ndaka svir* mukadzi wako. anotaurira shamwari yake kudaro . Karanganda TV chief Makoni

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 5 фев 2025

Комментарии • 29

  • @gladystsikayi1919
    @gladystsikayi1919 6 часов назад +4

    Karanganda TV tinokudai everyday potai muchitipa nyaya from Chief Saurombe .Chief Mutasa .Chief Chiduku na Chief Makoni

  • @LovemoreChipunda
    @LovemoreChipunda 6 часов назад +4

    Chief Makoni anoda zvinyadzi anobvaa afaraa😂

  • @BrendaMupamombe
    @BrendaMupamombe 32 минуты назад

    😂😂😂😂 mambo murinhubu imi kuzoramba muchishedzera zvenyadzi

  • @tatiratsawa7981
    @tatiratsawa7981 25 минут назад

    I dare iri munotarwa izvi ,,,,,,,,,,Makoni isimbi idzi kubvira kare ,,,,

  • @NyashaAllistiusChisenwa
    @NyashaAllistiusChisenwa 4 часа назад +1

    Thank u Ba Taps Karanganda for blocking the vulgar word

  • @advancematoweadttocksmatto9213
    @advancematoweadttocksmatto9213 6 часов назад +2

    Word iri zvarakungotaurwa nyore nyore

  • @travormagwenzi2730
    @travormagwenzi2730 5 часов назад +1

    Language ndatenda hangu🤣🤣

  • @TamaryManyika
    @TamaryManyika 6 часов назад +1

    Nhaimi Changamire ko maitwa sei kuramba muchidzokorora iapapo chete 🙌

    • @Trabablas
      @Trabablas 5 часов назад

      😂😂😂😂😂

    • @violetmatenga7721
      @violetmatenga7721 5 часов назад

      Vanonyatsonzwa kut ndini kana vachitaura zvinyadzi

  • @cynthiamupenyu4224
    @cynthiamupenyu4224 6 часов назад +1

    Ndini ndakatanga kusvika waivepo hr

  • @Trabablas
    @Trabablas 5 часов назад

    Abvuma hake mbichana mbichana akatadza 😂😂😂😂

  • @edinahchatunga5671
    @edinahchatunga5671 11 минут назад

    Uyo murume ari kutambisira dare nguva apa akataura

  • @Trabablas
    @Trabablas 5 часов назад

    Madzimambo ese ndozvaanoita and its right kutaura izvozvo ndokuti nyaya ibude kana wauya kwamambo unofanira kutaura sezvazviri ...hapana chavatadza mutemo wedare ndowanotevedzera chero Bushu vazhinji ndozvazviri

  • @lovemorechinyadza6603
    @lovemorechinyadza6603 5 часов назад +1

    Kumbira ruregerero kwavakaita arukuda peace hassi Kuda zvenoise

    • @sabinajesman3431
      @sabinajesman3431 4 часа назад

      Exactly plus mnhu muhombe akaona kut zvekunetsana nemwana hazvite

  • @eltonmakurumidze9690
    @eltonmakurumidze9690 5 часов назад

    Mbambo kawabvise huku mbiri kudare rekunyanya kuti kusvira kusvira kudarika muridzi wemhosva

  • @lovemorechinyadza6603
    @lovemorechinyadza6603 5 часов назад

    Mudhara uyo arrikupomerwa mhosva. Munhu aninzwisisa kuona kwangu

  • @Trabablas
    @Trabablas 5 часов назад

    KO vanhu zvavakuramba kudanana imi matoti unoda kuriowa nei chii ichi....dramma here ?

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve 5 часов назад

    Murume uyu kuramba zviri pachena ngaaripiswe nharo dzake,plus kusvibisa Zita remkadzi uyo plus kumunyadzisa muArea

  • @lovemorechinyadza6603
    @lovemorechinyadza6603 5 часов назад

    Hapana nyaya kutukana kwavakaita kutukana

  • @cynthiamupenyu4224
    @cynthiamupenyu4224 6 часов назад

    Mambo avavo mukutaura zvinyadzi

  • @IdaKamunjoma
    @IdaKamunjoma 5 часов назад

    Dare iriwo fut Kuda zvinyadzi ah 😂

    • @ziso_ad
      @ziso_ad 4 часа назад

      Urikureva Parvati kusvira here

    • @IdaKamunjoma
      @IdaKamunjoma 3 часа назад

      @ziso_ad 😂😂😂 iwewo futi

  • @akonmanyaidze1768
    @akonmanyaidze1768 5 часов назад

    Zvaendwa yafa mari

  • @ElizabethManyarara
    @ElizabethManyarara 6 часов назад +1

    hapana nyaya apa
    Umwe munhu arikuda kutomeka mombe pana abiya ako waunotengesa naye .Tenga mombe wega iwe haunyari.
    Wese ngavangoti dzauya ngeno full stop
    Takudzwa work hars and buy your own cows goats cats sheep