Shumba, vavayi henyu baba ve shirt ye yellow vanenge ka radio ne mwana wavo vakawana nguva vakwane, dzakashota chaizvo. Baba vasina hunhu pamberi pa mambo, kunge mu ECD
One munhu ataura chokwadi bvisai pwere dzose idzi nemadzimai pofamba mukoma ne munin'ina namadzisekuru nevamweo. Otherwise hapana chinofamba uyu mukoma kana wakabata should actually be happy kuti zvave kuda kubviswa wosara wakachena unless kana vachibenefit from it. Iyi yengozi it was rushed ndosaka yane ma issues. Ngozi inofambirwa mogudzikana kuti ndizvo. Kumhuri yamukoma ndiko kune maproblems munin'ina wakaripa ngozi now zvakumukoma vakutanga kunzvenga nzvenga.
Amaiguru muchanyara zvenyu nemhuri yenyu karume kenyu kakaromba ako
Ngavaende kwasekuru Mukotsanjera chipwapuro cheNgozi
Bamkuru vakaromba vese nemukadzi wavo
Bamukuru vanoziva nyaya dzavo. Ndivo muroyi chete
Zvekutonga andizvabo 😮😮😮😮😮😮
Membe idzi dedzekuripa here
Mombe ndedze kuripa here madlovu
Hunzai Mukotsanjera ,Sekuru Gusvi na Sekuru Nyangatayani vese vabate Dare zuva rimwe chokwadi chibude
Maiguru ava ka vanenyaya
Mambo Mutoko mhuri iyi ikukudherera dare renyu kunyanya bamukuru vaendeseyi kwaChigodora or Mutasa ndoo nyaya dzavanoda idzo vano twasuka ,mambo Mutoko and Matope ngavachipe vadiki humambo vano gara paside Bushu akasira mwana mudiki ana dzoro jena kwete
Great Drewmas media. I have never missed any of your programmes since you started broadcasting.
Maiguru nemurume wavoo matsotsi chaiwooo
Ndavadzokere kwatatsvu vanhu Ava
Danai Mukotsadyera
Baba qvo vanopaumba kuda hukuru dai ari makoni amuti nyarara😂😂😂😂😂🎉
Mambo mutoko nemapurisa enyu hamugone kutonga henyuuuuuuuu
Mambo anotonga munhu anotongeka.
Dzokai kwaTasvu imi vanhu imi
Haaa mambo ngavachizorora haa vakudheererwa vakutingerwa nevadare vavo
Mhururu kuna mukanya musha hauna haranga here uyo
Maiguru hanzi budai munyaya. Munenge munoroyawo futi imi.
Mama nyararayi, zvanzi ndimi makaenda kuno bata bata, nemurume wenyu ka radio
Kamudhara ako kane nharo kamukono ketsambara futa
Drewmas Tsvagirai Karimazondo n'anga yekure nyaya ipere iyi .
Jengera haaone uyo 😅takakura tichizvinzwa munext door vedu anoda cash kunge maporofita apa tiktok
Shumba, vavayi henyu baba ve shirt ye yellow vanenge ka radio ne mwana wavo vakawana nguva vakwane, dzakashota chaizvo. Baba vasina hunhu pamberi pa mambo, kunge mu ECD
Haaaa dai kurikwedu Bamukuru ndavaripisa awo kudheerera Mambo kudaro dziso ra President
Mapengero abamukuru vanenge vanoziva nyaya dzavo. Gabu wacho manyararire ake nekutadza kutaura unobva washaya shumo yazvo.
Drewmas Media family 👪 ❤ ahoi
Ahoi
Drumiyasi media ahoi😂😂😂kkkkk dai maikuru vambonyarara ndaona vazonyara
Mamwe matare ane vanomaziva
Inga mbana asekuru wangu ana shawa munodIngireiko nai wanasekuru
Drewmas vaigorei sekuru Gusvi vapedzerwe maSports
Ndafara nechiBudja chirikureketiwa mudare.
Drewmas media taking us to another level live and direct 🎤
Mambo batai nyaya kwazvo vanhu ava vese vakaromba vese ava bt mapuris vakatengwa zveshuwa
Ndanonokerwa ini
Drewmas apa panoda mukotsanjere
Morning drumas media
Mwakachena ere mubvunzo
Waendesei kwaMukotsanjera
Tamirira
Mambo dai anovapa mutongo mukuru. Mombe 6 kudare vasazozviita futi. Uyo mukoma nemwana havangapomeri mambo mhosva
Mai avo vakachena ere chikwata chehushungi
Kuzvidza mupurisa wamambo kuzvidza mambo. Dai pavaenda kudare tokumbira kuenda kune imwe n'anga
Madhara Karumazondo rambai n'anga dzepedyo sure endai dzokure
Drewmas media ine nhungamiri nekutipa ngwara rehupenyu ,sando dzenyu drewmas chokwadi mukoma makabata
Bamukuru vane point, vangodzipwa dzipwa nemachinda amambo why vachingovhagwa vhagwa
Amai avo vanenyaya nemhuri yavo
Maiguru vanomirizika chiiko veduweee kusanyara padare,vanoda kutaurei??
Kupedza nyaya vanoda vabatsiri avo
Bamkru vanojairira dare haana respect munotembei babmkru
Babamukuru ari right uyo ane blue ndiye nyoka haasi kutonga nyaya
Mukotsanjera ndiye anopedza nyaya
Madiiko madzokera kwateteguru Tasvu
Tasvu weiko akakonewa kare vari kubuda mrika vnhu ava saka ngavachnj
Ko kana mambo vacho akatengesa mombe dzacho hapana kujeka apa
Kakomana ako kanoshanda nababa vacho,kakashingiswa nababa
Endai KwaTasvu plas nyika ndeyedu tose dunhu kupiwa kuti tikwane tose Kutungamira munhu anekodzore dzake kwete kuda kumbunyukidza vanhu vakagwira nyika iyi hainzwi achizvida nekuda kubatsira vanhu, kana Makapiwa fufuro bvumai Dzidzai Kuna mambo mutasa havatarisi divi 1
Ndatumira nhamba dzacho
Dzani😂😂😂😂😂😂
kana makatoripa ngozi haichabatwa zvakare pan'anga
Pane ane mugaran'anga apo wenharo uyo
Tasvu ariko ngavaende ikoko
Mapurisa avamutoko muritatuzvi evanhu stek
Vana karimazondo problem yavo varikusiiira Matare avo Panzira vakafamba dare rikabata Gabu Gabu anobva asiira dare panzira kana kukabtwao mikel mikel anobva asiiira dare panziro vose vane nyaya.
Babamukuru avo ndinoona mishonga yose yavari kinzi vakabata ndiyo yakashanduka yave kuuya sengozi kuvana zvinoitika izvozvo
Iwe uri aniko iwe vanhu ngawafambe kwako kwakamira cy
Drimiyasi media
Ndopauonona kuti chief makoni is way ahead of other chiefs
Hie Drewmas media team 👋
Madzimambo anonyadzisa
Mkadzi vababamukuru big skelemu varikumburei kuenda kwaJengera?Mkadzi uyu mhunzamusha chaiyo.Yakaromba mhuri iyi ndoo chokwadi that’s y pamuromo.
Y muchaendesa vanhu Ku n,Anga dzinorombesa vanhu cheaf mutoko ingamakura Wani munhu Arikuda kubatsirwa imi makuvaendesa kunotorombeswa vaendesei Kwa tasvu or mukotsa njere
One munhu ataura chokwadi bvisai pwere dzose idzi nemadzimai pofamba mukoma ne munin'ina namadzisekuru nevamweo. Otherwise hapana chinofamba uyu mukoma kana wakabata should actually be happy kuti zvave kuda kubviswa wosara wakachena unless kana vachibenefit from it. Iyi yengozi it was rushed ndosaka yane ma issues. Ngozi inofambirwa mogudzikana kuti ndizvo. Kumhuri yamukoma ndiko kune maproblems munin'ina wakaripa ngozi now zvakumukoma vakutanga kunzvenga nzvenga.
AHOYI DREWMAS
😂😂 maiguru Drismas media ndoipi
Why vachidawo pedyo ngavaende Kure kwacho
Mukotsanjera ndiyo nzira chete
Dare rengozi nderemachokwadi nekuti baba mudiki vakabvuma kuti mufi haana kuzopihwa mombe yake , vakaenderera mberi vachiti ndakafunga kuti zvakavharana.
Pachikaranga chedu tinoti ,Makagona kunoripa Chikwereti chemufi nekuti akafira mumaoko enyu mushure mekunge Mufi akakushandirai basa imi musingamubhadhare, saka kana akabuda mukomana achida kuripwa mombe yake , zvanga zvakangonaka nekuti mhosva munayo ipapo babamudiki ,
Mumusha menyu mune hurombwa uye mese munenge musina kuchena ,saka chifambirai Dare rekuchenesa musha vana vagare zvakanaka , saka ndinoti one down nekuti makaripa Ngozi yemunhu akafa achikushandirai mukazorega kutinha mombe yake.
Baba mukuru vane nyaya dzavo asi vanga vangwara kushandisa nhau yengozi to cover his dirty laundry nekuti vanoziva pakabooka. Saka pane akazongwadza Baba mudiki kuti tiri kuvharwa , naivowo vakabata ...
Yadeuka yadeuka , Tsvairai musha and continue kugadzirisana kusvika madzokera paye pekare
Mukotsa njere pliz
Amaiguru avo is a very big suspect. Manje vachanyara pamberi apo, why kusazorora kutaurisa & she’s violent. Vakarombesa murume nekuganhira uye godo nemhuri yemuningina wemurume wavo. Now murume pfungwa dzatacha nemishonga hobho kubva ku n’anga dzakasiyana siyana. Imwe mishonga yakabatwa nemukoma yasanduka zvave zvikwambo
Pakutoda mukotsanjera apa
Munenge magonesa vaneshamba mutoko munonyadzisa ndanyara ini kumusha kwakunyadzisa kuuya .Tichapedzisira taking takungonzi mavaona vekwamutoko kungozi
Pane kusina hirombwa here
@@mollineshato8442 mmmm kumusha kwangu zvanyanya marimwezuro ano bee
Zvakunyadzisa idi , , Mutoko yanyanya
@@EsteryGurupiraNyika yakatakura hapana kuti kupi
itabau kamu kuno.magetsi anoenda
All the bits by that man in a blue t-shirt are for SKIPPING/FAST FORWADING.He blabs TOO MUCH😳😳😳
But Iwo vaitanga kuripa sei vasati vagutsikana Kuti ingozi here or haisi KO vakazofamba voona Kuti haisi Ngozi vachazoita seivakshandisa kupusa
Mambo uyo ngasiye vanhu vaende ndovanoda not zvekusarudzira vanhu it's scam iyo hapana ngozi apo
Ini hangu ndirikushora disrespect irikuitwa baba avo.kana vakaromba ngavabatsirwe kwete kutukwa nemapurisa amambo ayo.its wrong.ndofunga vakatengwa zvechokwadi.sei mambo vati mombe dzitsvagwe mudanga mawo idzo dziine vakapiwa..sometimes is not fair there😢
Mmm baba ve t-shirt yemastripes avo he's angry n say the truth
Havagone kutonga ava idyire mambo ne mapurisa ake and why kutora divi rimwe nekuti mumwe arikubuditsa mari Mari inechitema veduwe
Sure hazvina musoro kuti mapedza kuripa mofamba futi uuuuu Mmmm pane kakunzungaira
Vakabvumirei kuripa ivo vasina mhosva
Vakaripa ngozi apa nyaya yavekunetsa ndeye hurombwa not ngozi Zvengozi zvakatopera
Zvikwambo zvinoitisa vanhu iwee
Ko uyo arikutaurisa ndiye aniko? Murikuda kudzvanyirira mukoma mukuru
Asi Havana kupihwa mari hr mapurisa amambo??
Idzo dzine golf shirt ye blue imboko he deals nemaporofita nen'anga
Zviri mumusha uyu zvine nharo sure hazvidi kufumurwa aah manje munobatsirika sei musingabatsiriki ummm Bamuru vanoda kudirwa mbama imwe chete vambopepuka nxaaa munhu wepi
Hello drewmas
Tirikuda sekuru tasu anobatwa ano bhadhara
Ndiko kwavakatiza