Im a Ngwere fan nobody except their team to loose...lets be honest guys Spragga has a brighter future ahead... Obviously its a competition so one must win , but both are working horses keep the fire burning & continue working hard Gents... ##zimdancehall to the world##
Kana mafunga zvinhu zvenyu tangayi nengwere
Ngwere is dominating in Zimbabwe SILENT KILLER zimdancehall father now
🔥💯
Tru
@@trancetravisx Silent Killer yes not the coping guy cmon Man
Ndafara zvangu ngwere dzakaipa dzese but iyo yahwinha haaaaaaa wandinakidza skillaz
Skillaz ma1
Ramba uchisimbia Zanu unoita mari fast ❤❤❤❤🎉
😂😂
kungoti Zanu wobva warohwa😂
Kkk
Zanu ahisi yekuimba kuma ngoma
@@AaronMawaya-l5d 😅Ahh nhai tikuita zvekunakidzana munhu waakudivider vanhu
kkkkkk ndopandakaona kut afoira mutambo
@@innocenttauzeni 😅😅Haa zvenge zvafaa
Dzidza kuti kana uchiimba usaise Zanu mukati vanhu vanobva vatokuvenga
Hanyebe iwe😂😂
kkkkkkkk akabuda mutsaga
Akanyeba. Shot
Jnr Spragga gwan good lad. U no imitate u just mash up da dance. Your future is bright my yut!
Spragga apedza hake
@@Chabz_Productionpaakazoti handidyiwe kung3 zanu 😂😂😂
Musarwadziwe
@@raymondjrslashed8792 reckoning dem yut, wait n c dem tables turn real tings ina tym
Yah seet Man Yut Affi rise we hav him back yah understand
Jnr Spragga DaReGuRu Movement 🇿🇼 you win the ting you know what I mean ☄️☄️
Congratulations to him🔥👏🙏
💯🔥akapedza
Spragga Chivhayo ane zvaukuda kukuitira 😂😂
😅😂
Dhanzi rakafa kare iri,zvii izvozvi
Ma1
🔥🔥🔥🔥🔥 Ehe ma 1 aya hoyoooo
🔥🔥
@Chabz_Production 🔥🔥🔥🔥🎤🎵🎵
@Chabz_Production 🔥🔥🔥🔥🔥🎤🎤🎤🎵
Ngwere vaiziva pavaiti isusu
Kuf kaf family
Congratulations
👏
Ngwereeeeeeee🎉🎉🎉
Junior Spragga wangu maihwe next tkme no politics unoemda kure
😂😂
Ngwere inogona
Zvekuti 🔥💯
Congrats Silent Skiller Ngwere
💯🔥
Ngwere dzopedza🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Ma1
Ngwere ahina chayaimba but agara social ane media backup uyowo akanganwa kuzouya ne Zec manje
Kkk
guys in music yemuzim ndikushaya meaning yacho inoise chete
😂ma1
Kungotii zanu chete ikoko ..vanhu vakabva vadhiniwa big tym
😂😂
siyana ne Zanu yangu ndosaka wadyiwa car door tea care moon
😂
Gwereee horror
Junior spragga akamboimba kare ka uyu
Yes
Did he win or bcz some videos say khonagale
Different clashes
Khonangale awinner yake na Mbida
Keep it up spragga tosvika chete don't worry about dat
💯
As long as achiimba achiisa bato raataura iro hakuna kwaanosvika kungodyiwa chtr
Spragga Jnr is good! Natural and no imitation!
🔥💯
haaa matakanana ekwani iwaya
😂😂
DAREGURU TO DI WORLD
Akamira mira🔥
Ngwere to the world
Ma1 ayo
Haa ngwere moto
🔥💯
Sound quality maputi
😂
Makorokoto Ngwere I know that those who know Milan Records are the champions
Ane future
Kosound iyo bhooo hre
Pakuda kugadziriswa
Mupfanha akapihwa haadeserve
Zvazvesabotage hre????
Mafans voted
Sarbotage yemaFans maijamba Emanuwero pakuJudger moti Copy cat yaHwinha sei futi 😂😂
😂
Ngwere yamulaza sparagah
🔥🔥
Anogona asi paakangoti zanu
🔥💯
Mubvunzo wank ndewekut koaita number 2 anopiwei
Mmm apana zvavharana
Cry my beloved country man this is bullish
😂
Zanu chii pfana iwe
😂
Fantan ngaabve pazvinhu anekakusarudaza sooo
Karipo
Kungoti Zanu zvabva zvadhakwa
Kkk
😂😂😂Haa ngwere dzese dzine moto baba but Haa skillaz akazongopedza... Then uyoo woo uyoo madhibha kuti ZEC haisiriyo iku decider ndopaafira
😂
Ha mufana aita luck asi Mukombe ndewe Mauto
Horror 🔥
Koo madedido how far
Ko ngwere lite hais kufara wani😂😂😂😂
Chillaz
Agara ane social media following but he knows he didn't rise to the occasion on that particular event. He cldnt make even 3 unbroken lines.
Ko zveZanu zvakukwana papi
Kkk
Zanu vanhu vanenzara uri mhata ndosaka wadyiwa
Wati haudyike kunge chii😂😂😂😂 bvawazodii paya
Ma1
Ungauye ne Zec kumangoma iwe
Kkk
zanu yakudyisa ka spragga.wa daughter
Kkkk
Paangoti Zanu abva adyiwa
Zviriko 😂
Jnr spragga big up
🔥🔥
Apotsa aHwina but paangoti Zanu zvazvadhakwa
😂😂
😂😂
Praga wabaiza pawangoti zanu apo ndopawajiwa
Ddy ngwere ma1
Ungataure zve ZANU shuwa😂😂😂😂
😂
Hoooooo😂😂😂😂
Jnr spragga.... Moto unopisa uyo.......
Hapana Winner apa🥱
Hapana iwe uchingoona kuti ahwina
Pane chii
Buh anogona kuzopihwa naChivhayo
😂 uri right
Mmm kuti kudaro 🤣
@@Chabz_Production rega uone aTrender next week kuchinzi zvaataura ndozvamudyisa 😆 inobuda GLE
Lol uyo mfanha adyiswa nekungoti zanu but ndiye anga achitogona apaa
Shuwa 💯😂
Hapana chandanyatsonzwa chaimbwa kkk
Clash mahorror baba😂
Ngwere ahina loose
Kuf kaf 🔥💯
Day light robbery
😂
Pawazoti zanu apa spragga warwadzisa
Horror 🔥 🤣
Uyu akazvisimudzira mhepo nenyaya yekusimbisa zvinhu zvisina basa😂
Kkk
Uyo mufana anofarisa ungati haudyiki kunge bato reZANU
🤣🤣
Paakangoti haadyiwe kunge ndipo pakafira sarungano
😂
Haaa spragha akahwina apo
Nuff respect de king of Dancehall DareGuru aka Jnrs Spragga
Ma1 ayo 👏
Mota yayenda nevekutaura avo
😂🔥ngwere
No politics please
😂😂
Uyo akadyirwa kutaura zvekusimbisa ZANU. Akadhakwa
Tea tea
Ma1
Spraggah chivayo .....pamberiiii neChii
💯🇿🇼
Spragga akapedza masports
Shuwa 💯
Dance radhakwa guys nemawandiro akaita vanhu haaa ma1
😂
kongoti zanu kk zvabva zvadhakwa vabereki
😂😂
Emmanuero
ko ngwere yekwamutoko irip
Yakabuditswa na Spragga
Dareguru ihombe
🔥💯
Ko kuzoimba Zanu 🥺🤦 vadzimu vamurasa
🤣🤣
dare muhombe jealous down
💯🔥
Im a Ngwere fan nobody except their team to loose...lets be honest guys Spragga has a brighter future ahead... Obviously its a competition so one must win , but both are working horses keep the fire burning & continue working hard Gents... ##zimdancehall to the world##
🔥🔥
Chataka chino peza chibaba chaicho hoyoooo
🔥🔥🔥
Ma1😮😮😮😮😮
🔥
Pangoti zanu zvabva zvaendwa
Kkk
He lost nekuti ango mentioner kuti Zanu
Horror 🔥 😂
This is kaak
Zero talent ndiwo mafinalist acho aya
Horror baba 😂
Congratulations
👏
Congratulations
🔥🔥