Am man from Malawi like dancehall musical,the guy you call him Blot he is genius even though I don't understand your language but, content,flow style, energy vibe makes him to be STAR....Malawi vote for BLOT🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥like my comment plz
@@GeorgeMkandawire09-vv4to aise tamva dancehall ya blot,or upange search nyimbo zake ,that guy ndi Dolo silent killer sound hip-hop or rap whatsoever and he have one style, dancehall is a matter of combination of skill and style bro Blot ndi Dolo believe me
Iri idama...dama rinorohwa mbama kumaInfama/ Mazvinzwa Abisha Palmer, isu tovasanganisa seShwama/ Ndovanama...kusvika pakupihwa award kuNama/ Ava vanozama, asi vanofoira paZama Loud and clear. Ngwere 🔥🔥🔥
Ngwere's stage performance has improved immensely. Anoimba zviri clear zvekuti u can follow what he is saying and haaimbi song imwe for 2 seconds zvinoita vamwe. Having said this, Blot anogona kujambisa vanhu but Ngwere inoita kuti vanhu vaterere nekunakirwa.
Blot has the talent , needs to be promoted separately from this toxic environment. Big Up Blot
Sauro style blot haana yake Art so no need 4 separation
❤❤❤🎉🎉🎉
Munosimbisa ma copy n paste iwayo. 😢
Piracy
Mutoriro too much
Blot anogona hake but mudiki hake ngwere yakaoma inenge chimukuyu 😂😂😂😂😂
Blot needs serious promoter and manager blot to the world
Ngwere ingwere. Clear lyrics, hard punchlines, word play. Blot ane energy.
Greeeeeeeeenaaaaade ❤ Blot to the fullest 🔥📛
Am man from Malawi like dancehall musical,the guy you call him Blot he is genius even though I don't understand your language but, content,flow style, energy vibe makes him to be STAR....Malawi vote for BLOT🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥like my comment plz
Wangu🤣🤣🤣
I m also from malawi but silent killer is machine brother
@@GeorgeMkandawire09-vv4to aise tamva dancehall ya blot,or upange search nyimbo zake ,that guy ndi Dolo silent killer sound hip-hop or rap whatsoever and he have one style, dancehall is a matter of combination of skill and style bro Blot ndi Dolo believe me
Blot blot blot blot blot blot blot thousand times ❤❤❤❤❤
Blot to the world chero mukazoti killer buh mwari vanoziya kuti ndiBlot😂
Kkkkkk kkkkkk hiwee
Kana wauri kuGomba day iri hautaure zvekuti nhwere 😂😂😂
Vese vakarova zvavo bh haaa mkomana akazovharisa hake
Respect Ngwere muhombe uyu haana zera nevana vadiki avo 🎉🎉
Killer sillent🐐🔥🔥🌋🌋....Ndigcwele ngawe GROOTMAN uyaba nyisa bonke abe Zimdancehall🤟.....#MIKERI #ANGEL OF WAR # NGWERE
Ngwere has improved a lot, anoimba zvinonzwika even if it's a first time to listen to the song. Also like his uniqueness not zvekutedzerera Sauro
Sauro is a national hero & as such his greatness is being carried on by his followers since he's resting
Ngwere is just like Buccaneer in Jamaica good at clash but poor as an artist, 0% professionalism & dirty lyrics
Big to the guy in black backing up blot.....sando dzake uyo toda kumuona achorova ngoma
Ndamunzwawo
Ndiye aive backing vocalist wa sauro
Yoooooooh yoooooooh 😍🥰
Silent killer is originally # one with his unique style.....🎉🎉🎉
Musha rudzii usingarire Ngwere nhai Blot
Ngwere Mukuru 😂❤.....i love 1 song ya blot Rufu
Maaaad and Baaad combination Grenade x Super Yut inopedza 🔥🔥
I was and still am supporting Blot in this but haaa apa Ngwere yakadya
Vese vanogona but we can't compare blot ne Ngwere inyere problem hamuterere Malines 💥💥💥 Killer punch lines harder Killer ndoo dancehall faddaa bigop Ngwere coz haivanyepere chero musingaiteerere
Blot aijambisa ma fans ngwere yaiteererwq
Kana usina kuona dhanzi nyarara
Kkkkk blot imbumura anondigonera
Baba ndeve mapunch lines kaa
Iri idama...dama rinorohwa mbama kumaInfama/
Mazvinzwa Abisha Palmer, isu tovasanganisa seShwama/
Ndovanama...kusvika pakupihwa award kuNama/
Ava vanozama, asi vanofoira paZama
Loud and clear. Ngwere 🔥🔥🔥
Silent Killer andiremera murume uyo chibaba icho😂😂😂😂😂😂😂😂
Chibaba icho gwere kuvanhu😂
Ngwere dzemulundukwa ma1 idzo🎉🎉🎉🎉🎉
We deserve this kind of person in zimbabwe Blot you have direction
I and my family will support you..
Please promote Blot he has a talent this young man.
Angel of war. Gumtree style. Kontrakilling 😅😅ah Ngwere ndi ancestor
maddest biggest tunes 😹😹
Blot ndKing of Dancehall Bvirriiiiiii🥳 💯💥💥musamusaize ndatiii 🥁✅#ngomazvega 👊
Dakota renyu
Usati waimba wagona ✅✅✅wagona ngwere 👌
Vadhate vavate😂😂😂
Ngwere inopisa boiz
Silent killer vavakumberi shuwa zvave neorder keep it up maboss
Blot 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
🎉🎉🎉THOSE WHO ALL STAND FOR NGWERE HUYAI PANO😂😂😂
Ngwere 🔥🔥 🔥🔥🔥🔥blot anosva nemoto blot kufukafu
Blot uyatshisa mfowethu keep up mukoma 🎉
blot aimbogona kudhara ....ngwere akaipa pa stage and he has improved zvekudaroo.... kufa kana kufenda
Silent Killer muhombe hake nd chokwadi vamwe vanonyara kuchitaura but Ngwere inogona iyo🤣🤣😂🙌🙌🙌Blot aita mudiki ndosaka Fantan aizama kumutsvagira ma fans😂😅😅😂
Ngwere ihombe zviri zvebasa
Blot kwakuseri kweseri hachitongwe nemasalad chibaba icho
Silent Killer got Barsss😭😭😭😭😭😭😭😭😭Hanzi Mutumwa anopihwa mbonje rake rekutumika 🤣🤣ahhhh😭😭😭🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥…..🔥🔥🔥🔥🔥🔥siyanai nai Silent
ndapadzokororawo kkkkkkk
Ngwere 😢🎉😢
Hakuna musha usingarire ngwere
Kwangu kunorira Blot
Silent akapedza masports
Blot kanotoda rubatsiro boiz 😅😅😅anogona hake Ngwere ndi Kartel wedu 🎉
Ngwere yakamecha kuita marirangwe ✴️✴️✴️
Ngwereee haifemi pa mike. He is greatest uyuuu
Vafana vakaita 16 seconds vakutoda PULOOOOO haaa sooo
ngwere muhombe🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
I would never back anyone to go head to head with Killer 😂😂😂😂
Mukuru wangu pamakatsika pakaminyama😂kasi makatemba kufinyama😂😅😂
Blot is the youngest and the baddest🎉💣💥💣💥
Huru ngwere😂😂🎉🎉🎉
😂😂😂😂😂😂Uyo wamunoti ngwere first line yaatanga nayo ndanakirwa
Kune rasta varikurova ma dance kuseri kwa Blot avo haaa idzoo ndoo mbanje manje 😂😂😂😂😂😅
ngwere hatina zera nayo
Blot handinzwe zvaanoimba ini😂😂😂
Blot Killer Team.,..,...❤❤❤❤❤❤ love you both good love you both you two in one
Iam a medical practitioner and when driving to and fro work I play NGWERE 🎉🎉
Pese pandokwira Kombi,,,,, ,,,, I feel dizzy, kutonzwa dzungu chaiko nekuda kweSmell yeDiesel from 2022 Dr. Chingave chiri chii.
Most medical doctors are on drugs anyways . We're not surprised. Thanks for confirming.
Kumhata nengwere yako
@@GiftNtabeni your parents have AUTISM
I understand your emotions
Because you use those drugs
Blot is Dancehall
Blot Mahorror anopedza
Blot anogona zvake but iyo yamunoti Ngwere siyanai nayo😹
Ngwere vakaoma
Ngwere Yemulonyeni ✅ 💯 🔥 havaise simba, vanongokupa nzwisa wopedzisa wega zvaunoziva 🎤
Big up giri hausibhoo iwe unopedza masports ❤😮
Ngwere is more captivating, unoenda kumba wabata malines. Blot unoenda uchiyerera ziya uchiti tajamba.
Ngwere ingwere...
Blot haasi boe pastage anofadza mwana wese mmmm
most wanted
Taurai kuti blot anoda kusimudzirwa yes ….. but Ngwere siyanai nayo
Blot is the next jah luv intrms of stage😊
Sound ya silent bho but haasimudze mafans..
Blot no sound but fans ayinakirwa
Silent killer performed like a boss 🔥🔥🔥🔥
Blot aingova dorcas Moyo ruzha rwega rwega
ngwere yanga yakadzikama zvayo 🔥
Blot kungoita ruzha badzii
Haunyepe ,I was there .Silent killer is a boss. Blot performed semunhu angane nguva asina Mike muGomba
Silent is the best
Am from nigeria 🇳🇬 the silent killer killed the dancehall
Blot is an artist and gwere is an entertainer.vese they are good but blot anozodyirwa paka experience
True nekuti silent zvikunswika but zvaw blot noise tomuch
Blot vachiri kuisa a lot of energy pastage, tarisai Ngwere yemulonyeni zvairikuita pore pore but most wanted.😂 big'up Huru Nwere❤
Kutaura koda energy here
Killer 🎉🎉🎉🎉🎉🎉
🔥🔥🔥🔥🔥 shake shake pana blot apo
Varikuti Ngwere, dhanzi munoriziva here imi....BLOT uyo haasi fine zvachose 🔥🔥🔥🔥
Noise ndoku stager her zvkuita ndezvema upcoming izvooo
Ngwere inokuvadza general
BIGOp yoself u know how di ting goz
Blot kana kuhondo ndomuendera zvekudaro😂😂😂❤❤
Ngwere chibaba l love your songs
1 munhu anotinhirisa Gomba,,,, Daddy Blot chogona 🔥
Ngwere ihombe ndati
Ngwere's stage performance has improved immensely. Anoimba zviri clear zvekuti u can follow what he is saying and haaimbi song imwe for 2 seconds zvinoita vamwe. Having said this, Blot anogona kujambisa vanhu but Ngwere inoita kuti vanhu vaterere nekunakirwa.
Musha rudzii usingarire Ngwere🔥🔥🔥🔥
Gwere 🔥
Blot unogona but ngwere ndi elder vako take note of that 🎉🎉🎉🎉
Blot🎉🎉
1:25 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉bulldozer remango greeeeened
Ngwere anoimbira maECD B kwete vanhu vakuru..... Blot ndiye babamukuru manje ava...ngwere dzangova tsvanzva muna Zambezi
Silent killer woyeeee🔥🔥🔥🔥
Huru ngwere yapedza bhora😂😂
Ngwere madhara
Blot anopedza basa 🔥🔥🔥
Pamberi nangwere yemurundukwa big up raster
Silent killer mabeats ake they are hardcore zvekudaro...Blot needs to work on his hardcore riddims
Mukuziva mukoma but gwere inopedza pama lines apa umm. ...
Dj Inno muhombe
Big up man like Blot salute yah
Blot we need you in America
Ngwere ,dendegwere yenyere
Ngwere wanogona ehe but blot kanouyawo nyangwe hake achitedzera sauro
Mabeats ndiwo ainakidza shame... Ende Ngwere inenge yairi sober
Ngwere yemulonyeni 🔥🔥🔥🔥🔥
Ngwere kumberi kwekuseri . Heavy lyrics
Blot idhara❤❤😊
Ngwere ❤ ❤❤❤❤ava ndibaba 🎉🎉🎉
mfana arikumashure kwa Blot uyoo ma1 arikusimbisa 💣💣🔥🔥🔥
Who is that drunk person falling over in background 😂😂😂
Ngwere pastage mwana mudiki kuna Blot.......Blot ishasha pastage tomuisa level raana Seh Calaz
Ngwere ine minyati 😂😂yemangoma mmm ndakazozviona yakapedza