We're all suffering in Zim, iwe wotobirawo munhu ari kutambura. Dai umwe wenyu akambogadzirwa or kunamira ari pakati pekuba. Thank you so much my brother for doing this for our country
I also have memories of mupedzanhamo..i lost my Samsung Galaxy phone to these thieves in 2021...i was stressed yooh....they deserve to be punished...keep up the good work!!!!!
We're all suffering in Zim, iwe wotobirawo munhu ari kutambura. Dai umwe wenyu akambogadzirwa or kunamira ari pakati pekuba. Thank you so much my brother for doing this for our country
M
Usingataure kuti munhu kumbare mweya urisomewhre inogona kutobviswa bhutsu ukasazvinzwa
I also have memories of mupedzanhamo..i lost my Samsung Galaxy phone to these thieves in 2021...i was stressed yooh....they deserve to be punished...keep up the good work!!!!!
Wèll done my brother rovai basa
Varume ava wanai award chaiyo nice work. You make Zimbabwe a better place
Astounding work Taffy🤝
give a round of applause to that thank u for good work ❤❤
Kugadzirisa nyika ,keep it up mkoma
keep up the good work sir .....
i love your videos
Well done good work My brother 🎉
Mkoma Tafadzwa thank you very much you're doing a great job
Thank you guys for trying to make the streets of Harare safe
Murikuita basa guru mukoma wangu
Great job 👏
Well done mbavha ngadzi😅 sungwe
Well done boys
Well done my brother ❤❤
Vasabude mujere vanhu vakadai no bailout. Thank you Tafadzwa
Good work guys endai mobata mbavha dze pa round about pambudzi dzanetsa paya pama bus
thanks mukoma nebasa dai matowedzera nguva yatave yevanhu vefodya vanwa nekubirwa nevanhu ivava tinokumbira muvabatsirewo pliz
Thanks very much tafadzwa well done
I salute you boss kedhaa kugadzirisa nyika face dzacho kutyisa
Thanks Mukoma Tafadzwa.
CLEAN CITY
Problem is same vanhu ivava vakudzoka ,our courts are not doing the right thing
Well done mukoma Tafadzwa❤
Vamwe varikumukira kunotengesa ivo vomukira kunoba, Kuda soft life
Operation restore legacy😂😂😂
Tafanzwa
Good job Tafadzwa
Murikugona Boyz kip it up
Bsa mberi mkoma we saport you
Vanhu vari kubatwa varikuzotongwa vachitopika here
Ndine mubvunzo mumweyo
Job weldone
Shanda homie wangu wepa Murewa apo
keep it up boys
Thank you nekuzvipira kugadzira nyika
Idzi ndine blue dzoda mangwati dzine mukonyo urikutoeneka wangomutarisa chete anoda kuzvamburwa zvekuti achibva apapo anono namata unobirawo vanhu varikutambirawo wadii kuno robber reserve bank kana uri mafia rovesai.
😂😂😂hanzi face yembavha chii😂😂
Job well-done
Well done mukoma
Good job
Thank you my brother nebasa ramurikuita rakanaka chose svikaiwo parufaro pachi ground apo pane vamwe vavo futi vari kubira vanhu mafone nemari muhomwe
Good job
zvino vanozvininipisa jersey rinotengwa nepowerbank manje
Masiya A team yacho dzokai vanhu vatambura
Musakanganwa kusvika pa OK supermarket yekumbare futi variko vakaomana vari kurova futi ipapo
Ko Sticks mabatiswa Power bank sei 😂😂😂😂😂
ngavamamiswe mhani vanhu ava
Kkkkkkkkkkk zvakaoma kumeso kwacho
😂😂😂😂😂kwakaita sei wangu
@@denheredenhere7204 hauna kuona zvakakaita kunge munhu akarohwa nechimbambaira
Kedha itai low low kumajeri kunozarisa😂😂😂
Rovai basa 👏
We are moving bro
Hiiii uyu akambondibira 4n yangu itel s18 last year munaoctober imbavha
I think vanhu ava vanoda kumboitira a special meeting musati mavaendesa kupolice
Clean up the streets bro. Well done 👏🏼😊
Well done vanosvota vanhu ivava
The guy with blue is trying to remove hands from scafs
Well done 🎉
Uyo ane blue kuita bhinya chairo
These guys havaite the other day pandakaenda kumbare ndaitovada bcoz vakamboda kundibira ndikavaonera
Vanhu ava ngavasabude mhan ngavagare ikoko vakadzoka vanongotangidza kuba
ska dai anga anedziviriro aibvuma kaa agara ihure uyo
Chimbavha hachidi vanhu vakuru kudaro, welldone boys murikugona
Ahh wangu muZanu muvakatokura kudarika ava 😂😂
@@zvaazvinhu5216 chimbavha chepambare musika ichi neharahwa here, chezanu chichataurwa here ndechemeso muromo unyerere
😂I know these guys pasara matwins acho ana Tafadzwa....I felt sorry for vanhu vaitenga bhero vachibirwa mafone and u can't tell customer yako kut mukubirwa phone vanosara vakakusota
VeSim card wavasiirei nhy Tafadzwa
🤛🤛🤛🤛
Vese kujeri plz
Mwari variko. Mukomana murefu uyo anewhite akandibira phone yangu musi wa4 January pa Market square.
Good brother😂
Haaa face yacho imbavha iyo😅
Idzi ndo mhondi chaidzo
Hanzi aneFace yakashinga
Danko matrix🎉🎉🎉🎉
Ndofunga kunyangara pameso itori qualification yerecruitement yehumbavha
😂😂😂nderangu😊
Haaaa face dzacho dzinotaura dzega thank you guys bhora mberi
Batai Mbavha mudhara Tafadzwa
Ma face acho anototyisa yhooo
Ko mbavha dzacho kushata indava nhy
😂😂 vakomana vakapayaya nema button 😂😂
Gudhu basa vakomana batai mabhinya aya
Dai mamisa vanhu
Guy in blue is scary....ane more than mbavha look,,bhinya chairo
#Ngwarapatown 😅
I was born and grew up in mbare but ummmm,kutya kwandakuita kufambako ma1 chaiwo
😂😂😂😂 seizveee
Vanoda kumamiswa ava
Good job 👏👏👏but ma video enyu madiki kani
Murikugona basa saka isu from Diaspora want to assist u to keep our streets clean from thieves …. How can we get involved. ?
Mutengere drone rine good battery and camera😊
Mbare yakaoma ukazogara
Vachiri vanhu here kana kuti dzava mhuka
Ini mastreets emuZim handichagona. Ndajaira kufamba not thinking about parting with my properties
Eish
West anga arova munhu Power bank
Mukoma batai vanh
mbavha dzinorwadzisa😢
Ummm panegaro randawona😂
Zvikadai kwese tokunda
Face yembavha chaiyo
Apa munhu ngaakure
Mogonesa mkoma kedha
Mukushanda basa shem
Mamisai munhu mhani