Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Ini am happy ne joni yacho chero ndisina kuromba
Idyai mega Mari dzenyu vana rombai isu bho zvkt hatina Mari asi tiri vana vamwari hameno imi mwana wasatani 😅
Very true, and we have peace within
Aaaah Mari yakaoma Hama wee sory katatu wages of sin is death
This is beyond ethics of life kuzvarira muguva
Morning family iiih ini ndatya nezvimwe zvinhu so
Zvakaoma chokwadi mashura akabhoiriswa vazukuru vakamirira kufukunuriswa makuva 😢 asi chiii vakadzi munezvivivindi zvakadaro kuzvarira muguva hauone here kuti unofa usina mwana nezvawakaitiswa unozvika pakufa uchizvarira pasi,hayihwawo kutodada nehurombwa romba wega zviri kunetsa hauchataure zvakunyadzisaka ropa remunhu harifanane nemhuka uchaiona nhamo yacho uchadzoka hako ne part 2 wakutambudzwa nehurombwa hwako
Zvino tyisa
Some people have no soul at all, asi zvinopisa tsitsi kana zvooputika
Haa kana mari yaayekuzvarira muguva mungori Satani chaiye ...
First to comment mrng everyone
Hi
Morning bro Nash
Uuuuh kumhanyisa mhepo chaiyo panyika pano
Makashinga amai kubarira pai😢
Makunakuna
Iwe nemurume wako muri vamiririri vaSatan kuzvarira muguva then wouya pano uchiti une Mari uchabhadhara chete kuuraya mwana .
Zvichapanduka hazvo vachadzoka havo pano one day