Imba ngaigadziriswe hayo but mainini avo vanoda kurwisanisa vana vanyamunhu . Muri wrong mainini kana manyimwa Mari hamubvute. Mukadzi uraRevenga murume ndiwe unoita lose or ndiwe unoruza kwekupedzisira ndiko kazhinji kacho .so ladies don't revenge men especially mune zverudo.😢
Uchiri kuwana energy yekuti madam kunzenza iyoyo
Ma church enyu aya hanzi ndiri kuda kuhwa kudhomoka guyz kkkk
Hallelujah prophet 🙏 but on this one I salute my gender . varume vanombotiitisa ava.
My sister buda hako murevenge mode anzwa butter kare
Forgiveness is the sweetest revenge,batanidzai vanhu avo Pastor
Ini ndinorevenger prophet andijaidzi
Amen totenda mwari 🙏🙏🙏🙏
Ahhhhh vafanha wedu awa watinenge tichichengeta awa wakutidyira fty vakadzi wedu mmmm zviriko hre.....
Hey hey thank you prophet
Boa tarde profenta, culpados é marido de verdade, estou ligado apartir de Moçambique.
Yaaa pakaipa rinonaka richakweva rimwe dindingwe
Mufana anoramwa here 😢😢😢😢aaaa harohwe mufana iyeye😮😮
Munhukadzi dzikama. Tauriranai
prophet haaaaa makanyanya zvexua, batai basa
Taurai inzwi muranda ndakateerera
Marriage dzezvana veduve. Haaa zvakaoma. Zvana izvi kana vedu.
Haa Prophet dzimwe nyaya dzamunopinzwa busy nevana vadoko mukereke so ka vasadero
Prophet vangu manyama ndokufarirai munopinda nemonemo
Siyanai nekudzosera amai
Kuma11 dzehusiku yoo kana ndimwiwo prophet
😂😂😂😂
Mukudya Mese shefu
Same order
Imba ngaigadziriswe hayo but mainini avo vanoda kurwisanisa vana vanyamunhu . Muri wrong mainini kana manyimwa Mari hamubvute. Mukadzi uraRevenga murume ndiwe unoita lose or ndiwe unoruza kwekupedzisira ndiko kazhinji kacho .so ladies don't revenge men especially mune zverudo.😢
Prophet vaseka havo
Hakuna zvakadaro
What goes around comes around sure
Yeshhhhhhh
Igadzirisei munhu wamwari
Oooh ndosaka murume ndiye akatanga
Makanyanya muporofita wa mwari
Amen
Zverough here mainini mukadzi anopeng uyo rough yacho
Thank you
Munebasa prophet
Apa ndiwo mahwani
Munhu wamwari please pray for me
😅😅😅 usarwadziwe hako bamunini hant ndiwe wakatanga gonaanagona wake varume munotidzvanyirira asi imi ndimi motanga
❤❤❤❤❤❤
Kkkkkkk hapadairike famba Prophet
😂😂Muzipi ummm bt vakadzi tisadarooo tidena vanhu
Prophet manyama ❤❤😂
Ko zvariri basa mudzimba umu
saka maiguru na bmnn havana kudya bota hr?
haya zvakaoma Saka Moda kunzwei
Babamunini vakadya but kungoti ndeye mudanga ropa rimwe chete
Amen PAPA
Kana bmnni vaitambawo namaiguru kkkkk asi hazvina kunaka revenge ndeyamwari zveee kkkkk
I love this semons🎉
Chihuree chakanyanya guyss Kkkk
50/50 tose tirwadziwe ko vamwe vasikana hakuna here munhu woda mwana wamai vangu .ipai bamunini bota vagute 🤣
Saka maiguru ndivo vakatopfimba bamunini for revenge
Bota radyiwa herr apo
Amen Man of God
Hey zvakaoma hazvo dzimba idzi 😢
Thank you prophet❤ God bless you
Mukadzi uyu achonohura hake. Hasha dzacho dzakawandisa. But munhukadzi kuhura ndiwe unochema.
Handina mashoko
Ummmmmm zvinorwadza
Handiitwe revenge nemukadzi aitoenda kumba kwake kune varume vakdhakwa
Propfet nduruda ku batsiwawo
😅one church inondinakidza 😂😂😂 kuona
😂😂😂😂😂Hanzi mdaitamba chiramu🤣
Pakaipa
Revenge yekubata babamunini bota rawo
Mukudya Mese shefu
Yaaa profit muri kumberi
Pray for me munhu wamwari 😭
Mainini mkadzi there is nothing wrong
Kkkkk revenge is sawer
Ndaasiÿ joke iroo mkomana uyoo0
Muni'na akud kugara mukoma nhaka vasati vafa kkkkk
Kkkk zvakaoma
Kkkkk muzipi aaaa.
Ameñ
Hey ndazvinyarira weduwe maDemon here kuti murume aripo wakuda munin'ina wake aaah kusa gutsikana kwacho so
Kkkkkk sweat heart
Profit matadza kuburitsa nyaya pachena apa
Revenge yeiko vachibata bamunini bota rakatodyiwa apo and vacharamba vachidyanana imba iyo hakuna kwaichaenda
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 😂 guys
Lol
My ph9pjey
😂😂
Umm hoyas
Wife dnt do 50/50 with yo husband
Amen
Amen