Rudo Ibofu (Part 2) Ambuya Caroline and Her Young Lover Dickson | Issues Pane Nyaya

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 10 сен 2024
  • Rejoice joins a small court over the issue of Ambuya Caroline and Her Young Lover Dickson and the improper manner they went about the relationship causing strain especially on Carolines family with her former husband.

Комментарии • 1,1 тыс.

  • @conniejam5575
    @conniejam5575 Месяц назад +89

    Vose vari kusapota Caro na Dicky mose kwanayi makunakuna aya ini ndarwadziwa Dayi ari mwana wenyu maizvida here kuunzirwa muroora chemvere yaputana mkosho isisa ende kumwedzi hamuone here kuti hurombwa uhwu Caro ane mushonga unotyisa izvi zvaakuda Sekuru Tasvu izvi hazvisi normal izvi mbuya iyo ngayi sungwe satan wemunhu .mbuya isinganyare kunyadzisa nyika nedunhu rese pfutseki mhani muzukuru wakeka uyu .varoora vakuwasha vangati Baba kuna Dicky here to hell nevari kushora journalist naSabhuku imi ndimi musina kukwana gogo Caro umthakhati uyaloya khakhulu .Iwe Dicky siyana naGogo avo .handi supporte mahumbwe .

    • @lydiachibaya
      @lydiachibaya Месяц назад

      Nhai chii chakadaro Havana vana ,mwana arikuda kubatsirwa uyo,mushamarari anemoyo wekubereka

    • @emilymugadza
      @emilymugadza Месяц назад +3

      Kutaura chokwadi apa zviripo ndezvekuti mbuya awa naDickison vakutoda rubatsiro Jere chaidzo dzinenge dzisina kumira zvakanaka vabereki vemukomana fambirai mwana venyu ndicho chokwadi

    • @GodfryChibaya
      @GodfryChibaya Месяц назад +4

      Ipap pekuti akadyiswa I disagree coz dhiki ane umwe mukadzi aive muhombe futi akayenda coz vabereki vakauta find out Kuti aive positive so pakuti Carol akadyiswa mwana rule out seems like the boy is into older womer

    • @Hungwe
      @Hungwe Месяц назад +4

      Gara pasi chembere iyo hayina siki ne HIV. Ma 22years acho makawora kare

    • @user-iz8kl6xl1k
      @user-iz8kl6xl1k Месяц назад

      My point of view both of them are sick n mind dicky na gogo honestly there is no such love

  • @user-jo7kx6jm9e
    @user-jo7kx6jm9e Месяц назад +28

    Kune varikuti presenter atadza kuparadzanisa vanodanana mukwane dai ari wako mwana akuvigira manenji akadi ungazvida here musapesvere zvisina basa moyo yehubereki makaisepi

    • @user-lr7yh6yv2j
      @user-lr7yh6yv2j Месяц назад +2

      Taurai zvenyu zvorwadza izvi

    • @husseinmhlanga5880
      @husseinmhlanga5880 Месяц назад

      But her job there was to interview otipa nhau kwete zvekuda kunotonga nyaya. Thats not journalism.

  • @preciouschabayanzara4696
    @preciouschabayanzara4696 Месяц назад +33

    Sis Rejo mazoita mutongi seiko ndoona sokuti masiya basa renyu mukazviita heardman zve

    • @babramukanya9197
      @babramukanya9197 Месяц назад +2

      Apa vatadza bsa basa avakupinda nepaasingakwani

    • @user-nz9ik3cc4z
      @user-nz9ik3cc4z Месяц назад

      Kkkk ndanga ndisati ndavaziva Rejoyce akavhengera😅

  • @blessblessing9181
    @blessblessing9181 Месяц назад +30

    Gogo ngavasiye mwana .thanks journalist.

  • @margaretbaka848
    @margaretbaka848 Месяц назад +55

    God, the boy doesn't look normal shame. I'm heartbroken 💔 as a mother.

    • @iceechips6468
      @iceechips6468 Месяц назад +1

      Atori bhoo. Bota rinodhliwa nemunhu akakwana.😂😂

    • @user-iz8kl6xl1k
      @user-iz8kl6xl1k Месяц назад

      Both of them my sister they are not ok with that granny

    • @bors6334
      @bors6334 Месяц назад

      😂😂😂 both of them 😢😢so sadly

    • @rachelntini4252
      @rachelntini4252 Месяц назад

      But what they are now doing is not fare. She’s a woman and guy in love

    • @vongaichiwenga8990
      @vongaichiwenga8990 Месяц назад +2

      ​@@rachelntini4252 guy in love ipi ipapa guyz ngativei nemweya wekubereka😢😢😢

  • @sandrawhata1867
    @sandrawhata1867 Месяц назад +25

    Journalist did very well coz that whole situation is unsettling.... Dick doesnt come across as jagged up mentally.

    • @husseinmhlanga5880
      @husseinmhlanga5880 Месяц назад

      Is that journalism? Yake ndeye kungotapa nhau. Chete akaona kuti vanhu vaari kudealer navo havanawo kutokwana.

    • @gumsblt3dj5z
      @gumsblt3dj5z Месяц назад

      I agree to disagree with you Sandra. The story concept is good to me. There is need to give attention to this absurd marital union, but the journalist's approach should improve. To say 'she did very well' 🤫uuuh! I beg to differ.

    • @MarianChims
      @MarianChims 27 дней назад +2

      Ambuya avavanopenga Ava uyevanengevakadyisa mwana

  • @BridgetGunguo
    @BridgetGunguo Месяц назад +15

    Presenter was right ✅️ uyu mukomana ndiye anopenga manje chokwadi chembere yakadaiii here??

  • @victormuposhi4635
    @victormuposhi4635 Месяц назад +31

    Dai vari sekuru varoora mkadzi zera ra Dickson maitii?? Siyayi vanhu vaite yavanoita imi, muri kuzama kudzima moto ne petrol apa. Interviewer must be neutral izvo zvekuvhevhetedza munhu kunge uri mutongi ndezvekushaya izvo

    • @ClarahNyakabau
      @ClarahNyakabau Месяц назад +1

      Kumurume kuroora mudiki ndoona zvirinormal pane kuti mwana komana oroora gogo wagogo wake 😂😂😂😂😂

    • @user-jo7kx6jm9e
      @user-jo7kx6jm9e Месяц назад

      Murume ari nani bcz machances ekuiita vana aripo ko zvino gogo vaguma huraaa aaaa imi

    • @bellaafrique2607
      @bellaafrique2607 Месяц назад

      Girl power gogo Carol.........Dick you are a trailblazer.......
      It might be better for both to have individual therapy which will empower them.
      I don't think that we will be laughing if this ends in suicides.

    • @priscillahchiromudzimu1632
      @priscillahchiromudzimu1632 Месяц назад +1

      ​@@ClarahNyakabaunyaya Yako Haina kana direction zvese zvinormal aslong asina kubatwa chibharo

    • @priscillahchiromudzimu1632
      @priscillahchiromudzimu1632 Месяц назад

      ​@@user-jo7kx6jm9easi kuita vana ndokunonzi kudanana here

  • @cjt6946
    @cjt6946 Месяц назад +11

    Only a parent can understand the whole situation our culture has to be respected

  • @SibandaPatricia
    @SibandaPatricia Месяц назад +20

    Mbuya vakadyisa mwana uyu
    Zvakaoma hazvo

    • @marthakagumbate5538
      @marthakagumbate5538 Месяц назад

      Chokwadi mataura chokwadi

    • @otilliafireyi
      @otilliafireyi Месяц назад

      @@SibandaPatricia No Havana kumbomudyisa asi kuti Dick anehusimbe haadi kushanda arikutochengetwa nechembere iyoyi nenzara iyoyi hamutonzwi mai vake vaitodawo kutoripirwa nambuya Caro nekuti vakaona kuti chembere yaDick inoenda kubasa.Makazviona kupi kuti vamwene vanoti ndiripire kumuroora.

  • @makanyaramatamare6938
    @makanyaramatamare6938 Месяц назад +14

    Akashandisirwa mushonga mwana uyu

    • @lillycee5054
      @lillycee5054 Месяц назад +1

      Chokwadi Mbuya Caroline vakataura kuti ndimadzimai vanobatsira kuNguo tsvuku!

  • @ebbermoredimingo
    @ebbermoredimingo Месяц назад +7

    rejoice arikugona nekut hazvibatsire kungonakidzwa nekutaura ñyaya isina solution mbuya vakanganisa mwana rwadziwai nekubereka wo kwemumwe uri iwe unonzwa sei izvi hazviite ngavasiyane rudo rudo chii pachembere yakadai

  • @ndizvo06
    @ndizvo06 Месяц назад +13

    Hama dzagogo Carol where are you? Protect gogo from that journalist. She has no right to harass gogo mentally.

  • @nickywulffen552
    @nickywulffen552 Месяц назад +34

    Was respecting the journalist but now i feel like hauna respect iwe mai dzikama haupenge

    • @lilianmhamba
      @lilianmhamba Месяц назад

      True respect haana sure

    • @oswellmuzarurwi1122
      @oswellmuzarurwi1122 Месяц назад

      U can say tht again

    • @oswellmuzarurwi1122
      @oswellmuzarurwi1122 Месяц назад +1

      Avekunhuwa kurikupisa uko madhafu dhunda haatane kunhuwa beche ngaachinogeza ozoi

    • @lilmap7286
      @lilmap7286 Месяц назад +2

      Akabvira pa first interview. She lost the plot kare. Her job is to interview and respect all sides their views and opinions. Rake basa nderekutapa nhau kwete kuda kuzviita mutongi gava !

    • @tendaikoofa8497
      @tendaikoofa8497 28 дней назад +3

      You have lost a subscriber.

  • @FungisaiMudadi
    @FungisaiMudadi Месяц назад +19

    Thank you Rejoice nokubatsira mhuri iyi, chokwadi hazvina kumira zvakadai madhimoni chaiwo ,dai mbuya ava vakafirwa nemurume,taiti ngavachiita zvavanoda,manje kuti murume uripo voti ndoda kuroorwa nemwana mudiki,chihure

    • @chipoUsore-dg3cl
      @chipoUsore-dg3cl Месяц назад

      comment yandanga ndakamirira gogo awa vakadhamba murume anofanira kupedzerana nasekuru then hapana aizovati rambanai

    • @lillycee5054
      @lillycee5054 Месяц назад +1

      Thank you Fungisai musi unofa mbuya ava vabereki vaDick vachaona kuti havana kungwara even kurara mumota Dick achiita bonde nemukadzi wemunhu hmmn sekuru murume waCaro akafa ma1 atanga!

    • @salsa_zw6689
      @salsa_zw6689 Месяц назад +3

      Why are they also not going and asking the old men marrying under age girls ??

    • @chipoUsore-dg3cl
      @chipoUsore-dg3cl Месяц назад +2

      @@salsa_zw6689 excalty coz it's a young guy marry magogo now they are saying our culture doesn't allow ,how

    • @cainelufuno9113
      @cainelufuno9113 28 дней назад

      Sabhuku anoziva nyaya yake uyo mpfana kwana iwe ko chii nai zvirinani kuita hako bonyora tseke iwe

  • @dhavetembo7654
    @dhavetembo7654 Месяц назад +14

    These are matters of the heart ♥️ kana munhu asingachadi haachadi. Vaviri ava vanhu vakuru varimurudo. Presenter is very judgemental and unaware of her biases. Caroline is of sound mind therefore her decision is what determines the outcome. Sister Caro haachada respect her. We have more pressing matters kwaMarange kune ma peodophiles arikumbunyikidza vana.

    • @abiegal4827
      @abiegal4827 Месяц назад

      iwe iweka

    • @highlyfavored1143
      @highlyfavored1143 Месяц назад +1

      Kana gogo vasingachadi murume wawo ngavaende Kuma Purazi vasiye mwana

  • @lillycee5054
    @lillycee5054 Месяц назад +8

    Well done Rejoice !!!patsika dzedu nemagariro wanano yevaviri Ava inokahadza nokutsyisa .
    Nyaya iyi looks simple asi hayisi. Yes you can’t force them apart but kurara mese mumota pamusha pevanhu. Mbuya avo kunogara panaDick murume wavo aripo hmmmn… medzisiro ingozinyana mumhuri. Mbuya Ava vakafa pamba pevanhu pavarikurinda ndopanotanga ma1!
    Bulawayo sandi pano🙌🏾

  • @dhuzamuposhi
    @dhuzamuposhi Месяц назад +38

    NRTV please haisi mandate yenyu yekuda kuita hu detective husina basa why is your reporter taking personal ? They are both adults this is a free country regai vanhu vaite zvavanoda inga vakuru vakareva vakati chembere mukadzi hazviyenzane nekurara mugota.

    • @OomGee88
      @OomGee88 Месяц назад +1

      @@dhuzamuposhi Mazidofo evanhu, vakapusa, they don't know kty they will end up paying hefty amounts to those two🤣🤣

    • @emmamaringe6595
      @emmamaringe6595 Месяц назад

      Taura zvako

    • @catherinewoodend-fs1xs
      @catherinewoodend-fs1xs Месяц назад +2

      Dai ari mwana wako waifamba naye kuti agadziriswe pfungwa plus iwe ukaigirwa muroora akadai unoda here kwana iwe i don't think kuti unozvara iwe that's why usina mwoyo wekubereka

    • @dhuzamuposhi
      @dhuzamuposhi Месяц назад +1

      @@catherinewoodend-fs1xs I am still entitled to my opinion ko zvekundiudza kukwana zvapinda papi ? Hapana mhosva yavapara vanhu ava dei iripo vari mujeru izvozvi moyo muti unomera paunoda.

    • @bluevan11
      @bluevan11 Месяц назад

      ​@@dhuzamuposhimhosva hapana and vakura they can make their own decisions, they are happy ngavavasiye

  • @tblessings
    @tblessings Месяц назад +23

    Dick haapengi uyoo.He just needs counselling not ma accusations amuri kuita awo...you should also bear in mind kuti pane ma repucasions.

    • @rutendomushana3053
      @rutendomushana3053 Месяц назад +1

      True he needs counselling looking her back group she misses a mother figure in his life jus kungonamatirwa kwakaita anzwe kugonerwa sometimes parents we play a big role in our children's lives

    • @theresamambara5923
      @theresamambara5923 Месяц назад +1

      Chokwadi

  • @GraceKunene
    @GraceKunene Месяц назад +11

    Mbuya ngayisiye mwana reporter Ari right hazvisi normal

  • @edithtawhinei9515
    @edithtawhinei9515 Месяц назад +61

    This lady who is interviewing , is now taking it personal , what if ukarambanisa vanhu vakasara vachinwa mushonga vakafa unozodii? What’s in it for this lady? Kana vachida nana siyayi vakadaro kunyange vachirwara vari kupindirana, leave them alone. Please .

    • @user-ho6kp1rt7t
      @user-ho6kp1rt7t Месяц назад +8

      Wakutorwara newe

    • @MuzvareBettyMakoni
      @MuzvareBettyMakoni Месяц назад +15

      She needs training on interviewing without being judgemental

    • @nozweloncube8788
      @nozweloncube8788 Месяц назад +3

      Kkk vakafa vachamumukira ngozi kunzima makatirambanisa 😂😂😂 mutori wennhau muchapaea ngozi muchanziripanei

    • @nozweloncube8788
      @nozweloncube8788 Месяц назад +1

      Sabhuku vanenge vakaroohwa netombo or msombodiya 😂😂😂

    • @marshalltsakatire3420
      @marshalltsakatire3420 Месяц назад +2

      @@edithtawhinei9515 avo ngavanwe zvawo

  • @EvaEva-ku3pl
    @EvaEva-ku3pl Месяц назад +7

    Sa Mother of boys I agree with sabhuku and Journalist handingadi mwana wangu kuti aite mashura akadai nxaaah 8 kids mbuya iyi yototi namanama nemwana wangu ngavagadziriswe mbuya na Sekuru vadzokerane.

  • @sharaidzivami33
    @sharaidzivami33 Месяц назад +5

    munhu ane moyo ega ndiye anonzwa tsitsi nenyaya yakadai zvinosiririsa izvii hakuna mubereki anotarisira zvakadai.........thank you interviewer😭😭😭😭😭

  • @yvonnemthunzi1864
    @yvonnemthunzi1864 Месяц назад +4

    So heartbreaking as a parent to see such things happening 😢
    Spiritual deliverance is needed

  • @Jahlady
    @Jahlady Месяц назад +52

    Presenter hausi wakuzvinyanya here, zvawave kuita kunge mutongi nhai. Ziva zvekutora nhau usiire ana mambo basa ravo

    • @MalvernMhaka-xs5qf
      @MalvernMhaka-xs5qf Месяц назад +4

      Very true she has crossed her boundaries

    • @edwinbhimha9191
      @edwinbhimha9191 Месяц назад +1

      Sure vkuzvinyanya wn

    • @user-qi9re2tf3f
      @user-qi9re2tf3f Месяц назад +1

      Munin’ina wamai Dick ndosaka achitonga

    • @Jahlady
      @Jahlady Месяц назад +1

      @@user-qi9re2tf3f for real here, kana ari munin'ina wavo akaregererei kugadzirisa nyaya behind the camera

    • @oswellmuzarurwi1122
      @oswellmuzarurwi1122 Месяц назад

      Sure wena idako kamukadzi ako kakutoita kunge. Judge dako rake mukadzi uyo haanyare kuda kurambanisa vanhu mwana wembwa

  • @marthakagumbate5538
    @marthakagumbate5538 Месяц назад +11

    Imikaimi muchembere wechindebele uyu anoroya anemushonga kupusisa mwana mudiki kudaro zero racho mbuya inoroya iyo

    • @user-jo7kx6jm9e
      @user-jo7kx6jm9e Месяц назад

      😂😂😂😂😂 SORRY nekuseka but its true hazvisi normal

    • @SukaiMasvingise
      @SukaiMasvingise Месяц назад

      Nyaya iyi ngaiiswe kwa Mambo aaDick akadyiswa nambuya ava ngaarutsiswe and amai Dick vanenge vakatodyiswawo

  • @Lafimbu
    @Lafimbu Месяц назад +34

    The interviewer is very unprofessional her choice of words is pathetic.This was not an interview. please @NRTV next time ipai vanhu mabasa vakati fundei. This one ane chitete chakanyanyisa.We know it's sensitive but you cant show that you are disgusted and take sides. Ibasa kwete nyaya dzekumba kwenyu. Watch @Destiny TV or Drewmas Media and you will learn one or two things

    • @mell19883
      @mell19883 Месяц назад

      True interviewer atadza zvake it's very unprofessional of her zvatova personal

    • @vengysnapo4825
      @vengysnapo4825 Месяц назад

      True

    • @mancuencube
      @mancuencube Месяц назад +1

      Journalist is un professional, umbotererao nyaya dzinoitwa nemazera ako vana tete tilder, stella muusha uoneo maitiro avaonoita havabvi vatanga kutema mnhu nematombo vanoterera both sides vanoziva zvakare bounderies,wanga watova judge hauzive hre pane vakadzdzra izvozvo, ungaisa mashoko mumuromo mevanhu vese, siyei zvawavinga

    • @berthamadeu6633
      @berthamadeu6633 Месяц назад

      Ihhh journalist anedzungu too much anekakupengereka

  • @dorothychihuri1928
    @dorothychihuri1928 Месяц назад +11

    Dick is not Norma at all muendesei kwaanochengetwa, atobva mu area iyoyi kusvikira akura, bcs akakanganiswa pfungwa chaidzo na mbuya ava

  • @Mamabriana-e2l
    @Mamabriana-e2l Месяц назад +5

    This lady is too demanding 😮yoooh haiboo these social media is not good at all poor are being taken advantage of noo that is wrong imi mai imi mukwane they ain't your kids vanhu awa

  • @MoilorTsamwa
    @MoilorTsamwa Месяц назад +9

    This matter may sound funny nekt its not your relative ari wako mwana waibvuma here kuti aunze chembere mumusha ? GBV doesnt only applies to girls but also to boys . Mukomana uyu its eithee he's mentally challenged or akashandisirwa mushonga

  • @julijoymasiyemvuramasiyemv7591
    @julijoymasiyemvuramasiyemv7591 Месяц назад +4

    Auntie rejoyice musaterera macomments akashata muri kugonesa munotoziva zvamuri kuita itii Mai dic vatsvake vechivanhu mwana arutsiswe fnerai mukoma robart

  • @marthakagumbate5538
    @marthakagumbate5538 Месяц назад +12

    Hapana kuda musikana tete mukomana uyu anorwara nepfungwa haasi ega awo muchembere wechi ndebele haaa waroya kuda mwana mudiki akadaro

  • @nomvulondlovu5546
    @nomvulondlovu5546 Месяц назад +5

    Maitabasa Auntie Rejoice hakuna marriage yakadaro

  • @SurprisedAurora-hv7rk
    @SurprisedAurora-hv7rk Месяц назад +10

    Mbuya ava vasadaro asi kudzungaidza mwana kudaro

  • @memoryzulu6949
    @memoryzulu6949 Месяц назад +7

    Dickson anoda kuwongororwa upstairs yake na doctor coz hazvisi normal at all...mbuya Caroline vanoda kurohwa zvekuti dhuuuuu kana Uri mushonga wavakaita mwana uyu ummmmm scary

  • @MalvernMhaka-xs5qf
    @MalvernMhaka-xs5qf Месяц назад +12

    Amai imi muri mutori wenhawu here kana kuti unotonga misha yevahu who are you to judge

    • @BlessedMapako
      @BlessedMapako Месяц назад +2

      Unakwan iwe sak uti Mwan agare nambuy ivava?

  • @LaytonChizema
    @LaytonChizema Месяц назад +11

    Gogo vakadyisa mwana uyo chete plz chimbofambai kwanasekuru mwana abatsirwe haaaa

    • @natashahweru9479
      @natashahweru9479 Месяц назад

      Taura ako

    • @YvonneNyamayaro-vz3uy
      @YvonneNyamayaro-vz3uy Месяц назад

      Kana kumborova gogo ava chii chakadaro ichocho apa vakutopusha vavari kuda kt vazoita tezvara vavo vakarohwa gogo vainota straight

  • @cristabelsiyamonga4591
    @cristabelsiyamonga4591 Месяц назад +4

    Rejoice Nharaunda Makawa ...not only a journalist

  • @YvonneFungai-go6nl
    @YvonneFungai-go6nl Месяц назад +12

    Dick ngasiyane nagogo avo pliz gogo Caro kana musisade kugara naSamaita tsvagayi wezera renyu

  • @albertmdabuka4480
    @albertmdabuka4480 Месяц назад +15

    Madam. Munogona basa renyu bigtime. Please can you train Zimbabwe chiefs. You will help our Local government and traditional culture and way of life

    • @fortula.tichwagoramuog8784
      @fortula.tichwagoramuog8784 Месяц назад +1

      Ipfungwa dzako.Not everyone should see things from your perspective.Its a free world 🌎🌍.Dai sekuru vatora mvana kana musikana ane 20 years yaisaita nyaya.Zimbabwe inodzvinyirira vanhu in the name of culture,customs and traditions dzakadhakwa.The world has changed a lot.Dickie akadanana nambuya vasiyana nasekuru saka hapana nyaya.

    • @PraiseNyoni-fl4yl
      @PraiseNyoni-fl4yl Месяц назад

      True

    • @iceechips6468
      @iceechips6468 Месяц назад

      Only Chief Nyamarope needs anger management help. Chief Mutasa is far better than Constitutional CJ Marhabha.

  • @chiramwiwakahuni1303
    @chiramwiwakahuni1303 Месяц назад +20

    Ummmm ini ndoona kuti mbuya avo na Dickinson uyo vanorwara pfungwa vose

  • @user-mt5wn4jm6k
    @user-mt5wn4jm6k Месяц назад +11

    Uwuuuuu gogo kero wanemoto mbhurukwa

  • @spiwemunhenga5112
    @spiwemunhenga5112 Месяц назад +13

    Ko mukumanikidza gogo sei Ivo vakarambana nasekuru

    • @wellinessruzvidzo9939
      @wellinessruzvidzo9939 Месяц назад

      Ngava gare nevana vavo vachichengeta vazukuru kwete kuti vanoda mwana mudiki kudero,

    • @spiwemunhenga5112
      @spiwemunhenga5112 Месяц назад

      @@wellinessruzvidzo9939 aaa dear ndizvo but vane zemo gogo avo uye vakarambana nasekuru kare hazvigoni kuvamanikidza

    • @spiwemunhenga5112
      @spiwemunhenga5112 Месяц назад

      @@wellinessruzvidzo9939 havasi kutoda zvekugara pamba apo hanty wakanzwa paya vachiramba mayb vakaita vekunyengerera mheno

  • @felistasmurapa7183
    @felistasmurapa7183 Месяц назад +12

    Presenter well done wataura pachikuru

  • @claytonndiridza
    @claytonndiridza Месяц назад +6

    Journalist manyama munopedza ma sports tete ve nrtv .....kkkk kagogo aka kane mushonga zera rako kachiri kupinda mu bedroom......iro rinonzi dick richafira pamusoro ...vakadhakwa vese dick nagogo ava ndevekumama vese ..varikutovhura hombe chaiyo

  • @sifundilemhlanga1755
    @sifundilemhlanga1755 Месяц назад +2

    but Dick is responding well to all questions,he is in love with gogo Caroline

  • @rejoycezinyama7963
    @rejoycezinyama7963 Месяц назад +11

    Seiko muri kuvamanikidza uvo vaisade?😂😂😂😂😂😂😂

  • @faraimteliso3674
    @faraimteliso3674 Месяц назад +3

    Honest opinion: You were very unprofessional with in your conduct.
    1. Several times, she expressed how she felt, you didn’t listen
    2. These two are in love, and then that’s you there, playing deputy “god” trying to dictate to them how love should be like
    3. You had one job, just one. Take the story and give out. Why did you start playing a chief or sabhuku or counselor? Cameras were rolling on, and there you’re trying to be emotional about the whole situation
    4. lol not you giving a diagnosis on Dick, that was brave of you. How did you arrive at the conclusion that he’s mentally unstable?
    5. As a woman, and interviewing another woman, take your time to listen. She continuously told you she didn’t want to stay, and you forced your way in. All because you’ve cameras and in the village were they would just respect anything and anyone?
    6. You must be proud of yourself today. There was absolutely no reason to incite eviction of those two from their residence. But because there’s a silly sabhuku Muzanenhamo or who ever nhamo he is, he would just agree with you. You didn’t connect those people for Christ sake. Leave the damn alone. They are all above 18 and know what they are doing. Anyone can decide to get married to their love please. It’s not your duty to match make. I’m so pissed and felt had to look you up and share with you my “2 cents”

    • @charleschahwanda6748
      @charleschahwanda6748 Месяц назад +1

      Taura hako mai avo vanekakusemesa

    • @rhochengeta4979
      @rhochengeta4979 Месяц назад +1

      She took this matter way to personal, the way she was so condemning towards Carol was uncalled for. These two are in love, simple as that. This was painful to watch.

  • @prudencemhlanga9826
    @prudencemhlanga9826 Месяц назад +3

    Izvi ndizvo zvezvinhu zvinotadzisa mvura kunaya......aya anonzi makunakuna.😢

  • @tashasdee3447
    @tashasdee3447 Месяц назад +18

    Presenter uyaphapha yazi,ungenaphi ethandweni lwabantu

  • @IdahTakwada
    @IdahTakwada Месяц назад +20

    Siyani vanh vakadaro ,iwe mutori wenhau hauna kukwana

    • @nozweloncube8788
      @nozweloncube8788 Месяц назад

      Kkkk anoda kuvarambanisa

    • @TsitsiKwangwa
      @TsitsiKwangwa Месяц назад +2

      Ari wako mwana unofarira zvakadaro hr, ngativei nemoyo please

    • @mell19883
      @mell19883 Месяц назад

      Moyo Wei ari murudo dick nothing wrong there ko akazviuraya nekuti vanhu vamurambanisa nechembere yake

    • @sarusoko9785
      @sarusoko9785 Месяц назад

      Ndarwadziwa Dick pfungwa dzake dzinoda kuongororwa Mai vano nyadzisa ava

    • @priscillahchiromudzimu1632
      @priscillahchiromudzimu1632 Месяц назад

      ​@@TsitsiKwangwaIni ndozvida nekuti ndezvemoyo Saka unozofara here ukanzwa kuti dick arepa akasungwa or gogo vapondwa nekumanikidzirwa kugara nemunhu wavasingade

  • @claytonndiridza
    @claytonndiridza Месяц назад +5

    Muendesei kwatasvu ,kanengo kana vamwe anorutsiswa akajiswa mpfanha uyu

  • @salomechipfuwa5550
    @salomechipfuwa5550 Месяц назад +7

    Thanks tete Rejoice nekugadzirisa nyaya inorwadza kudai

  • @shoraichiwaka5713
    @shoraichiwaka5713 Месяц назад +1

    Their only crime is to love each other.

  • @preciouschabayanzara4696
    @preciouschabayanzara4696 Месяц назад +7

    Siyai caro&Dee pls,they deeply in love

  • @migueltichareva904
    @migueltichareva904 Месяц назад +7

    Ibhonde yakonzeresa apa, hapana nyaya.

  • @user-xo2gg3dt8b
    @user-xo2gg3dt8b Месяц назад +10

    Interviewer should resign. Both Dick and Caro have sound minds. They are able to make their own choices.

  • @user-ko5xd7ly1m
    @user-ko5xd7ly1m 27 дней назад +1

    Ivai nemoyo vekubereka hama dzadiwa hakunaa mubereki anoda zvakadai ..Aya ndoanonzi makunha kunha hakunaa rudo rwakadai never😢😢😢✋✋✋

  • @TafadzwaGumbochuma-rk1cm
    @TafadzwaGumbochuma-rk1cm Месяц назад +4

    Presenter has diluted her show by beeing Mutongi Gava.She must seperate issues

    • @sabi88184
      @sabi88184 Месяц назад +2

      Agonesa ndimai vakabereka vanozvinzwisisa hakuna anoda mwana wake aite mashura akadaro

  • @simisongwenya6495
    @simisongwenya6495 27 дней назад

    Thank you Rejoice watonga iwe may God bless you

  • @RejoiceSithole-s9o
    @RejoiceSithole-s9o Месяц назад +14

    Makuputsa imba yamukomana ne BBY rake

  • @MargaretNdhlela
    @MargaretNdhlela 3 дня назад

    Weldone Christopher unotaura zvine udzamu good shuwa urikuona zvandrikuonawo apa izvi we don't support madhaka akadai

  • @sandrawhata1867
    @sandrawhata1867 Месяц назад +5

    Something aint right with mbuya Caro. ...

  • @zvikorondozai5453
    @zvikorondozai5453 Месяц назад +1

    U CANNOT force a person to stay with someone. U really don't know what happened between them, Mum! This woman is not a psychiatric case✨️The boy is not sick either. The old lady found an escape into this young man's arms & vice versa. The strategy u are bringing on the table is not going to work.

  • @bigpoppa5468
    @bigpoppa5468 Месяц назад +38

    Nrtv your interviewer is wrong.

    • @succeedm
      @succeedm Месяц назад +1

      very wrong

    • @mishecknkonzo4805
      @mishecknkonzo4805 Месяц назад +3

      She's not good on it she must go back to school

    • @gumsblt3dj5z
      @gumsblt3dj5z Месяц назад +1

      Is she really a journalist?

    • @Cay123.
      @Cay123. Месяц назад +1

      Haaa izvi hazviiti izvi

  • @highlyfavored1143
    @highlyfavored1143 Месяц назад +1

    Thank you journalist

  • @albertkidah5013
    @albertkidah5013 Месяц назад +24

    Ane murume here benzi ra journalist uyo

    • @edwinbhimha9191
      @edwinbhimha9191 Месяц назад

      Haundifunge kudaro kuuya kusoputsa dzimba dzevanhu

    • @tatendakunedzimwe4509
      @tatendakunedzimwe4509 Месяц назад +4

      ​@@edwinbhimha9191do feel pit for that old man ..which imba yarikuputsa ..if it was yo mother taken nemwana mudiki wainzwa sei ..this is not normal ...this lady is trying to built back the home which was destroyed by Dick

    • @vimbaimadziva1066
      @vimbaimadziva1066 Месяц назад +2

      Good job Rejoice

    • @KevinButelezi
      @KevinButelezi Месяц назад +1

      Saka Diki ndiye murume?

    • @nyaradzorapozo2580
      @nyaradzorapozo2580 Месяц назад

      Anenge asina ane kahunhu kekutonga tonga kana waroora wake ndoona waine nhamo

  • @tambudzainechiwowe4968
    @tambudzainechiwowe4968 Месяц назад +6

    Paita dambudziko renjere veduwee mapenzi aya shame

  • @SimbarasheChabaya
    @SimbarasheChabaya Месяц назад +6

    Dickson na Mbuya vane fuse dzakatsva

  • @HumphreyGeorge-gk3vq
    @HumphreyGeorge-gk3vq 3 дня назад

    Hats off to you Tete people should start taking this issue with the seriousness it deserves nekuti people are taking this likely sekunge ma jokes but it's not even funny kana iro hure iro rechembere hari nyare here...I'm so angry....kana zvichiramba nyaya ngaiende kwamambo sabuku maita mudoko apa....

  • @VeeFreedom-o2i
    @VeeFreedom-o2i Месяц назад +5

    😂ndaseka pauya gogo kuzogara panaDick uuummm pane nyaya sure sabuku dzingai gogo avo kumusha kwenyu

  • @GeorginaGwatiwa
    @GeorginaGwatiwa Месяц назад +2

    Munhu chaiye akasenga nine months anorwadziwa nenyya iyi guys it's not fair mbuya vanofanira kutosungwa avo

  • @Alexis-ys4uj
    @Alexis-ys4uj Месяц назад +3

    Mmmm Dick akadyiswa uyu .He needs spiritual help seriously.Something is wrong somewhere on both sides.Mbuya naDick both need help. 3:52

  • @vimbaimhere5619
    @vimbaimhere5619 28 дней назад

    Tinotenda nechirongwa Sisi Rejoice, mbuya vakashanda Mwana nemushonga

  • @divhaschikos8270
    @divhaschikos8270 Месяц назад +4

    Bvisai dek ikoko auya kubasa kuno

  • @simisongwenya6495
    @simisongwenya6495 27 дней назад +1

    Mwana wemuroyi uyu zidofo chairo nemutumbi wese uyo kushaya mashoko ncaaa

  • @tafirenyikazirobwa3224
    @tafirenyikazirobwa3224 Месяц назад +4

    Presenter avo bhoo here, she is after destroying the relationship only 😂

    • @tatendakunedzimwe4509
      @tatendakunedzimwe4509 Месяц назад

      which relationship 🤔 kwana

    • @mesiMutepfa
      @mesiMutepfa Месяц назад

      😂😂😂😂😂

    • @rashelmoyo386
      @rashelmoyo386 Месяц назад

      Pakashanda uroyi apo pacho pavaimunamatira pfungwa hadzisisiri ryt presenter arikubatwa ne mweya we kubereka dick is already destroyed his life ne chembere iyo

  • @lawrencekajengo4111
    @lawrencekajengo4111 Месяц назад +2

    They are in love .Leave them. KO MAKUITIRA SHANJE HERE NHAI MUTORI WENHAU. hAPANA MUTEMO UNORARAMBIDZA RUDO PANE VANHU VANE MAKORE ANODARIKA 18 YRS.

    • @carliekutya1929
      @carliekutya1929 Месяц назад

      Nhaiwee une moyo wekubereka here?
      Saka uri kutoti they are in love uri kutoona zviri normal izvi?

    • @luciabanga1677
      @luciabanga1677 27 дней назад

      Veduwe tarisai sekuru avo vakura veduwe kuti vagotanga kunyenga futi pakaipa. Mbuya ngavagare pamba

  • @bethamauruka3192
    @bethamauruka3192 Месяц назад +3

    Maybe mbuya Carol was abused nemurume wavo nekuti marambiro acho akatooma, asi pazera ravazoda ndorakashata.

  • @tafadzwatafadzwa8845
    @tafadzwatafadzwa8845 Месяц назад +10

    Magogo Caroline vane demon sure 😢😢😢😢😢 ngavamboenda kungomahuru vanoongororwa njere,, Dick wako izimcare chairo 😢😢

  • @ndizvo06
    @ndizvo06 Месяц назад +2

    Lets take a poll and see how many 60 yr old men in zimbabwe alone are married to 23 yr old girls and below. Stop abusing gogo nxa-a

  • @cerinabadza6076
    @cerinabadza6076 Месяц назад +4

    Siyai Dee nagogo vake

  • @MargaretNdhlela
    @MargaretNdhlela 3 дня назад

    Thankd aunty Rejoice ❤

  • @claytonndiridza
    @claytonndiridza Месяц назад +4

    😂😂😂😂 ndachema hangu baba vebenzi havana mufaro dick arikuda kuendeswa kwatasvu

  • @BlessingMuronzi
    @BlessingMuronzi Месяц назад +1

    Wakangwarisa iwe reJoyce ko pakaitika zvimwe zvinhu unoitasei zvekumba kwako wapedza here iwe ko vakafunga kuzviuya unopihwa mhosva ndiwe

  • @albertmdabuka4480
    @albertmdabuka4480 Месяц назад +19

    This lady wants to preserve and maintain our culture. She's highly qualified and more than a journalist. The interviewer is fixing the country. Pamberi nemwi madam. Mbuya back to Bhinga

    • @fortula.tichwagoramuog8784
      @fortula.tichwagoramuog8784 Месяц назад +1

      Vafana vekuZimbabwe vari kutogara nechembere dzakapfuura mbuya Ava kuno kuEurope.Beauty and love is in the eye of the beholder.Musangosvora mbuya.Chii chakamboitika kuti mbuya vasiye sekuru.Journalist is not a medical professional and it appears journalists are overstepping the boundaries of their profession.A proper assessment has to be done.Dick lack legal knowledge maybe because of his standard of education.The stigma from being labelled as mentally challenged can qualify for legal contest by assuming defamation of character.Superstition is always given as an explanation for anything that people fail to understand.Zimbabwean journalists(some) break the law countless times.Being a journalist doesn't give you a right to infringe on people's private lives.Sabhuku is calm and handled the case well without overstepping his authority.This case is multifaceted and deserve a multi pronged approach!!!!

    • @kudzanaipedzisa4170
      @kudzanaipedzisa4170 Месяц назад

      mbuya iyo yakati yakapfuhwira Dickson

    • @aribhuruaa8867
      @aribhuruaa8867 Месяц назад +3

      she is not she is biased a bully and doesnt respect vanhu .... i wont watch NRTV again

    • @nyengeteraichitiki9016
      @nyengeteraichitiki9016 Месяц назад +2

      Ko munovaparadzanisireiko kana vachidanana vasiyei vacharambana vega. Hapana below 18 years apa. Hapana nenji. Twuvasikana nemadhara munonyarara wani vasiyei vakadaro. Hapana akabata umwe chibharo apa. Wake up mhani Zimbabwe hapana anemhosva legally coz age is just a number. Dickson is 23 and is old enough to make decisions. Kusara kwakadai kunobhohwa hey. Varume vakuru vanomhanya nemaunder age asi muchinyarara asi nanga nanga nokurambanisa Dicky nemuskana wake. Usadaro iwe journalist

    • @gaffa7549
      @gaffa7549 Месяц назад +2

      Hapana preserve apa anedzungu uyo haise judge ndi journalist

  • @BlessedMapako
    @BlessedMapako Месяц назад +1

    Very good answer well done boy

  • @annitajoshua7043
    @annitajoshua7043 Месяц назад +4

    Dickson ndinokuda Dickson wadaireei 🎤🎤🎤🎼🎼🎶 vnaofanirwa kunditevera nekuti handina chandakatadzirana navo kkkkkkkkkk

  • @simisongwenya6495
    @simisongwenya6495 27 дней назад +1

    Mandevere imhuka dzevanhu idzi worse when it comes to chipfambi kubasa kwavo . Madhende emupillow chaiwo kana ma tissue anoda kupisikiswa wo flusher chete

  • @mell19883
    @mell19883 Месяц назад +6

    Siyai vanhu vadanane

  • @brendamasedewe7069
    @brendamasedewe7069 Месяц назад +1

    Rejoice you are an inborn social worker.❤❤❤❤

  • @faraimteliso3674
    @faraimteliso3674 Месяц назад +52

    You’re not being fair. Why force her to stay with a man she doesn’t want?

    • @edwinbhimha9191
      @edwinbhimha9191 Месяц назад +2

      True

    • @annamazivisa4650
      @annamazivisa4650 Месяц назад +1

      Where else can she go? Sleep in the car? ​@edwinbhimha9191

    • @tatendakunedzimwe4509
      @tatendakunedzimwe4509 Месяц назад

      what do u mean ..if dick was your son ..wainzwa sei ..ngavadzokere she can't give birth anymore what else can she offer for dick and his family..vosiya murume for what reason

    • @freedomjunior5291
      @freedomjunior5291 Месяц назад +12

      Vanhu munoda drama sterek,chembere ngaisiye mwana

    • @freedomjunior5291
      @freedomjunior5291 Месяц назад +3

      Muroora anopindura vamwene kkkk,kudheerera kt vamwene mwanana

  • @alleyesonafrica4283
    @alleyesonafrica4283 Месяц назад

    Good job ma Sistrani Someone had to step up seems like the whole community mazungairwa..dei ndirini ndaisiya ndavamamisa vese

  • @amandafish3022
    @amandafish3022 Месяц назад +5

    Dick akashandisirwa mushonga akatodzimaidziwa uyu 😂

  • @rukudzomugomezi18
    @rukudzomugomezi18 29 дней назад

    Guyz musangoshore mutapi wenhau. She is doing the best. Zvinoonekwa chete nevanhu varinormal uye vanehuMwari.
    Hakuna zvinhu zvakambodai mhani.
    It's not normal zvirikuitika izvi

  • @holywaterzentertainments238
    @holywaterzentertainments238 Месяц назад +3

    Ahhh ndatya hana yangu yarova

  • @DicksonGusto
    @DicksonGusto Месяц назад +1

    Mbuya ngavasare pamba ingozi mumusha iyi Sisi havasi wrong Mwana mudiki Uyo

  • @albertkidah5013
    @albertkidah5013 Месяц назад +22

    Please fire that useless journalist. Haatozive basa rake. Sabhuku dzikamai

  • @rasmoszivhave3291
    @rasmoszivhave3291 Месяц назад +1

    Vana ava mamental case hongu but the good part on them is they are in love they don't fight. So they better stay put
    vasiyei imi ndimi mukudananiwa nemi here bvaiapa

  • @lovenessjeche3761
    @lovenessjeche3761 Месяц назад +4

    Kkk mbuya kero vandinakidza kumhnyira kogara musaidhi radhiki kkk

    • @TauKwashi
      @TauKwashi Месяц назад

      Ndokuti love

    • @user-jo7kx6jm9e
      @user-jo7kx6jm9e Месяц назад

      Love ipiko yamuri kutaura itonzwai tsitsi nazvo