Dambudziko rebank Mambo wangu nderekuti mabanks arikubira vanhu through monthly banks charges and withdrawal transaction charges. By the time yavanozoenda kunoda ku withdraw money kuti vavige umwe wavo, bank rinenge ratovapedza mari kare. That's why murikuona kuti vanhu vazhinji varikuchengeta mari mudzimba. The normal thing should be, banks make money througj issuing loans to people and corporates who will repay with interest, kwete zvekuti bank rinotoita declare profits dzarinoita from stealing from despositors through bank charges. Zvakangooma hazvo.
Ka family kematsotsi. Mukadzi nemurume havanyari here? Ndookuita mari here kuZimbabwe kuba mari dzevanhu muchitoti kumusha kuri kufaya. Mapenzi aya. Mambo mutasa ku bank hakuiswe mari tarisai mari dzevanhu dzirikungonyura saka bank is not a solution.
Zve $20 hazvichatoshanda especially muchizodzingirirana nemhunhu akakubirai mari. Ngaburitse zvanazvo, kana anemombe ngadzitogwe. Mari hayibude zvekumhanya apa. Zve bank hazvo Mambo musaita semusingagare mu Zimbabwe
first time kunzwa secretary wenyu achitaura Chief Mutasa. You have a very organized secretary
👏👏👏👏
Ukaona une mukadzi anochengeta mari wakakomborerwa muchengetedze vashoma wanozviita sewangu anotofa nenzara mari anayo kusvika wati shandisa
‘Imimi muri MBAVHA nyararayi toda kunzwa kune vakabirwa’
But uyo mudhara wenyu anonyora zvinezvichitaurwa haaaa anorova smart wena itai munutsvakirewo 💻 laptop
👏👏👏👏
Dambudziko rebank Mambo wangu nderekuti mabanks arikubira vanhu through monthly banks charges and withdrawal transaction charges. By the time yavanozoenda kunoda ku withdraw money kuti vavige umwe wavo, bank rinenge ratovapedza mari kare. That's why murikuona kuti vanhu vazhinji varikuchengeta mari mudzimba. The normal thing should be, banks make money througj issuing loans to people and corporates who will repay with interest, kwete zvekuti bank rinotoita declare profits dzarinoita from stealing from despositors through bank charges. Zvakangooma hazvo.
🫡
Secretary vema smart
Pamusoroi mambo Mutasa , isu vamwe takadyirwa mari mumabangi umu . I say noo pakuisa mari mumabhangi until corruption / zanu pf is dealt with
🤭
MUFUNDISI wepalodge pliz mambo
@@WELLISMUZHIRAMOYO nyaya iya yakapera zvinorwadza, didn't you watch part2
Haisati yapera iri kudzoka
Ka family kematsotsi. Mukadzi nemurume havanyari here? Ndookuita mari here kuZimbabwe kuba mari dzevanhu muchitoti kumusha kuri kufaya. Mapenzi aya. Mambo mutasa ku bank hakuiswe mari tarisai mari dzevanhu dzirikungonyura saka bank is not a solution.
🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂bhooo here iwe
Ku bank mambo muneshuva nezvamukutaura mari itorwe namunangangwa na chivhayo zvayo
Mnangagwa anotora anenge apinda sei muurongwa hwenyu?
Rubbish.
Dai une mari yacho better.
Huhuh,iwe unayo?tibvirwepo.Bhurukwa rakazara zvinyavade@@shingiraitrevormboto2105
🥺
Chief maita basa matonga zvakanaka.chief dai maigara kuHurungwe maipedzawo matambudziko edu.
🥰🙏 vagona
Good idea though
Kkkk zvanzi ndikapinda mubhutsu dzake handimbonzwe zvakanaka kk mambo makanyaya
Zve $20 hazvichatoshanda especially muchizodzingirirana nemhunhu akakubirai mari. Ngaburitse zvanazvo, kana anemombe ngadzitogwe. Mari hayibude zvekumhanya apa. Zve bank hazvo Mambo musaita semusingagare mu Zimbabwe
Hooo murume musoja thus why!. Mari makadya mese ko paimbopa vanhu wrong information what was the intention. Imbavha dzakasangana.
Tafara itsotsi chinongoti kusviba nemoyo kurwadzisa vamwe vakadzi
👏🏿
🥰
😂😂kkk
Zvema cooperatives kurasa mari zvedi
🤭🤭🤭
I like your sense of humour chief mutasa. Mabhurukwa itambo chete kuita kurisvaga haaaaa🤣🤣🤣
🤭😀😀😀
Ariwangu mkadzi uyo anoenda kumusha kwavo
🤭
Mambo dai matanga maudza Mnangagwa agadzirise nyaya dzekumabank coz inini 100trillion yangu yakashaya value iriku bank, ndingadai ndakapfuura Masiiwa kupfuma inini
🤭
😂😂😂😂😂
Nekuti uri dofozve. Akakuudza kut an individual unochengeta mari kubank ndiani?
Wakadii kutenga something chinobereka?
Wakapusa.
@@shingiraitrevormboto2105iwe nduwe Dofo hombe in a functional economy you can leave mari mubank yobereka.
@@shingiraitrevormboto2105 KO unonditukirei ndataura nemi here ishe wangu
Bank wrong move Mambo
Mambo get well soon.
🙏
Mari kubhanga hazviite mambo Mutasa, inonyura economy yedu irabhishi
🤭😀😀😀
True
Ihure amai avo
####mutasa kuita bhuruka rekutsvaka dzasara Tambo chete
😀😀😀😀
😂😂😂😂😂😂😂😂
But madzimai aya akateera iwe ukavanyepera murume utorine deal nemukadzi wako and waitovaudza kuti ndiri musoja hapana zvavanotiita. Murikutyisa vanhu nekuti muri masoja musadaroba imimi
Pakaipa
munhu akashandisa mari murume
Nhimbe basa mberi
🙏👏 munotisimbisa kani...
Getaway mainini
Kuendesa Mari ku bank muZimbabwe inobiwa nembavha dzeZanupf.kkkkkk.
🤭😀
Vaidhla Nandos😂
🤣🤣🤣
@@nhimbetv kkkkk nekuti havatozivi kuti vakatengei
Mari isiriyako haibatwi
Zvakaoma
Mabrukwa matambo😅😅😅😅mambo ka
Kkkk mabhurugwa akadambuka mambo sooka😅😅😅😅
🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂itsotsi tafara
@@dadiraimandigo4004 shuwa kkkk
kuita bhurugwa rekutsvaga kkkk
@@libertynhengu-hc5gh 😅😅😅😅
Zvakanaka sure
👏
Aaaa 20 ishoma dai vati 100 pamwedzi
Anokwanisa kuishaya
Nhac ndatangawo
👏👏👏👏
Kuita bhrukwa rekutsvaka kuti riripi ingori tambo 😂😂
🤭🤣🤣🤣
20usd yatova shoma
Kubva 2021 vakatonaka moyo vanhu ava
Zvekuti mufunge
Ini ndakakweretwa nekutsotswa 2021
Bank rakadhakwa mambo
😄😄
700 kuhodha mabanana kkkkkk
😉
Hat iyo Bhoo hre 😅
😀😀😀 ahhh
Pano maAds akawandisa eish😢
Akatoshaikwa basa racho tinokundikana kuriita.
Haunyepi iiiiih