Iyi nhau iyi inogona kuva chokwadi only that ada kutora muroora achipo ,,,,,but kutaura chokwadi mukomana achengeta mdhara akatopiwa pekugara bcz ndiye aigara naye but iye ashaisha kuzoti pano ndepangu bcz muroora aisatogara na mdhara ,,munoti aigara nani
kana mudhara uyu akachengeta sekuru Garapo Vana Garapo varipo nhasi ngawaripe mudhara uyu even though hadyiwa nenyaya uyu muroora Garapo uyu ngaasaitewo hudyire hongu she is entitled to those properties but ngaagoweranewo nevana Garapo zvishoma hazvo since aine mwanasikana , looks like all the property is going to be in the hands of her family or vatorwa kucharoorwa mwanasikana uyo
Kuda musha nekuti muzukuru mwanasikana, mwana mwana, no gender discrimination.. hausi wekwaGarapo unoda kutora musha seiko… this is pure common sense…. They thought they will win in this 2025. Beneficial aripo. Kuda Mhaka isiri yako…
Fair judgement but allow people to explain vamwe vobva vadzidzaozve. Zvino kana munhu achinzi taura achingoti inini pandakati mobva matopindapo aihwa aihwa😢 Mabvapo moti kupihwa kana kutengeswa nemunhu wekwaGara hazvina basa isn’t it’s the same issue/situation yavari here vakapihwaka naGara
Muroora anoita responsible ne musha watesvara kutanga rinhi mambo aya vanombobhaiza mukadzi ane kumusha kwake anotonga ikoko. She can only benefit zvemurume wake not musha watesvara kutanga rinhi
Mudhara wakagona kuchengeta mufi bt kana uchida thanks vataurire
Good mambo,zvinhu ndezvemwana,l love your judgement.
Good judgement
Watching from Zimbabwe Gokwe Nembudziya ♥️🇿🇼🇿🇼🇿🇼♥️👍👏
That guy anorara ne bhutsu nhasi. Ndamunyarira. Muroora is a beautiful soul
😅😂😂😂 nyadzi dzokunda rufu
Kutoperekedzana mukadzi nemurume kunotora musha wevamwe aaah
Vanhu wekwa Garapo bhadharai kuchengetwa kwakaitwa sekuru nambuya Garapo
Ndiko kuti nyaya ipere
Zviri pa chena kuti vaisa gara na sekuru uyu so that's why sekuru vakapa muface uyu musha
Well done mambo mutasa
Mambo mutongwa zvine ruenzaniso, wisdom loaded.
Mambo Mutasa munogona henyu ndabvuma hangu dai maikwanisa kundimirirawo panyaya yemba yababa vangu pamwe ndiri parinani
Fair judgement
Bt munhu kuchemera musha usiri wako zvinenge zvichimbonyanya kudii😢
Kusada kushanda
Mambo mutasa ndovadira kutonga mhani vanotonga chaizvo murume uyu arikuda kutora imba nekuti wakavachengeta ngatibvire
Karanganda TV unenge umboripi tichiona zvine ma showers nhy aah
Nhai nhai
Pamadzi mambo ese uyu ngaabve nerufu. Pachigaro anotonga
Sungisai mbavha iyo zera rake irori kuda kupamba nekuti wakakundikana rashaya pekuhwanda seenzai zvenyu tsano Mambo Mutasa ndovimba nemi mhani
Iyi nhau iyi inogona kuva chokwadi only that ada kutora muroora achipo ,,,,,but kutaura chokwadi mukomana achengeta mdhara akatopiwa pekugara bcz ndiye aigara naye but iye ashaisha kuzoti pano ndepangu bcz muroora aisatogara na mdhara ,,munoti aigara nani
kana mudhara uyu akachengeta sekuru Garapo Vana Garapo varipo nhasi ngawaripe mudhara uyu even though hadyiwa nenyaya uyu muroora Garapo uyu ngaasaitewo hudyire hongu she is entitled to those properties but ngaagoweranewo nevana Garapo zvishoma hazvo since aine mwanasikana , looks like all the property is going to be in the hands of her family or vatorwa kucharoorwa mwanasikana uyo
Haiwawo mudhara uyo mupengo anokwana papi
Mawe kunonoka baTaps iyi ndakaiona kwaTich Kach ,chawe chimunya
Mambo Mutasa vanongodadisa
Kudzidza+ common sense = kutonga kwa mambo mutasa.
❤1
Ngaende ano tsvaga pake. Anemakaro.
Vanhu vane kudyire chokwadi aah havanyare baba ava
Kuda musha nekuti muzukuru mwanasikana, mwana mwana, no gender discrimination.. hausi wekwaGarapo unoda kutora musha seiko… this is pure common sense…. They thought they will win in this 2025. Beneficial aripo. Kuda Mhaka isiri yako…
Mambo varikugona
Nyaya iyi iri tricky kamai ako kakangwara sekuru avo vakazosara voshaya vasina care potse potse vakasara vofa vachinjisa
Asi chero vaisa vachengeta baba avo havana right yekugara ipapo varikutochiva musha uyu
Saka dai vasina kuchinjisa vaifanira kudii uyu ahasi mudyi wenhaka mkadzi uyu ane right yekudya pfuma yaakaseenza nemurume wake zviise kuside kwako iwewe wasiya mhuri yako
COMPLAINANT
Taapo
pakaipa
Bambo avo vari kuda kutora advantage
This man and wife are gullible
Fair judgement but allow people to explain vamwe vobva vadzidzaozve. Zvino kana munhu achinzi taura achingoti inini pandakati mobva matopindapo aihwa aihwa😢
Mabvapo moti kupihwa kana kutengeswa nemunhu wekwaGara hazvina basa isn’t it’s the same issue/situation yavari here vakapihwaka naGara
Taapano
Muroora anoita responsible ne musha watesvara kutanga rinhi mambo aya vanombobhaiza mukadzi ane kumusha kwake anotonga ikoko. She can only benefit zvemurume wake not musha watesvara kutanga rinhi
Aiwa zvanzi musha ndewemwana wamai avo angosara ariye beneficiary.
Ndosaka vati dai mwana iyeye auya ariye achiti ndakutorerwa musha
@ that’s right it was a fair judgement chaiyo chandanga ndisina kufarira is the way she reported but Ayewa judgement was good 💯💯💯
Mwana ndiye anzi muridzi wemusha, muzukuru wasekuru
Ukureva hre kt ukafa iwewe mhuri yako yotorerwa musha nemunhu ausina hukama naye tarisa nyaya Tman jaman avo imbavha
Nhaka yanzi ndeye mwana kungoti mwana asara harare chete