Waiting room I am in😂
Ko vanhu vatochena tisina kuwona kubatiwa kwenyoka wani nhayi mukoma Robbie??
Gokwe havana mbiri yenhema.
Zhombe haisi Gokwe
Dzinza rose rine muroi 1 hapana kana mukadzi 1 zvake ndiBishop mwari pintirai
Kkkkikiki kkikikik 😂😂😂😂 munotikuvadza nekuseka mhani . Zvirwere zvakasiyana siyana makumbo, musoro, mudumbu, chibayo, maziso, mazino, musana, kushaya mari, dzungu, mubobobo zvese. One PRESCRIPTION. musadaro vanhu😂😂😂😂😂. Dunhu rese radhozwa na Tasvu😂😂😂😂. Zimbabweans let’s be serious. I blame Mambo vatsikisa dunhu rese mutanda.
Haaa varwere vari kuita kurutsa
Tateguru munechipo tichitendawo naGogo Tasvu Simba arikutamba mbira tinotenda mkoma Robert nebasa renyu makatumwa chokwadi
Kwaita clinic chaiyo ku zhombe😂
Ko sekuru Tasvu vave nemuvhangeri vachikadzi mudare ravo?
Mukoma Robert hanzi naSimba Charisi natete Joyce vakadii havo😂
Kamfana ako hakasi kaigwesha nedumbu here hama yaCharles na Rose kuDunhu raMambo marange
Baba torai mapititsi eBP munoita stroke
😂😂😂😂😂😂😂 Asi sekuru musadoro hanzi ayidzigwa kudenga kuchinzi hakuna zvimbo yake 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Makuruwani munofira ma hara😂😂😂
Ndakatomboona vamwe amai vepanext door vapinda mumba mangu ndikavati buda I will ask you tomorrow what you wanted in my house. The next day she was running away from me like cat and mouse
Monodii kufamba nema buckets enyu Aya
Kkkkkkkk 😁😁
Tasvi is a criminal destroying people's life all in name of culture he is misrepresenting our culture itsotsi iri
Culture yehuroyi here
Watching form Botswana
Ahh Simba aripo. Tinotenda Sekuru na Gogo for taking very good care naye. Arikutaridza kusimba plus you can see atove part of the Tasvu family ❤
I'm happy ndaona simba, sekuru komborerwai tichasanga nerimwe zuva mwari vakati chengeta ndirikukuonai ndiri Botswana❤🎉
I'm here phakalene
Atleast l saw Simba l am happy now😊❤. Now ndakuno liker
Ndirkufara ndichiona basa Mukoma Ribooos tinotenda Bhora mberiiiiiiiii ❤❤❤❤na Tateguru Tasvu ❤❤❤❤❤❤
Joni rapindira rapidirapapi kwasekuru Tasvu ❤❤❤❤❤❤ Tasvu 1 Tasvu 1❤❤❤❤Tasvu 1 ❤❤❤ waaaaaaaa basa rabatwa aapaaaa
Baba ava vane problem yekuyita wet ichimira mira its Cancer ..He must go to Hospital after seeing Sekuru like mkoma Robert said ..
Mamuka seiko sekuru& mukoma Robert 4 handikure here kkkkkk,sekuru basa sebasa❤
Sekuru Tasvu nhasi vaisa smile pameso pangu😂😂😃
Munhu abatwa nema facts dzamboedza kuramba but dzazoona kuti apa handibudi
BATAI VANHU SEKURU ❤❤
Tinokutendai sekuru na mukoma Robert
Watching from Botswana
Mkoma Robbie. Ini ndokumbirawo Simba pama dhanzi apo l miss him woooo
Ko Simba uyo asi akutogara kwa Tasvu wacho here
Vese varikugara nekuona Simba like my comment nekuti ndopandakaona kubata kwasekuru
Hey ndikunzwa kuvanyarira va Mugwagwa eish🤦
Mukoma Robert komborerwai mese na Sekuru Tasvu rovai basa tapota nyika yatitambudza iyi ,ndiri kuuyawo mukoma
Sekuru Tasvu varikubata Basa dai ndrikudhuze ndambosvikawo zvino ndrikuresa yoooo
Mkoma Rob pese pamashooter mavideo enyu kwaSekuru Tasvu pliz make sure Simba abudewo cos kwakabva kure naTateguru wedu🙏
I'm happy to see Simba
Hoo
Ko ini hausikundionawo hre
Family. Yonke hay boooooo
Wow Simba u glowing🙏
Ndakamirira kuona.Ndiri Botswana
Ndiye waigweshaaka simba mamukanganwa hre ndoshamisa vamwe vachishoora sekuru tasvu asi panasimba panga pane basa guru vakashanda
Pamba pedu nhym😮
Watching bostwana
Haa Sekuru munovapedzera. Pamandinakidza ndepekuti maimboroya asi makaona kuti hazvibhadhare, kkkkkkk.
Ndineshuwiro yokuti rimwe remazuva ndipinde mudare renyu Tateguru