Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
1st case well handled by Makoni ever since. Bravo!
Ishe Makoni 👏👏👏 "Iwe sabhuku ndikanzwa kuti madistebha murume uyundinotora mombe mbiri kwamuri" Matonga Mambo, kuvhikira varombo.
A menu Cahill, Dali nadzimambo ese aiita sezvizvi, Angola yainaka iyi
Hama yangu ndarwadziva wese ihama dzangu wena sabhuku gabhu,,mkoma uyu mashayamhara akatema ririsango wena togara tese now munda wanaka wakuuda
Chief vedu vezvinyadzi murisei😅🤣🤣
Well-done chief Makoni
Thank you mambo
Thumps up mambo. What's the difference between chief, mambo, ishe, headman.
Mambo vagonesesa ava . Those other people are just trying to push out Elijah cause he comes from Buhera but Buhwra is in Zimbabwe. Tisaitana zvakaipa kudaro maDzimbabwe
Ndokutonga kwakanaka mambo Makoni
Kane hudyire kasabhuku aka
Mambo ava dai vaitonga samambo Bushu.Bushu anoziva kutonga Sando Kuna bushu.uyu Mambo ngadzokere kuusabhuku
Atadzeiko mambo
Mambo munoti nga chokwadi 😅😅
Masabhuju hudyire hwacho hwakanyanyaisa isutakasangana nazvo sabhuku katora munda wedu akapa mwana wake ku zaka uko
Sei tsamba yanyorwa vanhu vachiuya kudare, humbavha
Mambo ava vanogona havo kutonga kubva zvandakatanga kuvaona hapana pavakamboita zvrisiri fair
Bushu naMakoni vanongotonga dzechiBishu chete Makoni haazosiyi zvinyadzi 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
1st case well handled by Makoni ever since. Bravo!
Ishe Makoni 👏👏👏 "Iwe sabhuku ndikanzwa kuti madistebha murume uyundinotora mombe mbiri kwamuri" Matonga Mambo, kuvhikira varombo.
A menu Cahill, Dali nadzimambo ese aiita sezvizvi, Angola yainaka iyi
Hama yangu ndarwadziva wese ihama dzangu wena sabhuku gabhu,,mkoma uyu mashayamhara akatema ririsango wena togara tese now munda wanaka wakuuda
Chief vedu vezvinyadzi murisei😅🤣🤣
Well-done chief Makoni
Thank you mambo
Thumps up mambo.
What's the difference between chief, mambo, ishe, headman.