Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Madzbaba Nzira ngaaendeswe kmusha kwake
Kudherera chaiko vanhu vakazviita masatanst chaiwo vakadii kuchera votora mapfupa vonoviga kumusha kwake vozovaka zinhu ravo iro pamba pake kwete mune makuva evamwe it's sad
Your dress is beautiful Auntie Stella 😊
Dai vaida hama yavo vakanoiisa pamusha Pake voita madanha ose . uko kunonzi Public kunouya munhu wese saka ngavasavhiringa vamwe varere ikoko henyu
Kufa ndekumwe chete pirizi,dai akaiswa kumusha much better
But pakavigwa Nzira vanhu vaive vasingazvione here kwazomutsa musoro nhasi.batai vari kugrader mukwapaidze chaizvo.ndiyo zanu pf kaaa yamunoti pamberi nayo, ndivo vanhu vacho vari kugrader vamaisupporter pamaelections
Vanhu endai munopwanya rake akadyaidzwa masowe ekwamzira endai munopwanya
Saka madzibaba nzira yaive nyaya ye chokwadi kuti kwaive na madzibaba nzira kkkk thought inyambo
Aaaah vanga variko chokwadi ndakatombonamatirawo pasowe ravo 1997
Ivo vari kuda kuisa road pamusoro pemakuva evamwe ngavaite mushe. Makoshesero avari kuita hama yavo ndomakosheserwo anongoitwa munhu wese ari mu cemetery
Nzira akosha chiii iye akagara mutorongo nekubata😂chibharo
Pashaika munhu musvinu ataura apo mboko dzega dzega
Corrupt municipality ndokudhakwa kwenyika even maChina vani atori kubvisa even mabones
Madzibaba Pejinenti
Kunzwisisa kunenge kupusa. The headline should read Nzira’s tomb destroyed by angry mourners. 😮😮😮😮😮 Hazvidi negotiations izvi. Hauregi munhu achikura “nzira” nemu stand mako. 😮😮😮
Kana ririmutown ratora zvimbo hombe I think mumsaidhi mutori nemakuva paside. Vakadii vakaviga kumusha kwake
Why mapostori ane so much power muZimbabwe?
Ma Satanist ka ndoo vane simba kunyanya kufanana nemutungamiri wavo Dambudzo
Nokuti vanodiwa nerulling part inovavhotera Saka vanodiwa nokuti vakawandisa mapostora
Ndokujairira vanhu uko
Unotizvauda kumusha kwake gavafukure vaendesekumusha kwake
Dai vakanovinga kumusha kwake kwete kuparadza makuva evamwe hazviite izvo
Zvakaoma hazvo
Tochamuka takazvichera
Taura hako zvoda kuparadzwa
Madzibaba Nzira,bhuru rekumasowe😊
Ko pazvaiitwa 2011 ko vanhu vaivepi nzira ichiiswa pamusoro pe mamwe makuva
Mapostori anodheerera dai Baba Chatunga vari vapenyu pasina mahumbwe ose aya
Vanga vasati vakura vakomana ava, nhasi vakura vakuona kushata kwazvo. Plus chakashata chakashata
Hazvi nakidze sure ko ndo kuita sei
Madzbaba Nzira ngaaendeswe kmusha kwake
Kudherera chaiko vanhu vakazviita masatanst chaiwo vakadii kuchera votora mapfupa vonoviga kumusha kwake vozovaka zinhu ravo iro pamba pake kwete mune makuva evamwe it's sad
Your dress is beautiful Auntie Stella 😊
Dai vaida hama yavo vakanoiisa pamusha Pake voita madanha ose . uko kunonzi Public kunouya munhu wese saka ngavasavhiringa vamwe varere ikoko henyu
Kufa ndekumwe chete pirizi,dai akaiswa kumusha much better
But pakavigwa Nzira vanhu vaive vasingazvione here kwazomutsa musoro nhasi.batai vari kugrader mukwapaidze chaizvo.ndiyo zanu pf kaaa yamunoti pamberi nayo, ndivo vanhu vacho vari kugrader vamaisupporter pamaelections
Vanhu endai munopwanya rake akadyaidzwa masowe ekwamzira endai munopwanya
Saka madzibaba nzira yaive nyaya ye chokwadi kuti kwaive na madzibaba nzira kkkk thought inyambo
Aaaah vanga variko chokwadi ndakatombonamatirawo pasowe ravo 1997
Ivo vari kuda kuisa road pamusoro pemakuva evamwe ngavaite mushe. Makoshesero avari kuita hama yavo ndomakosheserwo anongoitwa munhu wese ari mu cemetery
Nzira akosha chiii iye akagara mutorongo nekubata😂chibharo
Pashaika munhu musvinu ataura apo mboko dzega dzega
Corrupt municipality ndokudhakwa kwenyika even maChina vani atori kubvisa even mabones
Madzibaba Pejinenti
Kunzwisisa kunenge kupusa. The headline should read Nzira’s tomb destroyed by angry mourners. 😮😮😮😮😮
Hazvidi negotiations izvi. Hauregi munhu achikura “nzira” nemu stand mako. 😮😮😮