Cc vekunaka vamwe vakatsvira mudzi mota nadzo mbinga idzi yes from the outside you're beautiful but not from the inside that's why mwana wa minister ayi kupa zvirwere zvepa bonde meaning kuti he never cherished your beauty at all ayito famba achirarao nevakanaka kukudarika . beauty is in the eyes of the beholder .
Uyo akanaka what's the point if you are attracting diseases and men that use juju. I have a beautiful daughter who is 5 and my worst fear is her, thinking she can use beauty to get ahead of life. Reason being varume chakanaka vanongodya vosiyawo.
2 confession no wonder why ma Zimba achi vengwa pese patasvika baba imi muchenjere kuzo royiwa nezvama kaita shuwa,rimwe gore ndakaona imwe mhuri ichi fa mukadzi nemurume mumashure mekunge mukadzi abira ma India ayi shandira ma India Aya akayenda ku holiday aka Siya maid pamba maid akaronga nemurume wake vakaba zvinhu zvese zvakanga zviri Mumba mema India Aya ,vakangoti vadzoka ku Zim mukadzi ndiye akatanga kufa Saka zvimwe zvinhu so tangayi mafunga ramangwana
True , don’t tell her mukanetsana na Madam venyu she will report you and you and your Dad will be arrested. You will also be deported zve. We don’t want to read you pama headlines.
Wakaiswa mhepo yechipfambi kudhara Hakuna munhu ane beauty isingatarisike or inodzimaidza kudaro. Ndosaka vachisundwa kukupai Mari or force themselves on you
My brother variku mu proses yekuromba please siyai zvichipedyo keep on praying Mwari vachakunzwai minduro inganonoka but inouya koromba muchachema nazvo zvavekunetsa mufunge vamwe varikudemba let's go to verse ya Job akasara asina kunyangwe chekupfeka but akashingirira so my advice is don't go kunoromba just God will change your life and then forgive that person arikuzviita imi endai pamabvu zvinoita
Wekufojerwa ma results just keep quiet pamwe hausikuchengeta vabereki vako you living your life ,maybe baba vako vaida kuti uvachengete so do the right thing rapisa baba nekuvachengeta
Yes there is no reason yekunoromba AT ALL u say u hv invested in property 10 houses as a Christian bible says kana tiine zvekudya ne zvekupfeka tinofanira kugutsikana you should have told other pple ie,intercessors, prayer partners to lift you in prayer its not too late to go back to the Lord Isiah bible says KUNYANGE ZVIVI ZVAKO ZVATSVUKA SEMUCHEKA MUTSVUKU HUYA TITAURIRANE NDICHAKUSUKA UCHACHENA SEMAZEYA ECHANDO confess everything to the pastor be baptised again coz hanzvadzi ukafa usina ku repenta gehena ririko Jesu kristu akataura WHAT DOES IT PROFIT A MAN TO GAIN THE WHOLE WORLD AND LOOSE YOUR SOUL hanti u know loosing yr soul is the second death of going to hell its not worth it keep on praying diya a neuroma let God restore you not Satan coz the devil has nothing for free bible says pray in and out of season so that you don't get into temptation
Baba vakagona hanty zvakuitira here ndatofunga kuti mudhara vakaromba ini. Usaudze mukadzi ukamuudza unenge wave prisoner yake ukangoita any mistake anokusungisa
Chikwambo for rent 😂😂😂😂😂 Kune ma company anonzi rent-a-truck or toys-r-us or babys-r-us. Ndukungofunga zvangu horror kuzvikwambo totii? Zvikwambo for rent Pvt Ltd, Chikwambo Rentals Inc.
Beauty feds with time plus manjuzu are evil spirits . Usashaina zvako nemweya yegwezvo yevarume coz mhedzisiro rufu rwunorwadza. Don't brag nekudiwa nevarume, unenge Hove yaora inowandirwa nenhunzi dzakawanda. You are being used by evil spirits and you think unorira. Uchapera kurira manje manje
So makauraya maunini plus mai vake? Makatoromba ka imi. Don't think zvapera. Muchapedza mhuri hamusati matanga. Muchiri kuseka zvenyu, muchaita serious. Mukazvibvunza kuti all of this makazviitirei munonyatsodavira here kuti makazviitirei? Jealousy??
Security brother why you blaming it on them substances! But Mweya Mutsvene is arresting you Jesus loves you and that's why you feel guilty so what you must do 2025 stop doing those things and God will provide the path for you many thanks
Mkoma wema O Levels and A Levels avo, munenge muchitaura muchiti chii kune mukadzi wenyu though? Do what your heart says but just know you will have to deal with the consequences. Your wife kana vasiri wekumusha especially will judge you and your parents. Musi wamuchanetsana chichava chituko kunzi dofo rakabiridzira ma results. All this aside, I hope you are not a nurse or doctor in the medical field yamuri because hhmmm totanga kufunga kuti tiri kurapwa how.
Sister vakauraya young sister yavo wati uri kutsvaga mazvikokota ankgona kudzinga chipoko che munin'ina wako upenyu hwahwakaparadza ndewa Mwari ioa ukenyu hwako kuna jesu kristu repent tendeuka UDZA MWARI pfugama in yr room do the SINNERS PRAYER MUNAMATO WEKUGAMCHIRA JESU cry to the Lord ask for forgiveness after that look for a true pastor confess everything u did bhabhatidzwa start living a holy clean life praying and fasting yes u can still continue seeing her ghost kana wave kunamata but she won't harm you zvese midzi yauri jufsmba bayo ika pastor vapise paunotendeuka kunamata Mwari is a lifestyle u live 24/7 kusvika ufe ujama / relationship yaunoita na Mwari kana wanna uchinbouta zve mujolo/ sleeping nevarume vasina kukuroora unenge wave kuti ichi chiure Mwari havazvide ,bitterness yese u should let go
masister vekunaka avo, you might be beautiful as u said but they way you are using your beauty , but umm the way you are using your beauty doesn't seem to be good at all , we both know you are not the only beautiful girl in this country , its very likely that you have manjuzu spirit( you might not know yourself)
First confession mkoma muchawona moto i mean fire 🔥 ndo ma shoko angu
Third confession problems after problems .ko mamboti kune n'nga dzine ma Simba mazvinzwa dzokerai zve kwamakamboyenda.mune makuva maviri.
First conf mukoma dei machinja hunhu wenyu
My sister don’t waste runako rwako, kunaka hazvirevi kuti chihura, you deserve a good man, only one man who respects you, remember beauty is fleeting
This beatiful girl who is lying to herself kuti ndinodiwa heavy. My dear varume dont really care about beauty.
Ahh soo cute😂😂😂iweka imbotisiya
Ndasekawo zvangu 😂😂😂
Confession yekupedzesera kkkkkkkkkkkkkk mukoma Nashie hanzii nyika yaoma here zvekudaro😂😂😂😂
Cc vekunaka vamwe vakatsvira mudzi mota nadzo mbinga idzi yes from the outside you're beautiful but not from the inside that's why mwana wa minister ayi kupa zvirwere zvepa bonde meaning kuti he never cherished your beauty at all ayito famba achirarao nevakanaka kukudarika . beauty is in the eyes of the beholder .
😂😂 ummm ndopazvasvika zvekuti vanhu vakuhaya zvikwambo zvakaoma
Uyo akanaka what's the point if you are attracting diseases and men that use juju.
I have a beautiful daughter who is 5 and my worst fear is her, thinking she can use beauty to get ahead of life.
Reason being varume chakanaka vanongodya vosiyawo.
2 confession no wonder why ma Zimba achi vengwa pese patasvika baba imi muchenjere kuzo royiwa nezvama kaita shuwa,rimwe gore ndakaona imwe mhuri ichi fa mukadzi nemurume mumashure mekunge mukadzi abira ma India ayi shandira ma India Aya akayenda ku holiday aka Siya maid pamba maid akaronga nemurume wake vakaba zvinhu zvese zvakanga zviri Mumba mema India Aya ,vakangoti vadzoka ku Zim mukadzi ndiye akatanga kufa Saka zvimwe zvinhu so tangayi mafunga ramangwana
....😅😅😊😂🎉😂😊
The father who forged grades the son should never tell the wife. Thats just me.
Dr ve forgery dai muchinamata God will show you what to do
Mummm cc vekunaka Mumm manyanyonaka zvakaita cyko zvekuzvirumbidza kudaro mumm dzikamai nekunaka kwenyu uko vakanaka vanorumbidzwa nevamwe kwte kuzvirova dundundu kudaro Mumm
Don't tell your wife iti secret ifa nayo
True , don’t tell her mukanetsana na Madam venyu she will report you and you and your Dad will be arrested. You will also be deported zve. We don’t want to read you pama headlines.
nhai nhai kuda kuzvimoshera zvinhu
Uyu wekuuraya munin'ina wako wakauraya vanhu 2 Mai nemwana wavo Ripa ngozi iyo kwete kuda kutsipika ngozi Shanda uripe
Maswera sey.... First here
Wakaiswa mhepo yechipfambi kudhara Hakuna munhu ane beauty isingatarisike or inodzimaidza kudaro. Ndosaka vachisundwa kukupai Mari or force themselves on you
My brother variku mu proses yekuromba please siyai zvichipedyo keep on praying Mwari vachakunzwai minduro inganonoka but inouya koromba muchachema nazvo zvavekunetsa mufunge vamwe varikudemba let's go to verse ya Job akasara asina kunyangwe chekupfeka but akashingirira so my advice is don't go kunoromba just God will change your life and then forgive that person arikuzviita imi endai pamabvu zvinoita
Vekuona chipoko avo hanzi bitterness ndoyakandituma veduwe kusvika pakuraya munhu here.Tsvagai Mwari askna
Ingozi mumusha
Wekufojerwa ma results just keep quiet pamwe hausikuchengeta vabereki vako you living your life ,maybe baba vako vaida kuti uvachengete so do the right thing rapisa baba nekuvachengeta
Yes there is no reason yekunoromba AT ALL u say u hv invested in property 10 houses as a Christian bible says kana tiine zvekudya ne zvekupfeka tinofanira kugutsikana you should have told other pple ie,intercessors, prayer partners to lift you in prayer its not too late to go back to the Lord Isiah bible says KUNYANGE ZVIVI ZVAKO ZVATSVUKA SEMUCHEKA MUTSVUKU HUYA TITAURIRANE NDICHAKUSUKA UCHACHENA SEMAZEYA ECHANDO confess everything to the pastor be baptised again coz hanzvadzi ukafa usina ku repenta gehena ririko Jesu kristu akataura WHAT DOES IT PROFIT A MAN TO GAIN THE WHOLE WORLD AND LOOSE YOUR SOUL hanti u know loosing yr soul is the second death of going to hell its not worth it keep on praying diya a neuroma let God restore you not Satan coz the devil has nothing for free bible says pray in and out of season so that you don't get into temptation
Ko nhai vatete makauraya wani muningina na stepmother with the help of nyanga inema powers ko ngayichipedzisa zve zvayakatanga nyanga yacho
last conf. please share the information about how torent chikwambo!!!!
Mbudzi yekuba vakomana kaaa 😂😂😂😂😂
Kunaka kwekutosvika pakuzvidzikisira kuita someone's small house😅😅😅😅😅. Becareful ucharasikirwa nekunaka kwako ikoko
Hazviite kuti muzoromba nekuti muchapedza nzinza kana iye mukadzi muchamuchekeresa ,vana zvese
Mukoma veZimsec, don't tell ur wife, baba venyu made masacrifice for u, just take care of him
Hanzi na sisi wembinga amai wangu vakatirega tichirara tese out of respect. This is a boyfriend. Out of respect, mazvinzwa here vedare 😂😂😂😂
Ndanzwa kunyara ,musha wemahure
Vema results you should just be grateful for your father and NVR tell yr wife live yr life and enjoy pamuri ipapo at least you didn't kill anyone
First confession ibva waregedza kuita imba yamwari lodge nekuti mangwana zvichakuwana basa ropera ,uyo wekuuraya munin'ina hongu ungatsipika ukadini asi munhu haauraiwe sehuku nokuti kutonga ndekwamwari zvino wakauraisa mainni uyo arimutorwa zvese zvichakutevera munhu anongomuka chete nyange ukatsipika zvinengei
Iwe wena results Your father made a big sacrifice for you chengeta vabereki
😂😂😂 dont blame mupanjerere tendawo dzimu rako, ....
Munomnouraireko vanhu, kutsitika its a moment, havarare zvachose
Waendepiko
Baba vakagona hanty zvakuitira here ndatofunga kuti mudhara vakaromba ini. Usaudze mukadzi ukamuudza unenge wave prisoner yake ukangoita any mistake anokusungisa
Hahahahaa urii mkoma vekupa ma room ndaita mabayo ngekuseka weee..mirai ndikupei address musvike kuno mundiendese kuchipatara bcz mabayo aya haambopera nhasi ehe munotondirapisa chete.muri nhubu handiti???????
Kuuraya munhu wakatadza wena gara nemishonga yako Uri benzi
Kkkk chekurenta ndingatochidawo Ichi mukoma Nash ndatambura hangu nemweya wechikwambo chinondiita mukadzi Ini Amai Kani ndodiiko mwari ,unoita kunge usinganamati ASI ndatova neproblem yemaacids nenyaya yekutsanya ndichanamata ASI hiiii mwari wangu hàaandinzwiwo here 😢😢😢😢
Sorry
Chinbomirai kuvata nevarume , mirai makuhwa , regererai vakakutadzirai.
Sister verunako makanyanya imi but munenge muneshavi rejuzu
Confession about forgery, don't tell your wife. When things go south, she'll definitely snitch and make sure she destroys you
Kkk iphone muri hure renzara nzara kunakira mahara
Chikwambo for rent 😂😂😂😂😂
Kune ma company anonzi rent-a-truck or toys-r-us or babys-r-us.
Ndukungofunga zvangu horror kuzvikwambo totii? Zvikwambo for rent Pvt Ltd, Chikwambo Rentals Inc.
😂😂
Beauty feds with time plus manjuzu are evil spirits . Usashaina zvako nemweya yegwezvo yevarume coz mhedzisiro rufu rwunorwadza. Don't brag nekudiwa nevarume, unenge Hove yaora inowandirwa nenhunzi dzakawanda. You are being used by evil spirits and you think unorira. Uchapera kurira manje manje
Uyu wekuuraya mun'ina wake uchasvika pakuromba uchi tsvaga protection...reurura
Zimzec ma1 shem ini ndaigona kubva kuprimary but ndakanyora form 4 yangu maresults angu handina kufara nawo 😢
Mati deal here my sister aiwa harisi deal ko munhu ofira 30 us here ndimi mane ropa mumaoko.
It's a no go area bro
Mukoma munovanzira vanhu ASI hamukwanisi kuvanzira Mwari
2nd in the comment section
Isu takango naka asi ukada kutungamidza kunaka unoshandiswa
You do your thing. Go rombu 😢
Makapihwa $30 kuti mutambudze mweya wemumwe munhu. Akafa muchazviona henyu mirai makadaro. Munotumwa zvinhu zvakadaro shuwa this day and age
Sisi vekuzviti vakanaka avo hapana chinoshamisira pakudanana nemunhu anemari instead yekuzviitira Mari yako wega yekuzvishandira....une shave renjuzu ndiro rinokwezva varume and vasingakuroore kungoita bonde newe chete vokusiya
Mudzimu haipi kaviri tora marii iwe utange upenyu whako
Uchiri kuchema nechipoko one zvichaita 2 nechamainini
Don't tell your wife bro,
So makauraya maunini plus mai vake? Makatoromba ka imi. Don't think zvapera. Muchapedza mhuri hamusati matanga. Muchiri kuseka zvenyu, muchaita serious.
Mukazvibvunza kuti all of this makazviitirei munonyatsodavira here kuti makazviitirei? Jealousy??
Huh brother guard/ mbanje, dai zvaibvira maregera zvinhu izvi, because manje manje murikudzokera kumaandondoo. Back to zero mnzwa
1st confession, haaa shamwari siyana nenzvimbo yauri kutambira iyoo ,unorohwa neshamhu ine munyu ,u are cursed my dear ,usabcunza vanhu zvinhu zvaunoziva kt zvakashata ,kana usingadi kutendeukira kunashe Jesu christ chibva hako ipapo ,decision ndeyako iwee ,tanga nhasi kuchinja maitiro
2nd confession iiiiii muri muroyi mhani ,stupid,godo risina basa ,ripa mhosva iyoo
Uyo wemaresults e foggery ,chisiyana nekuda kufumura baba vako chii ichocho zvakatoitika ,cope up ,
Slay queen avo varikutosarudza kufira ma latest iPhone nhai muchadzoka zvenyu ne part 2 mapindana nepakaipisisa
Ah nhai mainini u are bragging about iphone ndiri kutoti makatengerwa mota muchiri mwana mudiki shuwa kkkk
Mukoma wekubatsirwa cheating ngaangonyarara. Telling his wife will create nhepo. Its not your fault. You didn't know anything 😊
2dai atomboita achikurowa
Please don’t tell your wife your secret about the school results ifa nayo it doesn’t affect your future
Security brother why you blaming it on them substances! But Mweya Mutsvene is arresting you Jesus loves you and that's why you feel guilty so what you must do 2025 stop doing those things and God will provide the path for you many thanks
Pamwe vaitozoendawo kuUK kwacho. Shame
Mkoma wema O Levels and A Levels avo, munenge muchitaura muchiti chii kune mukadzi wenyu though? Do what your heart says but just know you will have to deal with the consequences. Your wife kana vasiri wekumusha especially will judge you and your parents. Musi wamuchanetsana chichava chituko kunzi dofo rakabiridzira ma results.
All this aside, I hope you are not a nurse or doctor in the medical field yamuri because hhmmm totanga kufunga kuti tiri kurapwa how.
Sister vakauraya young sister yavo wati uri kutsvaga mazvikokota ankgona kudzinga chipoko che munin'ina wako upenyu hwahwakaparadza ndewa Mwari ioa ukenyu hwako kuna jesu kristu repent tendeuka UDZA MWARI pfugama in yr room do the SINNERS PRAYER MUNAMATO WEKUGAMCHIRA JESU cry to the Lord ask for forgiveness after that look for a true pastor confess everything u did bhabhatidzwa start living a holy clean life praying and fasting yes u can still continue seeing her ghost kana wave kunamata but she won't harm you zvese midzi yauri jufsmba bayo ika pastor vapise paunotendeuka kunamata Mwari is a lifestyle u live 24/7 kusvika ufe ujama / relationship yaunoita na Mwari kana wanna uchinbouta zve mujolo/ sleeping nevarume vasina kukuroora unenge wave kuti ichi chiure Mwari havazvide ,bitterness yese u should let go
Uri sascam you think kunaka kunodyiwa here. You reep what you sow. Consequences will come by one day. Uchasangana nazvo hako
masister vekunaka avo, you might be beautiful as u said but they way you are using your beauty , but umm the way you are using your beauty doesn't seem to be good at all , we both know you are not the only beautiful girl in this country , its very likely that you have manjuzu spirit( you might not know yourself)
Uyo wekuuraya mwana wababa vake l think it wasn't necessary,You will die a fool.
Kunaka kwekutosvika pakuzvidzikisira kuita someone's small house😅😅😅😅😅. Becareful ucharasikirwa nekunaka kwako ikoko
Ava vekuti ndakanaka havanawo nyaya ava .kunaka kunodyiwa hr zibenzi
Sister verunako makanyanya imi but munenge muneshavi rejuzu
Kunaka kwekutosvika pakuzvidzikisira kuita someone's small house😅😅😅😅😅. Becareful ucharasikirwa nekunaka kwako ikoko