"Vari kunyeperwa kunzi vawana basa ivo vachibirwa" - Mbavha dzarura paGulf

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 24 ноя 2024

Комментарии • 69

  • @tellmoremuchakwa6800
    @tellmoremuchakwa6800 Год назад +10

    Respect raster ataura pakutanga✌

  • @nkosinathishoriwa2013
    @nkosinathishoriwa2013 Год назад +2

    Ndakarohwa neye Offliading 1999 mu Harare that's the day I will never forget in my life but truly speaking those people are using muthi but God is for everyone everything evil has got a bad ending.

  • @stelladeredzai7792
    @stelladeredzai7792 Год назад +6

    Thank you brothers nechenjedzo 👏👏👏

  • @sheik253
    @sheik253 Год назад +1

    Thanks for the advice. Vanhu ngavangwarire. Hazvidi hope.

  • @kudzaimoyo5884
    @kudzaimoyo5884 Год назад +3

    Haa nyika yedu inonyadzisa ndokushaikwa kwemabasa kurikonzera izvozvo zvekuba but zvekuba izvi vachazvirega zvavo vabira vasingabirwi

  • @omahnyamhamba9152
    @omahnyamhamba9152 Год назад +2

    Very informative

  • @tsungaichinaka9257
    @tsungaichinaka9257 Год назад +4

    Haaaa varume ndakaitambwa iyoyo yekty paita basa imi zvikanzi tipe zvose zvamunazvo Mari yose yakaenda apa ndoyaiva first pay yangu imi kusvikakumba kuvhura chikwama kudai manewspepper chete imi yaiva 2003 handimbozvikanganwi😭😭😭

  • @LilianMack-my3wc
    @LilianMack-my3wc 25 дней назад

    Thanks nekutibatsira sure

  • @roselynrukainga531
    @roselynrukainga531 Год назад +1

    Big up rasta ,Haaa Harare yakutobhowa

  • @ennifernyarugwe18
    @ennifernyarugwe18 Год назад +2

    Gud rasta

  • @NqobileMaduma
    @NqobileMaduma 6 дней назад

    Well said bro

  • @SharksMusic253
    @SharksMusic253 Год назад +1

    Thanks my brother

  • @lloydkingzhuwau4999
    @lloydkingzhuwau4999 Год назад +4

    Haaaaaa intro yarasta ndatoisa paringing tone 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣aaah aaah ndichirikutryer kupatsanura mashoko avataura kikikikikikiki

  • @raychibvongodze5283
    @raychibvongodze5283 Год назад +2

    Wasasa yese ,well said

  • @dishonphiri9017
    @dishonphiri9017 Год назад +5

    Haaaaa kuHarare trust yourself

  • @edwardmoyo5047
    @edwardmoyo5047 Год назад

    Let's Vote for change pple kana Harare Zimbabwe yaora zvakadayi ndapererwa tinoda ma police service hatidi ma police forces

  • @NqobileMaduma
    @NqobileMaduma 7 месяцев назад

    Respect broe

  • @dianasithole7830
    @dianasithole7830 Год назад +1

    Wel spoken

  • @BhooHereTV
    @BhooHereTV Год назад

    ndinokutendai hama nekuzivisa nyika mabirwo arikuitwa mu mbare vanhu ngava dzidze kuchema hakuzokubatsire;'

  • @Slyqueen-e4j
    @Slyqueen-e4j 9 месяцев назад

    Well said rasta

  • @mobaysparta7476
    @mobaysparta7476 4 месяца назад

    Makes Harare interesting 🤣usakabire beat

  • @lorrainchanda6803
    @lorrainchanda6803 Год назад +1

    President wsuraya nyika

  • @nyaraimasembo6721
    @nyaraimasembo6721 Год назад +1

    Kana usingazive town bvunza vanotengesa vaya

  • @giftalutadosipani3637
    @giftalutadosipani3637 Год назад

    Mabatsira vana gogo vedu vanopedzwa nembavha

  • @NqobileMaduma
    @NqobileMaduma 7 месяцев назад

    Well said

  • @edwardmoyo5047
    @edwardmoyo5047 Год назад

    I want my Zimbabwe to be a great country again pasina huori.

  • @oskydmuje5129
    @oskydmuje5129 Год назад

    Pama phone mapurisa ndivo vanotuma vanhu vanoita bsa rekuba vachivamirira matsotsi mapurisa

  • @edwardmoyo5047
    @edwardmoyo5047 Год назад

    Idzi hadzisi mbavha inzara nenhamo .Mbavha chaidzo chaidzo ndivana Mnangagwa nemhuri yake .Zanu pf government yatibira upenyu hwemhuri yeZimbabwe. Fustek nditukeyi handina basa newe rombe remunhu.

  • @laylahlisahmakanyire5836
    @laylahlisahmakanyire5836 Год назад

    Ndakazviitwa 2015 yoo kupihwa matissue akazara plastic bag ummm zvakaoma

  • @IsraelDzemwa
    @IsraelDzemwa 11 месяцев назад

    Thanks dea pa toilet apo 😂😂

  • @stevenmalinda1647
    @stevenmalinda1647 Год назад +3

    Haaaaaa yekupinzwa basa ndakambotambwa amana ka kkkk ummm ndakapera simba chegore iroro

    • @tsungaichinaka9257
      @tsungaichinaka9257 Год назад +2

      Kkkkkkkk kana neni asekuru ndakaitabwa ndikanzi paita basa tipei zvose zvamuzvo apa yanga iriyo first pay ,pay yose yakaenda kusara ndisina kana yebus kusvika kumba kuvhura evhulopu iya wanike manewpepper woga varume yaiva 2003 ndimbozvikanganwe😭😭😭😭

    • @stevenmalinda1647
      @stevenmalinda1647 Год назад

      @@tsungaichinaka9257 kkkkkkkk shamwariiii kkkkkk

    • @WilsonMatenga
      @WilsonMatenga Год назад

      @@tsungaichinaka9257 ndakasvika mupfanha wangu atorerwa 1st pay yese akamiswa neche kumhiri kweshoe world iri kudhuze kumarket square kuye aka explena ndakabva ndamukwidza komb tikabaya kufiyo kuden 🤣🤣🤣

    • @tsungaichinaka9257
      @tsungaichinaka9257 Год назад

      @@WilsonMatenga haaaa hama hazvina kana kutombomira mushe kani ndoanonzi mahora chaiwo 🙆🙆🙆

  • @christophermasunda632
    @christophermasunda632 Год назад +1

    A lot of action movies 🤣🤣🤣🤣

  • @mirriammirirai130
    @mirriammirirai130 Год назад

    Saka.kana.mapositori ngaasadaro kupa munhu miuteuro wekunoba Dai vavapa wekuti vawane mabasa

  • @tck4984
    @tck4984 Год назад

    Magona. Zvakadai zvakanaka uye zvinoratidza hanya navamwe. Shame kumakororo anorarama nokuba. Kubira vamwe kuzvituka nokuzvirombotsa,haufi wakafuma nazvo.

  • @tinatunerchirwaushe3622
    @tinatunerchirwaushe3622 Год назад

    Pane team riri kuba paGulf ,vanonyepera kukamhoresa vari group vamwe vachisecha apa police inodya navo hapana help iripo

  • @princelyvonboshah
    @princelyvonboshah Год назад +1

    for anyone using mushikamushika wepa cnr pa robbert mugabe and chinhoyi please be xtra careful. There is a syndicate thus robbing people there, all those 3 men in the picture are part of it(sometimes they could even be 5 or more). So if they target you, one of them will walk and immediately stop in front of you blocking your way, then he will turn around and start apologizing to you, trying to hold your hands while the other men sorrounds you, some of them will distract you while 1 or 2 are stealing from you. Sometimes they might even become aggressive blaming you for bumping into the one who would have stood in front you. These criminals frequesnts the robert mugabe and chinhoyi corner stealing from the people, they take advantage of the Mushikamushika thus there will be many people randomly standing there and so many people cross that intersection more often

    • @al-lamty
      @al-lamty Год назад +1

      It happened to me and I quickly noticed I was being searched and I pushed them hard screaming "mbavha" and I was let go

  • @brandonmakina2
    @brandonmakina2 Год назад +1

    Vakomana ve swap and top tirikukuzivai pa gulf apo although apoo

  • @edithmakombe1435
    @edithmakombe1435 Год назад

    Amai vanecap yepink kutobata chiuno kani apa munevana mucharohwa homwe henyu

  • @alibkaruru
    @alibkaruru Год назад

    Haaa zvakaoma sure ndapererwa

  • @T.GRhymzMusic
    @T.GRhymzMusic Год назад +1

    pakaipa

  • @gilliangondo275
    @gilliangondo275 Год назад

    Pakaipa

  • @blessingmapiku9831
    @blessingmapiku9831 Год назад

    Thanx guys

  • @edwardmoyo5047
    @edwardmoyo5047 Год назад

    Harare yaora

  • @zimdiaries325
    @zimdiaries325 Год назад

    ha ma 1

  • @princearchfordchirengendur4687

    A lot of action movie scenes kkkkkk

  • @prospersiwela762
    @prospersiwela762 Год назад

    Ndakairohwa 2001 kkkk

  • @rublemuzelch8419
    @rublemuzelch8419 Год назад

    😂😂pakaipa

  • @omahnyamhamba9152
    @omahnyamhamba9152 Год назад

    Journalist usanyanye hako kuita shout

  • @falongoto9593
    @falongoto9593 Год назад

    Makaipa Rasta

  • @bolugbejoel9087
    @bolugbejoel9087 Год назад

    Monsuru akeke

  • @delmamakoni1789
    @delmamakoni1789 Год назад

    Hawasati varoyiwa shame

  • @kushinganyasha1200
    @kushinganyasha1200 10 месяцев назад

    Zvakaoma

  • @andrewtaderera6587
    @andrewtaderera6587 Год назад

    Ukarohwa 10not unobva waziva Harare kutanga ipapo

  • @albertchigoche727
    @albertchigoche727 Год назад +2

    Masoko akakosha echenjedzo nerairo0

  • @chickz.8699
    @chickz.8699 Год назад

    Idzo dze cap ye white dzinenge dzinotora skiri racho

  • @tinashekamhapa4803
    @tinashekamhapa4803 Год назад

    Rastar vakarerwa vakabva kune vanhu

    • @IsraelDzemwa
      @IsraelDzemwa 11 месяцев назад

      True bt still ndaona raster l doubt 😂😂

  • @virginiamaposa6579
    @virginiamaposa6579 Год назад

    Inga zvakaoma mmmmm veduwe kkkkkkk

  • @chabbychabby5174
    @chabbychabby5174 Год назад +2

    Taura ako hama yangu

  • @dorothymate3755
    @dorothymate3755 Год назад

    Totenda.nekungwadza.vanhu

  • @IsaiahMakiwa-fw1bc
    @IsaiahMakiwa-fw1bc Год назад

    Ndimi mbavha dzacho