VAMWE VACHO NDAITSEMURA :THE CLOSURE DNA SHOW: S13 Ep 14

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 17 янв 2025

Комментарии • 2,1 тыс.

  • @francisnherera477
    @francisnherera477 6 месяцев назад +124

    Thank you Tinashe, you have rescued this innocent young guy

    • @innocenthapazari8699
      @innocenthapazari8699 6 месяцев назад +2

      Innocent; really! Munhu anotogadzira mboma/rekeni dzekugwa nemaBoyfriends eGirlfriend shuwa? Izvo nzinoitwa nevanhu vanotora vakadzi vamumabhawa chaizvo. Wekurovora chaiye haumurwiri muStreet - unongosiyana naye.

  • @tendaichakupa
    @tendaichakupa 6 месяцев назад +121

    Musikana iwe uri hure,vabereki vako vanokurudzira hunzenza hwako. Haugone kugara kutiratidza zvikumbo zvine shena kusanyara. 18yrs watorambwa kaviri paunosvika 25 vanenge vava 10. Vabereki vemusikana nyarirai mwana wenyu nemiwo munyarewo futi nekuti zvinonzi charity begins at home😢

    • @AbigailPikayi
      @AbigailPikayi 6 месяцев назад

      Mmmm tendai. Wadii wati dzorei mashoko nhandi. Wanyanya kudzikisa gejo

    • @lastchikodzongere8379
      @lastchikodzongere8379 6 месяцев назад +1

      Haa ichokwadi anotooneka nemapfekero kuti inzenza ungatiratidza zvidya xua nxa

    • @LesleyHasanie
      @LesleyHasanie 6 месяцев назад

      Apa wadzikisa gejo😂😂😂

    • @tendaichigandiwa5089
      @tendaichigandiwa5089 6 месяцев назад +1

      Yooooo at 18 mwana aakutobuda musecond marriage, pakaipa

    • @makanaka2006
      @makanaka2006 6 месяцев назад

      Although, I can see where you are coming from, those words are too harsh for an 18 year old. Just wondering how she was brought up. She is a result of child marriage and I can assure you, her parents are behind all decision making

  • @TaridzaiKutsirai
    @TaridzaiKutsirai 6 месяцев назад +111

    masunungurwa Gogo type iyo haisi muroora material Maitirwa nyasha nedenga

  • @charlenebie6225
    @charlenebie6225 6 месяцев назад +15

    Yeah vamugabe pamunoti welcome to your favorite program munenge muchitaura chokwadi, that's my favorite program

  • @yeukaichidemo432
    @yeukaichidemo432 6 месяцев назад +37

    The girl looks older I'm sure she doesn't know her real age. apa hunhu dololo, this man was freed

    • @leonardmukwewa5792
      @leonardmukwewa5792 6 месяцев назад +2

      Ipwere iyo kutadza kugeza chete......mvura hayizivikanwe apo

  • @kudakwashemujeyi9248
    @kudakwashemujeyi9248 6 месяцев назад +82

    Chihure, kushata, chidofo nekuzungaira pamwanasikana uyo mwari Dai matapudzawo zvimwe amen

  • @tafarakwaramba5657
    @tafarakwaramba5657 6 месяцев назад +94

    Mwanasikana uri nzenza hauna respect kuvanhu vakuru. Vabereki vako vakatadza kukudzidzisa uchiri mwana mudiki haugone kugara zvakanaka haugone kutaura zvakanaka nevamwe

    • @victoriesmazhata6050
      @victoriesmazhata6050 6 месяцев назад +8

      Akadhakwa musikana uyo. No respect at all.

    • @ProgressMazonde
      @ProgressMazonde 6 месяцев назад +5

      Ko iwo magariro acho😂

    • @NyaradzaiMutuvi-co9jg
      @NyaradzaiMutuvi-co9jg 6 месяцев назад +1

      ​@ProgresMazonde magariro achoo andipedza simba

    • @lainahmusariri5111
      @lainahmusariri5111 6 месяцев назад +1

      Amai vacho vangamugoni here uyo chipanda chirimo

    • @stembenimuhwati9313
      @stembenimuhwati9313 6 месяцев назад +1

      Taurai henyu. Mukomana na amai vake vasunungurwa, haagarike naye mwana uyu, hure zvaro pariri, ugonzwa makore acho haaa zvakaoma

  • @Washie-by7bh
    @Washie-by7bh 6 месяцев назад +61

    Mombe dzaienda mahara, Tinashe uchirine basa ,vanhu vakawanda vanokwarira mahara

    • @gerald1mada31
      @gerald1mada31 6 месяцев назад +1

      🙌🙌🙌 chokwadi mombe 7 dzaitofambira mahara mmmmmm endai kumba kwenyu asikana fambai fambai at 18 kuita varume vaviri chokwadi hre?
      Mr Mugabe basa muri kushanda zvekutorevesa varume vakuchengeta vana vasiri vavo.
      Danga ranga roenda amai nemwanasikana apa akachenama zvekutodaro 😊😂

    • @AbigailPikayi
      @AbigailPikayi 6 месяцев назад +1

      Iyewo aikwira muskana uyu. Musanyanyoita kunge mukomana uyu mutsvene

    • @faithka8644
      @faithka8644 6 месяцев назад

      Hure ihure chete haana mukanwa

    • @judithngureta3941
      @judithngureta3941 5 месяцев назад

      The girl is so disrespectful

  • @jkudamusi
    @jkudamusi 6 месяцев назад +18

    If Gindagoriya was a person....

  • @cynthiaf.ndunduma9353
    @cynthiaf.ndunduma9353 6 месяцев назад +17

    How you raise a girl child is very important amai vemuskana uyu was supposed to be there coz that behavior was not acceptable….
    On a different note Mr Mugabe your interviewing skills are on point especially on such challenging and sensitive cases.

  • @felistaschitonga
    @felistaschitonga 6 месяцев назад +251

    Sisi at 18 vatova mumarriage yechi2, mwana haasi wepo, apa vane rough yakasangana nechidofo. The future is blurry for this one 😢

    • @monkeyplayvr
      @monkeyplayvr 6 месяцев назад

      This girl is an idiot no education and very stupid

    • @tinshen6714
      @tinshen6714 6 месяцев назад +6

      HAAA MA1

    • @charlesmoyo4826
      @charlesmoyo4826 6 месяцев назад +14

      Mamwe acho haasi mabasa embanje here aya? As I see it, behaviour and speech ya both mother and alleged father is very suspect.

    • @vickymakovere5036
      @vickymakovere5036 6 месяцев назад +3

      Kkk hakuna kuri kuendwa

    • @Tachiesreen5717
      @Tachiesreen5717 6 месяцев назад

      Itype yechibhishu chakadhakwa chakapata ​@@vickymakovere5036

  • @markmagwenzi9421
    @markmagwenzi9421 6 месяцев назад +127

    Kubaiwa depo at that age 😮

    • @EuniceMutasa
      @EuniceMutasa 6 месяцев назад +5

      Ko kuroorwa kechipiri at that age

    • @florechinamano
      @florechinamano 6 месяцев назад +7

      Ndatovhundukawo kuti depo mwana mudiki kudai

    • @FPLNEEGA
      @FPLNEEGA 6 месяцев назад +2

      Imagine

    • @mikenyakudya3251
      @mikenyakudya3251 6 месяцев назад +15

      Ihure iri..all shows dzine vanoda kunenedzera kuti under age the result is always 0%..mahure aya..ndovanhu vanoFramer rape munhu achitosungwa ava

    • @yvonnemayimbo2645
      @yvonnemayimbo2645 6 месяцев назад +3

      Imagine DEPO at a early age

  • @misstinathehelper2606
    @misstinathehelper2606 6 месяцев назад +112

    Ndafarira ma results because amai vemukomana Vange vachagara nesvuura muromo iyoyi shuwa

    • @NyashaMurinya
      @NyashaMurinya 6 месяцев назад +3

      Yaah mukadzi ndamuona kare kuti ummm

    • @faithvaki
      @faithvaki 6 месяцев назад +3

      Ummm dofo chairo

    • @tafirenyikashylet4707
      @tafirenyikashylet4707 6 месяцев назад

      😂😂😂😂😂😂😂

    • @AbigailPikayi
      @AbigailPikayi 6 месяцев назад +2

      Ndogara ndichit mukadz akasadiwa anoita zvese zvese. This girl lacks love saka ane pain. Akadiwa munomushaya uyu. I've been there before, ndotomunzwisisa. Ivo amwene vavasingataure havo but vanekakusindimara ava. Imagine kut wakaroorwa asi unonodya sadza kumba kwamai vako, chii ichocho. Ehe musikana akanganisa kupa munhu mwana asiri wake but she's been suffering negligence. Don't conclude in an hour of watching bota about people. Vamwene was just surfing words asi muroora vavasingamude ava. Zvakakosha to support until proven guilty ahh.

    • @Conisha-j6h
      @Conisha-j6h 6 месяцев назад

      99

  • @LeeMoonga
    @LeeMoonga 4 месяца назад +3

    Tinashe Mugabe a nation's treasure as zimbabweans we r blessed to hve yu❤❤❤❤❤

  • @romanahrufaro6418
    @romanahrufaro6418 6 месяцев назад +22

    Please put download option some of us we use wifi at work so we need to download then watch later at home

  • @cassandraker
    @cassandraker 6 месяцев назад +23

    Wasunungurwa tenda ishe tenda ishe wasunungurwa tenda ishe ....🎉🎉🎉Singing hangu thank you mr bota.❤❤

  • @isaundhlovu1846
    @isaundhlovu1846 6 месяцев назад +89

    She is very stubborn mwana uyu akatodhakwa zvake haagarike naye,, kutopindura VaMugabe rough kani apa vachida kutobatsira mwana wako fut

    • @tinshen6714
      @tinshen6714 6 месяцев назад +1

      Haaa ma1 tsika zero anonyadzisa mwanasikana uyo

    • @mbizi4573
      @mbizi4573 6 месяцев назад +1

      Haa pane basa chairo. But vaMugabe hapana chavari kubatsira apa. These people are paying for the service plus giving him excess to ask them about their personal lives whilst profiting out of it from social media. Mugabe ndiye ari kutobatsirwa

    • @ZvikoMorebChidau
      @ZvikoMorebChidau 6 месяцев назад

      ​@@mbizi4573they're not paying enough remember

    • @yvonnemayimbo2645
      @yvonnemayimbo2645 6 месяцев назад +1

      Imagine

    • @isaundhlovu1846
      @isaundhlovu1846 6 месяцев назад

      ​@@mbizi4573 hamuna kunzwisisa pane nyaya yangu

  • @propro9957
    @propro9957 6 месяцев назад +80

    Education is important !!!!

  • @KenniasMusareva-o3y
    @KenniasMusareva-o3y 6 месяцев назад +4

    Apostle TF Chiwenga preached about this stereotypes , nekugara kwacho dzakapinda zhinji kana nyadzi binya zvaro , kusanyara kugara zvese zviripanze .

    • @andrewmuwori3869
      @andrewmuwori3869 2 месяца назад

      Count me in on that how can she advertise herself like that

  • @wiltonzinhu6610
    @wiltonzinhu6610 6 месяцев назад +2

    Tinashe you're a star,keep up the good work

  • @valentinemazaka6911
    @valentinemazaka6911 6 месяцев назад +179

    To us who never miss an episode

  • @wellingtonmutsambi3627
    @wellingtonmutsambi3627 6 месяцев назад +65

    Blessed are those men in marriages and looking after their real children.

    • @ntombizodwantini1144
      @ntombizodwantini1144 6 месяцев назад

      Taura hako 😂😂😂

    • @rebeccamoyo
      @rebeccamoyo 6 месяцев назад

      Kkkkkkk

    • @tanyarue
      @tanyarue 6 месяцев назад

      How do you know ur real kids usina kuita dna

    • @AbigailPikayi
      @AbigailPikayi 6 месяцев назад

      ​@@tanyaruetaura hako. Ava vema controversy vanotowana ma results isu takachila tichichengeta vana 😂😂😂

    • @ashtonchikozho22
      @ashtonchikozho22 6 месяцев назад

      ​@@tanyarue taura zvako 😂

  • @ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn
    @ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn 6 месяцев назад +34

    Mwanasikana uri dofo hauna order zvachose pane kuti uti sorry wakutorutsa kutaura unonyadzisa chaiko, ende kwaatenzi vako idzo dzavanyadzi kungohumana zvisina maturo. Zera rako nekuchenama uku hakuna kwaunogara nehunhu ihwohwo dzikama, wakanjaidzwa chaiko muromo wako wakaoma unobuda zvakashapa unoda kurohwa muromo iwoyo unotaura zvisina hunhu nxaaa... happy for you mwanakomana nzenza ngairove pasi ngaidzokere kwayo in your next life tonamata uwane munhu ane hunhu. Go and get tested coz haaa cc vaingobatwa nehope pese pese ava

  • @trishgahani7820
    @trishgahani7820 Месяц назад +1

    Camera man kaaaa undione am about to get married l want you to zoom every moment 😂😂😂the way you zoomed shangu dza Girlie uyu kaaa you deserve a token 😊

  • @abuzulu
    @abuzulu 3 месяца назад

    Thank you @ Tinashe Mugabe for helping the young man. May God's grace mantle you. This young woman needs counselling, she has exposed her family.

  • @samuelpolicia119
    @samuelpolicia119 6 месяцев назад +23

    Mugabe please follow up with this case, upto the chief

    • @CarenCaren-v3c
      @CarenCaren-v3c 6 месяцев назад +2

      Very true iyi

    • @zenchen5792
      @zenchen5792 6 месяцев назад

      Nothing to follow up here. Maresults arikuenda kwamambo. Mombe hadzina kwadzichaenda. Not even worth helping musikana uyo kutsvaga baba vemwana she is too rude. Kutadza kana kugara akavhara makumbo.

  • @rejoicechishoka4463
    @rejoicechishoka4463 6 месяцев назад +14

    Problem starts nevabereki vanorera vana vachingovakurudzira zvevarume!
    At 18 watove single parent yagara nevarume 2 apa wakabaiwa Depo kare kare!😢

  • @TendaiMachaka
    @TendaiMachaka 6 месяцев назад +54

    😂😂😂😂the way Tinashe looks so concerned when spouses separate or lack porridge is outa this space hence indeed he is the Bota Father😂😂😂chibaba choporridge

    • @NyaradzaiMutuvi-co9jg
      @NyaradzaiMutuvi-co9jg 6 месяцев назад +1

      😂😂😂😂

    • @BlaFatso2
      @BlaFatso2 6 месяцев назад +7

      Anoita kutambudzika kana vanhu vasiri kudya bota 😂😂😂

    • @valentinemazaka6911
      @valentinemazaka6911 6 месяцев назад +2

      @@BlaFatso2 anobva ati saka muri kunzwa cy baba vasingakugumhei 😂😂😂

    • @babava2263
      @babava2263 6 месяцев назад +1

      Tinashe Sinyoro Mugabe ma1😂

    • @ChivarieNyamhandu
      @ChivarieNyamhandu 6 месяцев назад +2

      I thinks it’s because iye ane a beautiful relationship with Mai Bota saka haatozvinzwisise

  • @CarenCaren-v3c
    @CarenCaren-v3c 6 месяцев назад +4

    ❤❤❤❤i loved the outcome ,,,mmm wanga wapinda mutrouble my young bro...Whose chief is this charging 7 cattles jus for the baby ???first time to hear this
    This young girl imharapatsetsetse yoh
    Charity begins at home parents let's try to raise our children in good manners ,behaviours and characters ....2 marriages at the age of 18??? You need deliverance young girl ,respect your body
    Too young for joining prostitution industry
    Thank you Mr Mugabe and crew for prevailing the truth and giving that innocent boy and mom peace of mind
    Much love❤❤bota crew

  • @sharonchingosho1538
    @sharonchingosho1538 6 месяцев назад +3

    It is indeed concerning to observe the troubling circumstances involving two young individuals. While the young boy demonstrates commendable politeness, the same cannot be said for my sister. As both of you are in the early stages of your lives, it would be wise to pursue separate paths. As for my Sister here show respect and cease any disrespectful actions.All the best brother.

  • @nyaradzaikwaramba
    @nyaradzaikwaramba 6 месяцев назад +26

    Yes ma results tamanzwa bt chienda uno tetswa ropa cz uuu munhu wako uyo ihure unofa chaiko 😂😂😂

    • @Masiziba1
      @Masiziba1 6 месяцев назад

      nemagariro acho akaitwa nxaaa

    • @nyaradzaikwaramba
      @nyaradzaikwaramba 6 месяцев назад

      @@Masiziba1anichisa uyo

  • @abigailcharakupa8490
    @abigailcharakupa8490 6 месяцев назад +46

    Iyo shena ndoinomutuma kuchenama, kakapanda chirimo 0% second marriage, 18yrs plus depo nxaaaa kamhengera mumba kemunhu shena irikusvika kutsapfu chaiko kusakwana hanzi chief vakati mombe 7 horror movie chaiyo

    • @monkeyplayvr
      @monkeyplayvr 6 месяцев назад

      Iwe urimbwa amai nababa vako ngavakusungirire

    • @yvonnemayimbo2645
      @yvonnemayimbo2645 6 месяцев назад

      Ko magariro acho haatogone kuvhara makumbo

    • @nyembesimadimutsa1281
      @nyembesimadimutsa1281 6 месяцев назад

      Mmmmm shuwa kugara rudzii ​@@yvonnemayimbo2645

    • @LeonMatura
      @LeonMatura 6 месяцев назад

      Shuwa nhai kutotadza kugara iwe uri pachivhiti vhiti kkkkk​@@yvonnemayimbo2645

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 6 месяцев назад +1

      Shena iri kutopfuura tsapfu nezvidya. Hamenowo kwairi kusvika.

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa 6 месяцев назад +70

    Camera man will nver disappoint 😂

    • @Mellisa-k6i
      @Mellisa-k6i 6 месяцев назад +3

      😂😂😂😂😂 asi taona zvakafanana 😂😂😂😂😂 kushoka ukoooo

    • @LoreenChapepa-z2q
      @LoreenChapepa-z2q 6 месяцев назад

      Haanzwe cameraman🤣🤣🤣

    • @LoreenChapepa-z2q
      @LoreenChapepa-z2q 6 месяцев назад

      This lady haana kukwana, kuzotoda kuita bitter, shame on her

    • @stephennyemba3712
      @stephennyemba3712 6 месяцев назад +1

      Camera muma sandals imomo mune shena😂

    • @JoyceSibanda-p1q
      @JoyceSibanda-p1q 6 месяцев назад +1

      Hunzenza rough nekushata zvose pamunhu 1

  • @lydiat7636
    @lydiat7636 3 месяца назад +1

    Happy for you amwene you have been saved alot

  • @OttilliaDhaimani
    @OttilliaDhaimani 6 месяцев назад +2

    Haaa machief arikubirawo vanhu mombe 7 dzei dzinobvepi🙌🙌🙌

  • @Marvellous-b4n
    @Marvellous-b4n 6 месяцев назад +9

    Yaah vana vedu ava, muroora anenge anotorova mutoriro chaiko. Kana kunyara chero Kukumbira ruregerero. Apa hunhu hapana anototaura rough zvake kuna vamwene.Thank you Mr Tinashe nechirongwa ichi che DNA mombe 7 dzaitoenda mahara.

    • @kennedymsengezi718
      @kennedymsengezi718 6 месяцев назад

      Ko kuita demand mari yekuenda kumba kwavo. I bet she will sleep kuma cabin

    • @floccykurehwatira287
      @floccykurehwatira287 6 месяцев назад

      MMMMM apa anga ati pama birth controls

    • @nyashasharon
      @nyashasharon 3 месяца назад

      Kothe way yaakagara

  • @forogonya-howcometoyou5727
    @forogonya-howcometoyou5727 6 месяцев назад +9

    HIV Test result and DNA Test results they have some resemblance, both shattering.

  • @adelaidemandiwanzira361
    @adelaidemandiwanzira361 6 месяцев назад +10

    Cameraman always on point shangu yababa 😂😂ne shoka yamhamha mapudege😂

    • @JanetMarovu
      @JanetMarovu 6 месяцев назад

      Kutsoka uku mmmm think kamukono ketsambarafuta kechikadzi kazora vaseline apa vachifamba mumhukutu😮

    • @violetlittle4893
      @violetlittle4893 22 дня назад

      Kasongo yeee😊

  • @zimcelebsportal3521
    @zimcelebsportal3521 6 месяцев назад +2

    Mr Tinashe should also give us his side 😂😂😂😂😂 conclusively. Enjoying

    • @KenniasMusareva-o3y
      @KenniasMusareva-o3y 6 месяцев назад

      Hure zvaro iwe mufana find size Yako and don't be a scavenger lazy to work for a virgin. Uchida zviri easy .

  • @josephmuchina420
    @josephmuchina420 6 месяцев назад +1

    Well done Tinashe. You help reveal the truth. We need as a nation to support these little girls. Life is tough and noone cares . Girls do anything to scratch a life leading to unending problems.
    Madzishe anomanyira kuripisa vanhu ,vachati kudii. Chivanhu hachishande mhani.

  • @chrisfrasco245
    @chrisfrasco245 6 месяцев назад +44

    mukadzi ndiye anofanira kuripa murume..hure remunhu

  • @LencyAlicia-zk7fp
    @LencyAlicia-zk7fp 6 месяцев назад +24

    Zvakatooma 😢😢18years
    1:depo
    2:2nd marriage
    3:rough ,no respect
    4----Pedzisayi mega 😢ndazongonzwawo kuty Ndiripe kuty makandity hure ,,😅7mombe dzaramba kubuda

    • @JemimaBhobho-y1c
      @JemimaBhobho-y1c 6 месяцев назад +1

      Ndofunga depo rakatobayiwa bf first marriage akanyan'anya musikana uyu hope chirwere hachipo

    • @amandaannamperuka6205
      @amandaannamperuka6205 6 месяцев назад +1

      Apa ini I'm 23 handitorizive zvakaoma

    • @mbizi4573
      @mbizi4573 6 месяцев назад

      Huuu muri kungoti 18 years...depo. makatanga kurara nevakomana at what age imi?

    • @mbizi4573
      @mbizi4573 6 месяцев назад +1

      ​@@amandaannamperuka6205asi condom unoriziva zvako ka?😅....iyoyo ndoinonzi same difference!

    • @chiherachashe8208
      @chiherachashe8208 6 месяцев назад

      ​@@mbizi4573are you really supporting that girl?

  • @LindaKaringa-uk2bi
    @LindaKaringa-uk2bi 6 месяцев назад +13

    Alleged father is so handsome

    • @FadzaiMarimo
      @FadzaiMarimo 6 месяцев назад

      Taura hako

    • @stellamasango93
      @stellamasango93 6 месяцев назад

      He is

    • @TruthKabvukuto
      @TruthKabvukuto 6 месяцев назад

      Ok​@@stellamasango93

    • @itaikujaranje2558
      @itaikujaranje2558 6 месяцев назад

      Kkkkkkk, but he is useless in deeping his stick into a rough and rude, un remorseful spoiled brat 😢.

  • @christinawatungwa64
    @christinawatungwa64 6 месяцев назад +2

    Mwanasikana hauna mumuromo wanga uchifanira kupa respect kuna Mhamha ava bcz vakangofanana nevako. Haupedzeri shungu pavanhu vasiri varidzi vevana. Kunonzi ("Mhamha kwete mai vake iyeye"). You are so young for disrespect yooooh🙌🙌🙌

  • @ValentineEbuka-k7t
    @ValentineEbuka-k7t 6 месяцев назад +6

    Chegutu does it again. Previous episode she had 3 potential baby fathers. Uyu shell soon be on her 3rd marriage at 18. Kune hunhu we chikomboni uku. Shame as parents we are really failing our kids

  • @PraiseZvirevo
    @PraiseZvirevo 6 месяцев назад +7

    Magariro acho says it all Havana kudzikama sis camera man sando dzake kkk anoratidza zvose ne shenha

    • @Fafie-c6c
      @Fafie-c6c 6 месяцев назад

      😂😂😂

  • @francisnherera477
    @francisnherera477 6 месяцев назад +32

    Musikana uyu hadzina kutokwana it's unfortunate kuti mukomana didn't even know kuti ari kudanana nebenzi.

    • @kudakwashemagwani4121
      @kudakwashemagwani4121 6 месяцев назад +2

      I think I bhishu

    • @gee9961
      @gee9961 6 месяцев назад +3

      Haasi benzi uyu akatokwana but haana hunhu plus chihure chaicho

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 6 месяцев назад

      Heii very rude ​@@gee9961

  • @Raven-rq4wg
    @Raven-rq4wg 6 месяцев назад +20

    The way she spread her legs wen sitting had already confirmed results before presentation😂😂😂😂

  • @ViolinVimbai
    @ViolinVimbai 6 месяцев назад

    Its a leg for me whoaa😂😂😂 shena for the people 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 cameraman ma1

  • @chaomao.j.a.s3532
    @chaomao.j.a.s3532 6 месяцев назад +5

    "saka imi hamubatwe mwana haabatwe zvese" kkkk tin tin

  • @doreenmupfukudzwa9945
    @doreenmupfukudzwa9945 6 месяцев назад +28

    Musikana haana hunhu anonyadzisa uye idofo risina respect

  • @gidchelseangengeza
    @gidchelseangengeza 6 месяцев назад +17

    To us who never miss an episode hoyo bota family🎉

  • @patieymakojanhi101
    @patieymakojanhi101 6 месяцев назад +30

    Mwana uyu idemon chairo, lets pray for our boy children not to fall in such traps or disaster coz kupuwa muroora akadai unoriraidi😂😂

    • @rumbidzaimamhungo4332
      @rumbidzaimamhungo4332 6 месяцев назад +1

      Shuwa lm crying for my son.kutizirwa at 18yrs .nehure nehure zvaro

    • @elmudkap6564
      @elmudkap6564 6 месяцев назад

      Mwanakomana wacho idununu chairo. Kana kusiri kudyiswa nehurero, hai hameno. Mai vowanzirwa iwe uripo, pamusoro pazvo mwana asiri wake. Whaaaaaaaat!

  • @PetianceHlongwane
    @PetianceHlongwane 6 месяцев назад +2

    Magariro ake mwana uyu ummmm mukadzi ane hunhu hagare saizvozvo.first lady kuona akagara akashadabura makumbo kudaro pamberi pecamera along side DNA man🙌

  • @tafadzwamaguma3101
    @tafadzwamaguma3101 6 месяцев назад

    Mbanje dziri kuwandisa pana sisi ava ummm, vabereki rairai vana vasiye zvinodhaka. Thanks my bro you have been calm all the way

  • @jonathansewera9872
    @jonathansewera9872 6 месяцев назад +28

    Munenge muchimbo zviona kupi zvima wrong turn izvi😂😂😂

  • @TinotendaRomeoLuseni
    @TinotendaRomeoLuseni 6 месяцев назад +41

    Camera mutsoka umo😂😂😂😂

    • @edinahsithole9239
      @edinahsithole9239 6 месяцев назад +2

      😂😂😂😂tsoka dzerwendo kwabviwa kure

    • @rosemuzenda3714
      @rosemuzenda3714 6 месяцев назад +1

      😂😂😂😂😂kunge munhu anga achiforoma zvidhinha😅😅😅😅

    • @edinahsithole9239
      @edinahsithole9239 6 месяцев назад +1

      @@rosemuzenda3714 vanenge ndobasa ravo hanti hanzi mabasa azere

    • @WalterMapfumo
      @WalterMapfumo 6 месяцев назад

      Kkkkkkkk

    • @rosemuzenda3714
      @rosemuzenda3714 6 месяцев назад +1

      @@TinotendaRomeoLuseni 🤣🤣🤣🤣

  • @dzidzaidzinotyiweyi7703
    @dzidzaidzinotyiweyi7703 6 месяцев назад +10

    Ende sisi nemhuri yavo vanga vakateya pfuma yevanhu available!😢 ko kuzoti handiende ndisina chandakabata😳🤧 zvinorwadza izvi. Kana sorry hayo 😮

  • @kapesakapesa-ii2qz
    @kapesakapesa-ii2qz 6 месяцев назад +2

    18yrs makutotaura zvekuti murume akambenge akandiroora yhoo😮

  • @josephmuviringi7508
    @josephmuviringi7508 6 месяцев назад

    Thank you Tinashe ,uri kusungura varume mmmm izvi zvakaoma😮

  • @brightmavedzenge4664
    @brightmavedzenge4664 6 месяцев назад +4

    Aka ndekekubhawa straight. Munongokamanikidza henyu zvemuden izvi, but kanotoda kudhintinti chaiko. Hona mupfekero wacho.

  • @Fatso-z6w
    @Fatso-z6w 6 месяцев назад +23

    The way she is sitting ndangandatoona ma results

    • @tendaimapanga8112
      @tendaimapanga8112 6 месяцев назад

      😂😂😂

    • @stembilechigogo
      @stembilechigogo 6 месяцев назад

      Ndamunyarirao nhai

    • @tadaishe95
      @tadaishe95 6 месяцев назад +1

      Nhai kkkk kuita kuzhadabura

    • @jedza6303
      @jedza6303 6 месяцев назад +1

      Munhukadzi anofanira kuvhara makumbo ake nezambiya. Ma 2k ma1. Jehovah pindirai, apo miromo kusvipa anenge anoputa fodyla kana zvinodhaka. Mwanasika anoda nguva yekukura. Mukomana aifanira kudelayer kurara nemunhu waasingazive hungu hwake. Brakes need to be serviced

    • @NyashaChitambu-uq3ln
      @NyashaChitambu-uq3ln 6 месяцев назад

      Kkkk taura hako

  • @lloydmpofulodzapower8739
    @lloydmpofulodzapower8739 6 месяцев назад +33

    2 children different fathers at 18 yoooo ama2k mukuzvinyanya

    • @FranciscakudzieMugwara
      @FranciscakudzieMugwara 6 месяцев назад +1

      Imagine 😂😂😂😂😂

    • @preciousmtemeri9695
      @preciousmtemeri9695 6 месяцев назад +1

      At 18 taitotiza vakomana kushaya kt ndomupindura kutii

    • @enchiladapatati379
      @enchiladapatati379 6 месяцев назад +1

      Dzika Mzarabani uko munonoona zvima16 year old zvine 2 mamiscarriages nechimwana kumusana. Ama2K varikubura huru

    • @MableMagaya-rh7yb
      @MableMagaya-rh7yb 6 месяцев назад

      Mayoral mashoko angu... Taitiza kkkk ​@@preciousmtemeri9695

  • @tichthetruth.9561
    @tichthetruth.9561 6 месяцев назад

    this girl is on another level.

  • @QaaifahAlie
    @QaaifahAlie 2 месяца назад

    The way she is seated, means everything. Wainyatsotsemura here kkkkkkkkk

  • @MandieMunetsi
    @MandieMunetsi 6 месяцев назад +5

    Hanzi uchandibhadhara kurara kwawakaita neni😂😂😂😂😂
    Makakwana here sisi imi itai sorry uko!

  • @SarudzaiZishiri
    @SarudzaiZishiri 6 месяцев назад +50

    Sisi vakashama chokwadi kokubatanidza makumbo

    • @josephchenjerai1075
      @josephchenjerai1075 6 месяцев назад +4

      Akagara zvakanaka toda kutoonawo makumbo iwayo

    • @Hlakamakore
      @Hlakamakore 6 месяцев назад +3

      Vaida camera man aone kuti makomo eChegutu ari sei

    • @SaselamaniMax-rm6nw
      @SaselamaniMax-rm6nw 6 месяцев назад

      Ndashaya pokunangidza meso kusvikira show yapera

    • @seerdorf6405
      @seerdorf6405 6 месяцев назад

      looking for the next potential client on set. Vamwe vakadzi vakaoma zvavo.

    • @mercygurure5238
      @mercygurure5238 6 месяцев назад +1

      Kutoda kuraura Tinashe ipapa zvema bhiiiiiishu here u won't know😢😢

  • @SibongileMuzhangiri
    @SibongileMuzhangiri 6 месяцев назад +14

    Akadhakwa uyu dzidzo yakakosha shem😢😢 kuita zungai chairo 😂😂

    • @josephchenjerai1075
      @josephchenjerai1075 6 месяцев назад

      @@SibongileMuzhangiri dzidzo haina basa pawanano pane panoda kungonzwisisa wega wanano madhiri e beans chete

  • @faraikambarami6779
    @faraikambarami6779 6 месяцев назад

    "Kamperenge ka m'sikana Ako" like my father would say. 😂😂😂ende futi magariro acho yooo! Bamunini ndoti makorokoto. 💃

  • @joylinekwatiwani
    @joylinekwatiwani 6 месяцев назад +1

    Anga àkutobaiwa madepo😳

  • @MelD05
    @MelD05 6 месяцев назад +10

    Amm zvakaoma hazvo. Speed yekubereka ma one hayo. Thank you Mr Mugabe nekutipa chirongwa ichi. I sometimes think kuti contraception should be freely available to all sexually active young people. Its very clear that young people are sexually active , therefore contraception will help to reduce poverty and dependency. Abstinence yaramba zvayo kune a big number yevana. At least akapepereka asingabereke vana vanozotambura zvingava nani hazvo

    • @nai6474
      @nai6474 6 месяцев назад

      Munoreva contraceptives here?

    • @MelD05
      @MelD05 6 месяцев назад

      @@nai6474 hongu

    • @FunnyCoffeePot-tp6jp
      @FunnyCoffeePot-tp6jp 6 месяцев назад

      😂😂😂😂​ iyoyo @@nai6474

    • @MacjillAsima
      @MacjillAsima 6 месяцев назад

      Ndiyo yega yasara nekuti haaa mwanasikana akuvhura hombe kunze uko asi still ko chirwere manje

  • @joylinehwenjere9753
    @joylinehwenjere9753 6 месяцев назад +10

    Nyadzi dzokunda rufu nyara mwanasikana

  • @progressmuhezva2529
    @progressmuhezva2529 6 месяцев назад +8

    Atleast haasi kuripa zvisiri zvake haa Tinashe is saving a lot of man haa vakadzi ka 😂😂varume vanofunga kuti vakangwara havo but ka 😂😂😂

    • @TipsyAngel
      @TipsyAngel 6 месяцев назад

      Hamuna kungwara kani munotizwa makatemba tinotoziya kuti munohura it is just that we don’t make noise about it. Tukomana utwu twechidiki ndotusati twaziya hunhu hwevakadzi they shall learn the hard way.

  • @christieultd
    @christieultd 6 месяцев назад

    Makorokoto amai vemkomana indeed masunungurwa. Maigara sei nezvakadai. Hudofo hukabatana nehurombe ka zvakaoma. Kushaya matyira. Kujaidzwa uku. Anoda good 5 fold ministry uyu. Kutemesa vanhu msoro zvisina basa

  • @Bridgetmanatse
    @Bridgetmanatse 6 месяцев назад

    Thank u mukoma Tinashe motibatsira vana ava vanotiparira chokwadi zvorwadza vabereki inzwai muroora uyu nhunu hwake pliz vana sikana musadaro kushaya hunhu maybe anoita madrugs aaaa haasi serious mabvako amai iyii ingozi chaiyo

  • @FungaiChiwoto
    @FungaiChiwoto 6 месяцев назад +20

    18 years kuita rough yakadaro kuchitaura nemunhu mukuru ,apo iwe uri hure, apo hauna kupedza chikoro

    • @TheresaMaps
      @TheresaMaps 6 месяцев назад

      Hanzi makanditi hure ndoda kuripws😂😂

    • @joicegaredondo9385
      @joicegaredondo9385 6 месяцев назад

      Apa 0% saka proof yekuti haasi hure ndeipi aaah anonyadzisa ​@@TheresaMaps

    • @thetelanizikhali9211
      @thetelanizikhali9211 5 месяцев назад

      kana grade 3 akana kupedza ka mwana ikaka

  • @NgonidzasheMurefu
    @NgonidzasheMurefu 6 месяцев назад +4

    On behalf of ama2k watinyadzisa ko kuchi co-operater nhy ndiyani anoda kushanda nemunhu akadaro puuu

  • @pellagiatigere4642
    @pellagiatigere4642 6 месяцев назад +22

    Kuroora mwana ne7 mombe chief iyeye akadhakwa

    • @TheresaMaps
      @TheresaMaps 6 месяцев назад +2

      Nhaimi makazvionepi izvozvo...kwabushu kwainzi mwana one mombe

    • @GulazLisbon
      @GulazLisbon 6 месяцев назад

      Mambo wacho I suspect chaiyo...

    • @EthanDiedrich-jf2ml
      @EthanDiedrich-jf2ml 6 месяцев назад +1

      Mambo wacho ndewekumama kuroora mwana hakusvike kumombe 7

    • @tafadzwachitsa6214
      @tafadzwachitsa6214 6 месяцев назад

      Iyeye here anozviita😂😂😂

    • @BluebirdCare-tj5zh
      @BluebirdCare-tj5zh 6 месяцев назад

      Mambo akadyawo kkkkkkk

  • @CeciliaNjaro-v1p
    @CeciliaNjaro-v1p 6 месяцев назад

    Zimwana iriso thanks tinashe wabatsira mukomana

  • @mwanawevhutich
    @mwanawevhutich 6 месяцев назад

    at 18 she is already a divorcee, had a child, how old was she when she started then!?

  • @leveniamaregere4573
    @leveniamaregere4573 6 месяцев назад +11

    Magariro akaita sisi awa it's zero percent I'm telling you

  • @francisnherera477
    @francisnherera477 6 месяцев назад +31

    Kutogara chaiko haagone, anongoita zvaajaira kkkkkkk

  • @beautymanyere8754
    @beautymanyere8754 6 месяцев назад +8

    Inindatofara panzi 0% the innocent young man anga asungwa mbira dzakondo

  • @tadiwag6895
    @tadiwag6895 6 месяцев назад

    Sifebe ... he dodged a bullet boy❤

  • @preciousmuza3495
    @preciousmuza3495 6 месяцев назад +3

    I think this girl has gone through a lot at a tender age and the arrogance is merely a copying mechanism. She had a child before 18, which ended with a still born baby and an nerve demage to one leg. I believe that the child might break from the first husband and probably forced into sleeping with the man. The young man is arrogant as well, he should have left her before she was pregnant if he is telling the truth about all the man he thinks she was sleeping with. These girls are being forced to mature early and quickly. Haisi nyore kuzvarira pasi, woshaya anokunyaradza pamusoro pazvo. I’m sure she was listening to anyone who said ndokuda nekuti haana kuratidzwa rudo nevabereki, kana murume akamumitisa achiri mwanana.

    • @NondoKadzi
      @NondoKadzi 6 месяцев назад

      True. It's sad. I hope she will find help and healing❤

  • @MrMthembo
    @MrMthembo 6 месяцев назад +19

    Akuzalekanga lokhu! What arrogance for someone who is on failed marriage number 2

    • @ntandoncube9609
      @ntandoncube9609 6 месяцев назад +1

      Qiniso leli

    • @cassandraker
      @cassandraker 6 месяцев назад +1

      Miromo yefodya iyo ndiyo inomutuma kutaura rough wobva wati kumeso wakashata mukamwa makashata yhoooo unosvika pachikamu chekuwomerwa.

    • @MrMthembo
      @MrMthembo 6 месяцев назад +1

      @@cassandraker I think makangwana magumbo acho

    • @cassandraker
      @cassandraker 6 месяцев назад +1

      ukuda mari yetransport kunaani tsvaga wega demon remunhu. Mai vemukomana hauna kana respect navo marriage no 2 you have no shame😂😂

    • @memorytutayi9059
      @memorytutayi9059 6 месяцев назад +1

      Mmmmm veduwee 18 yrs abara Ka 2 ne different fathers akutoziva depo. Mwana ngaarapirwe uyu. Vamwe pa 18 ndopataitema gotsi nekutiza vakomana

  • @coolestkidTanaka7
    @coolestkidTanaka7 6 месяцев назад +6

    Ma 2k instead yekuti azvidzore kana kunyara akutoti hazvina basa izvo😂😂😂😂

  • @NomatterChiripanyanga
    @NomatterChiripanyanga 6 месяцев назад +11

    Kutaura mainin hamugoni,kugara zvakanaka hamugone,kuvhara makumbi semukadzi amugone fut ,,,

    • @MusiyiwaMutowo
      @MusiyiwaMutowo 6 месяцев назад +1

      You can imagine apa anoziva hake kuti camera 📷 iripo or she's marketing herself again

    • @lilliannyaira-ft9zh
      @lilliannyaira-ft9zh 6 месяцев назад

      Kungogona kuvhura makumbo ne ruff chte

    • @maidd6328
      @maidd6328 6 месяцев назад

      😂😂😂😂😅😅😅kugara vakabheura zvavo

    • @kennedynyevhe5289
      @kennedynyevhe5289 6 месяцев назад

      ​@maidd6😂😂328

  • @tmhl982
    @tmhl982 6 месяцев назад

    Yohwe chihure chakaboiliswa😂,nhundiramutsime,mharapatsetsetse,nhunzvatunzva,ndururane-my goodness of jollofrice!🙆‍♂️

  • @memoryfungaigamanya4038
    @memoryfungaigamanya4038 6 месяцев назад +1

    Magariro emwanasikana wedu anotsverudza,pashaikwawo zambia here.

  • @charliedickie5945
    @charliedickie5945 6 месяцев назад +10

    Chegutu ne mhukutu 🙌
    Sandals a girlie so

  • @charliedickie5945
    @charliedickie5945 6 месяцев назад +5

    Chimwe ndichimwe
    I like muskana ano shanda ku Havanna baby stuff
    Ari cheerful ❤

  • @Tingzytakestyme
    @Tingzytakestyme 6 месяцев назад +17

    Ndofunga gallitos ramakhadzi huchi ummm😂😂😂😂 kuita kutsemurirwa vanhu 😂😂

  • @esthertaylorchipayi9533
    @esthertaylorchipayi9533 3 месяца назад

    Huh the way mama is replying 😅pachigindagoriya ipapo 😂. Vakafita kumisidzana ne boys 😂

  • @irenengozo439
    @irenengozo439 6 месяцев назад +1

    How do you think of family planning at the age of 18

  • @JacobNdhlovu-v2g
    @JacobNdhlovu-v2g 6 месяцев назад +5

    Show ye ma tofo vese zvavo nxaa zvivanhu zviri staborn izvo, apa ka musikana kacho kapfambi zvako ngakavhare twukumbo utwo Nxaaa

    • @ruthmuregi6420
      @ruthmuregi6420 6 месяцев назад

      Very true, vese kusvika kuna mom in law vataridza hudofo hunobhowa, and all 3 are very mean. Panga patoitika disaster that's a very toxic combination

  • @chrisfrasco245
    @chrisfrasco245 6 месяцев назад +10

    zvanga zviri obvious izvi..nemagariro acho ayo..ibishu iri

    • @kennedymsengezi718
      @kennedymsengezi718 6 месяцев назад

      Kwakawanda makorokoza uko zvino mombe dzaramba

  • @pellagiatigere4642
    @pellagiatigere4642 6 месяцев назад +10

    Ini 18 years handisi kudziona

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 6 месяцев назад

    I liked the result. Mukomana ainge ari mu joko. Asunungurwa zvedi.

  • @NomoreKamugoyo-tn1kp
    @NomoreKamugoyo-tn1kp 6 месяцев назад

    Tinashe never disappoint pabota