Avo vanopengawo vari kut hazviite kut munhu aiite form 2 ane 14yrs ini pachangu grade 1 ndakaenda ne 6 yrs ndakatosvitsira musecond term the grade 7 12 yrs so anotadza nei kuve form 2 ne14 yrs
This guy has been framed, he never slept with that girl. Mambo ne crew yake are biased. Kuroora mwana ane 14 or less womuudza kuti ataure kuti ndakakwirwa just kuti varipwe.
Masowe masowe!!!! Why is it that leadership yechurch idzi haina shungu dzekuaddresa nyaya dzeabuse?? If you notice closely uchaona kuti nyaya zhinji dzinotongwa mumatare aya they are from this sect. WHY WHY??? Munhu anoroodza mwana ane14 and its celebrated by the church and its leadership. Why???
Zviiko zvamunenge muchiti pakurira pano chinenge ngozi. Typ dzaana mambo ava ndedzip kutotanga kudzionawo typ dzakavata kudai,,hakuna ana mambo vakadai
Chief Makope.This is a criminal case.Will take this up and whoever said a chief is above the law anonyepa.The three of them have cases to answer!Tambonyarara z anyanya!
Chief havasiri kuteerera mukomana uyo ane nyaya yekutora mukadzi nokuti akatyisidzirwa tiri ipapo mwana uyo Ari under age 27 yrs ne 14 hazvina kana kunaka.19 yrs ne 14 (compare please)
Amai vedress regreen ava ummm vanogarireiko kumberi uko vakachenama plus mkomana uyo anenge arikunyeperwa mwana mudiki. Ko husband yakaroora under age 16 years sei anoda kuvharirwa
It's possible form 2 can be 14 years. The judgment was rushed without considering undisclosed facts. The lady panelist is not wise. Underage marriage facilitation is a criminal offence please Chief give it to the law
Mambo vakaitadza nyaya iyi. Chekutanga havaifanirwa kuitonga pavakaziva kuti mwana uyu akabhinywa at 14 (now 16)ne murume ane makore 25. (now 27) Vaifanirwa kutodaidza mapurisa padare ipapo musungwa otorwa ipapo. Chechipiri mupari wemhosva should not benefit from crime. Hapana mombe dzaanofanirwa kuwana because hapana marriage as the girl cannot consent to marriage. Vabereki vemusikana should be charged as well nokuroodza mwana ari underage. Uyo arikunzi musungwa apo kana akarara ne musikana at 16..before the new law anogona kupona rape iyo.
Tine shuwiro yekuti madzimai mazhinji dai apindawo mumatare echivanhu madzimai awana representation. Asi mai vane green avo vanopa kuti vakadzi vashoreke kana kureruka mumatare. Vari kupengereka uye ruzha for wat reason shuwa. Ngavafunde kuteramira or kudzikama vasabve chiremerera. Pamwe manyemwe ne camera hameno
Mambo bvisai Mai avo vane dzungu
Dare iri harina kurongeka.ipai munhu mukanwa Wekurondedzera nyaya. Dare renyu rinokundwa na Tinashe mugabe. Madhara muri Imbwa dzevanhu imi dai hurumende yakutorerai humambo hwechidofo uhwo
Mambo akatadza nyaya iyo even dare ravo hari kwanise kuongorora nyaya ngavateerere dare raMambo Seke very excellent full of real facts
Avo vanopengawo vari kut hazviite kut munhu aiite form 2 ane 14yrs ini pachangu grade 1 ndakaenda ne 6 yrs ndakatosvitsira musecond term the grade 7 12 yrs so anotadza nei kuve form 2 ne14 yrs
Amai avo vanedzungu munotongera munhu nyaya pasina umbowo mazibharanzi evanhu
Mambo nedare rake havasi magood listeners.Mayb mukadzi wekutorwa uyu arikubvuma mhosva nemhaka yekutya murume wake bhinya
Mambo avagone kuenzanisa.... Mudare wechikadzi uyo haanapfungwa
Mai avo vane dzungu
Mambo makatonga nyaya junju(nyaya isina donhwe rehumboo). Hapana pakabatwa ari kunzi mupari wemhosva asi mumhangari aingonzwa. Akanyoreswa pepa akabatirwa demo nebanga achinzi abvume mhosva isina humboo(signed under duress & undue influence) Ndirini mambo ndaikuendesai kuCourt nemhosva yekukurudzira extortion. Zvimwe bvunzai vaBushu,vaMutasa kanavaChigodora mungapihwe ziwo
Taura hako. Sounds all these community leaders have lost their minds
Kuroodza underage baba vanokarawo mari yoh😢
Mupfanha mudown uyoo haanganyenge mukadzi uyoo
Regai dzive shiri..mazai haana muto ....she's soo young 😢😢should be at school
Mambo ava vari mushe mushe here avoo
mukadzi anenge akatyityidzirwa
Chi Mai icho chinomisa Moyo chimbwa chemhunhu hachisi kuona kuti musikana kamwana chaiko kave kudanana ne age yako chaiyo
Taura hako
Chine full of I know
Mambo huchenjeri hamunaa mukadzi uyoo arikushandiswa nemurume uyoo kut vatorere mombe Mai avoo
That's the truth! I am so disappointed
Good chief mamubata mkomana uyu
Ah, ne mhosva yes chaiyo? Kungo batman bendekete nemusikana
Mmmm amai ava ngavambomira.
Haaa vanhu kadzi makambonyatsoita sei chaizvoo
Mai vegreen mhata yamai venyu
Ihure mai avo veGreen even chief Makope wacho njere hapana idongo zvaro chidare chekumama ichi kkkkkkk
Kkkkkk
😅😅😅😅
BVISAI LOGO PA CENTER YE SCREEN
Chief Makope samamabo hamufanire kukasira kupindira panotaura vadare...imi samambo mofanira kupinda makupa FINAL DECISION
humbowo iwitness iyo humbowo hwakakwana.
Mukomana ngaasungwe uyu kutora mwana wechikoro ari 14 years munhu ngaasungwe mhani hapana mukadzi ane 16 years plz.Bhinya ngarisungwe iro otherwise mwana uyu ari kumanikidzwa nebhinya iri ruchiti bvuma nyaya tiwane mombe.
Zvese nevabereki vakatora Mari handiti
Kana dzirimombe dzawanga uchida manje unofana kutosungwa kuroora under age
Vabereki vemwana nemurume ngavasungwe .Kuzoti ndaida kuuraya munhu ummmm kuda kuparira rudzi ngozi .
Mash central vakadzi vari mudzimba mava kuunyanya mjolo .sei vakadzi vasingaremekedzi dzimba dzavo
Heeey haasi Mukadzi she is a poor Girl
Mrs forwaditis vano svota she is always taking over the chiefs position.
Musikana akanzi ukaramba mhosva ndokuramba...😢
Ndochete zviripo. Hameno kwaanga ari. Its nothing to do with the accused. 😢
Chikomba icho chinedzungu
Amai vari kuvatongi avo vane dzungu risingaite vanokanganisa dare
This guy has been framed, he never slept with that girl. Mambo ne crew yake are biased. Kuroora mwana ane 14 or less womuudza kuti ataure kuti ndakakwirwa just kuti varipwe.
Nxaaaaa chidare chenhando,mai avo vanedzungu ndi secretary here or chiiii nxaaa ,mwana uyo haana mhosva ,kutongwa kwechisaskum chaicho
Vemadhuku muchena. Madzimai esoweka vakomana. Ndatsveruka. Huyayi makasunga mamwe madhuku kwete machena.
Dambudzo's minions
bhinya riri kuita barika richitora ma 14 year old hamuritongi nemhosva yekumbunyikidza mwana sei
Adzizivi dzinosungwa dzikutoganza kuda kunotema munhu apa dzakatizisa underage😂
Chief nemakurukota enyu hamutarise nyaya,matonga makatarisa divi rimwe muchingoti uyo abvume chte kuti ati akarara nemukadzi uyu iye aramba,so wy mabvuma divi remukadzi,kozotio idzo dzikutoramba kuti mwana ane 14ys anenge arimuform2,mai iyo ine green hapana chozikanwa handifunge kuti vakazvarao ini
kuroora mwana ane 14 years here eeish. Asi zvave kubvumidzwa here pamutemo wenyika?
munopenga imi machinda aishe mwana ane 14 years anotadza sei kunge ari form 2
Masowe masowe!!!! Why is it that leadership yechurch idzi haina shungu dzekuaddresa nyaya dzeabuse?? If you notice closely uchaona kuti nyaya zhinji dzinotongwa mumatare aya they are from this sect. WHY WHY??? Munhu anoroodza mwana ane14 and its celebrated by the church and its leadership. Why???
Taurai zvenyu mambo
Wakambata achitengesa matomato here😂 Makope 2024
Mambo,, why are you not charging the husband for marrying a14year old girl. This is criminal.Paongororei mambo wangu zvinorwadza izvi
Ma chief arikuita kuti vanhu vatorerwe mombe paitwa zhet apo
Mambo tongai kwazvo panel yenyu yakadhakwa iyo especially the lady, ko evidence iripi vanhu vanogona kuronga havo kutorera munhu pfuma
Sando dzenyu mai vekumakorokota asi mkadzi uyu achasiya here upfambi
Putseke murume iwe chii chaida chawaibatira demo iwwe pawatora mwana ane 16 yrs wabereki wemukadzi wakambokubatira demo here zidzoro
Zi watermark ndereiko nhai? Spoiling the picture
Tinoitira mbavha dzinozoda kuba dzichinotepfenyura pama page adzo
Yuwiii apa katori nemimba kascana aka chiiko vana vadiki, waitizirirei uchada zvevakomana
Dzangu mai vekuzvipenda avo
Noise padare ramambo
Zviiko zvamunenge muchiti pakurira pano chinenge ngozi. Typ dzaana mambo ava ndedzip kutotanga kudzionawo typ dzakavata kudai,,hakuna ana mambo vakadai
But murume wemukadzi uyu anenge Ari violent achaurayiwa one day
Chidare ichi ndechekumama
Form2 it’s 14 yrs mhani blindman 😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Should be a police case
Amai avo vanedzungu chero vari vehushe....kumberi uko HAKUGARE VAKADZI ndonei VACHINGOPOPOTA zvisina ORDER.....
Kuroora dzangowa nharo chete
Your sample is biased 🤣.
This guy is making money out of this girl.
Mai avo vadzoka zvakare havagone kutonga ngavasiire varume kutonga nyaya kani
I was 14 ndiri form 2
Mambo vadodara ma lessons bhijana, ngavaende kwa Chief Nyamaropa kana Headman Chigodora
Kutonga havagone vakuru ava....hutongi havana kupiwa zvavo😂😂😂😂😂😂😂
Saka wakatakura demo kuenda kwaSecretary kunodini; uchikona kungonanga kuchikomba chemukadzi wako kunotema; waida kuti Secretary anonyora maminetsi uchitema munhu wako here? kkkkkk
Wakanyanya
Chief Makope.This is a criminal case.Will take this up and whoever said a chief is above the law anonyepa.The three of them have cases to answer!Tambonyarara z anyanya!
Nhema kwaunoiendesa hakuna
I agree with you. That boy is being blamed for no reason
Chief havasiri kuteerera mukomana uyo ane nyaya yekutora mukadzi nokuti akatyisidzirwa tiri ipapo mwana uyo Ari under age 27 yrs ne 14 hazvina kana kunaka.19 yrs ne 14 (compare please)
Uyu muridzi wemukadzi atoriwo nemhosva uyo marrying under age
Chikomba chatamba naMwari kupikira nhema
Imi dare iri ririkutonga nyaya yemusikana ane16 years chii chakadaro. This is a disgrace. Vakutaura kuti mukadzi mukadzi this girl is a minor
this boy is being violated mambo mukukonewa kutonga
Mamanikidza munhu kuti akarara nemunhu
Mai garai pasi vanhu ava vakarara vese pafair
kamudhara ako kadofo, hanzi hakuna munhu anoita 14yrs ari Form 2 🙄🙄
Amai vedress regreen ava ummm vanogarireiko kumberi uko vakachenama plus mkomana uyo anenge arikunyeperwa mwana mudiki.
Ko husband yakaroora under age 16 years sei anoda kuvharirwa
It's possible form 2 can be 14 years. The judgment was rushed without considering undisclosed facts. The lady panelist is not wise. Underage marriage facilitation is a criminal offence please Chief give it to the law
Amai avo havana kukwana. Kutomutsa mwana komana wavo kuti aperekedzane zvake nemukadzi wamunhu (wechidiki); vusiku futi shuwa? Story yavo yakadhakwa. Uyo mukadzi angangovinga chikomba chake; ndokubva avarova neStatement dzavari kutaura idzo; avona zvake kuti avonekwa naamai vechikomba.
Mai avó vanedambudziko guru chairo vakareganei ivokuperkedza muroora uyomoga
Aaah 16 hayo BT ipfambi Iyi
Haaaa hanzi wakatora mukadzi wemunhu ko iye mukadzi kuramba
she is 16 - mukadzi pakudii?
Mambo vakaitadza nyaya iyi. Chekutanga havaifanirwa kuitonga pavakaziva kuti mwana uyu akabhinywa at 14 (now 16)ne murume ane makore 25. (now 27) Vaifanirwa kutodaidza mapurisa padare ipapo musungwa otorwa ipapo. Chechipiri mupari wemhosva should not benefit from crime. Hapana mombe dzaanofanirwa kuwana because hapana marriage as the girl cannot consent to marriage. Vabereki vemusikana should be charged as well nokuroodza mwana ari underage. Uyo arikunzi musungwa apo kana akarara ne musikana at 16..before the new law anogona kupona rape iyo.
Hapana chekuwedzera. Wataura chaizvo. Zvinorwadza zviri kuitirwa vanasikana.
Imi baba imi form 2 inemakore mangani kana makuti hakuna 14yrs form 2 muri dofo chairo
Vamwe takaapedza olevel tine ma16
Vamwe havazi vakuda kungorimbwa here vachinyepera
Mai avo vanotonga namambo vanoita kunge mkadzi wepabarika. Her facial expressions are very bad
Hudzvanyiriri mudare umu
Motonga nhema mose nedare madako enyu
Chidare ichi labish. Ko noise ku background mati tidii
This is real bad, I think the girl lied, and is colluding with her husband. I don't think a crime was committed at all. Shame.
Mai vemukomana testified against her son unknowingly kkkkkkkk
Mwana uyo iunder age ka
Mai avo havagone kutonga 🙄
Vabereki vemuskana nemurume wake vanofanirwa kusungwa coz mwana underage
Statutory rape ...ma chief akutonga nyaya idzi here
Tine shuwiro yekuti madzimai mazhinji dai apindawo mumatare echivanhu madzimai awana representation. Asi mai vane green avo vanopa kuti vakadzi vashoreke kana kureruka mumatare. Vari kupengereka uye ruzha for wat reason shuwa. Ngavafunde kuteramira or kudzikama vasabve chiremerera. Pamwe manyemwe ne camera hameno
This is the worst dare
Child abuse she is very young