Hanzi we are what we think. Hakuna anoromba asiri munhu agara ane ka pfungwa kacho. People who take short cuts and want free service from others will always go that kuromba route. Using someone who is dead means they cant rest because someone Alive is using their spirit. There is no excuse to such Mean heartedness..
#3 confession dont call her your best friend. That’s not how you treat your friend. N'anga dzirikushandiswa ndiSatan akomana kudyiswa mabhora embudzi pambudzi yese here weduwe
Yekupedzosira endai kwamiracle Paul kuchitungwiza L community hall kuharare mogona kubatsirwa please endai iri Sunday kwete kuzoti tadyirwa mari muchida kuenda chihwande endai kuchurch motsirwa
Vekubirwa guva rababa avo mkoma venyu i am sure vakazoinda chivande vakanorova munhu uya zvisiri zvemishonga kutaura kunoita mwana kuti ndakati sorii wani mukasadzora tsvimbo means makamuuraya or zvikada mweya wemumwewo munhu akamutswa neN'anga yenyu my advise bunzai mwana paanotaura kuty saka unobvepi uye unoda kuripwa nei or indai kune umwe mubatsiri to confirm
Sisi vekutora jacket dont call her your best friend wakaita hutsinye muudze chokwadi kana uchimuda ukurwadziwa you must be happy and u must be celebrating hanti ndozvawaida here zvakaitaka
Uyu wekurambanisa shamwari ne murume wake muroyi ndo saka ini ndisina shamwari and handidi hangu zvachose shamwari yangu vana vangu ne murume wangu chete
Maswerasei mukoma Nashy vetomb stone avo dai vakangosiyana nazvo there was no use of that vakutodyiwa msri n sinking deeper into prblms ndatidzidze kuregerera
Sister veruoko makabirwa nemuPakistain mazuvano mbavha dzawanda.... Paruoko apa hazvipere mushe and zven'anga magara maizviita namai vko that's why munezvivindi.
Hanzi we are what we think. Hakuna anoromba asiri munhu agara ane ka pfungwa kacho. People who take short cuts and want free service from others will always go that kuromba route. Using someone who is dead means they cant rest because someone Alive is using their spirit. There is no excuse to such Mean heartedness..
1st confession, as tym goes on vana vachatanga kusangana nematambudziko vozokunangai vabereki
Uribenzi Shaaa ungadero friend yako une shuwa iwe
what goes around comes 😅😅😅😅😅😅
1 st confession mom sooner or later that house will give you problems
Aah wetomb stone dai makangoisa henyu rimwe dombo morinyora pamusoro paro kuti risabiwe.
Hakuna chinonzi best friend nxaaa
Hakuna chinonzi best friend shuwa muhupenyu
2. Akangofa chete ngozi ichakutevera muroyi iwe .
Nhaimi $200 yematare, $1500 and mbudzi mbiri mari iyoyo yaisakwana ere kutenga rimwe granite
Taurai zvenyu vahanzvadzi
Apa pakapotseka kufunga sure now yangozi
nhai hako vaitoisa rimwe vakasara nechange ..izvezvi vakatoran nemhepo now vakuda imwe 3000 US ..vakatadza kufunga havo ipapo
Kkkkkk pure madness
Vakanyangira kufunga.
3rd confession Mari yese yamakabvisa kun'anga dai makatotenga rimwe tombstone zvaitovenani
#3 confession dont call her your best friend. That’s not how you treat your friend.
N'anga dzirikushandiswa ndiSatan akomana kudyiswa mabhora embudzi pambudzi yese here weduwe
1. Kuno tora mufi mutorwa kumushandisa . Hamumbo gara mushe mumba imo . Chipoko nemoto . Amwene ucha dzoka pano kuzotaura
Ndosaka wakaitira umwe utsinye. Saka wakurwadziwa chii uri muroyi
Hmmm 😢🙌🙌🙌🙌zvionera zvino shamisa sre 😊
Siyai nayesangomauyo
Nhai vedare chii chinonzi best frnd chokwadi.ungamuitira hutsinye hwakadaro here.saka wakurwadziwa nei cz ndizvo zvawaida
Yekupedzosira endai kwamiracle Paul kuchitungwiza L community hall kuharare mogona kubatsirwa please endai iri Sunday kwete kuzoti tadyirwa mari muchida kuenda chihwande endai kuchurch motsirwa
Mmmmmm ndakadzidza kutamba ndoga 😢
Siyanai nezvekuenda kun’anga kana mabirwa
Munorombeswa in the name of kubatsirwa
1st confession Mwari ndiye anotonga
Sister veruoko rwemunhu muchazvionq henyu munhu gutsikana nezvaunazvo
Saka ruoko rwakakaisa rukazopfuka muchaputsa imba 😂😂😂😂 unoseka nhamo serugare
Imagine
Umm vanhu mune zvivindi wedu wee ruooko rwemunhu hre😢
Vekubirwa guva rababa avo mkoma venyu i am sure vakazoinda chivande vakanorova munhu uya zvisiri zvemishonga kutaura kunoita mwana kuti ndakati sorii wani mukasadzora tsvimbo means makamuuraya or zvikada mweya wemumwewo munhu akamutswa neN'anga yenyu my advise bunzai mwana paanotaura kuty saka unobvepi uye unoda kuripwa nei or indai kune umwe mubatsiri to confirm
Ko kugadzira munhu akatora tombstone kinda zvese izvo hre
Confession 3. Chinoitika ndechekuti chero dei vakatenga rimwe.mbavha yaingodzoka ikatora futi .saka unoita shungu dzekutsiva
Sec confession please convince yr friend uende naye kwa profet miracle or t Freddy, chirega kuita zve mushonga because azvizopera musha
3rd confession. Was it necessary to do all those things
ZVAKAOMA HAZVO VEDUWEE
Muchazvirega zvema best friends izvi😢
Mari yamakanopa n'anga iyo its around 1700 US dai makangotenga rimwe tombstone veduwe apa makutorana nemhepo dzakaipa😢
Yoooo waita utsinye shamwari yake.ko dai uriiwe unonzwa sei sure.haaaa musadaro chokwadi.ahaaa
Vetombstone makadii kutora Mari yamakapa n"anga makaisa rimwe pane kungotsvagana nemamhepo
Mumba macho munenge makadii ko maunga tadza kuti jacket rakati haripo ummm zve shamwari izvi mucha zvirega henyu
Hello mkoma Nashie nevedare
Hushamwari vanhu imbomirai purizi. Hakuchina chinonzi shamwari ndapota😢
N'anga iyi yakutoda kukudyirai Mari ndiyo irikutokusundirai mhepo yemufu kuti ikudyirei Mari deno matotsvagaimwe mombononzwa kuti zvakamira sei
Mangwana uchanyirera wakutambudzwa nechikwambo ,haaa vedu zvinonakidza uchatanga asi mmmm hapaba kumira mushe,hazvipo unenge wagara uchida kuromba,mark my words tichakuteerera wakuramva kuromba.
sangoma wenyu uyoimbavha akaona kuti muno buduisa mari ndiye ari kukukonzeresai
Sisi vekutora jacket dont call her your best friend wakaita hutsinye muudze chokwadi kana uchimuda ukurwadziwa you must be happy and u must be celebrating hanti ndozvawaida here zvakaitaka
Uyu wekurambanisa shamwari ne murume wake muroyi ndo saka ini ndisina shamwari and handidi hangu zvachose shamwari yangu vana vangu ne murume wangu chete
Maswerasei mukoma Nashy vetomb stone avo dai vakangosiyana nazvo there was no use of that vakutodyiwa msri n sinking deeper into prblms ndatidzidze kuregerera
Ma confessions amukoma Aya kunyepa. Container seized by ZIMRA kuPort.
Ummm don’t use the word best friend because wakamunzwira godo
Godo shanje hutsinye zvinobara huroyi
No you don't,hausikurwadziwa unonyepa,waimbozviitirei nhai,hona umwe wako akutambura haaa ,dai nagadzirisa zvinhu .shamwari isashungurudzwa,
Yaaa ukaona shamwari ini compete newe cut it. Back off. That’s a potential enemy
People are very foolish pa$1700 yamakapa sekuru yaitokwana kuisa rimwe tombstone