Ini ndoziva kuti kana munhu akafa manheru munoridza mhere vavakidzani vanouya . chero vakatadza vanozopupurawo kuti mhere takainzwa. now apa the mother kungofukidza mwana no mhere zvachose, as if vange vakatotarisira kuti afe. Ndati kushinga kwaamai ava ka. chero wakambofirwa kakawanda but pamwana wako mhere unotofanoridza. chero baba vacho hanzi ngatorare, tozoona mangwana. Hope dzakatobata ka usiku uhu apa mwana afa. Shame.?
Shumba please improve mic sound quality, too much noise and air. Tsvagai help on how to reduce air blowing moita kuti sound ive manyama, please. I come in peace ✌ ✌
Mface atanga kutaura bho here ... arikuziva .. amai vane kadhuku ke white Kane ORANGE..baba vemunhu safe here ...kuhwanda nekunamata...Mdara anonyepa uyu Nyoka dzinofamba two 2⃣ only in mating season...Zuda boy ane bhachi t-shirt ye Purple .. huroyi pachena Drewmas
Makamboonepi kuti vanhu vanofukidza munhu jira kuti afa vakadii kuridza mhere and baba kuti handifambi usiku toona mangwana ko vakadii kumutsvagira mushonga wokuti anwe wechibhoi unopiwa vanhu kana varumwa nenyoka aaa this family ine zvayakavanza
The truth sets people free. These guys vakaromba these snakes belonged to them. They came with these things fm SA. The old folks no nothing. That's why they now crazy.mhiko went wrong. People shld learn to be content ,& work for money not short cuts. This will follow suit.Thanks Drewmas media The last one will reveal the truth akufa.We pray it won't affect the elders & the rest of the family
Sahwira wangu gara muberere usandione kunonoka ndanga ndichiuya haaa im in love with that song
Musandione kunonoka ndangandichiuya ❤is the song for me
Musikana uyo aifanhoshanda panhepfenyuro straight voice rke nderehushqmarari
Ndoona kt vanhu ava vakanonokera munhu kuenda kuchipatara munoudzwa zvekuita nemunhu arikuwara
Ndebele part is fre. I am in love with iSindebele as narrated by this lady. She flows like water.
She is speaking it fluently ❤
Very true she flows
I think vaida kuzoita maprofita enhema vachishandisa nyoka dzavakabata
Yowe ndoozvivindi ini gonzo chairo kanadzvinyu handimire kwakuzoti nyoka aaaa imika
Kutamba nenyoka chirudzii inotambwa nayo pakudii chikara chinotyosa kudaro
Baba ava ngavataurise handisi kunzwa
Ukagara musouth africa 12 years unowana experience yekubata nyoka😂😂😂😂😂😂😂
Mmm bvunzawo😂
😂😂😂😂😂😂😂ndapera hangu nekuseka
Maihweeeeee wandisetsa 😂😂😂
Snake in the city vanobata nemawoko
Yoh gogo kutovata mwana afa shuwa, baba vakutiiwo tozviona kwaedza iiii zvinoshamisa nekutyisa, apana kuchena kuchengeta Murwere arumwa shuwa
Chokwadi,zvinosiya tidings gutsikane ne ruzivo rune vabereki maererano ne nyoka idzo. Vanoziva zvakawanda kupfuura zvavataura
pakachena. kana mubereki aneta nekutsiura mwana nguva iyoyo inosvika
Iiiii hope dzacho dzinobata uchiziva kuti mwana afa.
Hezvo kwaRota ndokumusha kwangu
DREWMAS media taking us to another level. Musikana anogona kutaura hake
Ini ndoziva kuti kana munhu akafa manheru munoridza mhere vavakidzani vanouya . chero vakatadza vanozopupurawo kuti mhere takainzwa. now apa the mother kungofukidza mwana no mhere zvachose, as if vange vakatotarisira kuti afe. Ndati kushinga kwaamai ava ka. chero wakambofirwa kakawanda but pamwana wako mhere unotofanoridza. chero baba vacho hanzi ngatorare, tozoona mangwana. Hope dzakatobata ka usiku uhu apa mwana afa. Shame.?
Mhere yei munhu aitamba nenyoka
@@RobertPinto-h4hhezvo,🤔
Zvino tyisa izvi
@@RobertPinto-h4h😂😂😂
You have a point. Mai vaitofanira kuvhunduka vodaidzira kuruzhinji. Hakuzi kudhakwa koungati tozoona mangwana, this is death.
ko gogo kuzoti ndakadzokera kunorara iye mwana ashaya hre gyz mmmmm there is more to this story
Ko iri confusion?
Aaaaa kozvazvakaitikwa kumusha kwangu nhaimi vakomana vaviri ava vakarombera chiporofita vari musouth Africa ndokudzingwa ikko vakupenga vachiputsa mawindow edzimba dzevanhu vakatadzira hurombwa hwawo nyoka dzirikugara kurukova dzakawanda nyoka idzodzo dzaberekana dzainzi i8 vanogara kwamurewa kwarota kuda kuwedzeredza chiporofita muchadya nadzo chikafu mumba imomo
Shumba please improve mic sound quality, too much noise and air. Tsvagai help on how to reduce air blowing moita kuti sound ive manyama, please. I come in peace ✌ ✌
I'm here for thasong inetifungidza kure
"Chidyamatowo akazodzipwa neganda remhuru. Muvhimi anourawa nepfumo rake. Rimwe zuva gava richadambura musungo."
Kana vakomana ava vasina kuita hurombwa vanenge vakabata bata kuti vaite vaporofita venhema vacginyepera vanhu kuti tabata nyoka idzo dziri dzavo zvino vakabata dzisidzo
Ndochokwadi chizere. Vakatofamba nemaGd6 muSA
Aaah mai vemufi vakaoma kana musodzi kana kuvhunduka kuita sekuti inyaya yeku village 20 yavarikutaura😢
Ko vasina misodzi yacho imhosva here? Maona funeral yacho yese kubva pazvakatangira?
Zvemusodzi zvine zvipo zviya
Musandiwona kunonoka ndanga ndichiuya....
Amai nababa vataura avooo bhooo here kufirwa kutowana hope dzekurara uuuuum
Mandlovu usatange wati vabereki vane ruzivo...hazvina humbowo..usasvibise vanhu..maybe SA kwavakagara ndiko kwavakatora zvinhu ikoko..SA ine ndudzi hobho kunoitwa zvakawanda uko
Thanks uye ichokwadi vabereki havamo munyaya
Chokwadi vakomana ava varikuziva pavakabata
Ndovanhu varikuvhota kuMash East ivava😂😂😂😂😂
Vanorambidzwa kuvhota here?
@@shingiraitrevormboto2105 Vachirambidzirwei zvavo🤣🤣🤣🤣🤣
@@Rebhara good
😂😂😂😂😂😊
Amai vane zvavanoziya varikutaura se asiri mwana wavo kunoita relaxed kudaro😂
Takamirira😊😊😊DM taking us to another level ❤
Good report but Andrew kaSong kenyu ngakarire nguva diki tibve tapinda munyaya
Mface atanga kutaura bho here ... arikuziva .. amai vane kadhuku ke white Kane ORANGE..baba vemunhu safe here ...kuhwanda nekunamata...Mdara anonyepa uyu Nyoka dzinofamba two 2⃣ only in mating season...Zuda boy ane bhachi t-shirt ye Purple .. huroyi pachena Drewmas
Vakadiko kutsvaga mushonga yechivanhu
Shumba uyu mundebele anogona 😊
Ndanga ndichiuya .........sahwira woye Gara muberere
Life is too short to be spent on useless things. In Christ, we don’t die but we pass on to another glory
Drewmas media you are taking us to another level
Zinoyera zvichityisa nyoka mumba
Izviiì zvinoshamisa dremas tipei yekumunyati yeyellow snake iya kugoridhe
Yowee kuita sahwira nenyoka
Team rema 12 years pajoni iri maone zvinhu zvakaoma kuno unenge waita 12 years usina kana kutumira sauti inowawa mahara chokwadi ukafa vanotii tozviona kuseni ahiiiiiiii😂😾
Uuuu Saka zvakaoma vana ava either vabereki vakaramba or vana ava vakaromba mu south kwavakanga vari
Part two yekumine plizy Shumba
Ummm ko pane nyaya vaidii nyoka mubag......yaiva nhubu
Nyoka chaiyo here kana kuti mafunnies
Ainge akuita tenancies of catching snakes. And it looks the snake had slow acting Vernon
Kune bere ranetsa kwedu kwarusape ririkudya vanhu wachifamba
Huyaiwo kwedu veduwe mutibatsirewo
@@chipoollwinesamanyanga6871rusape kupi kwacho ndokwandinobvawo
@@chipoollwinesamanyanga6871 stay safe. ❤
In SA kwavaigara ikoko they were false prophets vaye vanoti tabata nyoka pamba penyu tipei Mari,,,,vatorinadzo hobho.
Sahwiira woyeee gara muberere
Iro team joza kunyepera kuziva...!!!!
Asi iye airamba kuyenda ku clinic nevezera yake achida kunetsa chembere neharahwa here nhai veduwee. This guy aitovewo nedambudziko pachake
Team joza yakandoromba iyo bt vabereki wo vanezvavowo nyoka ndedzavo semhuri
Yaaaaaaaa Inga ma1
Drewmas Media taking us to another level 👏
Kurivara munhu arumwa nenyoka kwava kundorara chokwadi mmmmmm yaaaaaa zvakaoma
Makanonoka kuenda nemwana kuchipatara imi
Aaa zvinhu izvi zvirikuitika hre nyika yaoma weduwee
Yagara yakaoma manga musina coverage chete
Mai nababa avo masuspects
Makamboonepi kuti vanhu vanofukidza munhu jira kuti afa vakadii kuridza mhere and baba kuti handifambi usiku toona mangwana ko vakadii kumutsvagira mushonga wokuti anwe wechibhoi unopiwa vanhu kana varumwa nenyoka aaa this family ine zvayakavanza
zvakaoma shua, nhasi rarimwe zuva
Vabereki vadii ko vana voromba
Vega
Saka Chihera na Sokostina havasati vaita sign new contracts, akanyanyoma zvakadiiko ma contracts acho avarikuzeza kupinda maari?
Ndavasuwa ava
Mmmmmm mai kana kuchema iye munhu arumwa nenyoka anochengetwa mumba here mmmmm vabereki vane ruzivo
❤❤❤❤❤love this song 🎵
The truth sets people free. These guys vakaromba these snakes belonged to them. They came with these things fm SA. The old folks no nothing. That's why they now crazy.mhiko went wrong. People shld learn to be content ,& work for money not short cuts. This will follow suit.Thanks Drewmas media The last one will reveal the truth akufa.We pray it won't affect the elders & the rest of the family
Chakakosha kusvika zvkt waita sei hazvina basa,eat money guy,money ignites the world ,money makes ur dreams comes true.
Ummm...so hapana arikumbotaura zvekutsvaga help even ku traditional
Nyoka they only meet during matting season not all the time. Snakes are solitary animals they don't leave together
Live.
Kungapi Kona ngale.ukubamba Bamba.nanku ama results votokoshi fromsouth
@@afronews7034write in english so I can understand you. I don't want to respond to you harshly thinking you may be insulting me
Dzadzemishonga....zvichida aiva ne 2...akarumwa ne 1 akaiuraya akasara ne 1
Musami njenje rodzi rota kadenge...... Muka tiende
Mushaninga Goto Mangumba Chanetsa Mapanga
Ndokumba
Makazvinzwepiko Kuti avo vadya nzungu vanotuma vasina kudya kunorasa marara
Vafanha vakabva nenyoka kuSA vakatyora mhiko dzavo vakurumwa nekupenga nekufa hakuna nyoka inogara mubag
Ndochokwadi chamareva ichi
Nyoka yakanzi rova musoro iwe votamba nayo
Dai akaenda kuchipatara nenguva dai vakatorarama
Ngavafambe n'anga
iwe maggie iwe mukaranga singing hangu
Hakuna mabasa vanhu havachazive zvekuita
Makaregerera munhu imi
Haaa ma1zvinekakunyepa aaah
Ukatamba ne moto unofa nawo,,ukatamba nebanga unofa nekubaiwa naro,,ukatamba ne bonde unofa ne HIV finally ukatamba nenyoka inokuuraya
kkkk hanz ukatamba nebonde😛😛
Vanogona vanga varikutovhima nyoka voenda nadzo Joni vonotengesa ikoko Vana ava
Ko sei musina kuyenda nemwana ku hospital nhai vabereki
Makanonokera munhu
Zvariri drama ko ivo vabereki vakadii kumuendesa kuchipatara nhai vangatedzere munhu akurwara nhai
Ummm zvivindi zvekubata nyoka akazviwanepi mwana uyu
Chokwadi munhu worumwa nenyoka woramba kuenda kuchipatara? Ma1
i smell lies coated with chocolate in mother's statements. Mai vemunhu kuona kuti mwana wavo ashaya kana kuridza mhere kuti vavakidzani vauyewo?
Vaida kuita chiporofita chenhema vakomana avo
Vabereki awo handisi kuwachenesa
Vabereki hava chavanoziva
Vabereki ava chavanoziva apana boys rakaromba iro
The snakes venom was killing him slowly it was a slow acting venom
true. imagine the pain of neuro disintegration, slowly vachingomubikira sadza vachitoona achifa. pakuzoti mwana atofa ngatirare pane kuridza mwere kuti nharaunda iuye.
Chokwadi urombwa chaiwo munhu orimwa womuchengeta mumba uuummm ????
Ko mushonga wechivanhu wenyoka hakuna here ikoko
Camera yenyu nhsi ma1 madiii mayigadzirisa
Noise apa veduwe
Ndanonoka ndichiuya
Ummm zvakaoma
Umfana rombile inkinga yikuthi uphambaniswe into zakhe
Vaida kunotengesa nyoka maprofita enhema
Nhasi pane noise zvimwe handisi kunyatsonzwa
Nhaimi hamukwanise here kutora vanhu vamunenge muchitaura navo parutivi pasina noise or shandisai ka lapell. Noise iyo muna 2023 hazvichaita. Ndatenda hangu.
Aitamba nayo sei nyoka yacho mmmmmmv zvakaoma
Kwave kuguma kwenyika vanhu havachakoshese zvivanikwa zvakasikwa namwari regai uyo arohwe neshamu yamwari ende munhu akadaro musapedze misodzi yenyu nokuchema mybe akasiirwa nyoka naginimbi kana kuita vokupisa nokuti anogona kumuka chipoko
Iwe waitwa seiko 😂 anopiswa ahamuke hrr nyama aisiriyo inomuka mudikani
Don't we have laws protecting wildlife against such kind of people in our society?
Where's chihera and sokosina
true. i miss them.
Zvirombwa izvo
Vakomana ava vanenge vaye vanoita fake chiporofita, vanobata nyoka vonama muromo ne glue, vozonyepa kubvisa pamba pevanhu.
Zvakawoma chokwadi kutamba nenyoka nekudyisa kunoita nyoka
Unoidiiko nyoka