Hapana kumberi kwatirikuenda sedancehall mafia kana tikati Libho akawinner ahhh tikusimbisa bad mind shame Khonangale wakaipa u are a star and the new face of dancehall keep it up mauto
If you have Jamaican dancehall DJ clashes history and knowledge , you will definitely see that that Khonangale yut was the winner ! He has talent and can manage the fans well !Its only that Zim biznis everytin is Fvckd Up Nxaaaaa!
They robbed that guy with a Rasta who was wearing kaki clothes he was by far better than all these , maybe they don’t want class judgment yavo yakadhakwa
he goes by the name Jahnoz. he is a professional that one. he is a star. i don't know why he keeps attending these clashes bcz he is far ahead of this mediocrity. he is in the same class with Dashocca... international stuff right there
Uuum but varimost popular ndovaingosiiwa pastage otherwise vese ana Libho naKhonangale battle with the most baddest zvekuti vaifanira kusasara pastage😂😂😂
😅😅 Hayas aya ndo ma funnies chaiwo we all know dzanyaya dze clash apana anoremera khonangale, still trying to figure out kuti libho wacho ahwina pakai kana zvichinge zvadai ngavachisiya havo cupclash yacho coz apana kwatikuenda
.Thank You Khonangale For The Love you showed brethren
@@GWINYIE he’s a true winner
@@GWINYIE handipere Hank power nakhonangale ndovimba newe bt politics iriko chero kumusic ft fantan ndiye politics yacho muroyie
He was the winner
Khonangale🔥🔥
@@JeremiahMasiwa-mr5iranogona zvako but apa atyorwa apa maFans akatakura ega
Hapana kumberi kwatirikuenda sedancehall mafia kana tikati Libho akawinner ahhh tikusimbisa bad mind shame Khonangale wakaipa u are a star and the new face of dancehall keep it up mauto
Fokoro
Mauto abirirwa. The guy even sang for the winner imi. Musadaro mauto nxa🚮 mhani. Baloyi
Abirwa chii noise nongonzwikwa wani kuti yainyanya kuitka paiimba Libho,
Bayathakatha …who asks a loser to do that
Congratulations khonangale......libho watora mukombe
Jah nozZ yuh bad, straight killi killi hit afa hit. Extra Baaad
Let’s buy konangale a BMW guys uni ndine $10 he entertained us for months
Chokwadi
Yaenda Nani Mota
Plus mine
I have $10 too ,this young man ❤❤🎉🎉
I second you
Nothing to say but Khonangale ❤❤❤❤
Nothing to say khonangale
If you have Jamaican dancehall DJ clashes history and knowledge , you will definitely see that that Khonangale yut was the winner ! He has talent and can manage the fans well !Its only that Zim biznis everytin is Fvckd Up Nxaaaaa!
😢😢😢😢😢
Haa shuwa konangale akabirirwa apa guys
Khonangale all the way congratulations 🥂
Jah Noz pure talent, undisputed champion
Yes jahnoz my bro ma1 jahnoz
Ka clash kakadhakwa aka. Libo wacho akadyiwa nemphana wekutanga chaiye before konangale.
mualbinokaa akatomukunda sure
Taura zvako mafana anga akarova zveblue akatoimba kudarika libho wacho ka.
Khonangale ane one love wow😊
Jahnoz represented helmet ⛑️ zvekudaro but Khonangale abirirwa and he is a real one aharwadziwe..
Mawuto playlist yemufinal akabhaiza
Ndakazvitaura cup yakatengeswa iyi, yaive yakonangale
Inogotengeswa sei maFans ariwo akachooser winner..mauto anogona but apa aka underestimate Libho
Sei haana kuwinner
Jahnoz extra bad is the king ♥️😅✌️guys let's support jahnoz because he is bringing international stuff 🫡🫡💯😊😊
I'm Di best and the undisputed zimdancehall star, hapana hapana, wese ndouraya
Extra Extra Baaaaaadddd🔥
Libho apana chozikanwa
Sound system yenyu yakadhakwa
Libho akuramba achiimba ma same songs pa clush uyu ,izvezv takuda vanhu vari creative pa sport
Jah Noz is GAME
For the first time fantan you killing ghetto youths vibe
Ehe muridzo zvavo pakabhaizika asi Khonangale akahwinha. Nxt time change venue cz libho ndopa home ground. Libho anogona bt haana freestyle level compared to Khonangale. Chobva chapindirwa nemauto 🔥🔥
Maghetto yuts lets respect dancehall as long as tichitolerater vana pogba avo apana zvatikuita
Khonangale akabirirwa
Hakuna kunonzi kubirirwa kuclash mafans anongotaura ega
ma fans akatonga, but Mauto anogona clash kupfuura Libho
i know hausikunyatsokunzwa ma fans cz of vid, dai waiveko wainzwa kuti libho akatyora munhu
hanzi pobga ukuzvionasei judge akubvunza pobga hanzi acapella here kkkkkkk fantan wanga wapihwa mari naPobga herrrr
16:18 khonangale 🔥🔥 kuchallenger godfather
Libho hapana zvozikanwa khonangale to the world
Khonangale akabhaiza pakuridza muridzo apo inga enge abva kwese uko wani
Pamwe pacho mashona tozonyanya guys ,,munhu adyirwa kwanobva chete apa
Ichokwadi
True chitribalism chakkati dzviii
konangale wakabirirwa ndarwadziwa hangu
hamungat mupfanha uyuuu anoimba achituka tonzi ahwiner kwana fantan
Kapfana kadiki kawana maVotes pakati Bhuuuuuu kusura,bt ndiri waMauto😂
vanhu vese vakut konangale deserved to win mukubhaiza he came prepared for Mbida haa Libho took him by surprise akapulller crowd
Templeman vatonga chaizvo. Fantan anozivana na pogba
Vamubirira
Libho akauya nevanhu asi zvekugonha chaizvo anokundwa kana na Bobby chaiye
Knonangale deserves the trophy
Libhoo haana zvaanoziva jealousy down
Zimbabweans are diabolical hanzi ita freestyle yekuti munin'ina wako ahwina
Ko June ma wireless microphone WhatsApp netambo dzirikudakudonhesa vanhu
They robbed that guy with a Rasta who was wearing kaki clothes he was by far better than all these , maybe they don’t want class judgment yavo yakadhakwa
he goes by the name Jahnoz. he is a professional that one. he is a star. i don't know why he keeps attending these clashes bcz he is far ahead of this mediocrity. he is in the same class with Dashocca... international stuff right there
aaaaaah bvakomana KHONANGALE bajampise faa silawe Lathi KHONANGAPHA #Khonangale the star
Ginna muhombe .....mauto ❤❤❤ deserve a car
Jarnose magetsiiui🔥🔥🔥🔥🔥💥
Khonangale aka winner 🏆🎉🏆
fantan inie Hank ndokushuwira kt upfee hko wakabirira khonangale apaa chibwa
Aitosapota Khonangale look closely
Haaahhh this time vandirwadzisa vakomana avaa knie iiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiii
Uuum but varimost popular ndovaingosiiwa pastage otherwise vese ana Libho naKhonangale battle with the most baddest zvekuti vaifanira kusasara pastage😂😂😂
Mkeda uyoo anobata ngoma
Hmmm mauto mhepo dzakamusimukira hadzo. Muridzo n dissing Mbida zvanga zvabvepi
MaFans chose Libho Congratulations
Khonangale all the way
Ko speaker munenge muchitsikirei? Guys fare fare tindike, Jesu ouya. Garai panzvimbo
khonangale deserve trophy 🏆 mauto
Khonangale muhombe salute
Jah noz vs Zimpogba mabvuku battle
Kingtom🔥🔥🔥🔥💯
Zi Rasta iro zidako rabirira mauto 🤔
I like zvakaitwa na khonangale aharwadziwe
Mmusadaro conangale mabirira Godfather
Libho aka winner hake boys
vanosapota khonangale musaore moyo don't worry guys tltomuitira plan isusu manj not zvee clash zvacho zvinechihurobwa izviii kunge zvidzinza
Mbida D dzakakwata Mauto shout-out to Khonangale🤣🔥
Ko libho azongoiswa mufinal kkkkk templeman ne ma clash enyu lets sit down harisi clash dzidzai ma notes
Libho anogona mu studio then Khonangale mkuru pastage
haaaaaq feya ana libho nemauto vavari vapfupi msadaro mamakushamdisa tribe musadaro hatiuye kudance futi fantan ngaasauye ngauuye god father cheye ndoo vakomana vemangoma
Khonangale is a real gee
Konangale akapisa apa guys ndiye aifana kutora cup
Jahnoz is good
Libho akaitadzungu hake but khonangale aida nezva Mbida and Mbida aityorwa
Zvepi pane angamira freestyle na Mbida hr apooo... dzaingova nharo veduwee musadaro... akarohwa Khonangale naLibho... Lobho ane maHitsongs fut saka he deserves coz Zimdancehal haingatongwe nemaFreestylez chete
Khonangale abirirwa
Khonangale mukuru but corruption ndiyo yamunayo mabambo imimi
Anonxi KHONANGALE siyai akadaro uyo muhombe
Respect Konangale
Kana JR akarova libho apo
Pompy Jnr was lyrically better than this overrated Libo. Also the voting was
clumsy
Khonangale ndibaba
vanhu avaa vari kubhaiza Mauto ari kuitirwa subotage ayaa.....Libho haagone Mauto
Khonangale well presented to win 🎉🎉🎉❤❤❤ more love to khonangale
Panga pachidziya zvokudaro! Mbida D vakakwata kunyadziswa netuvana. Havajaidze vana Real Libhoo😂😂😂😂
Kutsika speaker handiko kunoita kuti unzi wagona
Ha khonangale haana kubirirwa apo.....busy kuimba mbida
Khonangale muhombe guys
Musangotsike speaker kana musingapise
This was silly....khona ng'ale you will be rewarded tripple 1day be patient bro
Khonangale rules no matter what
They tried their best to protect Pogpa but ma fans akati noo
you don't lie ipapo😂😂
😂😂😂chokwadi
kkkkk
😅😅 Hayas aya ndo ma funnies chaiwo we all know dzanyaya dze clash apana anoremera khonangale, still trying to figure out kuti libho wacho ahwina pakai kana zvichinge zvadai ngavachisiya havo cupclash yacho coz apana kwatikuenda
Kk aimba chii Konangale apa? Kutoridza mheterwa zvake
Vanhu vakanakirwa nemangoma a libho vakavoter khona akarambwa nevanhu
nxaaaaaaa chakadakwa chigame ichi chine bias hombe .vafanha veharare vari kuwina coz vanenge vari paHOME
NEXT TIME ITIRAI KU BYO AWAY FROM HARARE
Mawuto up up up
Ma speaker anzwa kutsikwa kkkk
mauto is very matured
Libho haapana zvikuimbwa
Dzungu rina libho rinondisemesa
Libho dzungu chairo
Sound quality bhuuuu
Khonangale l salute you
khonangale akapedza masports ngazvitangidzwe izvi this saturday futi
Sey musikuisa camera tione mafans tega