Huyai Munzwe Kuuraya Kwandakaita Mushure MekungeVanditorera Murume Wangu So Far Ndauraya Varume 3

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 8 сен 2024
  • Zim Family Secrets and Confessions
    Deep Secrets and Confessions Google.
    In this first episode, we hear a story of a .
    Please listen, like, comment, subscribe and share.
    Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
    Link down below
    @goromonzitv
    If you have any confessions please feel free to contact us on
    +27678702658
    #Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions

Комментарии • 22

  • @priscillandoro4014
    @priscillandoro4014 Месяц назад +5

    Vachafira pakati pemakumbo vakadzi ava chii chakadaro chinenge ngozi zvesure Saka mishonga yacho munoibatireiko nhai veduwe

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Месяц назад +4

    Sisi vakaoma avo kutora murume we sister yako

  • @user-zs9ii7ej7z
    @user-zs9ii7ej7z Месяц назад +4

    Une hutsinye shamwari asi kudenga kunamwari uchauona zvako mubairo vacho kuuraya vanhu vese ava nekuda revenge chete bible rinoti kudzosera ngekwamwari

  • @faithmapope9404
    @faithmapope9404 Месяц назад +2

    Chiregai kuita serious relationship

  • @rosezulu-ng6jn
    @rosezulu-ng6jn Месяц назад +1

    Mmm zvakaoma siyana nekuroorwa zvacho uchapedza vana vevanhu

  • @peembano253
    @peembano253 Месяц назад +3

    Ko vanhu hamudzidzi sei kuti munhu haangofi sehuku , anopfuka, ende yatove ngozi yamakapara iyoyo

  • @priscillandoro4014
    @priscillandoro4014 Месяц назад +2

    2nd confession gara hako zve namai neky une hutsinye kurombesa mai vako haunyari kutaurazvononyadzisa kudaro herewo

  • @faithmapope9404
    @faithmapope9404 Месяц назад +1

    Eish veduwe makatouraya vanhu 4 😢😢😢.

  • @peembano253
    @peembano253 Месяц назад +2

    First 🎉🎉🎉🎉🎉🎉

  • @Dadirai-xg3no
    @Dadirai-xg3no Месяц назад +1

    Mainini siyai vana vevanhu

  • @user-xh5li4ii9q
    @user-xh5li4ii9q Месяц назад +1

    Morning mkoma Nash

  • @user-fh7ob3jd3e
    @user-fh7ob3jd3e Месяц назад +2

    1st confession l love your story pavaviri avo vakakurwadzisa but kuzourayisa avo vari innocent l do not agree with you on that dai waedza kupagadzirisa ipapo

    • @Dadirai-xg3no
      @Dadirai-xg3no Месяц назад

      Yatove ngozi iyo yabatana nemhiko dzaakaita

  • @fadzaimacharaga98
    @fadzaimacharaga98 Месяц назад +1

    Ummm no comment hangu

  • @user-cq3fi9mq3q
    @user-cq3fi9mq3q Месяц назад

    Ndashaya chekutaura😢

  • @Clayview
    @Clayview Месяц назад

    2nd🎉

  • @esterdube8894
    @esterdube8894 Месяц назад +3

    Please STOP u're now a black widow, uchapedza varume.

  • @chiedzamatumba9130
    @chiedzamatumba9130 28 дней назад

    Mbuya muroyi vakataura kuti zvine ma effects wakatoroodzwa kuchikwambo why are you still chasing marriage uchiuraisa vana vevanhu. N'anga muroyi hona zvawapiwa wotambura nazvo kudzorera mbuya chidhoma chavo wambo chishandisa hachachidi.