Mukwasha haasikuda kuroora mwana wangu Karanganda TV chief Makoni

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 5 фев 2025

Комментарии • 9

  • @TamaryManyika
    @TamaryManyika 5 часов назад +3

    Ndini nani tasuwa chief Saurombe 😂😂😂😂kamusoro kanenge tea pot

  • @St-G2
    @St-G2 4 часа назад +1

    Dzimwe nyaya adzinakidze asi dzinonakidza 😂😂😂

  • @tatiratsawa7981
    @tatiratsawa7981 5 часов назад +1

    1

  • @eunicezimunya3991
    @eunicezimunya3991 4 часа назад +1

    7kids, hezvo,kana kubvisirwa cent,nhai veduwe 😮

  • @edinahchatunga5671
    @edinahchatunga5671 2 часа назад

    Muti wakasvurwa kare hausvuuki 🤣🤣🤣🤣 musvugadha mukuwasha wenyu

  • @EveristoSimau-j1d
    @EveristoSimau-j1d 45 минут назад

    Chimambo chezanu ichi, uchatiza nyika iyi mangwana very rough

  • @St-G2
    @St-G2 4 часа назад

    Mukwasha musvuuganda. Vakadzi havaonewo here kuti murume ndiwanga haafe akabvisa kana tsee

    • @RoselineNoku-dv6fg
      @RoselineNoku-dv6fg 3 часа назад

      Ipapa APA panonetsa hamayangu rudo unoenda kana kana nechirema chisina bhara wada munhu wako uye varume muno belivisa vakadzi zvakanyanya zvekti haazvione zvose kti haana chaayinacho apihwa rudo one day chete