Imim mukutozvinetsa .kuGokwe it's normal zvavari kutoita zvekut mkadz anohura vodzokerana 😂😂 inin ndakagarako I was shocked but ndakazozvihwisisa kut life is normal kwavari nezvavari kuita
Counseling is not a solution kuvabvisa panzvimbo its not asolution futhi mukadzi nechikomba vanofanira kuripa mwana uyu and varipiswe zvinorwadza kana kutoripisa vabereki vemusikana
Kuoma kwezvinhu hama dzangu let us look both sides chakafukidza dzimba matenga mwanasikana uyu anozvaanotarisira muupenyu etc nhumbi dzekupfeka sokutaura kwake inhamo yamusakisa kudaro dzimwe nguva moto haubvire uyezve mazuva ano hakuna mukadzi risiri hure I'm sorry for that mazimba she is still young for mesrriage
Mukadzi ihure muendese kumba kwawo Taison wakapusa dai uri hanzvadzi yangu ndaikumamisa Taison wakadzungaira
Tyson wacho atoudzwa kuti handichakudi nehure iro😂
Vanhu munongoti Gokwe Gokwe todziona nyaya kwana Chigodira dzeZimbabwe yese vakadzi mahure finish handisi weGokwe asi mkadzi mkadzi
wako mukadzi ndiro hure. dont generalise . be factual kwete kungo bvaruka kutaura.
Kanema ziso echi pfambi kamunhu ako ngaaka siye mhani
Uyu ihure guru chairo mukomana uyu ngaasiye hure
Mukadzi uyu maziso ake anomisa mbolis akafita kunaka
Akayedzeriwa ka4times wange wave vanalungile jumakomboni .kumamisha chigoeoeo chete hanzi chhii ko😊
Gokwe pfee , iro iduta vanhu hure remakoko hapana musha unomira, maybe nhumbu itori yechikomba.
Kamukadzi ako maziso ako anotonyenga varume ayo
Kahure ako kkkkkk haasi mkadzi wekugara naye
Kuhurirwa 4 times in 4 months woti ndinomuda mukadzi wangu. Uridununu , acharamba achikuhurira mukadzi iyeye.
Handione ane hama mukomana wekuhurirwa iyi rema chairo ne mimba haisi yake
@@pellagiamukora426 taurazvako Pella. Moyo wangu warwadziwa
Zvineurombo chokwadi
Kakadzi kapfambi chero maziso ake.nematauriro ake haasi normal atori neshavi rechihure nekuroya zvese
Imim mukutozvinetsa .kuGokwe it's normal zvavari kutoita zvekut mkadz anohura vodzokerana 😂😂 inin ndakagarako I was shocked but ndakazozvihwisisa kut life is normal kwavari nezvavari kuita
Kahure kechikadzi
kkkkkkkkkkkkkkkkk
Hapana nyaya apa, inga mudzimai ati kumusha juGokwe 😢
😂😂😂😂😂
Kkkkk
😅😅😅😅ndazoseka stetimenti manyama
Saka murikuti Gokwe tadii apa
@@Annacolletta-zpedzisai mega
Vanhu vakungopfeka zvichena vachisvibisa chipositori ihure hombe munhu uyo
Kanzenza kemukadzi vanhu vegwokwe kupusa hr
JAHMAN IMIMI MUCHAHURIRWA MAKAFA NECHIRWERE THIS GIRL KATORI KABHISHU CHAIKO HAPANA HAPANA APA WOTI WAKADYISWA
Imba hauchada zvako but chikomba chinokusiya bcz anoziva kuti responsibility yave yake ,Ipapo manje tsoro ndipo paichafira
Haaaa kanzenza chaiko kamukomana kacho kaka dyiswa uuuummm zvakawoma kupisa here vanhu vegokwe
Bhoooo here sistran kunge wemutoriro
Hona zvoitwa maziso kwakuda kutaimira chief chete......ama 2000 team iri rakauya kuzochinja zvinhu paground 😂😂😂😂
😂😂😂zvatomubata kaaa
@@stellamunyuki3356 zvatokwidza🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂😂
BP yakwira hayo
😂😂😂😅
Haaaaa apa hapana hapana zvasangana nekupusa chaiko
Kusvirirwa mukadzi akuna ndakangwara shasha. Mukadzi kana ada hake kusvirwa haumbozvione nyangwe wakangwara
@@St-G2but kana wazviona enenge uchanyengererei 😊
Mukadzi haafanire kuhura kuti asarohwa Mambo Tongai I've mukadzi anotoita manyawi
''MUKADZI ANORAMBIRWA HUPFAMBI "mukomana akadyiswa hake obvious but haa wakatora musikana kubva kumusha anoda zvinhu sterek
Mukadzi ihure uyo mambo musikana arikuita havasikuda murume so musamanikidzire imba hapana apa maybe Mumba iyoyo utori yechikomba neighbour mambo mukadzi uyo ihure achauraiyisa Taison
Mahumbwe chaiyo....ngavaende kwaChigodora...
nhumba haisi yemkomana uyu thats why achiramba murume
Sure hr idzo
Mukomana uyu itsotsi arikua kupiwa mombe dzemahara oramba musika a saka plus haana kuroora
😂😂😂😂 vanhu vekugokwe 😅😅😅😅 muri number 1
Hazvinzwike noise chiiko
Uri pfambi.Munosungireyi madhuku kunge vadzimai anoremefzeka.
Remember to Subscribe
Mwana mudiki musikana uyu zera rake nt ready for marriage
Kutodekeera hake zvakafumuka kudai ndanzwa tsitsi 😢😢😢
Unoroverwa chihureka
Sound irikuvhiringika
ndiyo problem yekurora vana
Iyi type yeGokwe hatiiede mushangure
Chero ikoko kwenyu zviriko why next door achiisa mukadzi wemunhu ..
@@japhetmoyo1142 wabaikana?😂
Home boy wakapusirei kudai sure kuramba uchida munhu akuhurira nemuvakidzani hama dzako ngadzinokurutsisa zvawakadyiwa ne mukadzi uyo
Vanhu vezvidhuku zvichena mwari avenavo
Taura hako 😂zvanyanya zvidhuku zvacho
Chokwadi chizere ukaona vakadzi vari kuvhura kumatare ese Aya ndeve zvidhuku zvichena....chiiii?
Hahahaha 😂😂😂
Kkk asi kwete vose
Can you try to reduce some background noise pama videos enyu.yakanyanyisa.thank you🙏🙏🙏🙏🙏
Mkadzi okuudza kuti ndakavata nemunhu ka4 woramba uchiti ndomuda chii but tuvafanha utu Tuma 2k tukuita mashura thts why munyika zvinhu zvese zviri kuoma mvura chaiyo haichanaye
Taison uri zita rekuti gokwe herrre dai uri hanzvadzi yangu ndaikurova nembama
😢😢😢 iri ritori pfambi chairo
Pamuviri hapazi pako kamupfanha ako iyo iphambi yemakoko
Maziso kunge chemberedxakweyana😅😅😅
Tyson uri Duzvi thats why mfana iyeye arikurova poto
Chief varikunyengerera mwana kuti ataure😢😢
mwanasikana uyu anenge anorwara pfungwa chaidzo, kuroorwa September, December ave kutonyengwa neumwe.
Muri kumanikidzirei hure kugara nemunhu kana ati hacha musiyei.Mukomana akadzungairawo kuda kugara nehure.Achango kuhurira futi.Shiri inemuririwo hairege.
Yazviita gokwe 😂😂😂
Uuuuu mukadzi haanakunyatsokwana hake
Hapadi counseling apa CHANGAMIRE wangu.kkkkkk
Gokwe
Ini hangu dhuku iri rinezvimwe zvisipo
Handirichenese hangu
Gokwe yapindira uuuum mukadzi uyu ari kutongooneka kuti kanjapisi chaiko
Maybe wenyu imi please ndiye hure , nxaaa
Maiiiiihweee zvakaoma kutotaura akashinga
Moitawo muchitongawo vanhu kadzi moisawo vamwewo vakadzi vanova mirirawo uye vanosunungukawo kutaura zviripamoyo😢
Uri dununu hanzvadzi 😢😢😢 siyana nehure anohura kubhawa
Counseling is not a solution kuvabvisa panzvimbo its not asolution futhi mukadzi nechikomba vanofanira kuripa mwana uyu and varipiswe zvinorwadza kana kutoripisa vabereki vemusikana
Seiko vema Duku ne Mandebvu chihure Hurombwa stories magariro chiiko nhayi vanhu svinuraya tidzokere chivanhu chedu
Kuzo sunga kadhuku wanyanzisa dzinza
Wakadyiswa iwe wakapusa hanzvadzi ndosvota kutadza kumbojamuka kana uchiziva kuti unomuda ziso remukadzi uyo munhu anenhumbu kurara nemumwe murume ndazviona kuti haana pfungwa gokwe havaende kuchikoro
Mkomana anodzi ani uyu he needs help
Maziso tells ini ziii zvangu
Anoda shamhu uyo
Dai uri hanzvanzi yangu ndaikumamiaa
Tyson Siya hure rekwa Ishmael iro akarumurwa nembro uyo haufe vaka kagona siyanai mupe mkadzi agare naye ripwa shaaa vapedza voendesa kumusha kwake
Zvakaoma
Unoda kubhadharirwei kana mukadzi akakwirwa....siyana nehure iwe
Gokwe gokwe inoita kunge vana vemunhu 1
Pamwe nhumbu ndeye panextdoor ngataure chokwadi
Yapindira Gokwe
Zvirimudzimba ummmmmm hapana chatirikugarira musango
Namai veuyu.kkkkkk
Awaipedxa chikoro uri nhubu nhundira mutsime😢😢😢
Siya benzi iro Chero mambo Vacho havagone kutonga
Siyana nepfambi iyo unoidii lucky kutoibata uchaunzirwa zvirwere kuswera kuramba uchindurudzana nepfambi iyo
Hayaaa KO dhuku jena. Manje
Taison wakatomwa muteuro nehure iri...haricha rambike
Taison anakowo kakudzungaira mukadzi kuhura ne dhuku sure rechipostori iiiiiiii
Akabvisa dheka chete mfana uyo😂😂😂
Mapositori ashupa
Kutoti takaita ka4 kutorerutsa, aka kakaita kahobho kamunhu aka, ndokaziva katsotsi
Mambo mudare renyu noise inonyanya
Hapana chaakashaya uyu mukdzzi kuda kukupa Aids
Maihwee paipata chihure chemukadzi nedzungairwa nemurume akafa achigamba chupeti mhaniii
Maziso echipfambi
Kukwirwa ka4 kese it mince kuti vaka topindrana muropa Saka hauchavagoni ngaende ihure,hure remakoko
Rohwa stereki urihure wakambo hurirei kuvhura maziso kunge wagarwa nebhonzo pahuro, mambo muri kuside kwechikomba kozvekwaachawana mombe zvinei nemi ngatodzitsvaga ape munhu wakakanganisira
Kahure kamkadzi aka kanofunga kuti mface iyeye achakaroora kachaona kuti Jesu idombo Kakapusa kachadzidza zvakawanda hakasi kuziva varume
Iiiii dziso iro
Tyson akadyiswa nebhishu rake shame😢
Unowanza unowanza bbe
Chero urimai vemwana unotoshaya chkitawura nekunyadziswa kwakadayi nemwanasikana wako.asi dambudziko guru kusayenda kuchikoro veduwee grade7😢
Kuoma kwezvinhu hama dzangu let us look both sides chakafukidza dzimba matenga mwanasikana uyu anozvaanotarisira muupenyu etc nhumbi dzekupfeka sokutaura kwake inhamo yamusakisa kudaro dzimwe nguva moto haubvire uyezve mazuva ano hakuna mukadzi risiri hure I'm sorry for that mazimba she is still young for mesrriage
Nhumbu haisi yababa ava ndeye chikomba ndosaka mkadzi asisade murume
Hama dzemukomana dziri kupiko veduwe batsirai mwana atonyura uyo
Grade 7
Uuuu ane shave zvake ngarapiswe zvichiri padhuxe
Murume ngaatange aripwa angoramba hure iro
Ummm uyu ibenzi uyu