This is a spirit indeed..sleeping with a person and you hate them and don't want to ho to them again..Reminds of Tamar and Amnon the children of David..though that was incest
Prophet ca you pray for me please pose pandinoshana they don't gave me money since I came here ni south Africa September last year handisi chinhu ndingorowo zvangu munhu arikushupika
Nyika yakatakura kurema
Yea nyika yaipa shuwa
Amen prophet makanyanya vhurai mafile eupenyu hwangu prophet
Pray for my marriage man of God
Thanks you man of God 🙏
Uumm mwana wangu akachiisiwa ari mucheche ndakachidambura ndakarasa ndakanyarara
6:39 6:39 6:39 ayaaas Ana tete many amazing.hutsinye devil chaise watete
Prophet Mwari ngavakuchengetei mutisungure zvakatiremera
Tinotenda prophet nebasa guru ramurikubata
Prophet T.Freddy Mwari vakukomborereyi makatumwa ndichafarawo ndakawana mari yekuuya ikoko handzvadzi dzangu dzatambura😢
Dhomokayiii prophate
Aliqedanga la
Amen send us fire the holy ghost fire
Vhurai mafiles eupenyu hwangu munhu wamwari
Prophet ndinamatarirei ndigare zvakanaka Mumba mangu business rangu rifambe ndiwane Mari yekuuya ikoko mundibatsirewo matambudziko angu
You are very powerful prophate rambai makadzvanya amen...ndirikuya dec mundidzikinure ndanzwawo nekurasiswa ndode imba
Mwari ngavakuitirei nyasha Prophet hey ndoshaya zvekuita kti ndichasvikavo rini pamuri mumbotauravo neni
Muchikomborera vamwe musandipfura ishe.. Inzwai ndochema kn moshedza vamwe pahupenyu..
makanyanya munhu va mwari❤
Tibatsirei Mwari tinokudai
amen,l love your man of god
Ngavapfeke ndivo vakapa mwana zvakaipa kudaro kuti asaroorwe
Manyama Prophet Freddy ndouyawo Kuti mundi sunungure ndatambura Ini
"A True Prophet"
Haa zvakaoma vana tete ava
Uuum tete ,maita basa prophet nekubatsira mwana
Mafiles angu ngaavhurwe nezita rajesu
Prophet makanyanya mwari vakuchengetei ndogouyao mundibatsire. Mabatsira vanhu vakawanda nyaya dzangu ngadzinakeo nhasi amen 🙏🙋🤚
Eish tete vane hutsinye sure
This is a spirit indeed..sleeping with a person and you hate them and don't want to ho to them again..Reminds of Tamar and Amnon the children of David..though that was incest
Vatete kaaa ko mogoti imi hamupfeki chuma ko muzukuru makamupirei saka
Amen prophet makanyanya baba
Amen prophet ropafadzaiwo neni prophet
You left me in suspense Prophet!
Kk kk vagumhisei chuma chavo prophet
Amen prophet I love it
Ayyyy baba t Freddie
Morning prophet
Amen
Zvakaxodi
Asi chii nhy tete?mmmm 🙌,ndi satan chaivo tete ava.
Muporofita munosimboimba henyu apa mandiimbira zvakanyorovera, ndokuimba kunonzvera ngirozi
Yaaaa uku kune chiporofita uku🎉
Hi Prophet 😢
First 🎉🎉🎉🎉
I'm coming to see yu prophet
Zvaka oma mufunge
Help us prophet
I love it 🎉
Prophet ca you pray for me please pose pandinoshana they don't gave me money since I came here ni south Africa September last year handisi chinhu ndingorowo zvangu munhu arikushupika
Locate me prophet that's wonderful prophecie men of God .
Iiii munhu akoma 😢
Tete avo ngavafeke chuma chavo muroi chaiye
Mmm muchazvirega
I feel sorry 😭😭
Makadii zvenhu profet, ndinofara nekubatsira kwamunoita vanhu, Olga Moçambique
Estamos juntos nessa mana Olga!
ngavapfeke Tete avo
My things are not moving well in Capetown l go to work but last month my phone and my money was stolen by tsotsi
That's great but why tisina moyo nevamwe vedu
Chibhudhi ichi
❤❤❤❤❤❤❤❤
Munhu wese kuspiritual spectacles night uone kubata kwamwari
tete muroi 😥
Ngaapfeke china chake
Ndibatsireivo ndiuye ikoko ndakuda kurorwa profert
Vatete musadaro veduwe
Ko vanhu vanoenderei vachiziva kuti vane mafaira
Ko maisa isina kupera Wani nyaya nhai amana kkkkkk
Havadi kupfeka kkkkkkkkkk
Iii nhai tete
Amen
Amen