Это видео недоступно.
Сожалеем об этом.

PAMBA PANOTAMBIRWA BHORA NEVAROYI ---MUCHINJIKE FIRE PART 2----

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 22 июн 2022
  • POTO YEMAJECHA YOKWATIRA PAMAKUMBO PASINA MOTO

Комментарии • 370

  • @testiczakiemupunga157
    @testiczakiemupunga157 2 года назад +14

    Pasi rakatakura zvinoita sekunyepa asi vanhu vanazvo mudzimba umu, thanks Drewmas media

  • @markjk9909
    @markjk9909 2 года назад +29

    Guys the laddy is clever vanoti anedzungu hamunakunyatsoona vision arikudzikisa gejo bit by bit ande anemapoints haasikuda kuti vanhu vasare vakabatikana

    • @denisephiri4474
      @denisephiri4474 2 года назад +1

      Iwe haazi muporofita zvachose hausati wanamata muporofita anokuudza kwete kuzviporofita sandizvo muporofita anotauriswa naMwari musadaro imi

  • @godsfavoritenonoe825
    @godsfavoritenonoe825 2 года назад +10

    Dear Lord,only you knows everything and only you have the power to save and protect us all.
    Amen!!!

  • @jetmazodze348
    @jetmazodze348 2 года назад +5

    amai vabata basa nehuchenjeri well done hamuna kusiya maputsa plus kudzorera ndezva Mwari.amai vabvumiswa mhosva dzavo vega

  • @mafungeimakunda4089
    @mafungeimakunda4089 2 года назад +1

    Mukadzi anotsanangura zvine huchenjeri uyu ndiye ega mupostori andaona uyu excellent 👏👏👏

  • @nessakaitano3241
    @nessakaitano3241 2 года назад +8

    Drewmas media taking you to another level 🙏👏👏

  • @jeanalfandika3361
    @jeanalfandika3361 2 года назад +13

    Thank u drewmas and thank u madzimai nokubatsira family iyi but dai mangoita calm down munekarough rough so kamuinako.Musadaro munhu wamwari.

  • @violetchitambo407
    @violetchitambo407 16 дней назад

    Madzimai very clever, vakutaura zvine ungwaru

  • @jesslinekashambe373
    @jesslinekashambe373 2 года назад +4

    Nyama yaonekwa apo ndeyemunhu gogo vanoroya ne team yavo inouya ichi tamba bhora

  • @doreenmupfukudzwa8811
    @doreenmupfukudzwa8811 2 года назад +17

    Kuchembera munyika yedu yeZimbabwe yatove mhosva, dzanzwa chembere nekunzi vanoroya 😪😪😪

    • @denisephiri4474
      @denisephiri4474 2 года назад +2

      I thank you say again

    • @drewmasmedia3856
      @drewmasmedia3856  2 года назад +5

      Muroi muroi

    • @wealthwaverider
      @wealthwaverider 2 года назад +2

      Hamusikuvaziva gogo

    • @dalemuza6025
      @dalemuza6025 2 года назад +3

      Wapedza Doreen Amai kuchembera vave muroyi shuwa Tatambura very painful it will pass moyo wangu watsemuka pandaona that video Dai Mwari azovaitira zvakanaka Gogo she had suffered enough

    • @mafira5162
      @mafira5162 2 года назад +1

      Muroi muroi zvekuti heee chenbere ndezvenyu havasi kubvuma here

  • @memoryzenda7338
    @memoryzenda7338 2 года назад +6

    Zvinhu zvacho ahh hameno, mangwana pouyawo umwe oti maka chereswa ma komba namadzimai vaiva nebhachi dema vaka siya zvinhu ngazvi bviswe 😂😂😂 zvinhu zvacho . I think kungo daidza Muporofita wacho zvopedzerana will be the best

    • @dalemuza6025
      @dalemuza6025 2 года назад +1

      Yaa true uchanzwa futi dzava dzimwe nyaya saka yoo haungazvipedze

    • @villagetv1010
      @villagetv1010 2 года назад

      😂😂🤣🤣🤣🤣

    • @memoryzenda7338
      @memoryzenda7338 2 года назад

      Zvakaoma Dale Muza because now she makes her look like vano roya yet vakango yendawo kumuporofita like her for help. Obvious gonzo dyarai muteuro pasi nhasi zvonzi yekera. Inga iye ango itawo makwikwi eku kwatisa bota wani. So tomorrow vonzi maka kwatiswa bota 😂😂 hunzai hari yacho tiputse

    • @beemadamombe3314
      @beemadamombe3314 2 года назад

      kkkkkkk ehee

  • @mushavitazvivona7031
    @mushavitazvivona7031 2 года назад +2

    Chiporofita chiri apa chinotoda munhu anonzwisisa madzimai vanoziva Basa Ava thanks Drewmas media

  • @prscilla8043
    @prscilla8043 2 года назад +2

    Thank u drewmas for taking us to another level

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 2 года назад +12

    You need wind blockers for your equipments

  • @dalemuza6025
    @dalemuza6025 2 года назад +2

    Thank you Drewams for delivering Gogo I really appreciate that

  • @esaumazango3941
    @esaumazango3941 2 года назад +3

    Keep on gud job team

  • @julietmarange8410
    @julietmarange8410 2 года назад +1

    Musatambisa hupfu veduwee kunenzara uku plzzzzz Thank you drewmas for taking us to another level but gore rino kunenzara hupfu plzzzzz

  • @theyjustwantyourmoney4539
    @theyjustwantyourmoney4539 2 года назад +11

    Ah! you're now filming rituals live, surely you're taking us to another level 🤔

  • @angiematanhire5551
    @angiematanhire5551 2 года назад +13

    This woman is too intelligent. I love how she is saying all the things that are happening pamba apa using indirect speech and gogo is saying alot without realizing it kkkkkk

  • @jesslinekashambe373
    @jesslinekashambe373 2 года назад +3

    Manzwa here gogo vachiti judy ndomuziva and vati judy aripadhuze soo

  • @rofhiwamillicent7284
    @rofhiwamillicent7284 2 года назад +1

    Madzimai vakanyanya ava aiwa ndaombera zvangu👏👏👏👏👏👏

  • @LeensWear
    @LeensWear 2 года назад +1

    Mmmm zvakaoma its another level

  • @stormshadow1992
    @stormshadow1992 11 месяцев назад

    Murikunzwa kutsanangura kwangu

  • @hillarychareka9429
    @hillarychareka9429 2 года назад +4

    Gogo namadzimai vabatana zhet but havasi kuda kunyadzisa gogo

  • @starwellchimuka3415
    @starwellchimuka3415 2 года назад +5

    vanodii kungomutsa shavi racho tigutsikane haaaaa kuita kunge parikuitwa mahumbwe🤗

    • @shiyeliainkorea
      @shiyeliainkorea 2 года назад +2

      Lol 😆. Moda vanohakaka? Kuti tinatsokunzwa 😆

    • @rudorudo6211
      @rudorudo6211 2 года назад +1

      Nhaimi nhaimi ini kana kutozvinzwisisa

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 2 года назад +7

    Zvakaoma chokwadi, Mwari itai tizive imi chete .

  • @samtrams2405
    @samtrams2405 2 года назад +2

    Yes, they do exist black and white Angeles and they see same things, but they don't come from the same source

  • @gracioussitomo3516
    @gracioussitomo3516 2 года назад +4

    Aaa macomments evamwe vanhu dzungu riripapi ipapa siyai vanhu vabatsirwe zvenyu zvekuti dzungu izvo regai kutarisa kana imi musinawo dzungu racho

  • @maiteechirangamapenzi329
    @maiteechirangamapenzi329 2 года назад +8

    😂😂 madzimai akanyanya ayo.......nd varikutaura pachikuru kkkkkkkk

  • @stellamukoki6663
    @stellamukoki6663 2 года назад +3

    Kukura madzimai vabatsirei amai vangu ava nehanzvadzi yangu madzimai itaiyi moyo murefu chikumbiro kutadza kuri muvanhu

  • @vhuranjero
    @vhuranjero 2 года назад +1

    well done madzimai amuna kuputsa hukama

  • @sandraruhinga1026
    @sandraruhinga1026 2 года назад +6

    Ini hangu handina kugutsikana

  • @lillycee5054
    @lillycee5054 2 года назад +2

    haaa nhasi tayenda ku level isina description.... hmnnn yaa Drewmas you are the best. Taona chokwadi

  • @majachanigodfrey
    @majachanigodfrey 2 года назад +3

    Magic

  • @evidencechisvuvure2614
    @evidencechisvuvure2614 2 года назад +2

    Zvinotyisa izvi Drewmas mutionesa zvinhu zvatisina kumboona chakafukidza dzimba matenga shuwa

  • @faithnetone3234
    @faithnetone3234 2 года назад +8

    Madzimai ava vanopusisa gogo ne matauriro avo vanosvota

  • @luciamoyo4288
    @luciamoyo4288 2 года назад +6

    Uuuuuuuuh ????? Munhu kana achishandira regai kuita pamuromo

  • @rangacharumbira880
    @rangacharumbira880 2 года назад +3

    Mwana amhanya achimwaya mvura , ndarwadziwa zvikuru.Asi pa first interview gogo vakati Havana kumboenda kuchivanhu vachikanganwa Kuti vaiti vakamborapiwa kuchivanhu pavakarumwa nenyoka ikasaregedza PAYE.

  • @agnestafa9579
    @agnestafa9579 2 года назад +3

    Gogo vanoroya only madzimai varikuda kuti Gogo vadanzi muroyi mudunhu

  • @muchanetakaruzi4021
    @muchanetakaruzi4021 2 года назад +2

    Hupfu hwagara hunobvira msatipusise imi mbuya madzimai haiwawooo

    • @ireneruzive487
      @ireneruzive487 2 года назад

      but huri mumvura aubviri kana tiri kwedu masvingo uko

  • @nelisiwenleya5517
    @nelisiwenleya5517 2 года назад +14

    Pastor Jose munomuburitsirei zvenyu muzvirongwa coz abati phone chero watsap anongoku blue ticker nyangwe uine dambudziko rakaita sei awumuwani arikutokundwa ne n'anga dzamunotipa mafoni numbers adzo uyo anobhowa nezvirongwa zvake zvakubhowa kuterera

    • @rumbidzaimuvhaki4716
      @rumbidzaimuvhaki4716 2 года назад +1

      I second you

    • @annahjabangwe8401
      @annahjabangwe8401 2 года назад

      Anowanikwa kwa sis melly

    • @shiyeliainkorea
      @shiyeliainkorea 2 года назад

      Havawandirwe here? I think vanongoda kuenderwa kusvondo kwavo. Vanhu ava vanogara vari busy. Dai vagadzirisa kwaita team inotaura nevanhu.

    • @empily___roblox6987
      @empily___roblox6987 2 года назад

      True order chaiyo hapana plus ndoona sekuti vanonyepa

    • @nyarie6136
      @nyarie6136 2 года назад +4

      He replied to me once and he apologized. Hanzi I have over 1000 messages. So it's too much for him. I replied him but I guess my message got burried again by other messages. Now I've resorted to praying own my own. I'm tired of looking for help... just a few weeks ago I was almost initiated in a dream...thank God I managed to wake up quickly and called someone I trust to help me with prayers. So from that day I'm scared kunamatirwa. It's very dangerous out there....

  • @blessingrusike420
    @blessingrusike420 2 года назад

    Mai muprofita vatadza kugarawo pasi . Why vakutaura vachinongedzera munhu mukuru . Kuita mu profita zvoreva kuti hamuchina respect here

  • @evylinkahoka217
    @evylinkahoka217 2 года назад +1

    Forth🤗

  • @jesslinekashambe373
    @jesslinekashambe373 2 года назад +1

    Thanks drewmass madia

  • @lmsau6718
    @lmsau6718 2 года назад +11

    Vanhu ava vanouya nezvinhu zvavo. Takabva nako kumhunga hakuna ipwa. Kana munhu ukaita desperate unomhanyiswa kuitiswa zvese zvese nokutotenda kuti zvaita. Mapipi enga ega aya en'ganga dzaFarao. Hazvina chekuita naMwari izvi. Vanhu tizirayi kunaKristu. Mukaziva chokwadi chiri mushoko raMwari munosunungurwa. Zvinhu zvenyu zvinongopinda mugwara zvoga. Ndinotaura zvandakaona nemeso angu. Saka ndati mapipi. Vanotoinda nekunoitwa training yazvo

    • @drewmasmedia3856
      @drewmasmedia3856  2 года назад +5

      Unoreva kuti takaenda takatakura gogo nemavhu here kkkk

    • @lmsau6718
      @lmsau6718 2 года назад +2

      @@drewmasmedia3856 kwete asi zvimwe zvacho imi hamugoni kuzviona maisirwe mukazvitarisisa muchaona kuti hazviratidze kunge zvagara muvhu kwemakore. Mukaenda kwaMutare muende kunodzidziswa mapipi munonozvionera if they allow you to see 👀

    • @freedommaringosi3436
      @freedommaringosi3436 2 года назад +5

      Believe what you believe don't comment if you usina chekutaura kana zvichimisa moto ndizvozvo

    • @lmsau6718
      @lmsau6718 2 года назад +4

      @@freedommaringosi3436 iyo mwoto yacho seyi ichongoenda misha yagadzirwa ne chikwata chemiteuro I am not judging anyone but the truth is hakuna munamato unokwana munhombo or bottle or bucket of water. Vanhu ndava zive shoko raMwari nekuzvinamatira kwete kumirira kubatsirwa nemunhu anedzakevo zvakevo

    • @lmsau6718
      @lmsau6718 2 года назад +3

      @@drewmasmedia3856 you are actually doing a good job to reveal and expose true and false. Keep the good work. But as I said earlier zvema pipi or masaramese hamugoni kuzviona. Ndinodaro nokuti ndakazviona katatu uye chapupu cheakanga apasa training yemapipi achiita demonstrate zvaakadzidzira

  • @starwellchimuka3415
    @starwellchimuka3415 2 года назад +5

    madzimai ava batutsvebatutsve haaaa😅😅😅 papasi handina kana chandambonatso nzwisisa

    • @shiyeliainkorea
      @shiyeliainkorea 2 года назад +1

      Ivo vatinnambuya vanonzwanana. Ivo vakabhururuka mbuya vobhururukawo 😆

    • @shemoremguni1403
      @shemoremguni1403 2 года назад +1

      Mmmmmmm mbuya ava ka zvikutaurwa pachikuru asi ini hangu handisi kuvachenesa hangu cz madzimamai vakabhururuka naivo vanobhururukawo vanotamba bhora vese churudziiii mbuya kaaaa imi gogo ka

  • @effesotembo9025
    @effesotembo9025 2 года назад +1

    first

  • @mahafrika7116
    @mahafrika7116 2 года назад +6

    I maybe wrong but mai ava vari rude here kana kuti vari kutaura in a way yekuti vanhu vasanzvenge nyaya? Gogo hapana pavamanikidzwa asi pakawanda pavanga vachitaurirwa voita sevasingazvizivi asi vozopedzisira vabvuma vapiwa more detail eg nyora, zvemhuka yakapinda mumba, machira, kurira kwemarata etc asi mukomana anga achibvuma. I think pane zvavasina kutaura zvakawanda kuti vasazokanganisa kugara kwagogo nevamwe.

  • @monalisachirenji5389
    @monalisachirenji5389 Год назад

    You know hangaiwa adzigare pamusha panoitwa zveuroyi soo idzo dzabvepi

  • @denga3
    @denga3 2 года назад +2

    This woman must have studied human psychology. She's a superstar ✨ ✨✨. We need more people like her in our country👏🏾👏🏾👏🏾

  • @VioetMugaga
    @VioetMugaga Месяц назад

    Ndibatsireiwo munhu waMwari

  • @angelinaballerina5203
    @angelinaballerina5203 2 года назад +1

    Madzimai aya anonyepa kushungurudza Gogo. Gogo vakungo dhomoka.

  • @ladyvee21
    @ladyvee21 2 года назад

    Gogo vanga vachiita like she's innocent vari kungobvuma kuti zvipfuure but pangotaurwa Judith vabva vajamuka I think ndiye ring leader

  • @tracygwashawanhu7142
    @tracygwashawanhu7142 2 года назад

    thank you drewmas mkoma Andrew mukurova basa

  • @dalemuza6025
    @dalemuza6025 2 года назад +1

    Saka nyoka dzacho dzaGogo dzavanoroyesa dziripi show us and nyaya yekuti kutemerwa nyora iyi yanetsa there is another Gogo futi vainzi vakatemerwa nyora then other thing Gogo vaizodiii Vanzi nyora Idzo Muri kudziziva bvumai ndikusunungurei saka vanotobvuma zvese because she needs help plus madzimai mukataura musingatyisidzire zvinofamba ende munhu wese akangoita Chembere Anonxi anoroya

  • @freedommagwaza3005
    @freedommagwaza3005 2 года назад +3

    i Guess drewmas you are learning, moto yese kubva kuMatepa tepa, Musami all over, the cause varidzi vemumisha ikoko, hakuna munhu out of musha iwoyo anokonzeresa, Moto, hongo varoyi variko, Mwari chaiye akasika munhu akataura kuti usasiye muroyi ari mupenyu, its hard to identify muroyi asi variko zvavo. Now pese paita moto varidzi vemusha vanoti havazive, but ivo vachiziva zvavo, next time mukanzwa kwaita moto drewmass, musabvuma kunzi hatizive kuti chii chikukonzeresa, vanoziva, that guy, obvuma ake kuti akacherera zvinhu, but pakutanga aita tatambura hatizive, kune varikuti mukadzi uyo aibatsira abve, nezvinhu, ndoda kuziva kuti kabhodhoro kemafuta ako abva nako zvekare here?? though i dont want to argue, the truth of the matter, most of those people vanekwavanotora masimba infact, vanobatsirwa kupfurikidza nedzinza rekwake, hazvisi zvekunamata zvazvo, ndokusaka vachitaura pekutanga kuti ndikusuma mudzinza rekwangu, once zvadaro zvatove zvekudeketera kumidzimu hazvichiri zvekwaMwari, vese vanotora mapowers from one source but vamwe vanozoita kunge varikunamata vamwewo voita zvehun`anga. zvaitwa naamai avo vaibatsira hazvina kunyanyo siyana nezvinoitwa nasekuru ghona varoyi pamagic.

  • @josephlupiya6626
    @josephlupiya6626 2 года назад

    Daindikakaona kakadziako ndaika rovamhani kandipa hashaaaa

  • @julietmarange8410
    @julietmarange8410 2 года назад

    Ndi madzimai hre or in'anga kana vari madzimai garments riripi sei kupfeka bhachi netrouse muzambia umo ummmmmm zviro zvacho in Mr Lap's voice

  • @emmachipokosa1520
    @emmachipokosa1520 2 года назад +1

    N'anga haapa kulekichirwa kudai kumboparidza kkkkk

  • @ednatopez7612
    @ednatopez7612 2 года назад +6

    Ummmmm madzimai ava vanotyityidzira vanhu ummmmm

  • @abigailchigambure7892
    @abigailchigambure7892 2 года назад +2

    Kudzungaidza mbuya awo vanga vawekungodaira kutya kuti mwana wangu angapenga

  • @nomesinoya6849
    @nomesinoya6849 2 года назад +1

    Second

  • @tenduchess5865
    @tenduchess5865 2 года назад

    Seems like vanhu vekumusha vega ndovanobatabata ko veku ma town havawanzobuda kazhinji asi hakuna just asking need to know.

  • @kelvinmarongwe2844
    @kelvinmarongwe2844 2 года назад +2

    Madzimai avo varikutsvaga popularity ngavasa dzungaidza gogo avo nematauriro avo ndine doubt navo

  • @majachanigodfrey
    @majachanigodfrey 2 года назад +5

    Mwana komana haachade zvematambudziko zvachose

  • @tova4700
    @tova4700 2 года назад

    Mhepo iyo, njuzu dzanga dziri tii.

  • @preciousmoyo2941
    @preciousmoyo2941 2 года назад +3

    Haaa nyika yakatakura kurema

  • @evelynechitata2105
    @evelynechitata2105 2 года назад +7

    Mmm ini hangu i believe mukupfugama ndega and i know ndikapfugama ndichirevesa inodairwa minamato. Ini zvekushandirwa nemunhu anotozvitamburirawo kudarika ini achiti akundiyambutsa bodo never

    • @pelagiamanjonjo6658
      @pelagiamanjonjo6658 2 года назад +1

      Ko Vana venyu varikungoenda kunodzidziswa nemateacher arikutotambura kudarika iwe wani

    • @audiechakanyuka548
      @audiechakanyuka548 2 года назад

      😀😀 Hachisat chakwenyu chisveru chikasvika unonwa chero chawanzwa

  • @davisonzamani5197
    @davisonzamani5197 2 года назад +3

    Kkkk apa paitarwa shona yechikuru gogo vakabata bata

  • @rudorudo6211
    @rudorudo6211 2 года назад +2

    Haaa chemberewo dzakawoma ndaimbofunga kuti vanonyeperwa zvavandinyadzisazve gogo ava kkkkkkk vakutokumbira ruregerero zvaanaJudith.haaaa handicharevereri chembere zvekare kkkkkkk ndanyara kani

  • @muchanetakaruzi4021
    @muchanetakaruzi4021 2 года назад +1

    Panoda rubatsiro handione pachida kt vamboite nhoroondo ivo madzimai nevabati vemishonga vakutozivana isu tikudakuona kubatsirwa kwagogo nhoroondo ngaimbomirwe apo

  • @shylynchapwanya5559
    @shylynchapwanya5559 2 года назад

    Nhai hupfu hunenge uchimboshandei

  • @perseverencemoyo2464
    @perseverencemoyo2464 2 года назад +8

    Madzimai is the one for moto wekwa musame

  • @boggerfransisco6800
    @boggerfransisco6800 2 года назад +1

    Ka madzimai aka kakangwarisa Nxaa apa unobvuma chete apa Kane trouse 🤣🤣🤣🤣

  • @tonderayimakoni1132
    @tonderayimakoni1132 2 года назад +3

    VaneShamba ndipeiwo number dza madzimai avo please

  • @hikhalem5305
    @hikhalem5305 2 года назад

    São Miguel Quixeramobim Ceará

  • @handsomechirove9923
    @handsomechirove9923 2 года назад +1

    Third

  • @clarakingston2255
    @clarakingston2255 2 года назад +1

    Hanziiko

  • @leticiamanono2386
    @leticiamanono2386 2 года назад +1

    Madzimai speed ikuwanda kani

  • @mercydenga8816
    @mercydenga8816 2 года назад

    Nyora kare was a sign of beauty. vaitodada nadzo nyora. dzaive dzerunako

    • @agneskaitano1334
      @agneskaitano1334 2 года назад

      ndakazvionawo mukuroorwa umu munhu kutoenda nekandiro kechibage kunotemwa nerazor mudumbu hanzi imbaraidzo yababa variko kumanicaland uku

  • @jesslinekashambe373
    @jesslinekashambe373 2 года назад +2

    Gogo ndavaziva hangu ndovakapedza moto Kwamusami kwagogo venyoka ndavaziva hedu

    • @cresenciagondo5541
      @cresenciagondo5541 2 года назад

      havasiiwo dear wekwa musami ndigogo mamoyo pluz face yawo takaiona manji awa hawasikuda kuonekwa

    • @clevermwatsa271
      @clevermwatsa271 2 года назад

      Havasi

  • @mightychitiyo6482
    @mightychitiyo6482 2 года назад +3

    Torai anga achidzi matsito aya muone kuti chii kkkk

  • @emmachipokosa1520
    @emmachipokosa1520 2 года назад

    Mazvita gogo rambai makadaro ndotenda vasunguka

  • @sibongilesibanda2180
    @sibongilesibanda2180 2 года назад +3

    APA I'M LOST GOGO VANOROYA HERE

  • @wealthwaverider
    @wealthwaverider 2 года назад

    Ndakunyarirai gogo

  • @freddymakotomakoto7767
    @freddymakotomakoto7767 Год назад

    Pliz drewmas muri kuita mari pama mic apo pari kuda kugadzirisva

  • @preciousmartin9502
    @preciousmartin9502 2 года назад

    Kutamba nemadhaka pasina mvura kkkkk

  • @nathanmutimba7404
    @nathanmutimba7404 2 года назад +1

    Fourth

  • @bougiegang270
    @bougiegang270 2 года назад +12

    Laboratory tricks 😂😂😂😂😂😂😂😂😂 pamoto wemu hari apo

  • @lucyholokani2211
    @lucyholokani2211 2 года назад +1

    He Hekani shumba varidzi vemasango Brora mberi

  • @clarakingston2255
    @clarakingston2255 2 года назад +2

    Nhasi rarimwe zuva

  • @majachanigodfrey
    @majachanigodfrey 2 года назад

    Ndimadzimai here kana kuti ndimbuya mkadzi uyu

  • @doreenzulu9959
    @doreenzulu9959 2 года назад +1

    4th

  • @kudzanaimunetsi2915
    @kudzanaimunetsi2915 2 года назад +4

    Microphone pakuda dziya dzine mvere kuitira mhepo tinyasonzwa

  • @leticiamanono2386
    @leticiamanono2386 2 года назад +2

    Hapana zvaitwa apa haha

  • @omegaglobal1082
    @omegaglobal1082 2 года назад +4

    Madzimai avo vaita zvekunyepa apo dombo ravashandisaapoo rinonhuhwa rinowanzoshandiswa pakuputisa dziya dzatinoti hora ukariisa mumvura rinokwata uye rinonhuhwa kkkkkkkk vanyepera vanhu apooo dambudziko harinakupera🙄🙄🙄

    • @muchanetakaruzi4021
      @muchanetakaruzi4021 2 года назад +1

      Haaa taura hako hama vanenhema dzoga mai ava kutowedzrra cchimoto pamusha wagogo

    • @omegaglobal1082
      @omegaglobal1082 2 года назад +1

      Dambudziko revanhuavo harinakumbopera madzimai vanyepera vanhu avo

  • @goodhopes1155
    @goodhopes1155 2 года назад +2

    No comment

  • @emmamunange4184
    @emmamunange4184 2 года назад +2

    Haaaa hameno Madimikira acho anomawanza

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 2 года назад +5

    Let me give people free advice if you want to protect your home from evil. Take sea salt and put in four corners of your home and house. If you are renting, put it in every corner of your house no muroi will ever get in your house and home 🏠

    • @mwanawapauro2944
      @mwanawapauro2944 2 года назад +1

      Asi wakamboroya ukarega waisirwa salt?

    • @juliaherbet2063
      @juliaherbet2063 2 года назад +1

      @@mwanawapauro2944 iweka don't start with me. I don't know you and you don't know me. For your own knowledge I have been a dreamer as since as I can remember. I could dream seeing some people in my area getting in the house trying to harm us and I could shout that I'm going to ask you what you wanted in my our house. My parents at first never believed what was happening with me. So after that I could dream of the solution to the problem until today I do fight with anything evil if it passes my house. So don't just underestimate people when you meet them. The only thing you can do is use the advice and it's for free. You could have paid for it if you had approached n'anga dear. Take the advice or leave

  • @tendailaurachikanga3428
    @tendailaurachikanga3428 2 года назад +1

    Madzimai can google so deep