Ummm chief ava vanedyire kuvhenekwa imhosva,kufamba husiku imhosva iye munhu aienda kurufu here amana ummm Chief ava ka .... iyewo witness aive nei nevanhu vainakirana havo apa asirimukadzo wake futi zvimwe zvinhu ndezvekuwona wosiya ipapo
Ko vaizo kuvara vose iye ne mukadzi we munhu zuva rimwe nguva imwe sei Mambo zviri pachena kuti ava vakatowaikwa vaçhiita hupombwe pa nhamo avo ndanyara chose kuti mapositiri here sei muri kutukisa chinamato muchidaro kushaya hunnhu nyika ino dzidzei apa
This so- called "witness" is too emotional and over-zealous over issues that do not even concern him. His testimony is too suspect. It seems as if he washe was turned down by the same woman and is using this as sweet revenge over her and her so-called "boyfriend."
🤣🤣Mupositori uyo akazara nhema pa face yake chaiyo, hanzi handina kuwira mugomba asi ndakawira pagomba🤣. Mukadzi akabatwa wacho she must thank God kuti havana kubatwa neni bcoz dai ndirini ndakamubata husiku iwoyo ndaimuti kuti ndisataure ndodawo kurova tsonyeni🤣🤣🤣🤣.
No.mukomana. uyu haana mhosva zvachose hapana.humbowo pane video here vakarara vese . Ane mhosva nde aka vheneka munhu .ko iye akavheneka haana wo kufamba husiku here kana kufamba husiku iri mhosva. Changamire paonei ipapo
Hakuna ruling yakadayi this is nonsense. This story doesn’t have supporting evidence whether munhu akazvita or not if there is no evidence they are just allegations. Mambo anoda kumamiswa ane chiZanu mukati and he thinks he is above the law.
witness unazvowo, simba rekudzingirira vanhu wairiwanepi?
Aihuravo namadzimai I think
@@fadzosadiki4364 obvious, i think dzakarwadziwa kutorerwa because honestly simba rekuda kuzviita mutsvene kudaro akariwanepi?
Kkkkkkk aaa bvunzawo
Dai kuri kupondwa 🤣🤣🤣
Baba awo witines hre kana kt waiwafudza wakarambiwao nemukadzi uyo
Nhy zvako vaitodawo beans yemkadzi uyo
@@bridgetbee5024 taura hako chokwadi chiri pachena
Ummm chief ava vanedyire kuvhenekwa imhosva,kufamba husiku imhosva iye munhu aienda kurufu here amana ummm Chief ava ka .... iyewo witness aive nei nevanhu vainakirana havo apa asirimukadzo wake futi zvimwe zvinhu ndezvekuwona wosiya ipapo
Sei murume uyu nemukadzi valakuvara musi umwechete kunhamo vese .vese vakavhenekwa ne touch .murume akachenjera uyo
Nhy murume akadya bota uyo zviripachena vakabatwa nharo hapana
pasi nechihure
Haa mambo avo avagone kutonga nyaya zvaida chief Bushu
Part 3 inoda Chief Bushu
Nyamaropa vanotonga kudarika bhushu vanotonga chaiko
Yaida Chief Bushu iyi part3 pliz
Chief Bushu varipi ndomavanodaskadai umu
Mambo ava vanoda kutobatsirwa kubva mukutaura kwavo kutonga kwavo zero
Blaz ava vakadii kusiya vanhu vakapedza zviro zvavo ivo vachienda kwavanga vachienda
Kkkkk Nhy zvako kutokanganisa vanhu vayinakirana
Murume uyu akabatwa zveshuwa arikuramba hake akabatwa uyo kuita bonde panhamo hre veduwe musadaro
Bonde harina kuti papi......bonde rongotambwa pese pese 🤣🤣😂😂😂
Akuna manual inotawura kwekusvirirana vayive out of the yard. Apana mhosva apo.
Nyaya iyi inobhowa sei mambo vachiteerera wetness kudai ????? Baba vaneguhwa ava zvinii navo mukadzi wavo here wetness munoputsa dzimba dzevanhu imi iye wetness ndiye aitova nemukadzi wemunhu akatya kuti ndotangirwa mombe dzikaenda ko vakadii kutora mukadzi wacho ataura chokwadi 🙆🙆🙆🙆🙆🙆🙆 wetness ndiye aiva nemukadzi
dare rovai munhu uyo arikutamba nenguva yevanhu arikuzviita akangwara,akarara nemukadzi wemunhu mudharisei mombe zhinji 20+.akapusa blazi uyu
Chief tongai nyaya sezvairi munhu angoyenda kurufu nguva yanoda musade zvinhu kungobhadharisa amuna kukwana akuna mutemo wakadaro musadyire vanhu imii
Witness iyi ine mukadzi here,zvokonzerwa ne kusava nemukadzi izvi
Yes inemukqdzi
Mambo ava havagone kutonga nyaya ava,
Apa hapana kana umbowo hwakakwana apa, Chief uyu akadhakwa, vanhu vanogona kunge vakamakana havo, hakuna mambo akadayi, vanokurumidza kumedza vakuru ava, nyaya dzinoda kuferefeta zvakanaka, wozopa mutongo, and ukaita mambo anoti inzwai ini zvakadhakwa
Simba rababa awo nderei kudzingidza vanhu usiku ko dai wariwaroyi
Sharon kkk hauna kuinzwa
@@gladmorejaphet493 Kkkk pane nyaya apo
Kkkkk
Aah nhai nhai..aitoda zvinhu..iye aibvepi usiku ihoho
Zvitsva hre mukoro uno ungaswera uchirisa vanhu iwe waibvepi
akatorariswa uyu igodo
Ko vaizo kuvara vose iye ne mukadzi we munhu zuva rimwe nguva imwe sei Mambo zviri pachena kuti ava vakatowaikwa vaçhiita hupombwe pa nhamo avo ndanyara chose kuti mapositiri here sei muri kutukisa chinamato muchidaro kushaya hunnhu nyika ino dzidzei apa
Murume uyuu kuramba zvake asi nyaya iri pachena iyii sei vakazokuvara zuva rimwechere nguva imwechete vakabatwa awaa
Nyaya yaWitness wacho haisi kubatana
Kana muchiiita Dare renyu muitire panze kwete mumba hazvinzwikwi muite sa Chigodora zvinonzwikwa plz
Even the witness is giving inconsistent testimony
This so- called "witness" is too emotional and over-zealous over issues that do not even concern him. His testimony is too suspect. It seems as if he washe was turned down by the same woman and is using this as sweet revenge over her and her so-called "boyfriend."
He is emotional because the guy took number but did not do anything, even to send ecocash
Imboko muface uyu
Uyu aneguhwa mupepe kapirikoni qwaaaa zvangu😂😅
😂aida mari zvavaida kumupa aisazvida uyu
Vanhu vakarara vese avo zviripachena izvo
Ko salute bhoo here
Chief vanodheerera
Kuita upombwe pa nhamo imombe 3 kozoti kuita upombwe nemukadzi weumwe dzinenge dzava 6 nhatu dzopiwa vashe dzimwe nhatu dzopiwa varidzi ve nhamo yacho. Iye ozobvisa 5 dzekupa murume we mukadzi but kana mukadzi wacho ainge akabvisirwa mombe nemurume wake dzinopfuura 5 then chikomba chinosungirwa kubvisa mombe dzese idzodzo. Kozoti ku hanya panhamo murima imombe 2 dzinogovaniswa vanhu Vese vauya panhamo, kozoti kudonha panhamo imombe imwe ne mbudzi 2 dzinopiwa muridzi we munda iwoyo wakadonhera vanhu, but ropa manje rakabuda imombe nhatu ka ndinopiwa chief. Tinotonga so kwedu Masvingo.
Kudonha panhamo kuita sei nhai
Manje translation ye google ma1
Hudyire uyo ndivo vatanga kuhura here
Mambo vatadza kutonga avo mupurisa chaiye akadzingirira munhh nemota akakuvara imhosva yemupurisa iyo witness inemhosva iyo and haana evidence nenyaya yake dai akatora foni yemukadzi better....dismiss uyo witness abhadhare kukuvadzisa vanhu
Simba irikupisa shuwa vanenhamo chairman mirione
🤣🤣Mupositori uyo akazara nhema pa face yake chaiyo, hanzi handina kuwira mugomba asi ndakawira pagomba🤣. Mukadzi akabatwa wacho she must thank God kuti havana kubatwa neni bcoz dai ndirini ndakamubata husiku iwoyo ndaimuti kuti ndisataure ndodawo kurova tsonyeni🤣🤣🤣🤣.
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 wandinakidza
😂😂😂😂😍😍😍😍😍
Kkkkk yah kuvhara muromo ndaitoti ndipeivo kkkkkk ayaaas ndazonakirwa zvangu pano nhasii
Hakuna chief anotonga nyaya nemutowo uyu hudofo atadza kubuditsa mhosva pachena, uye munhu anobhadhara mamubata anemhosva not kuita chitororo like
Witness waidawo mkadzi uyo kuwana nguva yekumhanyisana nevanhu vayinakirana zvavo
Zvino chief nyamaropa vanotonga shamwari watobatya chete wakaura
Chief ava havagoni kutonga mhosva iyi,Aya makuhwa chaiwo, witness uri mharadzi chaiyo, 😡 devil, chief Bushu ndivo vanogona kutonga dzakaita seizvi
Witness aitoda kunwa yechekunonga kkkkk hanzi ndongoenda hre
Avo baba vane dzungu kugona kumiririra zvekumba kweumwe kwavo vachizvikonewa
Iye mubatwi Dai akavaisa mbama chaiyo zvavanodomiramira like muridz wemukadz
Ma chief emutoriro aya
mambo munotongera chitororo ko uyo akadii kuyenda nemukadzi tyme dzakamubata foni nhamba aidzidii kk zvimwe zvacho soo
Yaa mambo atoona kuti ma witness haapo akapa mutongo unongoita kuti hasha dzevanhu dzidzike
Witness akanyimwa tumambijana
Zvinoda mambo bushu izvi sei vachitonga munhu 1 mukadzi adii kunge aripo ?????? wetness ndiye aiva nemukadzi akaona kuti abatswa akamunjinjira kuti ndiwe wakaunemukadzi wetness itsotsi ndazviona hangu mukadzi ngauye ataure ega BaBa vetochi havanakumira zvakanaka maonero angu
Kkkkkkkjj
Baba ava vaneguhwa
Hezvo ko madzibaba Evans vakatotanga vadja sadza kuti vawane Simba reLula Lula
😂😂
And nzvimbo yqChief ava ine mahure
Murume wekuvabata uyo anodananawo nemukadzi uyo
Case closed simba rekudzinganisa vanhu nehusiku akariwanepi
The witness imhata, ane godo
amana endesai nyaya iyi kwa Mambo Bushu inotongwe kwazvo kwazvo
Vakaita musikanzwa vanhu avo kungoramba nhema ...mambo ndokufarirai😂
Makuhwa ane murume uyu ane munhu pasi,hey, zvakaoma chokwadi,dzimwe nyaya hadzidi kuunganidza vanhu
Saka apa duzvi rakatodzokerazve kkkk makazenge maita here
kkkkkkkk rakadzokera
🤣🤣🤣🤣🤔
Kkkkk
kkkkkk Chirau hamukanganwe kuti pambotaurwa zve toilet
Witness uyu anemhepo chaiyo yoooh
Uyu mambo imhata chaiyo
Mambo Ava aaaah avagone kutonga nhau iripachena iyi
Mambo chiororo, madzibaba vanga vachida kungwara nhando
UYU NETORCH YAKE ANENGE ANONGOFAMBA ACHOVHENEKA VANHU UYU KKKKK
Kkkkkk
Witness abika nyaya uyu.
Mambo munogona munobata vanhu venyu zvinyoro asi vateereri vane noise ngavanyarare
Pawazviona Siya zviripo, idzo nzvimbo idzi nechihure kuwanda nemasowe nxaaa
Murume wetochi simba rake nderei .daka raainaro nderei
Daidzai mukadzi mumubvunze kuti ndeupi wawakararanaya ataurezve ?
Ummmm mujolo ku funeral🤔, kkkk hanzi vakato simuka vakasiya zambia ne phone kkk. Mapostori mirayipo 😂😂😂. Apa vaito nakirana parufu kkkk. It's true Madzibaba vakarova zvinhu and mugariro wavo.🤔
Witness aida kupiwa mari hr kkk akuita kunge akatengwa energy anayo
Mambo madziya kufamba usiku parufu imhosva kkkkkkk
If minding your own business was a person
hazvidi munhu wemurume izvi
Unfair judgment
Madzibaba vakasvira avo kkkkkkk mastatements avo akadhakwa 🤔
Tokumbirawo kuti vanhu vane vana nevamwe vanhu vakuru vadzidze kunyarara plz
Aaaa zvakaoma shuwa yooooh kusanyara sure
bt wakanaka Agnes
saka witness uchapihwa mari here?
No.mukomana. uyu haana mhosva zvachose hapana.humbowo pane video here vakarara vese . Ane mhosva nde aka vheneka munhu
.ko iye akavheneka haana wo kufamba husiku here kana kufamba husiku iri mhosva. Changamire paonei ipapo
Hakuna ruling yakadayi this is nonsense. This story doesn’t have supporting evidence whether munhu akazvita or not if there is no evidence they are just allegations. Mambo anoda kumamiswa ane chiZanu mukati and he thinks he is above the law.
Hanzi Mapositori mirai 😂😂😂😂 vanazvowo ava
Baba ava vane guhwa riri detailed 😃😃😃
@@clivemunetsi9674 kana ndimiwo ndovarume vano vhiyiswa mbudzi ava vamwe vachitonga matare 😂😂😂😂
yaaa ndimambo here ava
Mambo havana njere
Mambo hamugoni kutonga imi ibvaipo
Iwe witness urinyayodei chaizvo panyaya iyi chiiko unodei Saka apa murikda kuti zvidii
Kubatirirana uku.
Madzibaba mind your own business
Siyanayi nenyaya dzevanhu
Murume wetorch simba rekufudza vakadzi vavanhu wake anofudzwa nani shame on you izvozvi wako unohurawo
Idzi dzakasvira chete.idziwo dzokuvheneka dzine guhwa roputsa misha yavanhu
Mapostori Mirai titaurirane😂🤣🤣🤣
Kkkkk pakaipa kani Pheobie
😭😂😂😂😂😂😩💀
Mambo munoita zvakana kutanga kuavadzidzisa vanhu ava kugarisana Dai vachinzwa matare aiita mashoma
Dzakadya bota idzi
Hahh pasi rino idandaro sure
0dqp
if not minding your own business was a person
Pakaipa wena
Kutonga mambo havagone
Hudyire uyo
Makadii kutiza nhai madzibaba
Hakuna mutongero wakadai
Shem zvonyadzisa
Saka witness anopihwa chii ko coz vane simba mukadzi wavo atova isira mvura yekugeza kuto bikira kuti vauye kuzo taura zvakadai
Chinovava kana riribharanzi muriripisewo
Ko kupedzerei ko nguva nenyaya dzisina basa idzi
Y kudaro kutonyadzisa kudai nhaiveduwee
Aripiswei?
This witness ????
Ko ukavhenekwa unodiko kumira kuzodonha kureva kuti aitiza
Inga mahure owanda kudarika vakadzi kkkkkk