Ini zvishamisa ini. Unotuka munhu nezvekuchembera sekuti iwe urikuramba uri mwana mucheche. Munhu wese anodzama sedora. You are born, grow old and then die
@@frankmoyo7267 kazhinji vanhu vanoda kungonzi varima but if you do a cost analysis unotowona kuti ukutopinda muloss after factoring in fertilizer plus labour. Subsistence farming ingori hobby zvayo kuti vanhu vagare vari busy
Dare ramambo riri neutral to accommodate everyone, it's like a family house, zvisinei nekwawakarerekera you must feel at home, no politics allowed in the court
Vatsigiri va Mambo ma elders maviri ayo ndinoafarira zvangu. Vane wisdom as the chief.
🍻 to us vari addicted to sly media😂😂
Waiting
Very pretty lady with natural hair
Ungati chembere to such a beautiful woman iwe uri kagudo zvako.
Ini zvishamisa ini. Unotuka munhu nezvekuchembera sekuti iwe urikuramba uri mwana mucheche. Munhu wese anodzama sedora. You are born, grow old and then die
Today's men are a big sad disappointment.Kamurume kamukono ketsambarafuta!
This lady has 4 children and 2 failed marriages so far. Pakaipa
Mhepo dzavasimudza amai ava sure.Monotangidza futi nokuti hakubikirwe bota.Sungwai chibereko.
Smtv try to improve on sound
Kkkk hanzi na makadii kungochengeta panekudyara, hanzi asi maiita kumwaya.
Chief vane patience zvavo
Chief sando dzenyu pakuvaka
Katrouse kered,shirt yered pane basa apa 😂😂😂
saka unongofamba uchingotora mpahla everywhere nhai iwe mukadzi,
mambo"makadyara masaga mangani soya beans ."
Amai "6 bags "
Mambo "Ahhh "
Ko nhaiwe wakadii kurega kudzirima wakadya hako idzodzo"😂😂😂
Heya vadzoka zvekare
Rooraka mwana ane 19yrs tizoone kuti haasvike pakuchembera here ...ungati iko hakasi kukura
Nhai mainini vana 4 zera renyu iroro muchawanikwa futi mozvara vamwe vana ikozvino chimirai kuzvara henyu moiswa majadel coz muchiri kuda kuzvara muri mudiki itai mushe mainini
Zambia rambidzwa iro ndere yellow.
Mambo munotigonera uye makurukota enyu ayo aneunyanzvi🙏🙏. Ndanakidzwa nekuti ko makadii kungochengeta iwayo masaga? 😂😂😂
Coz kana uyine 6bags dzakatsokonyorwa dzitoribhoo vanhu ari kudyara 1 bag vokohwa 3bags
@@frankmoyo7267 kazhinji vanhu vanoda kungonzi varima but if you do a cost analysis unotowona kuti ukutopinda muloss after factoring in fertilizer plus labour. Subsistence farming ingori hobby zvayo kuti vanhu vagare vari busy
Tirauzi rered kumurume hariite😂😂
Sisi teerera
Cc majaira hamukwanise kugara nemurume umwe chete asi ukupa vana nhamo musha mukadzi mwanangu uye murume ukaroora munhu anevana unotochengeta azvuva sanzu azvuva nemarara aro
Zveshuwa hapana chekukohwa apa
Mukwasha mboko😅😅😅😅
you are not loveable again murume wake
Age iyo vana 4 yoweee
Guys chii chaitka pazambia apo ? Rarambirwa chii😂
Dare ramambo riri neutral to accommodate everyone, it's like a family house, zvisinei nekwawakarerekera you must feel at home, no politics allowed in the court
@@priscillamurenjekwa539 hoo toziva vachitsigira mbiti zvee vanhu avo but apo agona zvake
Woita chembere wotadza kurongeka, woita joki dofo futi
DZIMBA DZANETSA
Varume imbwa idzi usavarairwa shanda muchengete vana venyu siyai karume mboko ako