I concur with the defendant's narrative. That is why he accepted the pregnancy. Mwana becomes a terrible accident and a bad dream. Both parties are guilty under the circumstances. The woman is more to blame though. She should have known better and prevented the consequences dze chihure.
Good judgement from the chief. Mombe 8 dzakanaka ende anzi anobhadhara kana mwana ariwake saka hapana kuchema coz mwana ngaariritirwe. As the chief said it should also act as a deterrent next time coz zvinopa ma unwanted pregnancies zvokonzeresa suffering and despise kuvana. Mukadzi akaitawo chidofo chekuita chihure munhu ane muchato. Mubairo wacho ndiwoyu wokuzoitiswa mwana wave chembere kudai zvinopa nhamo yokuzochengeta. Mazvekuda mavanga enyora from both sides.
Sly media musa blanke mazvi a Mambo. Shona words edu akanaka wani even better than English yekuti sex. Mambo ava vanogona. Vanoteerera ma views evamwe.
My kind chief honouring your office &the global viewing with various family members sitting together can we refrain from strong explicit obscene words as we are sitting with kids trying to teach them our rich Zimbabwean Culture such words they'll then say amongst family or gatherings will be watering the values this channel is aiming to instill in Zimbabweans world wide, lets revere culture in which we look up to you the Custodians to even rebuke us if we speak in such a vulgar manner in front of your throne which should be fined. I always here your subordinates chastising those referring in an title lower than Mambo instantly then why these profane language now blippeds are on & perhaps a warning should be announced before viewing your court that that it has substances we wish people families should listen seperately like Tilder Night shows does at night because aint for kids ears but your traditional courts aired 24/7🙏🏽 l beseech thee SMTV to assist building bridges not that are broken alone but those that should be reinforced to instill Culture is that not so ? So a warning a disclaimer before airing so that innocent ears bridges dont get broken , diasporan kids will ask because these ZIMBABWEAN tv shows are what we're now basing on to be pillars to help our kids build bridges bond be in love with their nationality regardless of double citizenship its a benefit but we're proud of Gods choice making us African ZIMBABWEANS 🙏🏽🙏🏽🇿🇼🤗
It's not only in his court, those words are said like that even in the magistrate courts so as to derive correct meaning and not make assumptions based on sugar coated descriptions.
Hungu; vanotenderera vachiedza kujasitifaya mari dzematare dzavanozvambura vanhu. Vakati kacha-kacha 2 minutes ivo vapuwa $40 or more tingazokomburena ka kkkkkk
That is no fair judgement. This woman is married and still not divorced.This is infidelity at its best.The man must avoid mjolo.Six cows pahure remubhawa! YOOH!
Urimambo wepi iwe,urimnoko wakambozvinzwepi izvi zvauri kutaura.Murume Enda kwamambo Mutasa siyana nemagumaguma Ayo.Uyu mambo akatombotaurwa padare rake atengwa nemumwe wevanhu vaayitonga.This man is very corrupt, he's a true leader of the Zanu pf.Enda Kuna Mambo wechokwadi Mutasa siyana nembavha iyo
the kind of language being used by that chief and the way he is victim-blaming inoratidza kuti he is not supposed to be in that position, he is unqualified
This is an outrageous verdict. Chief ruled over a case not before him. The lady reported demanding to be compensated for unfulfilled expectations. She has been rewarded for cheating on her own husband. In an adulterous affair someone expects marriage, thats silly. Chief vataika apa
Mombe⁸ dzangodzokera pa$3000 yauya iri mumusoro mehure iro, mambo apa matonga zvisingaiti vana sikana varikuroodzwa mombe ngani apa chief matongera kuda kufadza mahure
happy happy sly media fans we have reached 200k followers . more likes for Sly media you are the best !!!!!
❤❤❤❤❤
She is an indebtment to her children, relatives and society at large
Motova benzi, maitsvagei kubhawa mbuya muchitadza kubikira vana
Kana ndimio mbuya iyi ka
😂😂😂😂😂😂😂
I LOVE this Chief, the Kusv...........pronouncement kills me
Everyday kuzimbabwe hakushaike dzinenge dzichipisa 😅😅
😂
Vari kuvhura hombe kuZim
Kkkkkkk zvagara zvaingoitika kwanga kusina ma camera chete
Gogaz, for the why really...maitsvagei kubhawa...mjolo une nharo shuwa
Mujolo full-time..
Hazvina Gogas..
Plus black label inenge iri mumusoro.
@@ricardogaricai-nl6imkkkkkk imika hanzi blacklable
The fine is too excessive these are two consenting adults and for that matter vakasangana, kubhawa. 😮
Exactly. Mai Iyi ipfambi. Anga aine imba yake akaiputsa ega nechipfambi. 😂
I concur with the defendant's narrative. That is why he accepted the pregnancy. Mwana becomes a terrible accident and a bad dream. Both parties are guilty under the circumstances. The woman is more to blame though. She should have known better and prevented the consequences dze chihure.
Mai ava ndavazive kt chidhakwa saka varume vaakakechwa/kurara navo vangani ??
saka this man have got right to go to DNA
It's a fair ruling in that hanzi kana mwana akabuda ari wako.
Kushandisa vamwe akuiti.roora uite wetatu kwete kungomitisa kwakutoenda
Chief ava is my favourite, very humble and gives fair judgement. 👌🏿
There's no fair chargement on this issue mombe 8 ndedzekuripira Ani munhu aiita gumbo mumba gumbo panzeka uyu dzakawandisa mombe idzi ipfambi chidhakwa chemai
Pliz SLY media update us on the DNA 🧬 results
Aaa yaaa pakashata. I'm just wondering how old is the woman?
excellent chief
Iwe Sly Media haikona kudeeeeeep panonakidza mhani aahh. 😂😂😂
Chief the ruling is not fair considering their ages and how they met
Good judgement from the chief. Mombe 8 dzakanaka ende anzi anobhadhara kana mwana ariwake saka hapana kuchema coz mwana ngaariritirwe. As the chief said it should also act as a deterrent next time coz zvinopa ma unwanted pregnancies zvokonzeresa suffering and despise kuvana.
Mukadzi akaitawo chidofo chekuita chihure munhu ane muchato. Mubairo wacho ndiwoyu wokuzoitiswa mwana wave chembere kudai zvinopa nhamo yokuzochengeta.
Mazvekuda mavanga enyora from both sides.
Sly media musa blanke mazvi a Mambo. Shona words edu akanaka wani even better than English yekuti sex. Mambo ava vanogona. Vanoteerera ma views evamwe.
Mambo munotaura zvonyadzisira ndatenda zvangu😂
😂
😂
Zvonyadzisa
Language chief 🙈
My kind chief honouring your office &the global viewing with various family members sitting together can we refrain from strong explicit obscene words as we are sitting with kids trying to teach them our rich Zimbabwean Culture such words they'll then say amongst family or gatherings will be watering the values this channel is aiming to instill in Zimbabweans world wide, lets revere culture in which we look up to you the Custodians to even rebuke us if we speak in such a vulgar manner in front of your throne which should be fined. I always here your subordinates chastising those referring in an title lower than Mambo instantly then why these profane language now blippeds are on & perhaps a warning should be announced before viewing your court that that it has substances we wish people families should listen seperately like Tilder Night shows does at night because aint for kids ears but your traditional courts aired 24/7🙏🏽 l beseech thee SMTV to assist building bridges not that are broken alone but those that should be reinforced to instill Culture is that not so ? So a warning a disclaimer before airing so that innocent ears bridges dont get broken , diasporan kids will ask because these ZIMBABWEAN tv shows are what we're now basing on to be pillars to help our kids build bridges bond be in love with their nationality regardless of double citizenship its a benefit but we're proud of Gods choice making us African ZIMBABWEANS 🙏🏽🙏🏽🇿🇼🤗
It's not only in his court, those words are said like that even in the magistrate courts so as to derive correct meaning and not make assumptions based on sugar coated descriptions.
Vana amai dzidzai kusamwa kana kutora zvinodhaka nyange murume akati ngatimwei rambai kutora zvinodhaka tarisai imba yakaparara
Point correction mambo, shandisayi mazvi anotaridza humambo
muDare hamuna zvinyadzi...zvinotaurwa zvazviri!
@@princematica5952there are so many words that you can use to describe bonde, iyi iCourt yechivanhu, ngatirerutsei rurimi
Big up to muzukuru wangu mambo Makoni Nyati
Kairi basi kkkkkkk gogos imi tikwanirei munga mave munzaravo nemi
I love your programs but mamwe Acho ma voice anenge ari very low low zvinoyita Kuti ndizogume ndakudzokororo achigodora.....work on that guys
uuuuummm. Pamombe sere apa mambo vawomesa zvavo. Haaa; muripo vakurisa. Ngaazvirambe izvo; aende kumatare emberi. kubatigwa kuti pachena uku. Pamwe kana ivo Mambo havana kutombo chajiwa sere dzacho pamukadziwavo wavanaye mumba chaiye. Mambo ava zvimwe ngavasodevo mhani!
You need to improve on your audio equipment this is poor
Mambo yerurai mukanwa ndapota plz
Dare rechivanhu rinotendera hr mutauro unoshandiswa namambo
Kana tave kutonga nyaya tinotaura sezvazviri kuti chokwadi chibude ko mutauro wedu tingadii😂
Hungu; vanotenderera vachiedza kujasitifaya mari dzematare dzavanozvambura vanhu. Vakati kacha-kacha 2 minutes ivo vapuwa $40 or more tingazokomburena ka kkkkkk
Nyati moiteizve?
Juliet ! Uchiri kunwa doro? 😂😂😂😂😂apa simukiro yake ndeyemunhu akatonanga kubhawa
🤣
😂😂😂😂😂
Chief ava navo i nhundira mutsime hazvishamise navo i joki
😂😂😂😂
Mambo Ava yhooo zvinyadzi😂😂😂
😂😂😂😂😂 panyaya iyoyo havarerutse 😂😂😂😂
Vanhu vakuru kuita zvinonyadzisa kudai?
There's no married woman like that. No case to be heard.
Chief ava umm, dai madzimambo ese akadai zimbabwe tasa
MaMambo akadhakwaa awoo unochaja munhu mombe DNA isaty yauyaaa
Munonzwa Shona here nhai imi? Or u just comment for sake of rega ndinzi ndataurawo.. 23:23
Mambo uyu haanyare here kushandisa mazwi ekuyi kusvirana, kusanyara😮
Newe wanyoravo zvinyadzi 😂
Mudare munotaurwa sezvazviri
@@shumzaali714 ndanga ndabhowekana namambo uyu, they are supposed to be custodian of our culture and tradition, but eish
@@patriciamadondo2991 asi anozonyanya, repeating countless times. Can you imagine if you are watching nevanyarikani kkk
Mbuya Julie kuputsa imba nekuda kwemujolo sure hr
Chief tongai nyaya kwazvo,vanhu iva vakasangana mubhawa hey
Madyisa team yaanagogo .mi va Juliet....kuputsa imba shuwa
Inga Tinashe Mugabe apinda busy
Gogo ava vanoratidzakuva pfambi bcz vaitovavo nemurume kumba saka gogo ipfambi
Zvinyadzi it's a complete no to me
Enda ku court mombe 8 for wat ???
Mambooo mune nharo zvenyu
Ndozvaakada ibasa rake
Tibvirwe baba imi muri mhombwe lets hope mhombwe iyo haisi kuno tenga Tinashe mugabe kuti zvinzi mwana haasi wake kuti asabvisa mombe 8 ne 200 usd per month ye maintenance
Mai ndivo bhishu manyama chaiye why kuputsa musha nekuda doro
Kkkkkk mambo uyooo ma1 haana nyadzii 😂😂😂
That is no fair judgement. This woman is married and still not divorced.This is infidelity at its best.The man must avoid mjolo.Six cows pahure remubhawa! YOOH!
Vaitsvagei kubhawa mai vakakura kudaro
Kkkk rinonyenga rinowarira richida stonyeni kwaaaa mambo ka
😂😂
Mubhachi ra mathew mumabendekete awo munei asi kunge munhu anotamba hokey😂😂😂😂😂😂😂
😅😅😅😅 ndofunga chihembe chirimukati ndeche hokey😅😅😅 aa hupenyu uhu
😂😂😂😂😂😂😂
This harsh judgement
Mbuya Mudzambi part 2 kkk
muripo we 8 mombe is unreasonable,don't forget chihurre chaiitwa
Chihure chakazobara mwana
Ambuya ava havana chokwadi. Sei vasina kutaura or report to police. Wise decision by the chief.....
No ingori nyaya yekuitirana tity for tat ...kana ukandinyima zvandinoda will report you
Handrail kudare Kwa Mambo STONYENI 🏃♀️ 🏃♂️ 🏃 HAHAHHH
Mambo vandispaka 😂😂😂😂😂
Vazukuru venyu nhai gogo munovadzidzisei apa pakadai
Urimambo wepi iwe,urimnoko wakambozvinzwepi izvi zvauri kutaura.Murume Enda kwamambo Mutasa siyana nemagumaguma Ayo.Uyu mambo akatombotaurwa padare rake atengwa nemumwe wevanhu vaayitonga.This man is very corrupt, he's a true leader of the Zanu pf.Enda Kuna Mambo wechokwadi Mutasa siyana nembavha iyo
Uyu mambo uyu zvinyadzi ngaambozvimira kudhara size yake yakataura zvinyadzi
He is a mental case who finds satisfaction in vulgar. The same can be said in a dignified way from a chief.
Chihure chinobhadharwa here.... Imi madhara imi
Mai Ava zera renyu kuenda kubhawa maingoda kunorarwa chete zvino makazviwana chembere dzomwira doro pamba
Ko kuzonyadzisira munhu wamambo chii chakadero chinenge ngozi
mambo mataura chokwadi sei vasina ku reporter kana vakasvi----vasingade😂😂😂mamboka!hanzi seconds kkkkk
Uyu mambo anobata mafacts achidzeya nyaya kwazvo, kwete Nyamaropa anonyanya hasha zvekuti dare racho rongoramba rarerekera kune zvavanoda zvekungoripisa kwete kuenzanisa
zve mombe sere zvobuda here weduwee ummm mambo
Asi chii nhai Mambo
Muchihurireiko
the chief must not take side ngavatomge nyaya sezvazviri vasati kana iri hama yavo vosaidhira murume wemunhu nemkaddzi wemunhu vosangana kubhawa ngazviperere kubhawa vakazviputsira imba yavo mai avo hure. n'ombe ngadzisabviswa dai akabvisa mbudzi mbiri dzedare uye mambo avo ngavasiye nyaya dzekutaura zvinyadzi tenge tigere nevana vedu vanonyadzisa murume mukuru. mombe 8 haadziite ko mhandara habviswa humhandara yobvisirwa mari kana hure tobvisirwa 8 haaaa hazviite munhu anocheater murume anemuchato pamusoro pazvo haaaa hazvoite mhani hure remkadzi
Munhu vemu health system vaisaziva kuita DNA till now
He thought kuti akati DNA he will escape the wrath of the Chief. Well done chief
the kind of language being used by that chief and the way he is victim-blaming inoratidza kuti he is not supposed to be in that position, he is unqualified
Zvinonzi wani muCourt word rimwe nerimwe ngaritaure sezvazviri🙃
Mambo zvinyadzi vakaende kuchi comrade pamwendo sakavari vezvinyadzi s
Tochida After DN ichi puriz
Mombe dzeyii dzese idzodzo iri rinopenga futii
Taura hako ropenga iri rongogona kutaura zvinyadzi ngaanombodzidziswa kutonga nachief Nemadzihwa kana Bushu
.mambo zvinyadzi murisei sei nhasi motupatsa manyemwe
Maconcequense ekumwa doro zvisina hunhu
Saka mai ava raive bee shoe hey kkkkkk ama 2000 vozodii havo
Inonzi nzwira pamuviri tsvimbo yarova dapi
Dozwaaaaa iwe wezhira
Ndinoshanda amai avo Dai vaka reporter angadai even emergency pill akapiwa pasina kumbo ita nhumbu iyo, haiwa kubatira munhu, munonyadzisa Mai imwi
Part 2 iripo here yeDNA
This is an outrageous verdict. Chief ruled over a case not before him.
The lady reported demanding to be compensated for unfulfilled expectations. She has been rewarded for cheating on her own husband. In an adulterous affair someone expects marriage, thats silly.
Chief vataika apa
A married woman going to a bar? Who is cheating? Don't justify chihure chamai avo mhani.
Kana achiti NDAIMBOBVISA aiti aibvisa mari yei kana mwana asiri wake.
Mhukahuru maita seizve apo
Vaakunyepera kutsiga when it's too late for that. Dai zvirizvo zvavakaita kare pakuenda kubhawa kwavakaita
😅😂😅😂😅😂 nhai nhai rinopenga zigogo iro raitsvagei kubhawa😅😅😅😅😅😅
Ko driver anofamba ega. Here.
Vanhu ava vakatodanana it's not kuti driver ve ambulance vaitove pabasa by that tym yavakarara na gogo ava vanhu vakatodanana kubhawa
Kakuhwandira which is your opinion, pliz don't argue cos you were not there you just supporting your counter male. Why futi zvinyadzi
😂😂 l know these people
Mombe⁸ dzangodzokera pa$3000 yauya iri mumusoro mehure iro, mambo apa matonga zvisingaiti vana sikana varikuroodzwa mombe ngani apa chief matongera kuda kufadza mahure
Manje madhudha mega mega zvinobuda hre?
Malay anga kusvirwa rini? Makoni voice
Kuonana ka 2 imi makambova drugged? Kwanai muchembere. Taurai kuti makazongorwadziwa nekupwanyika kwemba. Imi mukada mombe 8 ko murume wenyu angazoda ngani kuchikomba?
Murume ane zvivindi uyu kusangana nemukadzi pabhawa kwakuto sangana naye asina hake kudzivirira
Vamwe varume Mambo Havana chavanosiya henyu kungovata chete
Hayaaa mahure aya muchazvirega zvemambuya
Madziwanepi maths dzenyu 8×3 its 24 . Ndokuti 2 400 not 2 800
350 mombe imwechete
Musangotizoti ama 2000 anoda zvemujolo
BLAZ IMI KURAMBA MWANA ASI APA YOU SAID YOU WERE SLEEPING TOGETHER? WHY DO MAN PUT CHILDREN THROUGH THIS.
Aramba here ? He's just not sure , that's why he wants DNA
Chibhishu hachina zera.Mambo Makoni 😂😂
Mambo bho here pakunakirwa apa kkkkkkkkkk
Mukadzi anonwa doro ihure uye nhema
Kuhura kwakubhadhara. What kinda judgement is that